The woman needs to be held responsible as well. She knew what she was doing, and that it was wrong. She was neither raped nor coerced. She consented to the adultery. So its unfair to fine Mr Mbabvu mombe 10. What this judgement does is to encourage other women to behave similarly so that their lovers are made to pay the heavy fine from which the woman would still go ahead and derive a benefit together with her husband. She must have said NO. Its a pity that none of those in court, including the chief, addressed the woman's conduct as if they are condoning it. Mombe hwani should have sufficed so that people, like this woman, do not benefit from their participation in wrong deeds
Zveshuwa, dare harina kubvunza mukadzi uyu kuti what was her intention kudanana nemurume uyu for a long time. Plus pa 22:00 minute, paifanirwa kuongororwa kuti vanzwisise kuti mukadzi uyu akambodzoserwa here kumusha kwako nenyaya yechipfambi. Mombe 1 was enough, coz uyu mukadzi anenge anechipfambi chiri maari.
But usually vanhu vadhafu tongoziva kut vane diki plus pakuchecheudza mukadzi uyu angoita guess work because probably ye the right answer or wrong i 50/ 50 mwana ngaaiswe ku DNA
This case is one sided. The woman must also be charged for commitiing adultery, she was not raped. She agreed knowing very well that she is married. Both man and the woman were wrong. It looks like setup the way she is confessing. Dare ngari tonge mukadazi uyu as well. If she is not punished more women will follow same process nokuti zvinobhadhara.
NDIANI ACHADA KUNYENGA MUKADZI WEMUNHU AFTER PANZI MOMBE 10, MUKADZI HONGU AKAHURA ASI IMBA YAKE ACHIRIKUIDA AND UYEZVE MURUME WAKE ACHIRIKUMUDA,MUSANYENGE VAKADZI VEVANHU SIMPLE, MABHISHU HOBHO NOWADAYS OTHERWISE KA SALARY KESE KANOENDA
Ndarwadziwa nekupfunhurwa kwemwana nababa ava. Mwana haana mhosva and he doesn’t know what’s going on. So please baba love him like yours even if mwoyo uchirwadziwa. You never know what tomorrow holds for him. I’m just sad about that 😢
@@irenej5701 hupenyu naaMbabvu hakuna zvakadaro. He’s just a user who moves from one woman to another. Once you’re spend haatokuzive kana nezita rako. Ndidzo type dzacho dzinemuitiro wenyoka inokobora chaisingadyi. I hope he’ll take care of his kid.
Mwana endai naye kuDNA test Mai ava vakatanga kudanana 2014 Vapedza vakuti handina kuibata saka maita sei nhai Mai usina kubata or kuona kana yakazara honye nhai imi munei zviwindi amai
Ah mai hure ko iko kusanyara maiweeeee😮😮 ah vakadzi tafumurwa nhasi kusara takayanikwa ptuuuuuu mai yasemesa iyi, apa murume waamai kuramba vari ziiii kuda pfuma hereko nxiiiiii
Judgement yamambo is too hush, handina kuifarira. It looks like they are encouraging promiscuity in woman. Pa minute 20:00 and 46:00, it looks like mukadzi uyo, is enforcing kuti Mr Mbabvu vangobvume mhosva chete. Dare raifanira kuongorora pataurwa na Mr Mbubvu (minute 22:00) pavati mukadzi uyu akatombozviita izvi akabatwa akadzoswa kumusha kwavo. Dai dare raongorore ipapo vaigona kuona kuti mukadzi uyu itsika yake yekuda kupamba pfuma nenzira dzisina kunaka. Plus mukadzi we-munhu, anodanana neumwe murume sei for such a long period, kusvika pakuita mwana nababa ava - paifanirwa panyatsa kubvunzurudzwa kuti what was her intension also. Pane zvaakateya. Murume wemukadzi uyu hapana zvaanyanya kutaura mudare umo asi mukadzi wake ndiye anga ari pamberi kuroverera chikomba kuti chibvume mhosva kunge mukadzi ndiye atadzirwa.
These Courts are ridiculous. What is the standard hombe kana diki. Most of these courts treat women as innocent subjects. They ask for leading and questions with biased conclusion. Why not having a DNA test. Look how the woman is excited when the man is judged guilty
Ko mukadzi waTicha akadzoka okwidzawo nyaya yake kumatare kuti mukadzi uyu akahura nemurume wangu asi achiziva kuti murume wangu ane mukadzi nyangwe zvazvo ari Joni..Pachafamba sei..Amai avo vachatongwawo ne same measure hre se yatongwa nayo Tich uyu.. Courts should do justice regardless of the genders involved in the dispute
Some women have such loose morals. 9 whole years cheating whilst married, woman is a professional bed hopper. Child looks like boyfriend. This is far too common. If size matters , then why the repeat $50 episodes!? Blackmail and exortion. Husband must have known about it and tried to keep his marriage whilst benefiting but things have turned sour! Mambo's line of questioning 😂😂😂😂😂
Mai Mbabvu should come back from Mzansi kuKraaifontein kwavari kugara and report this woman for adultery kwaMambo, 10 mombe dzidzoke. AMbabvu ngavambhosiyana nekufunga kuti zvese zvinoda zvembabvu. Mbabvu anenge akatambwa zhet naBaba naMai avo. They are in it together. 10 mombe dzazonyanyawo apa. Amai avo vaitoenda kunokwigwa musango naMbabvu. She should take equal responsibility. Ngavaripewo mombe 5, Mbabvu obvisawo 5. Ndhoo feya iyoyo.
I am not saying hangu teacher avo havana kuhura but nemaomero akaita zvinhu ini ne mukadzi wangu tinokwanisa kungo pomedzera munhu totowana mombe dzedu zvedu because mdhara aya chaakapusira ndechekuti mukadz akangoti ichi chikomba changu nyaya yatopera
Muridzi wemukadzi anoshamisa, something is not normal with him, regai ahurirwe. Chokwadi kuhurirwa nemukadzi zvekutoita mwana iwe uripo. Pedzezvo woramba uchida mukadzi akadaro nekuda mombe.
Handifunge kuti Bambo aya achirikuda amujoki aya asi anoda kuripirwa apfume sezvo achiratidza kuti murombo. Asi ndizvo ere kugara nehure rakadai mumba hayi.

Dai vati mukadzi anofanira kunosakura dhima svinu kwa Chief as punishment. Vakati mombe murume uyu atadzirwa ndiye aizongoibvisa.
Zveshuwa, dare harina kubvunza mukadzi uyu kuti what was her intention kudanana nemurume uyu for a long time. Plus pa 22:00 minute, paifanirwa kuongororwa kuti vanzwisise kuti mukadzi uyu akambodzoserwa here kumusha kwako nenyaya yechipfambi. Mombe 1 was enough, coz uyu mukadzi anenge anechipfambi chiri maari.
The ma n used his influence and advantage of this poor lady to make love with her. Yes the woman was wrong but the judgement is fair 👌
Mai ndakunyarirai zikadzi rikuru kuhura une murume muri hure mai imi makadi kuramba maitorowa nyoro pamwe makazadza murume chirwere kkkkkk iduku mai imi
Zvakaoma kani ndafarira hangu kuti vataura chokwadi zvonyadzisa asi vataura zvese im sure she is regretting
But usually vanhu vadhafu tongoziva kut vane diki plus pakuchecheudza mukadzi uyu angoita guess work because probably ye the right answer or wrong i 50/ 50 mwana ngaaiswe ku DNA
Mrs. Mbabvu should approach the court and sue this woman too!
Exactly
True
Munhu uyu nditeacher vemwana vangu kumba iii ndavanyarira
This case is one sided. The woman must also be charged for commitiing adultery, she was not raped. She agreed knowing very well that she is married. Both man and the woman were wrong. It looks like setup the way she is confessing. Dare ngari tonge mukadazi uyu as well. If she is not punished more women will follow same process nokuti zvinobhadhara.
I totally agree with you on that. The court has been in favour of one side and im convinced that it is a set up
True mkadzi ane mhosvawo futi. Makoni is one sided atadza basa next thing mkadzi uyu achahure ne high table iyo
NDIANI ACHADA KUNYENGA MUKADZI WEMUNHU AFTER PANZI MOMBE 10, MUKADZI HONGU AKAHURA ASI IMBA YAKE ACHIRIKUIDA AND UYEZVE MURUME WAKE ACHIRIKUMUDA,MUSANYENGE VAKADZI VEVANHU SIMPLE, MABHISHU HOBHO NOWADAYS OTHERWISE KA SALARY KESE KANOENDA
Pachivanhu chedu mukadzi anozotongwa nevarume vake. Asi padare renyika murume ndiye anoripiswa. Then murume akahurirwa ndiye achazo dealer nemukadzi wake nehama dzake nedzemukadzi
Ndarwadziwa nekupfunhurwa kwemwana nababa ava. Mwana haana mhosva and he doesn’t know what’s going on. So please baba love him like yours even if mwoyo uchirwadziwa. You never know what tomorrow holds for him. I’m just sad about that 😢
NdaVionawo shame 😭😭 I was saddened too. I don’t even know what he is doing with that harlot anyway. Hurombo huroyi
Ndazvionawo, askana pazvinotanga akadayi veduwe😭😭😭😢. dai mai vangofambafamba havo voita upenyu naambabvu
@@irenej5701 hupenyu naaMbabvu hakuna zvakadaro. He’s just a user who moves from one woman to another. Once you’re spend haatokuzive kana nezita rako. Ndidzo type dzacho dzinemuitiro wenyoka inokobora chaisingadyi. I hope he’ll take care of his kid.
I saw tht too.....eishhhh.
Zvinosiririsa
Aaaaah amai ava havasi serious ndowo chihure zvee ichi,kusara uchikwirisa mrume akwira bhazi aaaah
Mukadzi ihure uyo, but mambo vaifanira kuita judgement after DNA
DNA ichauya apa atongerwa kurara nemukadzi wemunhu , mwana akabuda ariwake dzimwe mombe4 pamusoro
@@crispendzvene6711 correct
Eeeeeh nhy hazvisi boooo
Mai ava zihure kuzvara mwana nechikomba uri mumusha mevanhu😢😢😢
I plan ne hubby kuda mombe😂
Zihure chairo andibhowa fani Mai ava
And zvinonyadzisa.Kutogegedzera kani paphone.
zihure and murume wacho akutozvida kupfuma nazvo
9 yrs vasina kumboona nhengo yechikomba ,idhiri raitwa iri kuda pfuma uku
Ma Chief Hamusi kubhadharisa zvikomba mari yakakwanirana nokuti vatye kuhura. Vanhu vanofanira kybhadhara mari inopfuura 2000 USD, Pedzezvo vakabva kwa Chief, voendeswa kujeri futi, toti 6 months.
Sanction iripo iyi haina kukwana. Chihure chiri kutowedzera. Murume anofanira kutya kudanana nomukadzi wemunhu. Nyika yese inofanira kubvumirana kuti chihure chinofanira kupedzwa nehurumende.
Ko iye mkadzi wemunhu kusatyawo kudanana nemumwe mrume iye ane vake kumba nxaaaaa vakadzi ityai mwari imbwa
Apa hapasi fair iye mkadzi anenge achibvumirei achiziva kuti ane murume
Kokadzi vanodananq nemurume wemunhu dei vasinga bhadhariswe ma sauzendi iwaya...ngazviite skweyaaa
Vanhu ka you will get rich nekuhura nemukadzi
Ende vari kuto dyaira zvavo sama tusva nachobodo 😂😂😂😂
Mwana endai naye kuDNA test Mai ava vakatanga kudanana 2014 Vapedza vakuti handina kuibata saka maita sei nhai Mai usina kubata or kuona kana yakazara honye nhai imi munei zviwindi amai
Mambo tokupai Sando dzenyu ,vadzidzisi mupfidze chihure
Kkkk pamwe yaisabatika nehudoko hwayo. Kadora🤣
Mambo mukadzi ihure uye muchengererevo mudzimba umu varume vavakuwana pfuma nevakadzi mahure avagere navo , mukadzi akahura ngaaripiswevo ndocinba Mambo muchapatarisisavo apa
Zvanyanya zvechihure chevakadzi vevanhu
Atova neka business kake kasina loss
Beche rapinza mombe mumusha. This hurekadzi richasvirwa nemumwe futi😢 Didn’t she know kuti mukadzi wemunhu?.
Haana kusvirwa, kunge nemerana😂
Ummm ndava nyarira mai ava....chihure regai hama dzangu
Hapana zvedare izvi they never gave this guy a chance inyaya yekutsvaka fuma iyi.
Yowe from 2014😮😮 hamunyare here imi mai imi.
pakazvarwa dzinza rese apa lol
Kana chiri chokwadi kuti vaidanana vanofanira kuripiswa vose vari vaviri nokuti vose mukadzi nemurairidzi vanenge vakakanganisa ndokuti isaita project yekutsvagisa mari
Amen
Zimai iro kusanyara hanzi handina kubhenengura kuona kt yakachecheudzwa hr
Kkkkkkkkk
Even kuwirirana kuri kuita mukadzi nemurume uyo ndekwekurova bag
Waiting patiently for prt2😂
Thanks mambo ndoo kugadzirisa nhubu
Ah mai hure ko iko kusanyara maiweeeee😮😮 ah vakadzi tafumurwa nhasi kusara takayanikwa ptuuuuuu mai yasemesa iyi, apa murume waamai kuramba vari ziiii kuda pfuma hereko nxiiiiii
Extortion hainyadzise .I business rarongwa
Mr. Mbabvu has been trying to be a clever fox for nothing but this chief is very wise, thank you Slymedia for giving us an eye opening episode.
Godfrey 😂😂😂😂
@@llions5633 ij
Yes, Chief Makoni is wise.
Chief Makoni is ruthless. Havagone kuyananisa vanhu. Dai aMbabvu vakaendera mukadzi/vakadzi vavo ovazvarisa futi.
Ende Vambabvu manyadzisa kurondedzera kose uko heya manga muchinyepa zvenyu iiiii kusvika pakutobara mwana iiiii
Part 2 please
Dai ndirini mudzidzisi ndabvuma achimakuseni pane kunyadziswa zvakadaro kuno vhurwa gear box apa hanzi engine it's small kkk but ine power🤣🤣
😂😂😂😂😂
Taura hako hama pakaitika yemhanga mhanga iiiiii ndanyara zvangu ndokunonzi kufumurana last number 😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣
Well done chief Makoni, my chief paMakoni apo, you have wisdom from God, keep up the good work.
Mambo ariku gona kubvunza mibvunzo iri relevant but makurukota avo haaaaaa dai vachinyarara havo
Yes Mbabvu akaresva kutora mukadzi wemunhu asi ngatitarise maside ese mukadzi uyo ihure ende murume ayimboregerei kuendesa nyaya kumatare kudhara kwese mutongo wazonyanyisa mombe 10 dzinobvepi
Ini ndafara nemutongo uyu ndobasa rake rekuhura ndobva kumusha kumwe naye nditeacher vemwana vangu imbwa mudhara
Mudzidzisi ava vane nhema kuramba zviri pachena kkk aaaa vanoda zvinhu
Judgement yamambo is too hush, handina kuifarira. It looks like they are encouraging promiscuity in woman. Pa minute 20:00 and 46:00, it looks like mukadzi uyo, is enforcing kuti Mr Mbabvu vangobvume mhosva chete. Dare raifanira kuongorora pataurwa na Mr Mbubvu (minute 22:00) pavati mukadzi uyu akatombozviita izvi akabatwa akadzoswa kumusha kwavo. Dai dare raongorore ipapo vaigona kuona kuti mukadzi uyu itsika yake yekuda kupamba pfuma nenzira dzisina kunaka. Plus mukadzi we-munhu, anodanana neumwe murume sei for such a long period, kusvika pakuita mwana nababa ava - paifanirwa panyatsa kubvunzurudzwa kuti what was her intension also. Pane zvaakateya. Murume wemukadzi uyu hapana zvaanyanya kutaura mudare umo asi mukadzi wake ndiye anga ari pamberi kuroverera chikomba kuti chibvume mhosva kunge mukadzi ndiye atadzirwa.
Well done 👏 mambo
Hayas muchero wepakati unopinza mombe nemari kufamily.❤❤❤❤❤❤
Uyu mambo ndabva ndamufarira. He is sober minded and ant be fooled
These Courts are ridiculous. What is the standard hombe kana diki. Most of these courts treat women as innocent subjects. They ask for leading and questions with biased conclusion. Why not having a DNA test. Look how the woman is excited when the man is judged guilty
Haaa iri dare ndaritadza ini hanzi vanhu vanofunga kut kreba kwako wakareba!!🤓🤗
Ko muzukuru muramu here nhai vanhu. Apa ukama hwekubatanidzira. Defense yacho teacher anga achiti apedza maSports. 😂😂 iduku that's why isina kuchecheudzwa. Engine yazoonekwa kuti ka2L karipaTruck. Nyadzi dzinokunda rufu. Kwakuzoramba muchinamata mese here
Chief much love and respect for you 👏👏👏 you gained a follower pamberi nebasa
Teacher ngaaende kuneimwe court kunoita appeal kwete kudzvinyirirwa
Vanhu wanofunga kuti matongerwo eku court akafanana neekuma chief uchidyirwa mari ne Lawyers mahara uye ziva kuti after this uchadzingwa futi kwauri kudzidzisa ikoko.
@Tinashe Mugabe imwe customer iyo
my chief i am proud of you kana ndakudzika rwenze viceroy is on me ndipei number
Mambo makoni itai muchinyatsoongorora varume vanouya nevakadzi vavo kumatare enyu vachimhan'arira zvikomba vachizoda kuripwa ,,pamwe pacho inenge yava syndicate pakati pevarume nemadzimai kunge vari kuronga kutsvaga mombe ,,,, mukadzi uyo ibenzi chairo maitire aari kuita kunge anotove nekodzero yekutoganza nechihure
DNA
Ko mukadzi waTicha akadzoka okwidzawo nyaya yake kumatare kuti mukadzi uyu akahura nemurume wangu asi achiziva kuti murume wangu ane mukadzi nyangwe zvazvo ari Joni..Pachafamba sei..Amai avo vachatongwawo ne same measure hre se yatongwa nayo Tich uyu.. Courts should do justice regardless of the genders involved in the dispute
Iyo haitongwe iyo vanotonga kuti murume ndiye akapfimba
Some women have such loose morals. 9 whole years cheating whilst married, woman is a professional bed hopper. Child looks like boyfriend. This is far too common. If size matters , then why the repeat $50 episodes!? Blackmail and exortion. Husband must have known about it and tried to keep his marriage whilst benefiting but things have turned sour! Mambo's line of questioning 😂😂😂😂😂
Mai Mbabvu should come back from Mzansi kuKraaifontein kwavari kugara and report this woman for adultery kwaMambo, 10 mombe dzidzoke. AMbabvu ngavambhosiyana nekufunga kuti zvese zvinoda zvembabvu. Mbabvu anenge akatambwa zhet naBaba naMai avo. They are in it together. 10 mombe dzazonyanyawo apa. Amai avo vaitoenda kunokwigwa musango naMbabvu. She should take equal responsibility. Ngavaripewo mombe 5, Mbabvu obvisawo 5. Ndhoo feya iyoyo.
Yaaaah nheeee married woman matora chimuti wena kusvika varume vati eke
Murihure mungataura zvekuhura kwenyu mudare siyayi chihure mbuya manyadzisa mhuri yenyu
Mai ava something is wrong in mind
Ambabvu dai mangobvuma mhosva mobva mangotora mwana uyo nekuti nekuzavhurwa kwaatwa nababamukuru venyu avo anenge achakurira nhamo..mwana ndewenyu
bt mai iyo so haa ndrikuona kunge fund raising frm chihure. mrume haarambi mkadzi cz shes a hardworker. iye anakirwa ohwina 8 mombe kwakut vakadz tingakurambai muchiita chihure chinobhadhara zvakadai. wealth wthin the mountains kkk yoyoyo
Umwe Ari jozi achiti tibatsirane rimwe ririkubidisa 7🐃🐃🐃 dzrikuenda dzichichema 🙌🙌🙌
Ukangoona waita secret nemunhukadzi nyaya ikauya kwamambo watsva vakadzi havana secret hamadzangu
amai ava ipfambi...murume arikudyira pfambi yake mari
Taura hako vanozivana. Aidii ku repoter kubva kare paaienda achinotora mari. Mukadzi i Gongi chairo uyu
Regai kuda kureasoner nhema imi Vambabvu nxaa zviri nani kubvuma mhosva kana makapara mhosva
So zvirikureva ere kuti mukadzi anenge asina mhosva panyaya yakadai coz hapana ka pavarikumbobhadhariswa
I am not saying hangu teacher avo havana kuhura but nemaomero akaita zvinhu ini ne mukadzi wangu tinokwanisa kungo pomedzera munhu totowana mombe dzedu zvedu because mdhara aya chaakapusira ndechekuti mukadz akangoti ichi chikomba changu nyaya yatopera
Aaaaaah azvisi nyore kumunhu wemukadzi kubvuma zvinhu zvakadero anoyenda mbiri zvee munharaunda kut ihure
Mkadzi wacho haasi kana kutombonyara zvake,this world is wicked woooo
Aaa nhai
Mukadzi vemunhu haabatwi imiwo Mai muri nzenza yemandiriri iwe murume vekuhurirwa mukadzi ngaaende uyo unomudii nzenza yakadai
Chihure Itai henyu madzimai, asi yambiro yangu ndeyekuti boyfriend haifadzwe nemusoro wemunhu.
😂chief my crush vanotaura M*** word sezvariri
Uyo haana zvakuita uyo mbabvu varikuda marii vanhu avo cz of audio yechiramu
Bt guys tarisai mwanauyo plz
Mai vanonyadzisa ava
ini gearbox rangu handingarivhurire umwe murume better kubvuma mhosva chero ndisina zvandakaita 😂 …vaMbabvu manyora here mukabook kuti idiki and haina kuchecheudzwa 😂
Chero ndiine mhosva handibvume kuitiswa zvekupenga izvozvo kukumuriswa bhurugwa rangu nemumwe murume plus vakashandisa criteria ipi pakuyera nokuzosvika pakuti iduku ndokutongera chitororo uko 🤣🤣🤣
Obvious vakati idiki vachienzanisa neyavo😂😂 but hazviko izvi
Mambo vaita kuregedzera chaiko 10 mombe
Kuzvisungirira better anodziwanepi 10
10 dzazonyanya.
Ko mateacher amuvazivi here vanopindura sevarikunyora manotes emwana wechikoro.
😂😂😂😂😅😅😅
You can visit the current Marriage Act
Mai iyi ibenzi kuitira mwana chikomba,teacher ava havana kukwana
Tinashe Mugabe vanhu vayevatanga
😂😂😂😂 Mahure mahombe
Muridzi wemukadzi anoshamisa, something is not normal with him, regai ahurirwe. Chokwadi kuhurirwa nemukadzi zvekutoita mwana iwe uripo. Pedzezvo woramba uchida mukadzi akadaro nekuda mombe.
Ndozviya zvinonzi gomba harina mwanaka.Chikomba chinoripa asi mukadzi nemwana hachitore.
Mbabvu usachenjerese mudare
Guys it's not easy kurambana nemukadzi wekumusha. Ndiye anenge akamisha musha wese, saka kumuramba musha unobva waparara, ndokusaka akamutevevera. Musango taura taura guys. Life is not easy.
Hai Jonah . Bambo aya anoda fuma basi . Mbuya Dolli ayo achahamba hake kana fuma yaitwa paid
@@tsitsimutombo2216 mmnnnn pakaipa apa baba varikutovhazura mwana kudaro , for the boy’s safety amuhure ayo ngahambe mumhatso kwababa ake
Audio yakaipa iyo
Bravo Chief. Mbabvu arikuda kushandisa huticha hwake pasipo taking advantage of poor villagers
Asi nyika yedu yanyanya gumbo mumba gumbo panze...apa vadzidzi vose kusvibisa zita reChurch vachipfeka magemenzi shame💔💔💔
Vamazuvano makumbo avo ese ava panze 😂😂😂😂
Makumbo avakugara panze wanvu apa
VaMbabvu ko kuzonyora nyora moti mu class here Teacher
😂😂😂
Aikaka..ko zvinhu zvinotorwa munhu aita appeal..doesn't appealing set aside the Chief's ruling pending final judgement from the appeal.
Mbabvu chinoda kuita nharo dzisina basa,apa iyo nyaya iri pachena chena.
8 was a realistic figure ..... 2 months to raise mari yema DNA kunonzi kushandira chihule.
Now the child is the one who is going to suffer repercussions. Some acts should be weighed before u proceed.
Ma comments evarume ari kushoora murume uyu, macomments evakadziwo Ari kushoora mukadzi uyu😂,,vakadzi manyadziswaka
That’s my son
Mambo
How are you
Miss you
This whole system is crazy,its wife who should pay her husband for cheating.
Pafeya
Saka mai ava vachaitwawo sei since vakahura varipamurume?
Ma Teacher full of Joy chete,maita basa Chief weldone. Watching you from England 🇬🇧 matonga kwazvo
haaa Mudzidzisi murikuramba henyu asi chikomana face iyo ndimwi chaiye. Mukatambisira Mambo nguva unoda shamhu ye mombe 20 iwe
Haa chero murume Uyo Aine mhosva asi Mambo neteam ravo havagoni nyaya ko havatsiuriwo Mai avo kuita sedhiri ravakaronga nemurume
Vambabvu Moda shamhu first
Shame on this woman "Kumusha kwake ndekupi" the woman must be charged also!
Haisi Rusape
😅😅😅😅😅Haina kuchecheudzwa ,iduku! Simuka dare rikuone kkkkk😂
Iri dare iri gayizi unfiltered vatonovhuriswa bhurugwa 😂😂😂😂 ndanakidzwa
😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣
Mambo vatonga zvandifadza apa. Vagara vanondigorena pakutonga kwavo generally. Asi, ndozongopesana nawo vakuwanza zvitsverudzo basiii kkkk
Ndozvinoita dare rechivanhu panyaya dzenyengano idzi, vakanyara umbovo haibudi zvakanaka pameso pedare saka uchiona vachitarisa pahuso hwemunhu vachibvunza . Mutauriro wemunhu arikunyara chokwadi huri kumeso ake , nyadzi dzinokunda rufu kkkkkkk
Mwana ndwe mudzidzisi uyo aaah vasade kuramba nyay yavo
Matongerwo aya handiitire soo
😂😂😂😂 madzimai ekumusha vava kuita barika . Madzimai hamucha remekedzi mereji dzenyu.Kuto svika pakuita mwana nechikomba mune murume mumba. Yooo!!!!!
Amai ava vakaita chipfambi chinonyadzisa kunyangwe hazvo mbabvu ari wrong
Takakura zviri ko kungoti zvanga zvisinga taurwe vamwe waye wekuenda kudna mwana awe kuma40years
Apa unoda kusvirwa nyoro nechikomba??? Ndazvitadza izvi
Waiting for part2 please slymedia
How long is a piece of a string ? 🥴
Pasi nechihure ityai mwari imi amai imi monyadzisa
Now vcadzi ndovakufanira kurip ini murume wangu akahura nmkadzi hkuna chobuda pmba zvirinani mutidxinge mufumhu nenyu
Handifunge kuti Bambo aya achirikuda amujoki aya asi anoda kuripirwa apfume sezvo achiratidza kuti murombo. Asi ndizvo ere kugara nehure rakadai mumba hayi.
Ndiwo maonero angu. Ari kuda kupfuma.
I wonder kuti sei varume vahurirwa vogarazve nemukadzi wachoni.
Next thing anokuurays
Ripisaiwo mukadzi wacho
Mukadzi aitei Ivo amudzidzisi avo inhubu. Kana vans vechikoro anokwira uyo. Thanks to Mambo mombe 8 dzekuripa ndochaidzo kuzvarisa mukadzi vemunhu unoropa chete rakaura zi teacher iro.