You're now overtaking 4×4 manual machine your good vocals, nice box cut, nice dance, sounds smart like your father, I wish to see you playing lead guitar 🎸 like your father snr dhewa
haa guys mudhara ari kurova lead uyo mupeiwo sando uyo. very few people can successfully reproduce any Tongai Moyo lead song yese sezvazviri. also nice work by Ronnie vazvamburi. not so good sound engineering but this is better in so many ways
Lead guitar 🎸🎸 matiregerera harisi kubuda mushe .... Ronnie bass guitar rako tune it up ririkuita sound serakatsemuka ... KO sister varikuitei avo Voice Bho
Peter got advantage of original band members vairidza nababa vake saka beat anaro original voice ndopasina Tongai jnr ane voice and much potential he needs to work on instruments and play lead guitar
Haa team musapa munhu hope isipo. Musik team iri vese na Peter njuga dzaramba... Ma guitare imvonga mvonga haana order
Arikugona mfana uyu zvinotora nguva but keep on moving my boy unosvika chete
Yaa ichokwadi anogona chaizvo ko ma shows hatisi kuwona sei veduwee
Aaah mfana anotogona kuimba kudai ❤❤❤❤
Nice voice, Tongai chaiye chaiye
Musikana uyo haasiriye here anonzi Mambokadzi weSungura kuStar fm
Work well done igweee
Dzidza kuridza lead guitar sababa vako ndoinocontroller sound rese , there is a big gap palead apo , vocals on point
People should be honest, Peter
Does it better , Obert is on right track. Should follow Peter live shows, the dude is fire
Peter akarongeka yes but zvekuimba haa mfana wake uyu ndiye Dewa chaiye
You're now overtaking 4×4 manual machine your good vocals, nice box cut, nice dance, sounds smart like your father, I wish to see you playing lead guitar 🎸 like your father snr dhewa
Love the two sons of my legend but if I was obert I would humble myself join Peter and take the tricks
Rise Dewa rise! I'm your super fan from South Africa spit fire!
Ramba wakadzwanyaaa kkkkkk one day we need collaboration na Peter simudzayiii nhaka vapfanha vangu 💯💯✅✔️
Your voice has improved greatly.. Weldone young man.. But lead uyo ndomukunda ndipeiwo basa apo
Unogona nda subscriber pachanell yako
Chi band chingori fun ichi lol
Please Tongai bvisa vasikana avo hazvisi kubuda
Obert Tongai Dewa' you are doing junior" I would love to see you one day with your brother on one stage" God bless you
Ko kungoteedzera baba zvese dressing plus kusapinza vakadzi mubhendi
Super vocals. Keep on improving
His voice on point which is very important I am sure he will work on his instruments
Ko vaskana ndeveiko Tonga senior haana kumbozviita Sala siiiiiiiya
Peter Moyo apinda busy apa
Thanks Ronnie pabass , beat rakabuda sezvazviri chaizvo. Welldone Young Igwe, excellent performance!
haa guys mudhara ari kurova lead uyo mupeiwo sando uyo. very few people can successfully reproduce any Tongai Moyo lead song yese sezvazviri. also nice work by Ronnie vazvamburi. not so good sound engineering but this is better in so many ways
he is blind and h
his name is manatsaHe's n
The guy on lead doesn't see ibofu but anorova lead
Vazvambura rudo rwako ngaruende mberi
nice voice keep on going
Sister varipabasa kana umwe achiti vabve unengewaresva kutaura wangu akabva zvozodii
You might see itori hamayake
Ko zvawakuimba kunge Peter
Keep it up
Kushayawo mwana 1 anonatsogonawo voice rababa
Kunze kwemwana waMatsito Tadias ndiye chete parizvino
@@washingtonvhutuza982 na sulu Chembetu
Good going Mukonzi
Ndichauya ndobaba lead not zvaari kuuya uyo plus drms pliz ka
Tongayi moyo amuka ❤❤
Manje iye waco anonzi wekumba chaiko haisi duplicate yababa seuyu kkkkk zvinoita mwari
Big up Ronnie Mudhindo ure a star
tongai moyo adzoka kwete zvapeter zviya shaaa
Peter chibaba chiya
Kokungo rumbidza agona pasina kuisa Zita reumwe munhu
Usanyeperwa broo napeter pavoice hapana musiyano zvaizvozv
mfana uyu voice kuseri
thanx ronnie for supporting igweee
Pachirikuda order apa ,vanotamba nekugadzirisa sound ...newewo dzidza lead guitar 🎸 to control everything
Ane lead uyo.haasi airowa bess.kupenga udzoke hre.
Lead guitar 🎸🎸 matiregerera harisi kubuda mushe ....
Ronnie bass guitar rako tune it up ririkuita sound serakatsemuka ...
KO sister varikuitei avo
Voice Bho
Mfana anozofarisa ndoska achizokanganwa ma lyrics.
Good job Ronnie hauna godo Zvambura ndiwe mudzi waUtakataka iwe❤
Lead man arikungoti chero ndapfekera waya
Mkadzi uyo ngageze abise chihat
You're on the way but you need to check your instruments are sounding well
famba tongai tinewe
Tongai Junior the best ever
Sungura hatidi hembe dzakadro
Peter has good instrumentalists while Obert has vocals
Peter got advantage of original band members vairidza nababa vake saka beat anaro original voice ndopasina Tongai jnr ane voice and much potential he needs to work on instruments and play lead guitar
These kids they must either do something they are are not artists dzingoro nharo chete
Rovai basa tongai Moyo
Zviri kuita ipapo ramba uripo patambo
Andizive hangu parikuti shoteyi apa panoda kugadziriswa vamwe vati lead heno but pane parikuda kutasanudzwa zvikadaro bhoo
Wakapenga jnr Tongai
But imbosiyana nekutamba unevakadzi avo
Good performance mujaya
Unogona kushaura Zakeo kana Uchida kubudirira simba nayo iyoyo it reminds me of the Man himself dzimwe idzo uchikuda practice yakati oooh
Smile mahara unogona lead man tsvagai mumwe
number 1 Dewa
Problem yenyu hamutaure chokwadi munotaura muchinyenyeredza.......
Lead man aitovarairwa zvake apa ndiye control yacho
Sign language sister vanotogonesa
Lead guitarist must be serious ndiye ano controller makeys so pane paarikuenda off key
Ko camera man sure kubudisa musoro chete here amana
Anotoda help,,, ega haasimudzi
Igweeee vatoenda nechimuti.
But engineer akagona zvake ndanakirwa hangu ini
Suko does not disappoint whn it comes to sound engineering... He was the reason why Tongai always produced good stage sound
Voice perfect
Improve on dressing
Gero iro it's a big no ngaabve aende ku rumba
Towel padhuze uri ku sweater heavy
Vocals well done. You have improved
Wataura chokwadi iwe
Ronnie ka mm thanks rambai makadaro ne mukomana
Sounds exactly like the late legend Dewa
Sound yaDehwa irikwaPeter mavocals ana Obert
Mahure siyanai navo dehwa ngaasatambe ndezvana garakara izvo
Yaaa kwete zva peter
Mufana uyu ane chipo chababa vake
Kuimba unogona asi bvisa vakadzi
Is that mudhara Manasa on lead?
Improve on munhu akabata camera haazivi zvekutora video ipi inobuda misoro yevanhu chete
Real tongai moyo
Lead uyo akauraya bhasikoro
Lead nerhythm parikuda kugadziriswa but vocals bho zvekuti
Now improved zvirikuita ramba uchishingirira but dont compare yourself namudhara apo hamusvike mese namukoma wako
Ummm nhai varume hamugonewo kungotaura zvakanaka here?
Voice bhoo led ma 1
Tsvaga vanonyatsotamba
Tiriku imba photoresa
Zvinoita chete azvinake musi umwe gadzirisa movement yepakutamba apo
He's well better than when he started. This is good, he needs more voice training. Just stop the noise chete yemaCongolese iyo.
He must play rhythm guitar like his father.
Zvirikuita ✌️
Igweeee
Dress code please mudhara aichena
Achiri mwana ngarambe akadaro achasvika.
Imbai zvenyu
Dressing yakadhakwa sisi angavabvise chi hat vogadzirwawo musoro zvobudawo bhoooo
Voice ratongai chairo
Lesson learnt: Ronie chibaba
Take it easy lead master
Ibofu
Mudhara welead akapenga hake
Rero MAZAKOMBEZA
Photo copy yaDhewa, apa akazvizvara
Ronnie uyooooooo
Voice bhoo, better than other Dehwas BUT dressing zero.....Tanga pakasiyira Tongie, smart formal then zvaiita wopfeka zvaunoda
Support yenyu ndoichaita kuti asimukire ago dresser sezvamakatarisira
Dressing haidi support ASI kurudziro like we are doing
Improvement needed pa instruments plus inclusion of that lady uuuum
Lead guitar rauraya basa haaaa huyanga
Please voice ndirooro unoita mudhara wako
Lead guitar plz improve on it
Dzidzai lead my brother there is a gap
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥