Unogona mupfana asikuti uenderere mberi zvinoda kusazvikudza itazvinhu zvako wakateramira uye u need to love each other btwn u and your brother kwete kurwisaniswa nevanhu mupfana wami keep da fire burning
I don't thinking Tongai Moyo murozvi die this guy is like his father shame urikumberi i was y father fans yooo Dewa bata basa y father where is now is proud of y dear ❤
Hande Dewa Dewa.......Hande Igwe Igwe...you are promising to be a star.....pane kaimbiro keMdara kaunako soo although kachida kapolishing....Hande Dewa Dewa
Une future bro have been a Utakataka fan since kindergarten....Kasi shandai voice rasarira bhijana kuti risvike chaipo chaipo....track on point tho🔥🔥🔥🔥💯💯
Ndauya pano just to prove zvikutaurwa Ku Facebook... Aiwa rova Ngoma it's true unogona thn idzi usazotandanisa marokwe chete keep it up Yu have my vote♥️
The Utakataka we know..💥🔥... Hazvina mweya wetsvina kana Peter naTongai Jnr mukagara pasi motipawo something boyz rangu .... On behalf of all Utakataka fans
You are talented. I like I like. It shall come a time when you will be yourself and no longer try to be yourself and not Tongai the great. I am waiting for the time.
Mogona guys mese but i wish kubatana kwenyu you will achieve more musateeerere vanhu munoputsaniswa you are one
True❤
Well done igwe.... Iri ndiro zano rakanaka mafans kusimudzira Dhewa dzvanya like
This guy embodies his father's style and talent
True
enjoy your music 🎶 here in Lusaka 🇿🇲 zambia
Unogona mupfana asikuti uenderere mberi zvinoda kusazvikudza itazvinhu zvako wakateramira uye u need to love each other btwn u and your brother kwete kurwisaniswa nevanhu mupfana wami keep da fire burning
Like father like son iyi ndoo Utakataka yatinoziva iyi kwete umwe uye uye
Ukurova chibaba you surprised me usachinjiswe music keep it up bro
I don't thinking Tongai Moyo murozvi die this guy is like his father shame urikumberi i was y father fans yooo Dewa bata basa y father where is now is proud of y dear ❤
Uyu ndiye anyatsotoredzera baba. Peter kungomanikidzira otherwise apana zvinozikanwa. Keep it up young man
Waaaaaaol pakuzoti siiiiissss yaaa ndabva ndaona Dhehwa original waaaaaaol that's good ❤❤❤❤❤
Shuwa here
Well done and full of Zim Zim tradition
Chifana ichi chopisa music
keep going the sky tha limit ramba uchipusha
Waya dziri kubatwa but kutaura muri kuwanza
The real tongai is back we missed you dhewah
Well done obby i love you all Peter and obby munoimba mashoko bho
Well organized brother always behind you
Thanks Shefu
Ndruflex approves 👍......zvakadai ndinoterera sungura .....4 by 4
System yamaboss, wakanyanya mafana rambakabata ipapo
I just cnt stop smiling Tongai Moyo Snr is back with a bang.... ROSE FROM THE Dead..... Keep ur Father's Legacy Alive
Não entendo mas gostei desse musica jnr
D
Keep it up junior moyo
Ndizvo Dewa bhora mberi 👍👍
Voice Tongai moyo senior zvake voice ramudhara streight sando dzako👌❤️
Hande Dewa Dewa.......Hande Igwe Igwe...you are promising to be a star.....pane kaimbiro keMdara kaunako soo although kachida kapolishing....Hande Dewa Dewa
❤ you nailed it my Dear keep ur Daddy’s work going Igweeeee
Well done..... Mupao mukosi
We in Botswana 🇧🇼 we approve 👏👏👏
Haaa ko inga unogona nhai iwee waiwepiko. Kunge Dhewaa baba wako. God bless u.
Kip it up mae guy , never luk bac kakata unosvika chete
DHEHWA DHEHWA DHEHWA... APA MAPEDZA MA SPORTS ZVENYU APA
Dhewa wamuka, keep it up Tongai Moyo junior ende wabva watevedza matsimba amudhara
Apa wakagona mpfana👏👏
Dewa would sing this song 2021 🇳🇦
Mfana wangu uri kupisa. Ramba uchiwedzera tinosvika
Good job iweee ndiwee Tongi chaiye 🙏🙏🙏
Family talent keep it up , moyo
Am in sosombi u make us proudy neh
uyu ndiye akasiirwa chimuti chero vanhu vakaramba havo,voice,face everything resembles he’s Dad
Just work hard, siya kutawurisa
Hahaha murikurova Dhewa, guitars spot on ingorambai muchishanda voice you are almost there keep working hard murozvi Mkuru
Une future bro have been a Utakataka fan since kindergarten....Kasi shandai voice rasarira bhijana kuti risvike chaipo chaipo....track on point tho🔥🔥🔥🔥💯💯
UYU ANOGONA UYU
Well done Tongai moya Jnr , i hope to see you on lead guitar 🎸 soon
Wakanyanya tongi pakuimba musati.peter that and this peter ndi drama man gyz ipapo anechipo zvakeo
The really dhewa pachezvake excellent boy keep it up asi mukabatana chete zvidakadza manje
Haaa wangue ndiwe uneyese
Tongai Moyo Dhewa wena wandirwadzisa bva ndaifunga Dhewa weee
Obert moyo to the world
voice nemagitare zvirikutizana....lead vocal richakadhakwa kupfuurwa namabacking vocals
Well done you are true next future leader of utakataka well done urikugona
Sando kunaLead guitarist pa 6:17 minutes apo. Good song Keep going
haa mfna uyu akutoita zvisvinhu sababa chaiye let’s support this younger 💪🏾
Ndauya pano just to prove zvikutaurwa Ku Facebook...
Aiwa rova Ngoma it's true unogona thn idzi usazotandanisa marokwe chete keep it up Yu have my vote♥️
Uyu ma 1pana Peter the late tongai's voice
Wakakora mupfana keep it up. Wandifungisa mdhara wako I didn't know about u good
Ndairidza Ndairidzazve hey great work sonny
Stratus Engineering-Pvt Ltd we approve of such goodness.
This is beyond perfect
Weĺl done guy's
Hi sir I'm looking for Inservice training can you pls help.
Murungu marovaa
@@TongaiMoyoJnrOfficial tiripo Dhewa tiri kumbotsvaga tsvaga
Kuita ur daddy straight well done boy proud of u
Junior unogodza sando dzko usadzoke shure,,
Tsuro kurara manede kutemba speed.Rova mfana kuSosombi tosvika chete nachihera wedu kkk ndoma Systematic achoo awoo
Munhu akabata lead usamurase 4x4 the future of sungura music.Unogona wangu
Chiuya wakabatamwenje mukati merima
Obhi ndiweee
love the progression yema guitars
The Utakataka we know..💥🔥...
Hazvina mweya wetsvina kana Peter naTongai Jnr mukagara pasi motipawo something boyz rangu ....
On behalf of all Utakataka fans
Enda mberi Dhehwa tiripo vatsigiri zvikuita wani wakagona
Kwasara voice
Weldone bvuma varanda varozvi vakapera nenda keep it up dhewa ❤❤❤
Uyu ndiye chaye watichafambanaye kwadhewa
Dhewa pachezvake rova mfana wangu
Wakaipa mupfanha urikurova zveutaka taka yataiziva well done God bless yu
Thank you
Keep it up, thats you we don't have to compare you with who ever.
Yeah chakabikwa zvacho ichi
Haaa apa dhewa amuka 👍keep the fire burning young man kusatenda huroyi 💓
Instruments backing vocals on point just work on your voice Sir we love you✊❤❤❤
Respect King one munhu ane who is kind
But that's his voice .
This voice is on point remind me of Dewa Dewa Dewa Igweee
Voice rakatonakisa
Ndokupenga ikoko Tongai senior aiimba nevoice uyu siyai aimbe nevoice rake. Kana uchida voice raTongai senior just listen to his music
Watorira so mfana wami, well done!!!!!!
Peter Dai asiya hake kkkk big up Oby
Well done ✅👍👍👍👍
Ngazviende mberi yut man❤️❤️❤️
Mupfanha uyu future iripo apoo
Makanyanya dhewa1❤
Uyu ndokasiirwa nyembe nemudhara wake
Wooow good song, weldone Jr
Vakarova apa uuuumm
You're a star,keep it up just be mindful and make more hits,plug your ears to those who put who want you to hate your brother Peter
great improvement from the previous songs especially pa voice, ndanakidzwa from the start to the end
unorova mfana uyu haaaaa good sungura
Thanks bro
Nayoo dhewa
Thanx
Moyo ivavo kwapaidzai mangoma.iDewa yangu iyoyo
I believe the moyos are naturally genius kkkkkk that's my take
Job well done mfanami, Zimbabwe is behind you Pinda hako mukomana!!
Ngaapinde hake mukomana
This video is gng to be number 1 pa ztv wakapedza ma sports young igweeeee
Sure ndazvionawo hangu
Ummmm musakwidza mupfanha ndege yamashanga imi anopozvomoka 🥱🥱🥱
Good work Bro, let the fire burning vanohukura vachihukura zvavo,
Ummm ngawedzere voice rakadhakwa
Nice voice young man your future is bright
keep up the good work young Igwee Tongai jnr...high five and you are going far #hang on there.
Keep it up jnr
he is even bttr than the so called mark ngwazi but eishy he is underrated mupfana uyyu
You are talented. I like I like. It shall come a time when you will be yourself and no longer try to be yourself and not Tongai the great. I am waiting for the time.
Well done bro