Uyo aripama drums ndiMsaope Ngoma was the first Utakataka drummist and also on backing vocals, he was involved on the Vimbo project Tongai's first album, he along his career moved to Macheso and played same role i still remember on Zvakanaka zvakadaro if not mistaken, he recorded several projects with Soma Mafia Ndebele,, such a talent and overwhelming sungura talent.
Guys musati hapana zviripo ku mufana uyo.achiri kutanga saka obvious hazvizorangi nekuti pfoo so its wise kutaura pamunenge muri kuona senge pari kuda kudadziriswa zvinoita kuti naye anogona kuchinja.keep it up the boy
Its a no to me❌discord iikuitwa apa plus kusasiya mic pese pese sho sho sho nekudeedzera pese pese magitare ayo anoda kumbonzwika iiii Uyu Akunyatsoda rubetsero ngaambomira hake!!!
Good perfomance mould yo voice. Pick where u are supposed to pick .according to ndinotenda dhiya u need clarity and u must practice on high peach. But all the same good performance
Msaope Ngoma was the first Utakataka drummist and also on backing vocals, he was involved on the Vimbo project Tongai's first album, he along his career moved to Macheso and played same role i still remember on Zvakanaka zvakadaro if not mistaken, he recorded several projects with Soma Mafia Ndebele,, such a talent and overwhelming sungura talent.
Being a Fan Of Utakataka l can say pachine basa guru comparing nezviri kuridzwa na Peter. Peter is now there. You cant make it in Sungura uri band leader asina gitare raakabata
Manuera pagitare chibabest icho dai apa vakatomupa rythym zvake haazomborasika zvirikuita jah man avo ...msaope tirikukuona pamadrums apo nebacking just like good old days ..obert work on voice turning high and low notes panoda mastering apo ...lead ko ukambononzw willo kuti hwfar
YOU ARE NOT DAT BAD TONGAI BUT ZVEKUNETSANA NAPETER Siyana nazvo cz honestly Peter atori pamberi pako wangu iwewe just focus nezvakowo God will bless you nekubata kwako inga PETER wacho akuitawo zvaanogonesa zvekuACTOR and kuimba is improving tremendously so itawo zvako u will improve as well
Your backing vocalist is the only person who you need to get rid of because he is making noise not singing and even his intros are very annoying as for me i like your music and you're so talented just like your father.
And y manuwero is playing bass there obva oennda kwa peter .tikuda band kwete musunga musunga .. obert hope ma players .meaning kuti mashows akatanga peter anenge achida manuwero iwe uchimuda .izvi zvinoreva kuti and mari musi iwoyo ndiye achawana manuwero. Tikuda band kwete rinoshandisa bass man wekukwereta
Kana tichida kuti asimukire ngatimuudzei chokwadi. At the moment its 2/10. Ngaambomira zvekuda kushandisa mbiri yamudhara. Toda kuona iye not Tongai Moyo. He can never be Tongai but he can find his own style and proceed like that.
Aaah ndikuona muchina muhombe pa stage apo . Peter muka unzwe mdhara vavapanyanga🎉
Uyu ndiye dhewa manje❤❤❤
Uyo aripama drums ndiMsaope Ngoma was the first Utakataka drummist and also on backing vocals, he was involved on the Vimbo project Tongai's first album, he along his career moved to Macheso and played same role i still remember on Zvakanaka zvakadaro if not mistaken, he recorded several projects with Soma Mafia Ndebele,, such a talent and overwhelming sungura talent.
You correct 100%
Yet i always thought on Zvakanaka Zvakadaro it was Thompson Chauke who played the drums?
Musaope Nkoma from kwekwe
Igweeeeee thank you so much. Pfurira mberi nedingindira
Never give up my Guy 💪🔥🔥 systematic 🔥 like father like son 🔥
Hah boys musaimbe Naye kana musati ma ready munonditsamwisa,
Drum 🥁 ❤
Uyu ndiye tongai moyo kwete peter apa ndopakabudira mudhara wavo apa
Ramba wakadaro mfana wangu, ndakuona ndaona mopao the real tongai
Guys musati hapana zviripo ku mufana uyo.achiri kutanga saka obvious hazvizorangi nekuti pfoo so its wise kutaura pamunenge muri kuona senge pari kuda kudadziriswa zvinoita kuti naye anogona kuchinja.keep it up the boy
4x4 muchina muhombe .you started from scratch mfana big up
Konanai kumhuri kwenyu isu chero aridza tongofa nengoma
tru dat, but ngavaedze kumbobatana vamboita even a single song vafana ava
Good one Utakataka so far so good haaaaaande Dhewa good performance well done
HANDE YOUNG IGWE FAMBA FAMBA KUTI DHEWA DHEWA KUTI IGWE IGWE
Good sound quality 👌❤️❤️
Ndati unogona wanzwa, live kugona zvekuda apa you started from scratch,, welldone Dhehwa ramba wakadaro
Zvinokudzwa izvi wish u all de best.... igweeeeeeeee
Ndabva ndafunga dhewe chaiye apa pana hurungudo wapedza masports and it's my favorite song 🎵 your voice is verry nice
Vocals on point
Well done Tongie
Ndiye dhewa uyu kwete uya wevoice rebronco.....Ramba wakadzvanya Dhewa
Urikuwanza ndomboro tinoda sungura isu
Chirega kunetsana namkoma just focus on your work u wil reach you set goals
Chiwedzera kudya usimbe kunge baba vako but zvimwe zvese bholato. Unogona iweee.
😂😂😂😂😂😂😂😂
But to be honest this young igwe has the talent he does it naturally however he should sing more his voice is his father's indeed thats his weapon.
Keep the fire burning my man, l lyk your perfmnc.
Famba nebhora Tongai. Beautiful performance 🔥🔥🔥
Chikukura everyday Keepgoing
Mwana anogona zvake iyeyu ndatenda hangu
Ndoinonzi anoimbaaaa sezvaiitwa naDhehwaaa here uyu kkkkkkkk
Its a no to me❌discord iikuitwa apa plus kusasiya mic pese pese sho sho sho nekudeedzera pese pese magitare ayo anoda kumbonzwika iiii Uyu Akunyatsoda rubetsero ngaambomira hake!!!
Kana Peter akatanga ane Discord wani.
Uyu atori worse
You always have my 👍
Mufana uyu ishiri
U a areal Tongai big up igwe Amfumu
Ngaasiye Zita harina basa iri!!we got your back mfanamy
Zita ripi mkuru
Roogona zibvana iri. Not bad amana for munhu arikutanga aah.
this chanter is very good however still underrated
That chanter mwana waJonas. kasamba
Bass rakabatwa na manu wekwa peter zvemagitare munonetsana mega vanhu vachiwirirana
😂😂😂😂
Tora Baba Gari na Willow Youngman unobva wapedza, lead ne rythym hazvisi kunyatsobuda
This is live performance iyi.. warova mpfanam
Gitare repana Hurungudo parinotanga apo raramba vakomana. For now l think Utakataka Express is around Spencer Khumulani
Spencer anopedza masports
Yes vanhu ngavataurirane apa kana aramba Trust Samendi anokwapaidza
Kwashota mabhachi emucheno amdhara.
Good perfomance mould yo voice. Pick where u are supposed to pick .according to ndinotenda dhiya u need clarity and u must practice on high peach. But all the same good performance
You are very ryt low peach haibude zvakanaka song
Good advice sir
So true, Peech should be raised a bit with a forceful approach to vocals
Yes he needs Baba charamba for voice training but he is becoming better and better as he is learning
Well done dhewa💕
hurungudo wakazama zvako keep it up
Vanenge vane dzungu blaz ava. But vakadzima vanogona kuita zviri nani
Very talented
from ma interviews ako andomboonba ukatoda zveku actor futi peter unogonakumukunda futi
Mbaimbai Approves
Bas guitarist, very dangerous
Dewa munogona. We have been waiting a decade for this but finally dewa amuka . voice rako nderaTongai Moyo exactly keep it up
Wazvitanga chaizvo zvababa
ahh imi this is incredible, I mean so great
Cain and Abel is yo on song y discoding on yo own song young man take it easy
Good to See Jackson Kasamba on Chanting... Like father like Don..
Wirts Katogo... Bhaudhi risingasungunuki...
Malantana Malantana
Yes
Keep it up mpfanha Yu a doing good
did anyone see that the guy on drums is the one doing back vocals
Msaope Ngoma was the first Utakataka drummist and also on backing vocals, he was involved on the Vimbo project Tongai's first album, he along his career moved to Macheso and played same role i still remember on Zvakanaka zvakadaro if not mistaken, he recorded several projects with Soma Mafia Ndebele,, such a talent and overwhelming sungura talent.
The Bass guitarists anopedza bhora lead haas kubata ma lines
Anoshanda kwaPeter since 2012 Saka haangambotadze
Inzwa quality ne speed yema Guitar Dhewa straight away
Keep going dhewa
Musarwadziwe nevana vanyamunhu itawo Vana vako not kut Peter what what or Obert what what
Talented🥰
Keep it up and improving
Lead nerythm parikunyepwa apo.voice perfect
Varikunyepa shuwa asi mavocals mupfanha azama kukopa baba perfect
Se lead ummh akunyepesa
Lead irikuita kuchekerera iri pa side zvayo
Chibata lead wega kana wadaro unenge wave tsono chaiyo
Ndiwe nabaNgaa
Haaa a uuu vanoridza magitare avo uuuu Havana zvavarikuita haaa uyu ngasiye zvekuridza petr anotorovera Kuyenda chaiko
The lead guy still has a lot to learn
He was hired for that day, Wits Katogo is a rhythmist kwaNgwazi uyo
He still need more practice
Manuela bassists
You're doing well dhewa keep going 👊👊👊
All the best Tongai jnr
Muchinda ane voice of his father than peter moyo
Being a Fan Of Utakataka l can say pachine basa guru comparing nezviri kuridzwa na Peter. Peter is now there. You cant make it in Sungura uri band leader asina gitare raakabata
Peter anogona zvemaDrama not music maybe bhora zvaro voice rake rakashoshomara zvakaipa
Peter ma song ane high pitch anotaura
Hakuna kuimba kwakadai magitare chete atiri kunzwa apa especially bass
Ipapo ngaagadzirise asi haagoni kuridza here coz leader anofanira kuridza
Dread uyo nekamupfana karipa side naye ndevekwa simon mutambi
Well done
Sounding good,,,,,,,,, go on young igwe
Headquarter #Makorokoza #Dhewa manake
Dhewa chaiye arikuita zvababa vake chizvo
Manuera pagitare chibabest icho dai apa vakatomupa rythym zvake haazomborasika zvirikuita jah man avo ...msaope tirikukuona pamadrums apo nebacking just like good old days ..obert work on voice turning high and low notes panoda mastering apo ...lead ko ukambononzw willo kuti hwfar
Good bro but waya dzchiri ku potsa maybe i live show. But keep the faya burning
Uyu anogona !👏🔥
Kwete uya wevoice rebronco
Tone deafness needs big work
Is Shugeta the artist or just an MC ngaabve apo asiyire artist stage
Yah,uchasvika haungatange nekt bvodyo pamwongo,ramba wakashinga pakushoorwa ipapo panokupa simba,pese paukunzi gadzirisa patsoropodze uite correction then wopfeka bhutsu dzamdhra wako,Peter akatanga achitatarikawo futi but akurova,so newewo unosvika usatya,ndokusimbisa unosvika chete
YOU ARE NOT DAT BAD TONGAI BUT ZVEKUNETSANA NAPETER Siyana nazvo cz honestly Peter atori pamberi pako wangu iwewe just focus nezvakowo God will bless you nekubata kwako inga PETER wacho akuitawo zvaanogonesa zvekuACTOR and kuimba is improving tremendously so itawo zvako u will improve as well
Ko kungotaura neshona nhai
Masterclass perfomance
IMBODAIDZAIWO PETER DJ SHUGETA
Weldone young Igwe.. My advise is leave the chanting to the other guy and concentrate on singing.. Voice iro Dewa vamuka
i agree with that
Tru
True
Zvatanga
Anomhanya pasong iyi arikukasika kuimba
Work hard on that voice. The beats are good and original
Your backing vocalist is the only person who you need to get rid of because he is making noise not singing and even his intros are very annoying as for me i like your music and you're so talented just like your father.
Pakanaka dhewa
Unogona mpfana
Mmmm mfana uyu voice ratongai Moyo haaa ririkuramba kubuda kkkkkkkkkk haaa ukaimba mbira nehosho zvirinani kana kunotsika ma monitor kuma drag abuser Zim dancehall zvinogona kuita otherwise kutevedzera Tongai Moyo kupedza time
Shugeta ne diamond studios next time tipei ma lights the lighting is very poor
Bass guitar ndiro rega rikugonekwa pama old songs.. Haaa seuyo ane rhythm hapana
kkkkk iwe
Vakomana uyo anorova Ngoma uyo ndakambozvitaura achatanga kuti apo panechiyedza vamwe vakati heee anodhisa chii chiii......
Anobuda mu key he must work on that
And y manuwero is playing bass there obva oennda kwa peter .tikuda band kwete musunga musunga .. obert hope ma players .meaning kuti mashows akatanga peter anenge achida manuwero iwe uchimuda .izvi zvinoreva kuti and mari musi iwoyo ndiye achawana manuwero. Tikuda band kwete rinoshandisa bass man wekukwereta
Kana tichida kuti asimukire ngatimuudzei chokwadi. At the moment its 2/10.
Ngaambomira zvekuda kushandisa mbiri yamudhara. Toda kuona iye not Tongai Moyo. He can never be Tongai but he can find his own style and proceed like that.