The matter that was reported is about he family of the musharukwa and his family's spiritual problems. Chief Marange and Headman Chigodora are conniving behind the scenes. This man was almost murdered by his sons. I hope karangandaTV will show the next episode at Chief Marange. This chigodora is taking it personal. The man went to get a court order to protect his life, nothing wrong with that. Chigodora simply wants to pick a fight with this man. If musharukwa is guilty, it has to be proved first. Hearsay and opinions are not evidence. This court is disappointing
Baba vevana ava itsotsi guru uye kuti muroyi anenharo uye achiziva zvinhu zvake , arikungotambudza vana uye kuuraya mhuri yemusha wose, Mambo take that man to the original Doctor sekuru Tasvu , mubati muru wevaroi motopedza dare renyu Mambo.
@@vimbaikakuruwo4760 imagine vakushandisa confession yakabuda after the old man was tortured. Why varikupanzvenga ipapo? Even dai ane chaakabata nyaya iyi havana kuibata zvakanaka
Barika rinokonzeresa cold war amongst brothers and sisters of the same father. I thank my LORD nekuti ndakamboripinda ndikazobuda. Zveuroyi nengozi rave bonus asi zvizhinji zvinobva pabarika. (kana the late Chopper akarambidza mwana wake Rumbi kuti asaendapo pabarika).
25:27 musharukwa is a good story teller. Mudhara akabirwa pfuma nevana. Hapana ngozi yakaripwa APA. Vana ava nevakadzi vavo imbavha chaidzo. Eish I feel sorry for Baba ava
Headman is going in circles. How can he say the old man should not kill if he doesn't want his house burnt down. Chigodora is being vindictive. Noone has proved that the old man actually committed murder. Whatever spirit is killing their family, they should find a solution e.g. by going to spiritual healers. This old man has not refused to go to spiritual healers. This family was conned because the children were made to believe that the father committed murder. Chigodora failed this case.
This is the truth. These children are very unclever. I think eldr is wiser and calculating. He know it's all fake the only problem is that he is all alone. Kudos to him he is standing his ground...
I once witnessed Headman vari kwaChief Zimunya and he condributed excellently pakutongwa kwenyaya. Kudare ravo it looks like hearsay, gossip and superstition ndizvo zviri kutonga. The Old Man is being honest and he is level hearded, he speaks proper facts with reason. Hapana pangabudirwa vanhu vatatu vemadzinza akasiyana nemunhu 1. Vataura kuti ndakabvuma ndakuurawa. Vanhu vakarega kubudirwa nekuti they had accomplished mission yekutorera Mdhara mari yemba. Ingozi rudzii inoripwa mari yongoiswa muhomwe zvotopera. Court iyi yaHeadman haina order these days, hearsay, gossip nesuperstition ndizvo zvakutonga not the evidence on the ground. Munhu arikutaura zvine udzamu mdhara chete apo apa ndiye ari kurovererwa. Avo varume vemudare vanoda kungocontributa every minute apa vachitaura zviri paside penyaya. Headman ngavagadzirise dare ravo.
Game racho nderekubira vanhu mari. Munonzi tvagai mari inoita 300 ndokupai mu purisa wangu mofamba. Kwavanoendeswa conman anenge a pihwa heads up. Zvima tare zveku manicaland zva destroyer ma family big time. For entertainment purposes I prefer nyaya dza bushu.
muchanyepa imi terai nyaya sezvairi kubvuma kuti ndakauraya munhu imhosva pachezvayo, this old man is well articulated in speaking and facts pane nyaya !!!
This sekuru is innocent, patori nemhepowo iri kunetsa mhuri iyi ngava batane vanyatsozvi tsvage. They can’t be beating sekuru ava for nothing. Vai budirwa vacho vaka dini kusvitsa dare to Mozambique 🇲🇿 kwacho
Baba Taps, thank you for hearing us on this 🔥It was a special request from your loyal subscribers 🙏Apa ndopamunondigonera HEADMAN CHIGODORA is my favorite Episode🔥 Happy Sunday everyone 👌
This is very barbaric, too superstious, torturing a helpless and vulnerable old man. This man is innocent. This backward belief in witchcraft and kuromba is what has brought or kept Africa backwards. The Chinese, Arabs, Indians, europeans are way ahead of us because of their progressive mindsets. Iye chief uyu must start kubata gejo himself before they this old man into a suicidal act. Tiyone kuti iye haasvatuki muwoko
Land haitengeswi correct. Mudhara kutsvaga protection order ikodzero yake. Chigodora haagoni kuchengetedza mudhara uyu. Marange naZimunya vari kuita influence isina basa based on side ravakatora kare. Mudhara ichokwadi ane bvuri and anogona akauraya munhu for rituals. Mudhara akatosimba pamishonga. Mukoma mukuru uyu ari kushandisa maemotions uye godo. Ipapo ari kuita kunge mwana mucheche. Chigodora ari good kana akaendesa kuBocha. Chakunetsa politics dzakunyepera vana Chigodora. Havana mapowers ekudzinga munhu pastate land. Mudhara akaenda kumatare chaiwo kwete epasi pemuti aya anohwina. Chingatoitwa naChigodora kutobatsiridza kuti mudhara vanobatsirwa nen'anga chete. Vana ngavasare paminda yababa vavo with or without the letter. Nhaiwe Chigodora wakavatambira sei vasina tsamba in the first place now that you are pretending to be smarter after Zimunya and Marange's letters to you? Vanhu vedare vakadhomokawo futi too much, vari kuita mislead Chigodora nezvimaquestions and macomments enhando.
This headman should be banished from presiding over this community court. He is a disgrace to the justice delivery system. He is too partisan, he wantonly takes sides instead of being impartial.
Ndinonzwa tsitsi nenyaya yasekuru ava. Dai vawana munhu anogona kuvabatsira zvemachokwadi kana Paine zvakaitwa zvonoripwa zvemachokwadi varege kuzoita zvekunyeperwa. Kune vana Dai vaita Moyo murefu hazvina kunaka kushungurudza mubereki kusvika pakumurova kudaro. Life is too short mufunge, kunyange vakava muroyi baba ndibaba chete. Ingotsvagai vanokubatsirai, vakafamba ku3 or 4 vonzwa havashayi zambuko. Nekuti vakada kunyanya kuita desparate futi maprofiti or n'anga dzimwe can take advantage, vanokuudzai zvamunoda kunzwa moparadzaniswa mumisha
Am sorry to say this but the truth is n'anga itsotsi raitoshanda hand in glove with one or two of those sons. Mari yakadyirwa mahara Havana chakaitika chechokwadi. Honour your father and mother zvatopera. Vana ava ngavadzidze kushanda sezvaiita baba vachiri mudiki. Ngavaende kuchipatara vasarega mhuri dzichifa
The old man is very wise, vana vake rima roga roga ndosaka vakakukwa mari nen’anga and im sure pane dzimwe n’anga or maporofita akatoteya mari kubva kumhuri iyi. Wake up boys!
I feel Headman Chigodara had taken a side and had his judgement well before the proceeding. Thumps up to oldman. He has wisdom and he is the only reasonable man paDare. Key learning points:- 1. Polygamy is a disaster to families as shown by the rift and division between children from different mothers. 2. Poverty and a lack of resources breeds all these kind of funny stories. 3. Believing in prophetes and N’angas does not help but it decimates relationships and families. 4. Baba havarohwe. 5. Varume ngati rumukei. 6. Kana wada zvechivanhu mira nezvechivanhu and dont mix spirit mediums and prophetes. It is a recipe for disaster. 7. Parents love your children 8. Last but not least, obey your parents.
Regardless what this old man did through FRAUD, they should show some respect. Each person should be judged by their native Mambo. There should be a way to TRACE these people running from crimes. Lameck is Mozambican but how was the ngozi resolved in Karoi? It doesn't make sense. Vana ava mangwana ndivo! Baba avasikuramba kufamba. Kuda vakasundirwa ngozi yacho. Chief Marange letter never mentioned ngozi🤔🤔🤔.
@@annanyamugudza1327 vanhu vakanzi havachafi here? Nhai hama. The world over vanhu vanoda sekufa kurikungoita ivaiva. Kufira kunorwadza asi you cannot cheat death or run from it. Unongofa chete come hell come sunshine. Death cannot be stopped sis. Do not bow to these prophets of baal nekuti kwafiwa. Saka ipapa varikutonga nyaya vakafa ndiye auuraya. That is silly and unwise to say. Vese varikuhumana ipapa vachafa vamwe vachizviuraya because it will be time yeku chaisa sis. There is nothing now and will be nothing in the future that will stop death. Mark my words. Stay blessed
Headman is wrong to threaten the accused with taking the issue to criminal court, he should deal with the matter himself or otherwise refer it to the next senior traditional leader
honestly nyaya iyi ine maVersion hobho.Thank God takange taona nyaya iyi paMiekles Park.MaVersion a Sekuru arikuchinja but vakangwarira.He is clearly playing nepfungwa dzevanhu ava
Yaaa am surprised that dare is not patient to listen to what the old man is saying vanoita sevane ma answers kudhara vasina kuteerera uye kakuvhundutsira munhu ari kutongwaa
Anything signed under duress will not be considered in a court of law. Chigodora hausi kupa mdara uyo mukana. Tsamba waramba kuti iverengwe, summon wariramba, x-ray waramba kuiona. Kepesi anogara akarasika very dumb and one sided
The guy in Green was silent hake vanhu vese vachiitisana nharo asi he is the one who explains everything clearly He is just got grievances bcoz of the mom asi he is the one who is saying something tangible
Lots of people like headman Chigodora and lots of people know that Chigodora bases his judgements on assumptions than listening to all parties fairly. Headman is a biased individual.
This was totally disappointing in terms of how the matter was handled. Vanhu vose vanga vaine bias iri serous against sekuru. This did not even want to hear his side of the story. Vaingoda kumumbunyikidza kuti abvuma zvinhu zvisina umboo. Vano avo vairova sekuru vanofanirwa kusungwa. These Kangaroo courts, that allow a man to be tried without preaenting a balanced view of facts should be banned.
Vataura Baba avo kuti vaauraya vanhu vakawanda I don't have mercy nemunhu akadai iko kachembera kamdhara aka vanhu vanotodawo kukura but hapana ngavafambe vacheneswe Baba ava rufu rwudzikire
Manicaland is blessed with a true African headman Chigodora I wish him to go mobile all over Zimbabwe showing some of our chiefs on how to handle cases like this because he is saving many families from dirty evildoers who are taking advantage of the judicial criminal justice system to shield them from being brought to book through our customery courts using the protection order act to stop family members from seeking help through our African culture systems . thanks headman Chigodora you definitely know what comes first . WHY not settle the issue once . Thanks headman Chigodora you definitely bring rest and happiness in this family thumps up
Mafiro arikuita vanhu mumusha umu haana kumira zvakanaka. Hazvisi zvega. Baba vanogona vakaromba zvichizopanduka kana kunge vakauraya zvechokwadi. Kufirwa handinyore. Uyo mukomana wechidiki ngaarege kuva too emotional. Hapana chaanogadzirisa that way after all he is still young. Madzikoma and ayo abva kure.
It's high time madzishe nemaheadman Aya asungisa n,anga dzese nemaporofita. They are causing untold problems in families. N,anga yorombesa munhu, wotsvaka imwe n,anga kutsunhura.
Lets pray for families. The devil is an accuser of brethren. Lets pray for Unity in families . If you call on the Name of Jesus Christ our Saviour, even the spirit of death will bow. Every problem will bow.
This court should be banned ...its not constitutional to hold pple under dures.. i would like this guys number. I want to represent him incourt aganist chigodora and his children. Musambunyikidza vanhu please. Vanhu havachachemberi here. Haano this is bad. Bushu and makoni could have done this case justice. Ane number dzamdara uyu ndibateiwo. Chigodora should be stopped. He does not uphold traditional values of respect. Parents should not be disrespected by their kids like this. Especially if they are aided by corrupt village authorities. Vana imbavha idzi. Nyaya chaiyo iri apavarikuda kutengesa munda wamudhara uyu... believe you me mberi uko munda uyu une vanhu vakuru vemuvillage varikuda kuudyra. Haa lets do a petition to stop this court zimunya needs to pull breaks on this chigodora guy.. nyaya chaiyo ndeye munda..go and take a peace order aganist these kids
I think Chiefs and Headmen should soft and good listeners. Our headmen and Chiefs are pompous and arrogant. In a community court everyone should have a right to be heard.
Don't forget to Subscribe, like & share the Video .Karanganda!
Headman sando dzenyu
Ukaita baba wakadai unenge uripa nguva yakaoma.
Baba ava bhoo ere
Taps Taps baba avo vanoda kuendeswa kwa Sekuru Tasvu n'anga iyoyo ndiyo inopedza zvose izvi
Mambo akasekerera achitonga even nemadhara anojairira
Clap hands for you Chief. You have wisdom.
Mhanza ine mudhara uyo talks for itself kuti he is a master at debates 🤣👌 🙏🤣
😂😂😂
Padare paHeadmen chigodora panogadzurwa nyaya ,kwete zvemafunnies,,,Big up VaChigodora hurombwa hwanyanya muZimbababws families don't see eye 2eye ,,,Uyu mukuru ane mhosva haubhadhare ngozi yausina kupara ba ,Uye unofanira kuenda kujeri ,wakabvuma kuti une bvuri rapedza Anhu mumusha
The matter that was reported is about he family of the musharukwa and his family's spiritual problems. Chief Marange and Headman Chigodora are conniving behind the scenes. This man was almost murdered by his sons. I hope karangandaTV will show the next episode at Chief Marange. This chigodora is taking it personal. The man went to get a court order to protect his life, nothing wrong with that. Chigodora simply wants to pick a fight with this man. If musharukwa is guilty, it has to be proved first. Hearsay and opinions are not evidence. This court is disappointing
Anotonga zvine kakutora masides,nomatter what mwana haurovi mubereki,vana ava marombe kusvika pakushaiwa mari yedare,vakaita baba vatengese imba kudangamvura vaakuda futi vatengese pavari kugara nemudzimai wavo .
Nhai
Ini ndotoshaiwa vanhu vanomupa mbiri yekuti anogona, Vanoonei pana Chigodora.
@@faraitrevorzaba7898 ndozvishaiwawo ini ane kakuzvitutumadza uye haatongi nyaya iripo anotonga nemakuhwa.
Madhokororo chaiwo achigodora
Kabatwa zimbabwe yese kamunhu kaye 😂😂😂😂😂 kamuroyi kemunhu
Headman Chigoora makurukota enyuvari kuvhiringidza musharukwa avo. Munhu ngaapiwe mukana wekupa divi rake kwete kungo ginyabvura ginyabvura nekuda kunzi ndinogona. Yakutobhowa kutevera nyaya yacho kana yakuiswa maburi maburi kudaro. Nyaya ngaisatongwe vanhu vaine divi ravakarerekera. Zvekuti vana nakarova baba zviri kunzvengwa. Zvekuti conmen rakadya mari rakanga ratsvakiwa nevana zviri kusiiwa. Zvekuti baba vari kuti ndaka taura ndir under duress hazvina ari kunzwa
Yes ini ndapabata. Uye zva conman ndizvozvo vakatsotsiwa nevana nenanga yevana
Very true ipapo headman ngavapagadzirise
True that l am in the same page with you everyone is against the old man kunyanya makurukota
Mudhara anenharo😂😂😂😂
Very true ini ndapa batawo and the old man is agreeing Ndaka kandwa bvuri but still vari kuda kungoti waka uraya.
Baba vevana ava itsotsi guru uye kuti muroyi anenharo uye achiziva zvinhu zvake , arikungotambudza vana uye kuuraya mhuri yemusha wose, Mambo take that man to the original Doctor sekuru Tasvu , mubati muru wevaroi motopedza dare renyu Mambo.
These guys are sacrificing this man as guilty before they hear his side. They are not interested in his side of the story. This is damn wrong.
Zero wisdom mudare iri. They keep interrupting the old man. Headman uyo aningozvikudza hapana chozikamwa
@@bzw004nc apa vanoda kuti vadzokere kwavanogara vachirohwa nevana
Am sure they are going to be happy kana vana ava vauraya baba wavo
Hamusati matambura mudhara uyo akabata kwavaende kwaTasvu
@@vimbaikakuruwo4760 imagine vakushandisa confession yakabuda after the old man was tortured. Why varikupanzvenga ipapo? Even dai ane chaakabata nyaya iyi havana kuibata zvakanaka
I think this old man is innocent. He is not even stammering explaining his story.
Not innocent at all.
Munhu ajaira kupinda mumatare edzimhosva
Hamusikumaziva Madhara aya vanofamba nemishonga muhomwe
Unoripa sei mhosva yausina kuita
Paida unesuwa kt mudhara uyo innocent shuwa
Mudhara uyo CID chigodora hamumunyaradze
Those who miss Allan Magirazi let's gather here🙌
Iye amboripiko dii
Siya ambotsvaga mari nekugadzira zvekumba kwake zvirikuto mutsawo
❤❤ i miss him so much
Tamuka hako i miss him
Vamagada here
Barika rinokonzeresa cold war amongst brothers and sisters of the same father. I thank my LORD nekuti ndakamboripinda ndikazobuda. Zveuroyi nengozi rave bonus asi zvizhinji zvinobva pabarika. (kana the late Chopper akarambidza mwana wake Rumbi kuti asaendapo pabarika).
Barika rine Moto Kani takakurira mariri nanhasi rinemoto DX
May God bless you for conquering nekubuda Mubarika vakawanda vanofiramo
Kutonga nyaya kunoda ma qualifications nekuti sometimes matongero anoitwa nyaya unonyatsoona wega ava varikutonga havana kodzero
Ukangoona mumwe oti mwana wamai vako pashata. Barika riri dangerous shuwa.
True. Barika ma1 pamwe zvakatobva pabarika
25:27 musharukwa is a good story teller. Mudhara akabirwa pfuma nevana. Hapana ngozi yakaripwa APA. Vana ava nevakadzi vavo imbavha chaidzo. Eish I feel sorry for Baba ava
aaaah iweee vanhu vanga nyepa here
My heart bleeds😢 when i see an elder achishungurudzika ...angava ari wrong or right moyo wangu unorwadza....😢😢
Very true.mudhara uyo arikushungirudzwa .
Baba avo vakauraya vakaromba ndozviripo kushungurudzwa hako nevana asi chokwadi chiripo vakatadza mhiko
13:46
Apa vanhu vese vari against him kunge vakaenda kun'anga vakamubata
Vauya neyavo tsamba yekuti vana vakaramba kuuya kudare but headmam varamba kuti iverengwe yese that's not good
Headman is going in circles. How can he say the old man should not kill if he doesn't want his house burnt down. Chigodora is being vindictive. Noone has proved that the old man actually committed murder. Whatever spirit is killing their family, they should find a solution e.g. by going to spiritual healers. This old man has not refused to go to spiritual healers. This family was conned because the children were made to believe that the father committed murder. Chigodora failed this case.
This is the truth. These children are very unclever. I think eldr is wiser and calculating. He know it's all fake the only problem is that he is all alone. Kudos to him he is standing his ground...
Big Amen to that. Hafaniri kubvisa baba pamba pavo nyaya ngaitongwe basi its not fair
M with u on that
Ndazvionao
M wth you
I once witnessed Headman vari kwaChief Zimunya and he condributed excellently pakutongwa kwenyaya. Kudare ravo it looks like hearsay, gossip and superstition ndizvo zviri kutonga. The Old Man is being honest and he is level hearded, he speaks proper facts with reason. Hapana pangabudirwa vanhu vatatu vemadzinza akasiyana nemunhu 1. Vataura kuti ndakabvuma ndakuurawa. Vanhu vakarega kubudirwa nekuti they had accomplished mission yekutorera Mdhara mari yemba. Ingozi rudzii inoripwa mari yongoiswa muhomwe zvotopera. Court iyi yaHeadman haina order these days, hearsay, gossip nesuperstition ndizvo zvakutonga not the evidence on the ground. Munhu arikutaura zvine udzamu mdhara chete apo apa ndiye ari kurovererwa. Avo varume vemudare vanoda kungocontributa every minute apa vachitaura zviri paside penyaya. Headman ngavagadzirise dare ravo.
Game racho nderekubira vanhu mari. Munonzi tvagai mari inoita 300 ndokupai mu purisa wangu mofamba. Kwavanoendeswa conman anenge a pihwa heads up. Zvima tare zveku manicaland zva destroyer ma family big time. For entertainment purposes I prefer nyaya dza bushu.
Thank you.. this headman doesn’t care about facts. M afraid he is destroying so many families. Dare ravo they force munhu to admit zvaasiri.
muchanyepa imi terai nyaya sezvairi kubvuma kuti ndakauraya munhu imhosva pachezvayo, this old man is well articulated in speaking and facts pane nyaya !!!
I support you
True
Changemire should try to be respectful especially to elders.
Vanhu vekuromba don't need respect but tough love.
True hako
Hadzizobude nyaya dzacho vakada kugara vachinyengerera vanhu vanodheererwa .mambo ndiye anesimba
Zvivanhu zvekuromba dont deserve any respect!
papi pashaiwa respect?
Oder mudare uripiko magada😂😂our favourite speaker
This sekuru is innocent, patori nemhepowo iri kunetsa mhuri iyi ngava batane vanyatsozvi tsvage. They can’t be beating sekuru ava for nothing. Vai budirwa vacho vaka dini kusvitsa dare to Mozambique 🇲🇿 kwacho
Hi sister
Muchidimbu munoona nyaya iyi mdhara anogona achitoroya dakazviona kwedu akatozobvuma taenda pan'anga pekupedzisi takutonetsa so muroiyi anoramba zvekuti munomunzwira tsitsi so ummm
@@JapsonMugwisi-yt5ef maonero ako akanaka zvikuru. Zvino gona kudaro or vano gona vakatoiswawo bvuri ese maonero akanaka
This man is being let down. They want him to admit to things he is not aware of. I am increasingly sceptical of the traditional legal system.
What do you mean not aware of yet abvuma zvese kuti zvinhu zvake ndizvo zviri kupedza mhuri, dai wanga uri one of his children.
Abvuma wani
Akanoripa ngozi yaLameck wani ?
Even in the Western system innocent people are in prison.
Baba Taps, thank you for hearing us on this 🔥It was a special request from your loyal subscribers 🙏Apa ndopamunondigonera HEADMAN CHIGODORA is my favorite Episode🔥
Happy Sunday everyone 👌
This is very barbaric, too superstious, torturing a helpless and vulnerable old man. This man is innocent. This backward belief in witchcraft and kuromba is what has brought or kept Africa backwards. The Chinese, Arabs, Indians, europeans are way ahead of us because of their progressive mindsets. Iye chief uyu must start kubata gejo himself before they this old man into a suicidal act. Tiyone kuti iye haasvatuki muwoko
@@godfreymbondiya4943 His sons are the ones to blame.
Dare remagweja ririnani, even mudhara anemishonga mupei mukana wekutaura plus humboowo hwake hurikuraswa, ini handitongwe nezvidhakwa zvakadai
Vakomana ava ngavangarire vanasweet hurt❤❤❤vavo vanogona kuuraya vabereki nokuda kwevaroora vasina kurongeka vanoreva manyepo nokurotomoka kuvenga sekuru ava munhu kana akura ganda rinounyana azvireve kuti ave muroi pliz vakomana respect vabereki im so sor nasekuru ava
Izvozvo ndakambozviona
Sure. I saw a muroora akabudirwa pachurch achiti ndinorowa ndini vamwene ndinoda kuuraya muroora wangu. Kwaiva kunyepa kuda kuita influence murume. akazokumbira vamwene ruregerero akaripa vamwene vada kuchekana ukama naye zvese nemurume wake.
Mu face ane cap ye Gucci never disappoint 👌
Haaa very true anogonesa
😂
Wakanyanya uyo
Land haitengeswi correct. Mudhara kutsvaga protection order ikodzero yake. Chigodora haagoni kuchengetedza mudhara uyu. Marange naZimunya vari kuita influence isina basa based on side ravakatora kare. Mudhara ichokwadi ane bvuri and anogona akauraya munhu for rituals. Mudhara akatosimba pamishonga. Mukoma mukuru uyu ari kushandisa maemotions uye godo. Ipapo ari kuita kunge mwana mucheche. Chigodora ari good kana akaendesa kuBocha. Chakunetsa politics dzakunyepera vana Chigodora. Havana mapowers ekudzinga munhu pastate land. Mudhara akaenda kumatare chaiwo kwete epasi pemuti aya anohwina. Chingatoitwa naChigodora kutobatsiridza kuti mudhara vanobatsirwa nen'anga chete. Vana ngavasare paminda yababa vavo with or without the letter. Nhaiwe Chigodora wakavatambira sei vasina tsamba in the first place now that you are pretending to be smarter after Zimunya and Marange's letters to you? Vanhu vedare vakadhomokawo futi too much, vari kuita mislead Chigodora nezvimaquestions and macomments enhando.
Ndabhoekana zvokuti nedare iri ranhasi
Asi vana vano chaya baba seyi?
Headman chigodora ne vanhu wenyu respect vanhu vakuru
Tiri kuzviona kwatete Tilder vanobudirwa ava vanobudirwa kusvika vasvika pamusha kwete kuudzwa nen'anga
N'anga dzenhema nhema strategy muzvizive anhu wee vanotorongana vozoshare mari dzavo vachitoseka zvavo
bvunza dairybordy mutare kuti kaitangwa ndiani kakashinga plus chikoro kanacho to cut story short kakaromba
This headman should be banished from presiding over this community court. He is a disgrace to the justice delivery system. He is too partisan, he wantonly takes sides instead of being impartial.
chigodora haana wisdom this old man might have his own issues bt he is level headed
Whatever the reasons, mwana haana right yekurova mubereki. Worse kuda kumuponda! Justice for that old man✊✊✊✊
Ngavarobwe ktaura kt ndakauraya vanhu 23 vane moyo vakaoma moyo
That old man is very reasoning than uyo anonzi chigodora
Ave madhara vakapinda matare mahombe kwete tutare
highly intelligent he has records with proof if the law intervene I see some people going to prison
Chigodora is biased
Chigodora hapana chinozikanwa... He is just loud for nothing
This issue needs follow up
Ndinonzwa tsitsi nenyaya yasekuru ava. Dai vawana munhu anogona kuvabatsira zvemachokwadi kana Paine zvakaitwa zvonoripwa zvemachokwadi varege kuzoita zvekunyeperwa. Kune vana Dai vaita Moyo murefu hazvina kunaka kushungurudza mubereki kusvika pakumurova kudaro. Life is too short mufunge, kunyange vakava muroyi baba ndibaba chete. Ingotsvagai vanokubatsirai, vakafamba ku3 or 4 vonzwa havashayi zambuko. Nekuti vakada kunyanya kuita desparate futi maprofiti or n'anga dzimwe can take advantage, vanokuudzai zvamunoda kunzwa moparadzaniswa mumisha
Sekuru awaa warikutoonekwaa semuroyi asi uchiona Ba awaa warikudaa munhu anowabatsira pachokwadi.Asi Bhaibheri rinoti kudza Baba naMai wako kuti mazuwa akoo awedzerwee panyika.Haungasvike pakurowaa mubereki wako.wakuto watonga kare kuti wakashata Headman uyoo ngasadero
@@AnenyashaMubvumbi-tk1ds this kids are too much something is fishing
I agree100 percent😊
Taiyepo taiyepo ❤❤❤❤.Ndarara ndichiita mapira pira nenyaya yekumirira nyaya iyi.
Thanks baba Taps munotigonera.❤❤❤
Teramirai😊
Hanzi ndokutonga kwacho here 😀
Drama racho. Anyway, when you kill someone you’ll never be free
This dare is biased Im addicted zvangu but its the way they unfairly gang up on people is wrong. They take sides and start behaving like hyenas
And the way they gang up on people inobhowa zvekuti,zvinooneka pachena kutora masides kwacho
God the true judge and jesus christ our great judge....we are human .this needs God and deliverence not humans who are carnal
Haaa Headman Chigodora munosimbotigonera asi apa matadza mwana haana right yekurova mubereki zvachose ndarwadziwa
Mukomana akagara next to sekuru vakafanana
Asi vati kana nyaya dzapera vana vanofanira kuripa wani..I think ari right
Umm seems kuti dare iri rinokurudzira vana kuti vasakudza vabereki...Vachigodora musatore ma sides
Am sorry to say this but the truth is n'anga itsotsi raitoshanda hand in glove with one or two of those sons. Mari yakadyirwa mahara Havana chakaitika chechokwadi. Honour your father and mother zvatopera. Vana ava ngavadzidze kushanda sezvaiita baba vachiri mudiki. Ngavaende kuchipatara vasarega mhuri dzichifa
True
Headman hapana zvinozikanwa apa kutonga havagoni problem vanotonga nyaya vachiisa makuhwa avanenge vachiudzwa nevanhu ukatarisa nyaya dzese dzavanotonga hapana inopera Allan magirazi deno atoitwa zvake Headman
The old man is very wise, vana vake rima roga roga ndosaka vakakukwa mari nen’anga and im sure pane dzimwe n’anga or maporofita akatoteya mari kubva kumhuri iyi. Wake up boys!
Plus vanoda mari ...
Headman nemachinda ake hapana zvozivikanwa sei murikumanikidza sekuru zvavasingazive
Ndiye munhu anoziva zvaanoita uyu
Headman vane kakuzvikudza kanondimara..... Tongai zvakayenzana kwete nekut Muri pachair mozviona kunge matove Mwari
Mee too vane vakuzviku ganhira
Nhai hasikutonga dai maenda kwamambo mutasa vanotonga
Anoganhira shuwa
Taura hako havana respect
True I find hm very arrogant
I feel Headman Chigodara had taken a side and had his judgement well before the proceeding. Thumps up to oldman. He has wisdom and he is the only reasonable man paDare. Key learning points:-
1. Polygamy is a disaster to families as shown by the rift and division between children from different mothers.
2. Poverty and a lack of resources breeds all these kind of funny stories.
3. Believing in prophetes and N’angas does not help but it decimates relationships and families.
4. Baba havarohwe.
5. Varume ngati rumukei.
6. Kana wada zvechivanhu mira nezvechivanhu and dont mix spirit mediums and prophetes. It is a recipe for disaster.
7. Parents love your children
8. Last but not least, obey your parents.
Mkomana ari next to mdhara the way he's looking at the old man😂
Ibenzi haana respect
he is the loveable
😂anogona kungovadzemura futi kkkkkkkkkkk
😂😂😂😂ari very angry...
kkkkkk hanzi ndamudhara ndozotauriripiwo soko kkkkk
Regardless what this old man did through FRAUD, they should show some respect. Each person should be judged by their native Mambo. There should be a way to TRACE these people running from crimes. Lameck is Mozambican but how was the ngozi resolved in Karoi? It doesn't make sense. Vana ava mangwana ndivo! Baba avasikuramba kufamba. Kuda vakasundirwa ngozi yacho. Chief Marange letter never mentioned ngozi🤔🤔🤔.
Hehehede titende matiunzira best headman, chero mukatipa chidare ichi everyday haa ndonzwa manyukunyuku ini , love yu headman Chigodora ❤
mmm pane kubatirana apa
Hapana chozikanwa paChidare ichi
Chief Chigodora 🙏🙏🙏endesai mhuri iyi ku N’anga dzavasingazivi vese zvinotaurwa zvese pachena kana zvichibviswa zvobviswa vanhu varikufa plssss
MAPOSITORI...MAPROPHETS...MAPOSIRORI...MAPROPHETS....ndidzo mhunzamusha dzamazuvaano. Siyanai nezvemaprophecies izvo.
Nen'ganga. Vana avo they believe too much mun'ganga like their old man. People always think kuti vanhu vakafa vaurawa that is unbelievable and stupid.
Unosiya sei iwe uchifirwa inhamo inoita uendeko kana zvichikufambira unoona sevanorwisanisa
@@annanyamugudza1327 vanhu vakanzi havachafi here? Nhai hama. The world over vanhu vanoda sekufa kurikungoita ivaiva. Kufira kunorwadza asi you cannot cheat death or run from it. Unongofa chete come hell come sunshine. Death cannot be stopped sis. Do not bow to these prophets of baal nekuti kwafiwa.
Saka ipapa varikutonga nyaya vakafa ndiye auuraya. That is silly and unwise to say. Vese varikuhumana ipapa vachafa vamwe vachizviuraya because it will be time yeku chaisa sis. There is nothing now and will be nothing in the future that will stop death. Mark my words. Stay blessed
@@ladislausvmap hama kufa kuriko ASI kufa nehurombwa kuriko futi sekuru ava varikutaura wega kuti bvuri riri pandiri ndiri ririkuuraya vanhu so mukuti ndimwari here arikuuraya iye achitaura ega aida kutomubatsira wacho akatofawo so ndimwari here akauraya muporofita kana Ari mwari why Ari kuti ndoda kuripwa nevanhu wekwakagurabadza ukaona mumusha muchifiwa ka2 or kamwe pamwe ziva kuti haasi mwari ziva kuti ngozichikwambo hurombwa zvinhu izvozvo zvinoda ropa rumwe rufu harusi rwapasi ende mukasatofamba munopera mese kuti tsvai muchingoti ndimwari kufa kwagara kuriko ukaona munhu achirohwa mbama netsoko woti ndimwari haaa varume vakuru vese ava kusimuka kunogara padare handinyore vanenge vashungurudzwa
Headman is wrong to threaten the accused with taking the issue to criminal court, he should deal with the matter himself or otherwise refer it to the next senior traditional leader
honestly nyaya iyi ine maVersion hobho.Thank God takange taona nyaya iyi paMiekles Park.MaVersion a Sekuru arikuchinja but vakangwarira.He is clearly playing nepfungwa dzevanhu ava
Ndine dambudziko neavo vanobatsira headman Chigodora. Uuummmm hazvifadze izvii. Mudare raMambo Mutasa hamusa tsvina dzakadaro.
I respect mafambisiro anoita Headman Chigodora nyaya dzawo.
Ndirikuda kukumbirawo Headman Chigodora vasanyanyosiya vabatsiri vavo vachienda kumberi kwacho.
There is a lot of abuse in these village courts 😢
true , its pure abuse i hope the responsible people and authorities get to see this and put a stop
Chokwadi ini ndikanogarako inonoperera kuHigh Court 😂😂😂😂
Yaaa am surprised that dare is not patient to listen to what the old man is saying vanoita sevane ma answers kudhara vasina kuteerera uye kakuvhundutsira munhu ari kutongwaa
Hapana chiri kutongwa apa muri kushungurudza mushara asina kana mhosva. Namatai Mwari . Hakuna kusingafiwi hapana kana akaromba apa
Zvisati zvasvika pauri unoti namatai ngozi haitodi zvekunamatwa inopedzwa nekuripa then vana vadakara nemubereki wavo kubvisa chakaipa mumusha
N'anga yakaona mukana and conned this family😂.
As l continue to watch vese vari right pahuWrong wavo
Karanganda karanganda ndaivepo❤❤❤ watching from South africa
Big up 💪💪 to mudhara wemhanza Uyo kkkk pakurizina,,anozvimiririra ega haade lawyer
This old man is wise and intelligent. Respect musharukwa.
Headman Chigodora nedare ravo team yose makarongeka .u are the best munovhiya nyaya
Aiziva kuti ichokwadi ndian uye varoora vanobudirwa mumusha here😊
Bvunza hako
vana varikuda kuti vasunungurwe bt that man s dangerous mukomana mukuru uyo azadza churu ega nekuda kwako plus parufu pacho akauyi
Sons, yes munonetsana nababa nehuroyi. Zvichanaka hazvo. Asi vakakupai those good hunkie looks. Ndofunga munodiwa nemadzimai. All the best.
Mumusha umu mune ngozi kwayo, sekuru avo havana kurombaba. Asi ngozi iyi ndiyo iri kuto tuma vakomana ava kurova mukweguru uyu. Uye chasara kuti vachi fira muma woko avo. Vafira muma oko avo yoita imwe ngozi pamusoro peimwe. Uye kuto rova baba ikoko ritori jambwa, imwe nhamo pamusoro peimwe. Sekuru is innocent tsvagai matare kwawo kwete zveku nyeperwa kwamuri kuitwa
Very true. Ngozi iyoyo ndiyo iri kuda kutoti vauraye baba vavo vaite ngozi
To be honest this judgement is not fair at all
Imwe ngozi yavari kutotsvaka iyi
Vana vekwamainini vanoshupa stereki. Watching from Britain. Baba vanemhosva vakaromba uye yaive mhondi.
Sando dzenyu BaTaps, rambai makadzvanya tirikudzidza zvakawanda. Watching from Dallas, Texas🔨🔨🔨✊🏿✊🏿✊🏿🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Sekuru is very intelligent 😅,vazobvuma kudzingwa naChigodora😮
Anything signed under duress will not be considered in a court of law. Chigodora hausi kupa mdara uyo mukana. Tsamba waramba kuti iverengwe, summon wariramba, x-ray waramba kuiona. Kepesi anogara akarasika very dumb and one sided
Waonawo maonero angu, taura hako
Mmm I shed tears baba awa munhu mukuru ngawasadaro ndarwadziwa madzinza mazhinji ane wanhu wakaromba bt haasiriwo maitirwe acho
True
The guy in Green was silent hake vanhu vese vachiitisana nharo asi he is the one who explains everything clearly
He is just got grievances bcoz of the mom asi he is the one who is saying something tangible
Sekuru Ava vakangwarisa mahara vanopedza dzinza zvinorwadza hats off to heardman Chigodora
Lots of people like headman Chigodora and lots of people know that Chigodora bases his judgements on assumptions than listening to all parties fairly. Headman is a biased individual.
Why vakazoenda kumazowe Ngozi ichitaura Kuti ndabva kumozambique
Sekuru varikuda kufamba asi nharo dzasekuru vanondifadza hangu he is too dramatic kule 😂😂
Zviripachena baba havana mhosva chero marondedzero avo enyaya iyi ari kutaura pachena makurukuta amambo arikupiwa masimba akawandisa asvika pakusabuditsa chokwadi chenyaya vanototonga kupfuura changamire Vachigodora pagadzirisei ipapo
The old man is not given enough time to defend himself that's not fair
I doubt kuti baba vakaromba ini kana wangovengwa unopomerwa zvose tendai kuberekwa imi vana imi,baba ava havachinje zvavakataura pakutanga
Mukomana akagara padhuze nemusharukwa He's handsome 😊
Kkkkk ndichakusendera number dzake
Kkkkkkkkk wakutomuda fut
Akafanana nababa vake ivavo varikutongwa
😂😂😂😂
@@phineasmasori3540 chokwadi wakatodza zvisikaity
Iyi nyaya maitadza mudhara, inoda uriiwe uchitengesa ivhu nderamai vakho here
Musharukwa could have been a lawyer, very methodical
agreed
True
Very true, he's reasonable
The government should look or educate this headman before they cause alot of destruction to the community
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Sha ndarwadziva this is shitty
I waited for this video since Wednesday aaaah
This Headma is wise shem ❤❤
Ini ndikuda number dzemukadzi uyo Secretary @karanganda
Headman nedare renyu murimapenzi mese..munoshungurudzirei baba avo zvakadaro....haaaaaaaaaa chigodora haukodzeri kuva headman😊
This was totally disappointing in terms of how the matter was handled. Vanhu vose vanga vaine bias iri serous against sekuru. This did not even want to hear his side of the story. Vaingoda kumumbunyikidza kuti abvuma zvinhu zvisina umboo. Vano avo vairova sekuru vanofanirwa kusungwa. These Kangaroo courts, that allow a man to be tried without preaenting a balanced view of facts should be banned.
Ndepepi pewa mbunyikinzwa uye vana wane konzero dzaMambo
Makambofirwa ere nekuda kwemunhu akaromba hamuzvitauriba izvi musharukwa uyu anekarwizi kuzara
Anezvake mdara uyoooooooo
That's true they didn't give him time to express his position it was so biased,
Vataura Baba avo kuti vaauraya vanhu vakawanda I don't have mercy nemunhu akadai iko kachembera kamdhara aka vanhu vanotodawo kukura but hapana ngavafambe vacheneswe Baba ava rufu rwudzikire
Thumbs up Headman Chigodora ... I wish I could promote you to a higher level nematongero enyu ... I hope varikumusoro uko varikunzwa kuchema kwedu
Mkomana ari padhuze nasekuru matarisiro aarikuita baba vake haana kumira mushe😢
Ndamuona zvangu
Vakafanana sei nababa vake
Kkklkkk chokwadi ndagara ndamuonawo
Anogona kurova mdara chibhakera kkkkkkkkkkk
Kkkkk but akafanana nabba vake zvakanyanya kusiyana chete pakuti bba vatema
Iiiii varume musafarira kutsvagwa plz tongainyaya sezvairi,vana plz musashungurudza baba venyu zvokusvika pakudai,uye headman musanyanya kuda kupindurirwa nyaya nemurume uyo ane black neyellow bcz ibenzi, akuda kutoita headman. Imi ingozivaiwo kuti baba ava vanoda kubatsirwa panyaya iyi kwete zvokupusisa munhu mukuru kudaro. ,hakuna musha usina benzi Headman.
Manicaland is blessed with a true African headman Chigodora I wish him to go mobile all over Zimbabwe showing some of our chiefs on how to handle cases like this because he is saving many families from dirty evildoers who are taking advantage of the judicial criminal justice system to shield them from being brought to book through our customery courts using the protection order act to stop family members from seeking help through our African culture systems . thanks headman Chigodora you definitely know what comes first . WHY not settle the issue once . Thanks headman Chigodora you definitely bring rest and happiness in this family thumps up
And he's nota Ditactor he allows the public to govern too
😂😂😂😂very unconscious
Leaders are born to be leaders
@@gladysmudonha7703 😂😂😂
Am I missing something here, was this case handled in a fair manner?
Headman Chigodora haagone kutonga anotora masides try to be fair headman😊
😂😂😂😂haaaa kule vanoda kurohwa awo😂😂😂
Mafiro arikuita vanhu mumusha umu haana kumira zvakanaka. Hazvisi zvega. Baba vanogona vakaromba zvichizopanduka kana kunge vakauraya zvechokwadi. Kufirwa handinyore.
Uyo mukomana wechidiki ngaarege kuva too emotional. Hapana chaanogadzirisa that way after all he is still young. Madzikoma and ayo abva kure.
Mudhara is funny though😂 the way he narrates kurohwa neboys
😂😂😂😂that party finishes me shame
He's a celeb he has a sticker on WhatsApp now
Apa boys dzacho kuwanda kkkk
@@madamboss7216 team marange kuzadza village vega nevana imagine 8 vakauraya mudhara uyo
It's bad shame something is not good
Zero Wisdom mumadzishe umu , if i become President i will ban Traditional courts . Very unfair ,they take sides .
It's high time madzishe nemaheadman Aya asungisa n,anga dzese nemaporofita. They are causing untold problems in families. N,anga yorombesa munhu, wotsvaka imwe n,anga kutsunhura.
Useless courts especially on how the headman is handling the matter. Sei asiri kuteerera side rasekuru? Very biased!
Lets pray for families. The devil is an accuser of brethren. Lets pray for Unity in families . If you call on the Name of Jesus Christ our Saviour, even the spirit of death will bow. Every problem will bow.
Hazvishande hama yangu ..vanhu vanobisa ma gemenzi kugadzira zvinetswa...bn there
This court should be banned ...its not constitutional to hold pple under dures.. i would like this guys number. I want to represent him incourt aganist chigodora and his children. Musambunyikidza vanhu please. Vanhu havachachemberi here. Haano this is bad. Bushu and makoni could have done this case justice. Ane number dzamdara uyu ndibateiwo. Chigodora should be stopped. He does not uphold traditional values of respect. Parents should not be disrespected by their kids like this. Especially if they are aided by corrupt village authorities. Vana imbavha idzi. Nyaya chaiyo iri apavarikuda kutengesa munda wamudhara uyu... believe you me mberi uko munda uyu une vanhu vakuru vemuvillage varikuda kuudyra. Haa lets do a petition to stop this court zimunya needs to pull breaks on this chigodora guy.. nyaya chaiyo ndeye munda..go and take a peace order aganist these kids
True i feel for that man
True i feel for that man
True
You are true
True man
Karanganda❤ watching from Capetown
ngavaende kwasekuru tasvu or kanengo chokwadi chinobuda
I think Chiefs and Headmen should soft and good listeners. Our headmen and Chiefs are pompous and arrogant. In a community court everyone should have a right to be heard.
very arrogant and biased
Gucci hat dzikama timbonzwa nyaya usawanze hasha nguva dzose padare ...Uri kutyisidzira vanhu ndiwe uri kuda confusion kumhuri iyi
Ndiye ari kukanganisa Dare ne Full of I know
I know right neumwe wacho, they are now annoying
Godo repachipare apo ririkutonga mberi kwavo 😂😂😂 nekuti mai vakatorerwa murume namainini.Zveuroyi pedzai pasina godo rechipare
Headman tsvaga Wisdom iwe sana Mutasa dare rako one sided nxaaaa
Kugarira munhu 1 dare rose kudai tsamba yamambo havana kuverenga kuti vanzwe
Wish i,m from Mutare Chigodora very interesting lifestyle
Hooo ndeuya Wekut ndakarohwa ndakahwa Sekut mweya wangu wakubuda kkkkkkkkk
Kkkkk ehe wekuteroraizwa zviri immense😂😂😂
😢tiri kufirwawo isusu imi hamudi kufirwa ipo pano panyika pano ibvaivapo vanhu vanofa hakuna anogara pano tendeukai musashungurudza baba
Well said hanzvadzi
Nhaimi havaendi kuzvipatara zvirwere zvega zvega