This young lady presents as having a mental illness. Unfortunately for her the press has no sensitivities to such illnesses and view her as cannon fodder for their algorithms. The effects of such exposure to her mentally is of no bother to you. She is being sexually abused and exploited by people around her because of her illness. How the media, that purpots professionalism, cannot even hide her identity is beyond me. Please do the right thing. The whole thing is painful to watch😢😢😢😢😢
That useless husband must be arrested for marrying under age child. Varidzi vemukadzi must also be arrested yekuroodza mwana ari under age. This is so sad and sickening. Varume vese varikutora advantage and must also be arrested for Statutory rape
The scale at which mentally challenged women are being abused in Zimbabwe is out of this world. Nyaya dzacho dzinongoperera kwa chief who benefits from kuripa kunoitwa nenhubu dzinenge dzambunyikidza vanhu ava. I bet it's worth it. Zvinosiririsa😢
She should be protected and helped with her mental health condition.Mukuru uyo ati munhu knows what he is talking about.Gutter journalism yekuti think of promoting your channel at all expenses.
She looks very young and exploited by these men. She's the victim here, they type that does as she's told. Mambo Mutasa is working overtime, nyaya dzacho so😅
When she got married to an old man at a tender age you didn’t say anything, now aku ita zvaano ita mane headline woman caught bedding three man… which three man pane threesome yaka itika here apa. Sungisai that man akarara ne under age instead of protecting her. What do you expect from her iwe uriwe waka ita statutory rape at first now she is vulnerable. Hauna mombe 10 dzauno pihwa iwewe baba vake wakavapei? Wakaura
Sure nenhamo irimunyika iyi vanhu busy kungotora pwere let them enjoy their teenhood murikudzidzisa vana sex at an early age apa hamuna time navo muchiswera kumasowe hurirwai Kuda kungoripwa mombe it's like maakutoita business nevakadxi ava

Well spoken
Chokwadi . Ende ndabatikana
And this is coming from a man wow am glad we have brothers and uncles who think like you bro. It's very wrong to display her face like this
Under age marriage with the husband then being abused and sexually exploited by men , because of her poor mental state.Sad for this young lady😢
Presents as having mental illness!?!? Based on what facts?
She’s definitely not alright, she’s been taken advantage of
Where is she living? Any contact to speak to her. 😢😢😢
That useless husband must be arrested for marrying under age child. Varidzi vemukadzi must also be arrested yekuroodza mwana ari under age. This is so sad and sickening. Varume vese varikutora advantage and must also be arrested for Statutory rape
Hanzi ndinoitwa ani😢😢😢😢😢😢😢😢
The scale at which mentally challenged women are being abused in Zimbabwe is out of this world. Nyaya dzacho dzinongoperera kwa chief who benefits from kuripa kunoitwa nenhubu dzinenge dzambunyikidza vanhu ava. I bet it's worth it. Zvinosiririsa😢
With Chief Mutambara at Chief's Saurombe Court ,.....its Good kuona Madzimambo echishanda pamwepo
Mukadzi uyu ibenzi. Uchiziva wawakafambira unonyengedzwa sei? Ihure benzi
She should be protected and helped with her mental health condition.Mukuru uyo ati munhu knows what he is talking about.Gutter journalism yekuti think of promoting your channel at all expenses.
Ummm
Chabodo namwatutsa part 2😂😂
True ngavasungwe
Kkkkk chokwadi
Kkkkkk manicaland ahoyiiiii
Aaaah vanhu Imi chiinyi kudaro varidzi nenzvimbo ana chirongwe yooowe ndanyara zvangu
Vanhu ngavarege ktora advantage of people's insanity and abuse them
Type yemukadzi uya wekuchinjaniswa nanaChabodo
Mapurisa huyai please
Pakaipa😢😢😢
Pakaipa apo.
It's very sad how the girl child is abused in our country dinied education taken as wives when they are underage
Aaah nhai Jesu
Husband yacho munhu mukuru chaizvo. Took advantage of a young innocent poor girl. Should be arrested
Yes
Baba ava vakadhakwa wofuti! Ungati mukadzi ahura hake iwe woterera izvozvo zvokuti ndatumwa neumwe mukadzi shuwa? That's senseless! Manje zvaahura futi nemukoma wako atumwa naini futi? Ungati munhu ane shavi rake rechihure woti afurirwa nanga-ngana; ndochii ichocho. Dammit!
Chabodo and Matutsa part 2
Another case of Chabodo and Matutsa
But she is stable mentally just that people take advantage of people who are poor.haana kuita seua wekwa matusa nachabodo....
eish she is not ok imagine explaining all in front of the camera.
Are the two children yours
Is Shingi and the wife okay okay
kkkkkkk
Ndanzwa tsitsi😢
Men are taking advantage of her , this babamukuru should be charged for sexual abuse
She's not ok mentally and its so sad how men take advantage of such women.
Uyu mwana mudiki uyu
Mistake yekubvisa bhurugwa vega
Shingi and the wife are not ok mentally or maybe they are on a mission
Seems like amaikuru handzina kunyatsoringana saka bamkru vaitotora advantage
Taidawo kuzwa Full Hearing ye nyaya yacho ichitongwa
She looks very young and exploited by these men. She's the victim here, they type that does as she's told. Mambo Mutasa is working overtime, nyaya dzacho so😅
Koo mambo Mutasa apinda papimanje apa
Murume uyu dzakamira sei handisi kumunzw8sisa.
Sei chipfambi chanyanya
😢😢😢😢 abuse iripachena😢😢😢
Inosvika kure NHAu iyii chabodo na matutsa. Level
Hapadi zvose zvekureketa apa vanu kujeri madzimambo aya anokurudzira kumbunyukidzwa kwavadiki basa kuda mari dzedare iri pachena iyi yakazvitonga yoga
Kkkkk zviriyo ere pakaipa 😂😂😂👏👏
Abuse chaiyo 😢 ,,,,,,, Chikurubi Maximum Prison ,,,,
Jambwa rei mdhara uyu haana kuzviona semunhu mkuru babamkuru nditezvara bt pakuzorara nemuramu ummm apa no protection
Magona mambo. Mutongo unofanira kunge uchirwadza kuitira kuti mupari wemhosva asazvipamha futi. Mombe dzose dzinopera.
Uuuuum ndavasungwe vanhu ava vanozodyaira
ßshame chokwadi ndechekuti munhu achienda kumurume anoziva kuti zvinoreveyyi kwete ayisi mistake kusazvi bata chose.
Munodaro ngei anhuwoye. Munotitsverudza
Zviro zvacho veduwee ayaa
Iyi ndeyana chabodo namututsa child abuse
Chabodo nd Matusi part 2 ,
Mwana you mwana mudikisa haasi mature mupfungwa.
When she got married to an old man at a tender age you didn’t say anything, now aku ita zvaano ita mane headline woman caught bedding three man… which three man pane threesome yaka itika here apa. Sungisai that man akarara ne under age instead of protecting her. What do you expect from her iwe uriwe waka ita statutory rape at first now she is vulnerable. Hauna mombe 10 dzauno pihwa iwewe baba vake wakavapei? Wakaura
Maiguru vakaita shanje dzisina basa kufurira mwana neniwo baba why nakashinga kutora mwana mudiki kudai
Haaa unopera strong
Asi varume chiiko nemi
Iri ndiro ratinoti bira rana kamba kana tiri kwedu😊
Hanty babmukuru ndi baba here ko kutobata muramu zvinombouya sei
Yooh
Sure nenhamo irimunyika iyi vanhu busy kungotora pwere let them enjoy their teenhood murikudzidzisa vana sex at an early age apa hamuna time navo muchiswera kumasowe hurirwai Kuda kungoripwa mombe it's like maakutoita business nevakadxi ava
Uum apa bmkur vachembera uum
Shingi n wife pasangana zvidhakwa madhuzuwaki chaiwo
Chabodo part2 cahiyo
She is not mentally 100%
Being taken advantage of
Looks very young. She was taken advantage of by these vampires
Sexual predators
Ava bamukuru akunyepa Kuti mukadzi uyu akakumbira blonde they are taking advantage yekuti mwana uyu akadaro daro
Kkkkk ndovaziva sekuru taurai ndotsika yavo isu vakambotimhanyisa muipwa dzavo murwizi mwa mhakwe kkk takwenda pachikoro pazimunda
Pple must not take advantage of ill people
mentally ill people vanodawo marriage kkkkk regai afarewo . mwana akarara nemupurwa kk
Jampwa😂😂😂😂😂
If someone says let make a pact trying to avoid kurambwa means she is sane
7 years in marriage saka akaroorwa ane mangani.akuratidza kut mwana mudiki
😂😂😂😂😂
Chabodo part 2
Kkkkkk
Mainini avo mentally vanenge vasiri stable vanoda help
I think this lady is being taken advantage of by the people around her, its so sad. Another Chabodo and Matutsa case!🥲