MUKOTTSANJERA SHUMBA YENGOZI TARWIRA FAMILY Karanganda TV

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 11 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 333

  • @olisamanyenya2090
    @olisamanyenya2090 23 วันที่ผ่านมา +35

    Top ten pfeeeee siyai like kn uchinakirwa nehosho 🎉

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 23 วันที่ผ่านมา +29

    Ndopaudzwa zimunhu risina dambudziko richiti namatai hazvipere guys Ngozi hapere nekunamata guys hchivanhu chiriko tinotenda Shumba yengozi

    • @user-cv8ys8mw9u
      @user-cv8ys8mw9u 23 วันที่ผ่านมา +6

      Especially wana baba vedu iwawa kana vakabata bata havatauri munongonzi hamusikunamata heeee mune musikanzwa vanhu wakaoma moyo iwawa

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 23 วันที่ผ่านมา

      Taura hako​@@user-cv8ys8mw9u

    • @WadzanaiRuthMashonganyika
      @WadzanaiRuthMashonganyika 23 วันที่ผ่านมา +1

      Ndoma bhinya acho anenge achisairira mhepo kune vasina mhaka otherwise munhu anedzinokakata haataure zvinhu zvakadaro ivaiwo nemoyo wekurwadziwa netsitsi kune vakatakura mitoro yachi kuti inorwadza nekurema sei Havana chavasina kuzama kuri kunamata ndo ma prayer warrior acho nekuchipostori kwese vazama vaneta.Tiri vanhu vatema ndinoti chivanhu chiriko pamberi sekuru kotsa bvondora mabhinya zvikwambo nevaroyi

    • @WadzanaiRuthMashonganyika
      @WadzanaiRuthMashonganyika 23 วันที่ผ่านมา +2

      ​@@user-cv8ys8mw9ukusindimara moyo kunge baba vangu Havana kana Hanya havatirimuke ....zvinorwadza sei kuti mubereki mupenyu wega asara anofanira kunge achikurwira nekukumiririra ndeye asitorina Hanya hunherera inhamo Mambo Mutasa tirwireiwo Dr kotsa vatisunungure tatambura weeeee😢😢😢😢

    • @WellingtonBudzi
      @WellingtonBudzi 22 วันที่ผ่านมา +1

      Mushonga wengozi kuiripa

  • @A_JM585
    @A_JM585 23 วันที่ผ่านมา +38

    Zvekuti ndiripabasa ratova drama iro 😂😂😂😂😂😂mutoilet pfeeee ,pa chamber dheeeesheeee

    • @user-ln9qj9mt7t
      @user-ln9qj9mt7t 23 วันที่ผ่านมา +3

      Seni ndichanyoreswa report chete becoz ndaa kuzvinyanya

    • @PraiseNyoni-t6e
      @PraiseNyoni-t6e 23 วันที่ผ่านมา +1

      😂😂😂😂😂Yoh

    • @A_JM585
      @A_JM585 23 วันที่ผ่านมา +3

      @@user-ln9qj9mt7t tovarevera kuna sekuru vakangotinetsa aikaka can't miss family meeting 🏃🏃🏃

    • @WinfildaKazetete-w4e
      @WinfildaKazetete-w4e 23 วันที่ผ่านมา

      😂😂same with me here

    • @user-wi9wk7fy8t
      @user-wi9wk7fy8t 23 วันที่ผ่านมา

      Tese tese shamwari kutogara pa chamber

  • @josephaldo3416
    @josephaldo3416 23 วันที่ผ่านมา +13

    Mambo Mutasa nyika yawo yakazara zvipoko. Shingai mambo. Totenda makapuhwa chipo icho. Dai akasazotorwa kuState house

  • @user-ln9qj9mt7t
    @user-ln9qj9mt7t 23 วันที่ผ่านมา +12

    Muchitipa Tangwena kudai tohwa kufara nazvo 👏👏👏👏👏 taisa maoko Tsoka wee Simboti gamba rawatangwena

  • @user-do7ds3xm7r
    @user-do7ds3xm7r 23 วันที่ผ่านมา +10

    Ndarwadziwa misodzi kusvika pakudonha pataura ngozi zvainoda unonyatsoona ona kti mufi ari kurwadziwa.Haaa zvakaoma veduwe ngatisauraya vanhu,munhu haarovi sehuku.Unonzwa sei ngozi yaakutaura muripo ichidzungudza musoro kuraridza kurwadziwa.Sekuru Mukirsanjera you are the reason i buy data,i will follow you all the way.Tichauyako!!!

  • @yvonnemavismashaira-vd3mp
    @yvonnemavismashaira-vd3mp 23 วันที่ผ่านมา +8

    Chinonyanyorwadza Kuti vnhu vanouraya Ava vanenge vari tsuro dzemubhuku ndokuparira vmwe mabasa

    • @preciouschipamba932
      @preciouschipamba932 20 วันที่ผ่านมา +1

      Ufunge hako kutsvakira wamwe mhosva apa mhuri yacho inotoratidza kuti pfuma yacho hapana😢

  • @Anolisi
    @Anolisi 23 วันที่ผ่านมา +29

    Siya like pa Netflix yako

    • @ltm454
      @ltm454 23 วันที่ผ่านมา +1

      Karaflix😂😂😂

    • @user-nr3bx2nc4m
      @user-nr3bx2nc4m 20 วันที่ผ่านมา +2

      Tsokaflix

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 23 วันที่ผ่านมา +3

    Tsoka muitirwe Nyasha. Mwari vakuwrdzerei makore mazhinji kurarama. Murambe muvhibatsira yenyu mhuri dzirikutamudzwa ne nwrya ye Ngozi nehurombwa. Sando dzenyu imbwa ye Gorongoza. ❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤

  • @user-uj2ik8lp2h
    @user-uj2ik8lp2h 23 วันที่ผ่านมา +7

    Ever since ndakaziva kuti Bae Mukotsanjera akaroora muera Dziva ndakabva ndawedzera kumudisisa hangu

    • @gracesug9353
      @gracesug9353 23 วันที่ผ่านมา

      Uri murudo shame

    • @user-uj2ik8lp2h
      @user-uj2ik8lp2h 23 วันที่ผ่านมา

      Akanaka zvake plus akaroora Dziva so atori murume wedu uyo​@@gracesug9353

    • @phineasmasori3540
      @phineasmasori3540 23 วันที่ผ่านมา

      Mkasha mukotsanjera 😢😢😢

    • @chipomukonde8650
      @chipomukonde8650 23 วันที่ผ่านมา

      Iwewe nabae wako iiiii haugone naye wena😂😂😂

    • @jephiaschinganga7565
      @jephiaschinganga7565 22 วันที่ผ่านมา

      Kkkkkk

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l 23 วันที่ผ่านมา +3

    Vamkotsanjera vanomboriwp nenguva yekuzororawp here Inga munenhamo nesu shuwa matare anorema everyday❤

  • @jasminegraciousmapuranga2463
    @jasminegraciousmapuranga2463 23 วันที่ผ่านมา +2

    Mukotsa to the world, watching from Mozambique

  • @StephanZakaria-ld2fc
    @StephanZakaria-ld2fc 23 วันที่ผ่านมา +6

    Sekuru munobatsira wanhu zwineunyanzwi rambai makadaro

  • @user-yc9ec7yr5x
    @user-yc9ec7yr5x 21 วันที่ผ่านมา +2

    Ngozi iyi haina kundijekera sekuru Tsoka vachakaro kugadzira ngozi dzavo ngatimbowona hedu

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 23 วันที่ผ่านมา +3

    But dai Zita ataura ummm zvekuunganidzira munhu wamusiri kuziva kuti ndiani ummm pane error ipapo

  • @WinfildaKazetete-w4e
    @WinfildaKazetete-w4e 23 วันที่ผ่านมา +8

    Iwe woshora pakadai ndikangonzwa kangoma muwiri wangu wotomerera

    • @maguramagura5335
      @maguramagura5335 22 วันที่ผ่านมา

      Unemudzimu iwe enda unosimudzwe

    • @WinfildaKazetete-w4e
      @WinfildaKazetete-w4e 22 วันที่ผ่านมา

      @@maguramagura5335 definitely i will do

  • @user-lc9po3md1n
    @user-lc9po3md1n 22 วันที่ผ่านมา +2

    Mabhinya chavo kuponda cht,hanei nezita nekwaunobva

  • @A_JM585
    @A_JM585 23 วันที่ผ่านมา +4

    Excuse me boss ,paita emergency family meeting kumba kwedu Ku Karanganda
    Kana musingade kundipa 1 hour 35 minutes ndimboite zve meeting hameno henyu nasekuru vangu Tsoka

    • @beautyzimbabwe1001
      @beautyzimbabwe1001 23 วันที่ผ่านมา

      Kikik mukunonoka ku meeting tatovepo

    • @A_JM585
      @A_JM585 23 วันที่ผ่านมา +2

      Ndirikuti ndikapa murwere spoon yechikafu paanenge achitsenga nekuzomedza ndombomhanya muchimbuzi ndogona svi 2 minutes ndoita pause ndodzoka 🤣😂😂😂😂😂😂

    • @beautyzimbabwe1001
      @beautyzimbabwe1001 23 วันที่ผ่านมา

      @@A_JM585 Kiki mune drama 😃😃😃

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 23 วันที่ผ่านมา +3

    Tasvikawo 😂👏pano panoti isusu ma karangandians

  • @elizabethnyabadza9318
    @elizabethnyabadza9318 23 วันที่ผ่านมา +2

    Makaita baTaps makativharira kunze kwaMarangwanda nezuro nekuti haa pano paizobvira zvapo😂😂

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 23 วันที่ผ่านมา +3

    Nezuro ndakazwa hasha kumarangwanda kuya ba taps kuchiimbwa dzemuhondo ndikati mbavha idzi dzinoziva hondo here hee comrade comrade kudini kwacho

    • @serataruvinga7922
      @serataruvinga7922 23 วันที่ผ่านมา +1

      Nhai hako chii chakadaro regai vakavhara comment section cz vaiziva kut hazvipere mushe😂😂

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 20 วันที่ผ่านมา

      Kkkk ndosaka comment section yakavharwa apa handina kuzomboipedza kuona pachingoimbwa​@@serataruvinga7922

  • @garachagaracha
    @garachagaracha 23 วันที่ผ่านมา +4

    Kkkkk kumamisha now adays why kwakungo Zara nyaya dze NGOZI

    • @user-up6uv7hg2n
      @user-up6uv7hg2n 23 วันที่ผ่านมา

      Vanhu vakauraiwa kaa kare nw vakumuka Voda kuripwa

    • @nessaakison6599
      @nessaakison6599 22 วันที่ผ่านมา

      Plus generation yaitsipika zhinji yakafa varipo vadiki kunamata or kuMasowe vana varikutsanya vedu saka zvinobuda semadhimoni uye nekuda kuziva chii chirikunetsa muhupenyu plus social media taakuiona thanks to lockdown takatanga kunzwisisa spiritual life 😂😂😂

    • @PaloSant
      @PaloSant 22 วันที่ผ่านมา +1

      Even ku town. Vanhu vanozouya kuzoita dare kumusha. Munhu anenge auraya anotsipika but nekufamba kwenguva kutsipika kunenge kwonetsa apa n'anga yakakutsipikirai inenge yafa saka zvinobvanyanguka. Ukuwo vana vanyamufi vanenge vakurawo vaakuti baba vedu havangarovi. It's only a matter of time. Kutsipika ingori short term measure

    • @icywayentertainment3927
      @icywayentertainment3927 8 วันที่ผ่านมา

      Vakuru vedu vaiporomora vachiziva kutsipika manje vakafa zvakuchibuda

  • @SimbarasheSithole-pl9is
    @SimbarasheSithole-pl9is 23 วันที่ผ่านมา +1

    Samukotsanjera munondiitira hngu pandichauya Ku Zimbabwe ndinoda kumbomuonaw murume uyo

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z 23 วันที่ผ่านมา +2

    Dzatiza wena dziri kuziva nyaya yadzo

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 23 วันที่ผ่านมา +1

    Kamwana ako karundisiririsa wedu wee ndobva ndafunga mwana wangu vicky wedu wee

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 23 วันที่ผ่านมา +2

    Hecho waribarwe warikuzvinzwa... Perfect job Bab taps

  • @A_JM585
    @A_JM585 23 วันที่ผ่านมา +2

    Weduwe kamwana ako Ku bench kunamai vakagarwa zvaachakuvadzwa nhai

    • @Olcool
      @Olcool 23 วันที่ผ่านมา

      Ngozi kazhinji haikuvadze mutumbi or vana. Hazviwanzi kuitika.

    • @A_JM585
      @A_JM585 23 วันที่ผ่านมา

      @@Olcool hoooo okay thanks kudzidza hakuperi shem

    • @jephiaschinganga7565
      @jephiaschinganga7565 22 วันที่ผ่านมา +1

      Mwana atori safe haukuvadzi vana

  • @fatimasawada7638
    @fatimasawada7638 23 วันที่ผ่านมา +3

    Yes drums of africa reminds us of kanye

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 22 วันที่ผ่านมา +1

    Kamwana hakasi kuziva hako kuti mai makasvikirwa,zvakaoma.

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 23 วันที่ผ่านมา +2

    Matsotsi anombozivana mazita here AHH? Visai vanha kumatare. Munhu akagarwa hasiri mai vacho. Munhu harovi. Saka vakauraisa umwe wavo vakatora mari yekubiwa. N'anga dzirikusvasvata mari dezvanhu😅😅😅

  • @petronela7548
    @petronela7548 23 วันที่ผ่านมา +2

    Why ndirikunzwira baba vane worksuit ye blue tsitsi

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 23 วันที่ผ่านมา +1

      Same here😢

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 23 วันที่ผ่านมา +7

    Ba Taps sei kumarangwanda egamba manga makati vharira panzwe kuma Comments

  • @patiencechinokuramba-ds7ox
    @patiencechinokuramba-ds7ox 23 วันที่ผ่านมา +2

    Baba taps ko ngozi yatonde yapapi

  • @Vimbbe100
    @Vimbbe100 22 วันที่ผ่านมา +1

    Mwana ngaaombeswe kwagogo moyo wangu waenda kure mwana uyo

  • @cresenciakaseke
    @cresenciakaseke 23 วันที่ผ่านมา +2

    I'm happy ndapinda futi muTop 1000😂

  • @emmahbulazi
    @emmahbulazi 23 วันที่ผ่านมา +2

    Sekuru murirudadiso love you ❤❤

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 23 วันที่ผ่านมา

    49:47 murume uyo ane worksuit is a tsotsi. Ngarohwe

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 23 วันที่ผ่านมา +2

    Dai takaramba tichiteedza izvi zvengoma dai tisina nhamo muZim

    • @NormAnderson-w8x
      @NormAnderson-w8x 23 วันที่ผ่านมา +1

      ingo joiner Maponga atodzokera kumapako

    • @NhamoMwamuka
      @NhamoMwamuka 23 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂

    • @jephiaschinganga7565
      @jephiaschinganga7565 22 วันที่ผ่านมา

      @@NormAnderson-w8x kkkkkkk

    • @PaloSant
      @PaloSant 22 วันที่ผ่านมา

      Hamunyepi. Generation dzaana sekuru vedu dzakatsipika midzimu yemusha dzichiromba dzichinyepera kunamata ndidzo dzakatiparira. Ana baba vedu vakakura vachiti tinonamata izvo misha yanga yatosvibiswa kare.

  • @user-cv8ys8mw9u
    @user-cv8ys8mw9u 23 วันที่ผ่านมา +2

    Hoyo musharukwa wabata mukoma marangwanda nekubvuma mhosva ka1 apa wanga wachioma moyo wachiramba 😅😅😅

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 23 วันที่ผ่านมา +1

    Ndosaka ndeiti ini ngozi yangu ndinoda kuti ibudire pamunhu rume

  • @nyashachinembiri4777
    @nyashachinembiri4777 22 วันที่ผ่านมา +2

    How can you not know your friends name or kwaanobva imhondi iyo

  • @tinotendamaposa9896
    @tinotendamaposa9896 23 วันที่ผ่านมา +1

    Kahosho ako kanondiita great

  • @user-wx2rb3sh5x
    @user-wx2rb3sh5x 23 วันที่ผ่านมา +1

    Kkkkk mudhara anofamba uyo dzinouya guys

  • @WadzanaiRuthMashonganyika
    @WadzanaiRuthMashonganyika 23 วันที่ผ่านมา +1

    Kufa kuri nani panekutambudzwa so uri mupenyu chandibata 😢💔

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 22 วันที่ผ่านมา

      U can say that again

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 23 วันที่ผ่านมา +1

    Mkotsanjera ambozvitaura kuti unenge tsotsi tsotsi ummmmm kamudhara ako kaaa

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 23 วันที่ผ่านมา +2

    1987 /88 yaaa pakaipa ngozi hairove for sure ummm zvinotyisa wena

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 23 วันที่ผ่านมา +1

    One among others mkotsanjera to the people 🎉

  • @WadzanaiRuthMashonganyika
    @WadzanaiRuthMashonganyika 23 วันที่ผ่านมา

    Guys please tell me handisini ndega ndonakirwa na blaz vanobudirwa ne dzimu rechikadzi pa team ya sekuru kotsa yiu you can tell that the spirit iri cheeky

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 20 วันที่ผ่านมา

    1st time kunzwa ngozi ichiramba mukadzi

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 23 วันที่ผ่านมา +1

    Rowera kuenda shumba yengoziiiii

  • @anywaychikwanda4315
    @anywaychikwanda4315 6 วันที่ผ่านมา

    Kuzopfeka zvezanu musha wese ndosaka makarimba mhani imwe ngozi yami ayo ndeyezanu

  • @AnitaMavotsa-dw6ec
    @AnitaMavotsa-dw6ec 18 วันที่ผ่านมา

    Rovai basa sekr but please tidaireiwo tichifona tipindureiwo kuapp sekr mkotsanjera vaudzeiwo mkoma

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 23 วันที่ผ่านมา +1

    CHERO NDIKANONOKA KUSVIKA ASI NDOUYA NDAPINDA SOFA RESHE KKKKK

  • @PraiseNyoni-t6e
    @PraiseNyoni-t6e 23 วันที่ผ่านมา +1

    Mamuka sei 😂😂😂 Our crush anodiwa veduwe mukotsanjera

  • @Smoyo
    @Smoyo 23 วันที่ผ่านมา +1

    Fight yakandwa apa ndeye chirume chaiyo.

  • @user-tq7sc5zh3f
    @user-tq7sc5zh3f 23 วันที่ผ่านมา

    Chaya mhondi 😂😂😂halala mtare mkotsanjera unebasa wakomana hoyeeeee ngozi dzekwamtare kkkkkk hokoyo

  • @Vimbbe100
    @Vimbbe100 22 วันที่ผ่านมา

    Family iyi inevanhu vashoma

  • @morellenkadzviti5128
    @morellenkadzviti5128 23 วันที่ผ่านมา +1

    Hevoo, huziva zvenyu hombarume, munonyeketedza kusvika mufi nemhuri dzotaurirana. Matendo Simboti, munomira semukono, rakanaka changamire!!!

  • @user-vz9pg7vb5r
    @user-vz9pg7vb5r 23 วันที่ผ่านมา +1

    Vanhu dzidzai kt chidi hachieri musi wacharimwa kuyraya munhu hakuna kunaka unoparira dzinza rese

  • @queenmomakunike9639
    @queenmomakunike9639 15 วันที่ผ่านมา

    Marangwanda akafanana nemurume wa kiss me goodbye 😅😅😅😅if u know u know

  • @user-rl8xc4jz9h
    @user-rl8xc4jz9h 23 วันที่ผ่านมา +1

    I wish to hold this boy called marangwanda🙈hello sekur bae Tsoka nabaTaps

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 23 วันที่ผ่านมา +1

    Baba Taps woye
    Dr Mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼

  • @ceciliamusegedi-jq1me
    @ceciliamusegedi-jq1me 23 วันที่ผ่านมา

    Yoweee ee ndakasira nhasi number 24 better aaaah ndauya ndauya Bvondo Bvondo ❤❤❤❤❤❤❤

  • @Smoyo
    @Smoyo 23 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂uyu mwana mudiki uyu anenge wangu kuita chiname chaiye , pandiri ndopaari akaruma muromo zvake.

  • @shanteldineo
    @shanteldineo 22 วันที่ผ่านมา

    Kamwana karikundirwadza ako pachema ngozi nako rudo rwamai 😢

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 23 วันที่ผ่านมา +2

    Batai bsa Sekuru Mukotsanjera

  • @EvelynNyoni
    @EvelynNyoni 23 วันที่ผ่านมา +1

    Ndian anoona face yabea wedu yakanaka kana vakapfeka zvebsa kkk

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 22 วันที่ผ่านมา

    Sekuru mune basa. Tsoka munogona basa. Vana Mswati munogona basa.

  • @bchis8806
    @bchis8806 23 วันที่ผ่านมา +1

    Ngozi dziriko hama dzngu surrendered hangu

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 23 วันที่ผ่านมา +2

    Seat # 69 ndauya kubatira pekugara vazukuru ndirikudzoka.....bae wangu azobatsira nyika weee Tsoka

  • @bethelzuva9973
    @bethelzuva9973 23 วันที่ผ่านมา +2

    Shumba yengozi

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 21 วันที่ผ่านมา

    Tsvimbo iyo inotyisa kungoibata 2minutes munhu akutotaura chokwadi😂angoitarisa soo akaona kuti pano hapana kumira mushe rega ndibvume mhosva yangu

  • @user-mv1yn9cb4w
    @user-mv1yn9cb4w 10 วันที่ผ่านมา

    Kubuda munhu ari bara chaiyoo😂😂😂😂😂

  • @Ezekelndlovu
    @Ezekelndlovu 22 วันที่ผ่านมา

    Varume tinofanira kudzidza zvakaipa nezvakanaka munhu ngazvibate kwete kungoteura ropa revanhu

  • @LeeLee-tn4oi
    @LeeLee-tn4oi 23 วันที่ผ่านมา

    Ini andisi kunzwisisa coz mdara uyo ari kut atiziv kwaigara frend yedu saka vaizonotaura kuhama dzipi kut mnhu wenyu wafa ivo vasingazivi kwaanobva nhay

    • @shanteldineo
      @shanteldineo 22 วันที่ผ่านมา

      Ndosaka vakushungurudzwa nemhepo

  • @primrosemarimirashiry8460
    @primrosemarimirashiry8460 23 วันที่ผ่านมา

    Saka ngozi hatigoni kuipotsa kana zvichifamba seizvi😢😢😢

  • @graciouschingwena2910
    @graciouschingwena2910 23 วันที่ผ่านมา +1

    Second🎉🎉

  • @ceciliamusegedi-jq1me
    @ceciliamusegedi-jq1me 23 วันที่ผ่านมา +1

    Aaaaah ndirimo mutop 20 waivepo hre usasoshora karanganda

  • @ganyaz
    @ganyaz 23 วันที่ผ่านมา

    kamudhara keWorksuit yeBlue kana nyaya ako !!
    arikuti takatozama kununudza umwe wedu at the same time arikuti tangetisingaziwi kwaaigara ungatadzekuziwa kwaanogara ???
    arikuti haaziwi Zita remufi Koo iye mufi akaziwa sei Zita rekadhara aka

    • @PaloSant
      @PaloSant 22 วันที่ผ่านมา

      Anonyepa. Even ma friends ake ari kuti haazivi ma surname avo

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 23 วันที่ผ่านมา +1

    Mwari woyeee 3yrs hre unozivei

  • @LoraineTavagwisa
    @LoraineTavagwisa 23 วันที่ผ่านมา +2

    Ndaitaw first

  • @shanteldineo
    @shanteldineo 22 วันที่ผ่านมา

    BaTaps tipeiwo next kumaranganda uko makatisiya panzira

  • @user-qs1kk6ho6o
    @user-qs1kk6ho6o 22 วันที่ผ่านมา

    Eya ndaiyepo 🥱 number 300😂😂

  • @SusanyGovha-ri5hn
    @SusanyGovha-ri5hn 19 วันที่ผ่านมา

    Baba taps tineyeduwo gogo vangu vakaurayiwa ndakatarisa ndibetsereiwo .anasekuru avasimudzi musoro Aramaic vangu Vapera

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 21 วันที่ผ่านมา

    Ini guys ndoda kureurura,sekuru Mukotsanjera ndakutovada zvema sure❤❤❤vakaroora here???

  • @user-ln9qj9mt7t
    @user-ln9qj9mt7t 23 วันที่ผ่านมา +1

    Musaona kunonoka ndanga ndichiuya

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi 23 วันที่ผ่านมา

    Baba avo vanoziva dhiri ngavataura chokwadi hakuna munhu anobatsira nenzira yakadaro😊

  • @marychigumira6419
    @marychigumira6419 23 วันที่ผ่านมา

    My fav song kwaMutoko kwakabaiwa kahure

  • @tinotendamaposa9896
    @tinotendamaposa9896 23 วันที่ผ่านมา

    3 years!!!!!! Vanhu woye inzwai tsitsi

  • @nomusasiwela9621
    @nomusasiwela9621 23 วันที่ผ่านมา

    Sofa reshe 🎉🎉ngatigarisane weduwee

  • @brightonmakame2582
    @brightonmakame2582 23 วันที่ผ่านมา

    Mwana ari kuvhunduka zvr kuita panamai vake

  • @user-ef9ku6vt4l
    @user-ef9ku6vt4l 23 วันที่ผ่านมา +1

    varume vacho zvave vakatotanga kutiza

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 23 วันที่ผ่านมา +1

    Ndakaruma no. 89 hangu

  • @gertrudemasuka3449
    @gertrudemasuka3449 23 วันที่ผ่านมา

    ❤ngozi iyi haidhiri hayo pana mudhara kupemba 😂😂😂

  • @ChiporoselynbiancamadubekoMadu
    @ChiporoselynbiancamadubekoMadu 23 วันที่ผ่านมา

    Hokoyo nengozi.varume vanomhanyidzana kutiza😂😂😂😂

  • @alicealice5904
    @alicealice5904 10 วันที่ผ่านมา

    Kules kenge?

  • @graciouschingwena2910
    @graciouschingwena2910 23 วันที่ผ่านมา +1

    Ndawapo kani❤❤

  • @INNOCENTCHIRHIDNZE
    @INNOCENTCHIRHIDNZE 23 วันที่ผ่านมา +1

    ❤❤❤

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 22 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤❤❤❤ ichoooooooooo kkkkkkkkk❤❤❤❤❤kunyepa kununudza uchimuisa mukuuraiwa ❤❤❤❤❤❤ Mukotsanjera woyeeeeeeeeeeeeee ❤❤❤❤❤❤ shumba yengozu kkkkkkkkkkkkkkkkkk❤❤❤❤❤❤

  • @MoreblessingMisheni
    @MoreblessingMisheni 23 วันที่ผ่านมา +1

    Tiripo ❤