@@naisoningwani1292 Ehe ariko, he’s a full time utakataka express band member, but he’s just not good at his own things….that’s why when Spencer left in 2012, Peter called in Manuwero
You should listen to Macheso’s music also during those days aimamisa ende aitoda…..dai dhewa aripowo izvezvi dai akubuditsa zvima album tsvina saka usanyanyoshora baba sharo sterek vaimbi vanozongopera ava ende haisi mhosva yavo zviriko waizia
@@blossommasanga haaa wangu ungati zvigurr hko yes but Chesology vanogona but ini handisi kuti Tongai angaasingagoni kwete aitogona chaizvo but vanhu vazhinji munonyanyorumbidza munhu kana afa asisipo kana aripo munenge muchingoita izvezvi zvamurikuita Cheso izvi. Ndaona kuti urikuda ku compare Tongai naMacheso chandingakuudza vese vaigonesa hapana anga aridofo wngu and the good thing is that they end up being good friends .
Spencer akambobva akaenda kwaMacheso kwakuzoenda kwaSoma, if u remember e song Murondatsimba it was directed to Soma after Spencer aba magitare. Yamathele ainge asati auya, he can Pana Naye. Bass was being played by Savious 'musamariya', Karikodzi he z still there
Stop comparing na kupa kuturika ra2024 go back to that time and i thnk that was 2004 ndopaipisa album ramacheso rainzi Zvido Zvenyu kunyanya rinana madhawu ……dai tongai ari mupenyu izvezvi dai akubuditsawo tsvina dzemaAlbum ,vanozongopera vaimbi ava
Dhewa live show vaidzosera unlike Macheso though Macheso aizorova bass nemaDance but dhewa quality yake paShow yaive mberi,,,,Mberikwazvo maBacking vocalist ake anomurasisa vanoita kutotaura zvavo
guys mukazogara Dehwa was mopawo mokonzi zvechokwadi, kune akuridza CD, this guy was a genious
PaSungura musicians ese hapana aiikunda Dhewa. Dhewa chibaba icho, the best guy aigona Live show. RIP Dhewa
Dhewa ranga risingapotse waya kkkkkkkk
Thanks for doing these uploads. Give us more. Dhewa anondichemedza hangu
Gayisoni murovi wegoma anga asina kumira fine 😊
Gayson best 🥁 in Zim like Obert gomba 🥁
Ndivo vaive vaimbi ava kwete,kunzwa kunditaya😊
@@normanpositani2232 afa wanakazve
@@nyashandebele218 wabaya Dede nemukanwa
Tongai Moyo aigona zvekuty but time iyo Macheso aipisa kwete mbijana even now hapana muimbi wesungura anokunda Macheso pama live performances
@@normanmakombe6948 baba munenge makabva gokwe now mavekumasvingo pamatauriro
Kana iye dehwa aitomuziva Alick kuti magetsi
One of the Best Lead Guitarists to ever come out of Zim🎸🎶🔥🔥
One of the best performers not best lead guitarists coz zvikara zvema lead zvakawandisa wangu
After Dembo
So true
Haaa baba vaigona havo ava 🎉🎉🎉❤
Ndinonzwa kuda ku chema ndikafunga Dhewa.🇲🇿🇲🇿🇲🇿
One munhu aifitwa nezvaakanga achiita dhewa zororai murugare.
Munyengeri my best song back in 2004 mazuva e ezomgido
Haaaa uyu anga ari baba vavo pasungura
Definition yelive show, as it is on the mastered sound. RIP DHEWA BVUMAVARANDA
Still my favorite Dewa
You would enjoy during these days. Tainakidzwa kani. Some of us we are now musicians after being inspired by these guys
Uyu wairema makazogara raive dare hombe iri gweta remimhanzi RIP Murozvi mukuru
Dhewa yaiva industry.
R.I.P Bvumavaranda
R.I.P Mavara
Sound engineer makaipa not taking anything away from Tongai and group
I love everyting about Dhewa, smart, the dance, gitare ungati ukuterera CD, RIP Mwana wemurozvi
One of the genius in music
Asi Dehwa Havana kubata here vakangorira
Suzuki
Nice one
Muchina muhombe ❤️🔥❤️🔥❤️🔥 ko nhayi ichokwadi here kuti dhewa vakambo Shanda na leanard dembo?
Havana kushanda vese, but he was inspired and given advice paaida kurecorder music yake yekutanga
Vakashanda vese before dembo azoimba ega kuband ravavari vese
Still my favorate for ever
Tongai moyo akafana na Tongai moyo jnr pa face ndatenda hangu
Varidzi vesimbi vatangi vazvo pamavambo pacho Dewa RIP chibaba
Utakataka iyoyo
Saviours Musamariya a true member of the utakataka express, but problem is a slow learner, he should be the best bass bass guitarist now
Pp❤❤❤
Haunyep he's too basic
@@wellingtonmasuka at one point Dehwa said he’s a slow learner that’s he called in Spencer
Achiriko here ku band?
@@naisoningwani1292 Ehe ariko, he’s a full time utakataka express band member, but he’s just not good at his own things….that’s why when Spencer left in 2012, Peter called in Manuwero
uyo anonz savie siyanai naye ndozvibaba zveutakataka nanhasi
Very good music, kwete zvataitirwa na macheso kupa kuturika matuzvi
Zinatsawafa tomborida here
@@SolomonKomichi Tongai vanhu vakumuita munakandafa .kana macheso azofa kufa kuturika icharumbidzwa zvakaomarara bcoz anenge afa zvake.ndozvatiri vanhu venyama
You should listen to Macheso’s music also during those days aimamisa ende aitoda…..dai dhewa aripowo izvezvi dai akubuditsa zvima album tsvina saka usanyanyoshora baba sharo sterek vaimbi vanozongopera ava ende haisi mhosva yavo zviriko waizia
@@nyashandebele218 Tongai moyo agara aigona kwete zvezvigure zvenyu zvakazoita mbira father flower vafa
@@blossommasanga haaa wangu ungati zvigurr hko yes but Chesology vanogona but ini handisi kuti Tongai angaasingagoni kwete aitogona chaizvo but vanhu vazhinji munonyanyorumbidza munhu kana afa asisipo kana aripo munenge muchingoita izvezvi zvamurikuita Cheso izvi.
Ndaona kuti urikuda ku compare Tongai naMacheso chandingakuudza vese vaigonesa hapana anga aridofo wngu and the good thing is that they end up being good friends .
Muchina muhombe sure maigona kudhonza voice
ha Stage presentation chete, wanga ari ma1
Anga ari muhombe murume uyu
Rythym dzaiva nevakwandari Ishu naGivy, ngoma dzina Guyson haaa paibatwa basa, vana Mariano vasati vafa
Mariano the dancer is dead?
Miss You Moyondizvo 💜
chitofu chaipisa ichoo ndomuda hangu munhu uyo
Rest in peace igwee
RIP BVUMAVARANDA NGUVA YAMWARI KANA VATI HONGU HAPANA ANOTI KWETE ,TIRI MUNZIRA KUUYA IKOKO
My best my brother
Ana Spencer vausavapo
Pakuti Tongai Afe dai kwakafa............
Kkkkkk haa iri harifi zvekumhanya
Macheso
Dewa live show waisota zvawoo
Ukandiisira peter moyo heroes plus 2012 ndinofara, paakazoti welcome alick macheso dakuti atange ambondiBlesser
KwaGutu
@@VictorTakundaMapanzure yea ukuziva Gutu mupandawana
@@nishrapsvevo4736 yesaya kkkkk
RIP IRI RAIVE GAMBA CHAIRO
Ma favorite ❤
ma bg boss handina rokutaura zvngu moyo unopisa 😭
Murume aipedza uyu aaah . Sungura was robbed
Rufu akatibirira 😢
Rest in peace legend of
Ma rhythmist aipisa ayo
Ishu NaGivy ndopakapedzisira kurira 2 maRhythm
Uyu aipisa uyu
Legend
Rest in peace mavara
NaHusvu NaMariano 😢
legend
I miss you dhewa
Legend
where was spenser during these days & nyamatele. Acutally who was playing bass here
Spencer akambobva akaenda kwaMacheso kwakuzoenda kwaSoma, if u remember e song Murondatsimba it was directed to Soma after Spencer aba magitare. Yamathele ainge asati auya, he can Pana Naye. Bass was being played by Savious 'musamariya', Karikodzi he z still there
Painge pachinakidza wangu vese ana Spencer vakazouya poto yaibva kkkkk😅
@@TendaiDondokwaMacheso aida kunoridza gitare ripi manje
Vanhu vainakirwa havo
Munhu ari kurova backing vocal uyu sounds more like Dhehwa na Dembo more than Dhehwa wacho 😂
@@RollsRod Msaope Nkoma naMavaraa
Rip mavhurambudzi mavara@@nishrapsvevo4736
@@nishrapsvevo4736Musaope i remember ari kwaMacheso futi ...gone ar the days
Live show inoita kunze cd ndokugona uku kwete kunditaya ndochii ichocho
Uchida usingadi Simbaradzo is the best album in Zim
🤣🤣🤣🤣🤣🤸
Zhakata ndiye ane best album baba kubva pakutengwa kwaro
Apa he was young when he did that album
@@MutenhaFam3 iwe ripi rakatengeswa macopies mangani give us information with proof ndichikupa iyo
Tongai Moyo anga ari ma1 pama live shows aigona mdara uyu
R I P dhewa
Mhondoro iyo ,Dewa bvumavaranda
Dewa bvumavaranda rip legend
Musaope, Suzuki, guyson, mavara
NaMariano Mureva
Kwete zvana kupa kuturrika
🤠🤠🤠🤠🤠
Endaiwoka panguva iyoyi paipisa tongai moyo moonawo kuti macheso aiiteiwo kwete kutaura nekuvenga munhu
Mind you kuti Album Simbaradzo still the best album in Zimbabwe even Dembo haana album rakasvika ipapo
Stop comparing na kupa kuturika ra2024 go back to that time and i thnk that was 2004 ndopaipisa album ramacheso rainzi Zvido Zvenyu kunyanya rinana madhawu ……dai tongai ari mupenyu izvezvi dai akubuditsawo tsvina dzemaAlbum ,vanozongopera vaimbi ava
@@munyakatema23ndozvandamuudza mface uyo asingagone kuita analysis yakanaka 😂😂
Dhewa live show vaidzosera unlike Macheso though Macheso aizorova bass nemaDance but dhewa quality yake paShow yaive mberi,,,,Mberikwazvo maBacking vocalist ake anomurasisa vanoita kutotaura zvavo
Who is on bass and rhythm because,
Saviour Karikodzi on bass, Gift Sixpence and Ishmael on rhythms
@@kyle_zwok ok ndivo vainzi ukandivengera Ishu wangu naGivy uyo handibvume mumwe wangu iwe
@@EveristoMatabvu-zh7om ehe ndivavo.
utaka taka express
Legend