@@sekuruvaJamella1078 dearest, makore or vana havana mhosva, ofira muunhapwa here nekuti makore akawanda, akambosinga wani. Mukuda abve rave guva here!? Aifanira kuchinja nekukura murume but he thinks he owns that lady, and aitomushungurudzira kuti achaendepi nevana vese ava, siyai afe nenguva yamwari not kupondwa nemurume
Eight children, guys. This couple is young to have 8 children. Let's not punish our children. Will you pay school fees for these kids. Lets be responsible.
I don't understand the language but I see that this man is not a good listener and a very poor narrator. Even if this woman would have come back she can see the problem she is faced with. She's now free
It was mentioned wani kuti aitorerwa Macontraceptives achiraswa naivo baba ava. Mukadzi arwadziswa for long all she needs now is peace of mind achirera the 4 little ones.
Mukadzi uyu from the way she speaks ... l feel she could have achieved more in life dai pasina chikwambo rume chaakasarudza ichi. Go look after your kids mhamha siyai rema iri .... kuda mukadzi kupiko arikuda kuchengetwa uyu zvaanga ajaira for the past 26 years
Shame . 26 years in marriage, 8 children ? Kwanai vanhu. Nokuda kwebasa rechi guard. Sometimes rwendo rwatinenge takafamba semhuri rwakakosha. Sometimes we sacrifice for our kids at such ages
@@maiyeukai9346 kana yakaitwa zvino moendepizve mhaiyo. There is less understanding in us people at such ages women turn to conquer coz the kids will be on mothers ' sides. Saka muchiona mostly mukuchembera amai vachiva nesimba paimba.
Best CourtRoom number 1 so far, very neat and like how the Chief conducts himself, welldone🎉🎉
🙏🙏🙏🙏 mambo munogona kutonga. Mambo ndapa kutenda hangu.
Quite organised,procedural and neat courtroom.Give a real sense of a courtroom.
The wife so respectful, ba Noma.
I feel this lady. When a woman is done she is done
First time kukomenda nyaya dzematare munogona Mambo rambai makadaro
Baba Nono havasi kuda kurambwa. Well done mai Nono. You freed yourself
Ngavabvume kurambwa vajaira kuita mukadzi punch bag ngaamusiye
Nice voice chief
Neat courtroom❤
Sekuru pota muchiuya ku comments section muzvinxire zvotedzwa izvii munogona watching from Nigeria
Sando dzako mainini. You needed freedom and you got it yourself. Hapana unokusunungura muusungwa, ndiwe wega.
Well done.
Musapembedze ubenzi. That is the worst decision . Imagine at that age
@@sekuruvaJamella1078 lol than kuti agare achishungurudzwa nekarume kasimbe ikako
Regai azvisunungure mukadzi uyu murume uyu akashungurudzwa nguva yakareba achirambidziwa kumwa mafamily planning tablets.
@@sekuruvaJamella1078 dearest, makore or vana havana mhosva, ofira muunhapwa here nekuti makore akawanda, akambosinga wani. Mukuda abve rave guva here!? Aifanira kuchinja nekukura murume but he thinks he owns that lady, and aitomushungurudzira kuti achaendepi nevana vese ava, siyai afe nenguva yamwari not kupondwa nemurume
@@malinga22 everything comes with sacrifice. More over why do you believe her so much
Court yakarongeka iyi kana ruzha
This is good ndatenda hangu
Slymedia where is the other part?
Kurambana hakuna basa kuti mune vana Mukadzi anoenda
Mambo anoziya uyu, very respectful mambo
Anonzi Madzinza uyu, well respect mambo
Haisi fixing here iyi . Makafamba rwendo rwe rudo nguva yakareba vana 8 ìn 26years .please nyatsai kufunga
Dullness??????
Hanzi taura nemkadzi imwi baba munoudza vazhizhi😂😂😂
Havana zvakanaka zvavaitira mukadxi wake
haaa complainant akudhomoka uyu aaah kkkkkk
😀😀😀😀😀😀 aaah anotopisa tsitsi maiwee zvangu
So we need part 2 obvious
This is part two , this man is very cruel to his wife
Nice court
Where's the chiefs gown
Eight children, guys. This couple is young to have 8 children. Let's not punish our children. Will you pay school fees for these kids. Lets be responsible.
😂😂😂 hanzi kudongorerei
Baba Normore .......ndawuwe
Eeee ndiye wekunetsera kuti aripwe mombe mbiri kudare ramambo mutambara
Blaz vakadhakwa avo kudhakwa chaiko i think mkadzi akatora right decision coz baba avo avanzwisise
Zvakaoma murume ashaya zano nekusanaka
Haaaa Slymedia, imwe Part irikupi nhai
Court iyi yakarongeka....Chief anoziva zvaarikuita
Mambo munotonga fear munhu ngasauye achiziva kuti anozvigona ega
Haa
I think i like this chef
mmmm vamwe varume idrama chairo
Baba avo avangoni kutaura zvavaudziwa naIshe,dzungu baba
Yahh, handizivi kuti kutadza kunzwisisa here or its just some kind of confusion . This guy 🙆🏽♂️🤷🏽♂️
Ko yatopera her nhaiwe mkoma sly
Mambo anowenga,,arikumisa mur
Vana 8 here zvazoshata nei
Kkkkkk shupi wandispaka
I don't understand the language but I see that this man is not a good listener and a very poor narrator. Even if this woman would have come back she can see the problem she is faced with. She's now free
Mambo choowenga
Ehe kana usingashande unoitwa nhapwa murume anenge achiona sa boss hona manje wasiiwa kkkkkk
Looks a young couple. Its painfulf.
Akarora mkadzi mukuru ,to be fair enough hapana kugadziriswa murume akuda mkadzi wake plus mkadzi wese akangoenda kuchiguard haa zvatopera
Bambonini aana chiroodzo amunawee
Baba Nono haana kana chakanaka chekutaura chawaiita kumukadzi
Yakazopera sei?
Pavana 8 ndapera power. Vana vanoda kuchengetwa
Can i be yr kurukota , chief Saurombe , 😔 i wl be yr right lady
Kuti mzotaurisa sevaya vekwaZimunya aiwa garai kudzimba dzenyu
Murume uyu paatanga kutaura anga achifunga kuti akangwara but asingazivi kuti munhu wose ane kodzero dzake dzokuita zvakamusunungikira.
Haa chief yakarongeka iyi mambo vanogona ava. Sando dzenyu🔨🔨🔨🔨🔨
Shupikai siya munhu uyu haachadi mhani ishit yemunhu
Ko mumadziso haausi kumutarisa sey iwe wanzi muningise mumboni...shewe murikukorera ...nekuchikora maiwe nenharo.🤔 mutape
Itsotsi baba aya
Baba vaNo nyaya hawana zvavo.. maiNo vanorepecter baNo
Ava mambo vanotonga shuwa
Karikutamba kurambwa kamudhara aka, vana 8 yowe, ngakabhadhare mantanance futi kuswera kachirasha family planning Kuda kuzadza Nyika nevana vaasingagone kuchengeta
Murume muridzi vemukadzi akapusa uyo
Njuga dziri kuremera Shupikai haana zvakanaka zvaakaitira mukadzi 🤣 kusiya kwekuitisa vana chete enda kubasa Shupikai uchengete mhuri.
Shupikai haagone kutaura ummmm andirwadza
Murume uyu haana mashoko kkkkk
Saurombe haana makurukota here kkk
Haaa ndiwo maitire ake uyo anonzi Madzinza
Mange magara zvakanaka wani, 26 years?
Shamwari 26 years dzacho ihondo yeminda chaiyooo. Vana vakura..varume munoba shusha chaizvo
Shame poor man he can't even speak and he even explain why he came to report
Watch part one that's when you know that this man is very cruel.
Tsotsi remurume siya mukadzi ashandire vana
Mambo vanotonga kkkkkk ndabvuma ,kwai mota yawakaenda nayo kun'anga yanga yakazi zrp here .Baba vaNoma kastuped kkkkk kanoda kurambiwa kakapusa ,kuzungaira chaiko
Siyanai nebenzi iro uyo anonzi shupikai anotovanemweya uyondosaka achishupa bcz hes shupikai
Shupikai Chimukombero kkkkk haya kwaRuwedza kunebasa
Mai ane makore 38
First born ine 22 years
Ane makore 38 ari mu marriage 💑
Akaita 3 years asati aira nwana
Saka akarorwa ane nakore 13
Ane makore 26 ari mu marriage
Anna 8 makomborero
Baba ava vanoda kuongororwa soro
Mmmm This man seems to be very dull. Mukadzi anga ari munhamo uyu. Ndatanga ndichisiririswa naye. But
Yes murume aiva bho paaiti musamuti ashande bcz aiziva kuti urihure
Mutauro uyu uononakidza vakomana
Zvakaoma vana 8 morambana Uuuuum
Ndimi vaye vekuti togarire vana handiti .mazuvano zvaakunzi ndenda nevana pasi nekushungurudzana guys
Baba ava varambwa pamberi pedare, mai vakazviburitsa mumoto ava. Vana 8 here then she gets abused
Saurombe ndeuya wekumboenda kwamutambara nenyaya yemwana wake nemuroora
😂😂😂😂😂uri kuziva nyaya dzacho iwe
ehe
@@victorchaputika2194ok make makarongeka
Mwana wake anga aitwa sei naye, kwaiva kunotongwa here
Vana 8 asi vaiuya ari matwins here kkk zera racho.Manje amai moita zvekusiya imba pavana8 haisi nhamo yamapa vana here or mafunga mjolo wenyu chete.
It was mentioned wani kuti aitorerwa Macontraceptives achiraswa naivo baba ava. Mukadzi arwadziswa for long all she needs now is peace of mind achirera the 4 little ones.
Nhamo yei zvimwe zvacho zvirume mifananidzo kuzivà kungobarisa basi
@@rachmietiger4122 nhamo chaiyo. Unofunga kuti nhamo yei
Shamwari kids grow happy kana mai vachifara
Pliz zamai kutaura zvonzwisisika ndokutiiko kwamukutaura ukoko hatizvinzwi chimitouro rudziiko uwoyo chinyasa here
isusu varidzi vemutauro hatisi kutonzwa iwe 😀
@@JOETSINAZ kkkkk taura hako
Baba ava avana kuenda kuxool
Varume vakutyisa haizi nyore kusiya vana 8 veduwe
Mukadzi uyu from the way she speaks ... l feel she could have achieved more in life dai pasina chikwambo rume chaakasarudza ichi.
Go look after your kids mhamha siyai rema iri .... kuda mukadzi kupiko arikuda kuchengetwa uyu zvaanga ajaira for the past 26 years
Shame . 26 years in marriage, 8 children ? Kwanai vanhu. Nokuda kwebasa rechi guard. Sometimes rwendo rwatinenge takafamba semhuri rwakakosha. Sometimes we sacrifice for our kids at such ages
No sacrifise yakatoitwa pa26 years idzo. Vana vakura manje soo ndoenda haii.kutadziswa kupinda denga nemurume??zim men be evil
@@maiyeukai9346 kana yakaitwa zvino moendepizve mhaiyo. There is less understanding in us people at such ages women turn to conquer coz the kids will be on mothers ' sides. Saka muchiona mostly mukuchembera amai vachiva nesimba paimba.
Ndo saka vakadzi muchinzi musasevenza munoita manyawi unoita marriage for 26 yrs akashinga kungoita chimari wotopanduka aaah vakadzi bodo
Ndosaka rakatorwe mukadzi nemudhara uyo ndosaka vaikonana mumba iro ibenzi ndosaka mumba macho maishupa hanzwisisi uyo