Matsekete vs Hwanyanya @ Chief Saurombe

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 13 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 67

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 ปีที่แล้ว +4

    I always like the wisdom of this chief , transparency and orderliness. Munotigonera Mambo. Rambai makadaro muchigadzirisa mhuri dzenyu.

  • @siphomuchero6182
    @siphomuchero6182 ปีที่แล้ว +6

    Mambo ava is the best I have ever seen, nyaya dzose dzavanotonga vatongwa vanobuda vakasununguka. He so much reminds me of my father in law saGarapo kwahauna uko. Miss you baba. Shumba

  • @tapiwamafundu7052
    @tapiwamafundu7052 ปีที่แล้ว +13

    i like this chief..he discharges his duties in an orderly manner..the formal way...he exudes intelligence of a judicial officer who is impartial and not intimidating and biased...thank you baba taps

    • @brightmawoko4600
      @brightmawoko4600 ปีที่แล้ว

      Absolutely 💯

    • @maidonnel
      @maidonnel ปีที่แล้ว

      You are very right

    • @jacobmusumhi648
      @jacobmusumhi648 ปีที่แล้ว

      😮😅

    • @movenmakumbe6093
      @movenmakumbe6093 10 หลายเดือนก่อน

      Hapana zviripo apa Chimbara ichi ndakamboona pamwe pachaipomera mumwe murume kuti akadyirei sadza pamba pemwana wake Answer chinonsense ichi

  • @chichy5466
    @chichy5466 ปีที่แล้ว +5

    Karanganda tv my best tv channel of all time very informative

  • @rogerchanda
    @rogerchanda ปีที่แล้ว +5

    We missed this court. This chief is very entertaining and is in charge of the proceedings throughout

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 ปีที่แล้ว

    Wise chief ❤. You're full of wisdom thumbs up.

  • @revesayimutede3722
    @revesayimutede3722 8 หลายเดือนก่อน

    Intelligent and wise chief. Unonzwa kuti Ishe ataura

  • @richardrupere6727
    @richardrupere6727 ปีที่แล้ว +6

    Mambo ava vanofanirwa kudzidzisa mamwe madzimambo kutonga nyaya not kumbunyikidza vanhu zvatoona kune mamwe madzi mambo he sticks to the topic I like him

    • @TheChekas
      @TheChekas 10 หลายเดือนก่อน

      Anongombunyikidzawo futi, haateereri humboo hwa defendant

  • @teetoox365
    @teetoox365 ปีที่แล้ว +3

    When villagers pay the high court fees, they must be given a chance to be heard, not be harassed and proven guilty before trial. The chief must not behave as if he knows the case before the accused has finished explaining. He must be patient and listen, not rush and coerce assessors to think as he does.

  • @Sokostar-le9jp
    @Sokostar-le9jp 9 หลายเดือนก่อน

    Mambo vari kutonga neunyanzvi panyaya iyi. Well done baTaps

  • @tembanzounhenda3341
    @tembanzounhenda3341 ปีที่แล้ว +4

    This is an orderly court, with an orderly presiding officer and orderly assessors

    • @TheChekas
      @TheChekas 10 หลายเดือนก่อน

      Too much interjection

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa ปีที่แล้ว +2

    Can't sleep ndisina kumboona bataps the man behind karanganda love u all guys makandikoshera 😅😂

    • @juliusgonye
      @juliusgonye ปีที่แล้ว +1

      Mambo saurombe kuseri sando dzawoo

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa ปีที่แล้ว

      @@juliusgonye chokwadi 👏👏

  • @leonmutukwa9783
    @leonmutukwa9783 ปีที่แล้ว +1

    Its very fair vana vanoroora mai vavo

  • @Talentmutambe-gr4ud
    @Talentmutambe-gr4ud ปีที่แล้ว +1

    Thank you Baba Taps mandinesa hamadzangu dzekumusha chaidzo

  • @princemushayi8836
    @princemushayi8836 ปีที่แล้ว +1

    Love the furniture room court

  • @leonmutukwa9783
    @leonmutukwa9783 ปีที่แล้ว

    The best judge

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 ปีที่แล้ว +1

    Well done 👏 chief

  • @murondepfungwa2545
    @murondepfungwa2545 ปีที่แล้ว

    Ndafarira kutaura kwaMambo hazi rekete zveunoziya ❤❤

  • @jordanrusike5124
    @jordanrusike5124 ปีที่แล้ว

    Bba Taps Tokutendai neNhau dzakadai!! But dai muchizoita kuti tidzinzwe to the last or final verdict/judgment/ or mutongo!
    Ndatenda

  • @ngonieandy1562
    @ngonieandy1562 ปีที่แล้ว +1

    Baba Taps mofanira kupa musoro wenyaya first isati yatanga moise hudobidobi hwenyu huya zvonakidza

  • @chenaigaja3621
    @chenaigaja3621 ปีที่แล้ว

    Ndekweduka uku kanyi kwedu chaiko

  • @trymorepfumbirai6231
    @trymorepfumbirai6231 ปีที่แล้ว

    Mambo anogona kutonga nyaya without fear or favour.

  • @phoebemavhiza-kf4cj
    @phoebemavhiza-kf4cj ปีที่แล้ว

    Vana chigodora vanofanira kuonawo kutonga kunoita mamwe madzishe not zvekuda mari dzevanhu mambo ava vanogonesa

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 ปีที่แล้ว

    👏😘Karanganda tv

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 ปีที่แล้ว +1

    Thank you baba taps

  • @emmahbulazi
    @emmahbulazi ปีที่แล้ว +1

    Baba taps ko nyaya yevana vekunyora yakazopera seyi takaguma husiku paya mwana Ari pa ninga

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 ปีที่แล้ว

    Mambo munogona

  • @nyashachafanza1536
    @nyashachafanza1536 ปีที่แล้ว

    Zvamanje manje baba taps nrkaranganda tv ndimi mune malatest esee #chabodonamatutsa

  • @mitchelmako1461
    @mitchelmako1461 ปีที่แล้ว +1

    Baba ava vakagona dai mbatya dzakaparara vaizoropiswa here

    • @brianmambo8199
      @brianmambo8199 ปีที่แล้ว

      I think vatongi vanodzvinyirira, this guy was right kutakura zvinhu nekunozvisiya ikokk

  • @joysibanda9372
    @joysibanda9372 ปีที่แล้ว

    Mari yedare yakawandisa musadaro

  • @tarirochinyama6407
    @tarirochinyama6407 ปีที่แล้ว

    Thanks baba taps

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 ปีที่แล้ว

    Waiyepo ere ndaiyepo iwe woshora haaaa sasoshoraba

  • @chibvumburasamanyikastation263
    @chibvumburasamanyikastation263 ปีที่แล้ว

    Karanganda woyeee mazvitahenyu

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 ปีที่แล้ว +1

    Karanganda TV garapo ngepako ❤❤❤

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 ปีที่แล้ว

    Waivepo eeee Karanganda

  • @collycollyman4396
    @collycollyman4396 ปีที่แล้ว +1

    Mari yedare yakawandisa

  • @nyashamatembana4934
    @nyashamatembana4934 ปีที่แล้ว

    Yapera ichirikunakidza ava ndovatongi manje vanotonga nehungwaru#

  • @florencetayengwa-jn5fm
    @florencetayengwa-jn5fm ปีที่แล้ว +4

    Ko nyaya yanachabodo yava papi

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 ปีที่แล้ว

    Mari yedare imariii ummmm

    • @mukadziaknaka01
      @mukadziaknaka01 ปีที่แล้ว

      Ummmm neni ndarwadziwa vanoiwanepi mari madhara aya

  • @gabrielmasandudzi4795
    @gabrielmasandudzi4795 ปีที่แล้ว

    Thanks BaTaps tirikudzidza

  • @tafadzwachaita7069
    @tafadzwachaita7069 ปีที่แล้ว

    Tipeiwo part 2 yacho veduwee

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว

    Poster rashaya agadzirisawo here veduve

  • @jahhardymusic
    @jahhardymusic ปีที่แล้ว

    Hwanyanya haagoni kutaura

  • @nyashamatembana4934
    @nyashamatembana4934 ปีที่แล้ว

    Yamatutsa andit yakanzi 29 vakazodii

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 ปีที่แล้ว

    Madhara anobata Bata zvawooo

  • @josephmatarangani
    @josephmatarangani ปีที่แล้ว

    Court iyi yakarongeka chaizvo haina ruzha

  • @JOETSINAZ
    @JOETSINAZ ปีที่แล้ว

    chianhu ma1

  • @tthex6484
    @tthex6484 ปีที่แล้ว

    If people spend 1 hour out of their lives to discuss a d judge clothes 😂😂😂

    • @Chakabyebye
      @Chakabyebye ปีที่แล้ว

      Its not about clothes but it's about our cultural beliefs on the possessions of the dead

    • @tamiranashemupinda-ls7yd
      @tamiranashemupinda-ls7yd ปีที่แล้ว

      ​@BEAUTY MUSHAMBI ndizvo hazvo but look at it from a rati9nal point of view there was no malice intended it was an honest mistake.