Zvakaoma hazvo kuzvitsvagira problem in the name of partner yekuchengetana nayo in your retirement years zvino vogara vega here vanhukadzi inga shoko rinoti munhu haangagare oga ndichamupa mubatsiri..vaidawo hama yekukurukura nayo kunze hako chandoziva variko varume kwavo in their retirement years varikutigarisana zvitsvene nemadzimai avo 😢
Mune zvivindi mai imi moenda kumba kwemukdz asina kuitirwa nyaradzo ,hembe dzisina kugovewa nekurova guva imika,baba vanouraisa ava kuisa mai ava pawill kudii ikoko
Mai avo ndovakatouraya mwana vamdara uyo because that boy is the one who didn't support the idea yemuchato.This lady Aida muchato kuti zvinhu zvababa zvive zvake.
Musadaro veduwee... Life is unpredictable... Hatizive Mwari zvaari kutirongera mangwana you will find yourself in this situation... Being zimbuya kana zisekuru repakona rinoroya muchaisvikawo stage iyi kana Mwari akukombererai mukasvika pamakore asvikwa nambuya ava
Ngatiuyei nemaaolutions tisiye kutsvaga zvakaipa every time.... Vachiri vezera rekuda mrume uye vatsanangura kti ndakazviramba asi tete nemrume vakati hazvina kuipa.... I think it's the best if she can get help than mocking
asi kuziva vaiziva vatotaura kuti murume ndakamudza asi akati hapna problem kusvika vadzeedza tete vakati hapana nyaya... saka iye kuziva chiri mberi aitoziva hake
@@smartchidyamuti2437 bonde harina zera yisanyeperana dear as long uchirikutevera ini kutorogedza kusatoda kushungurudzirwa vana vangu chete otherwise ndinotoidawo and I'm 45yrs
Nyaya iyi haisi yehurombwa mai pamba panemkadzi alaga pagara panonetsa zvichida baba ndivo vakauraya mkadzi wavo saka mai mirikunzi makavingei pamba pangu nemkadzi wababa ava akafa mumba munemkadzi akafa akasiya imba yake hapagari mumwe mkadzi
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Mother I wish a better future for you and your children, god bless you
Mai ava varikuratidza kuti vari straight. Vakangoutawo munyama wekuwanikwa neDzvinyangwe
Kkkkkkkkkk taura zvako hama
Very true
😢😢ww22w2s defense sß we 1ww21 we1
This mum is good, if you are no longer welcome pack and keep moving.
Zvakaoma hazvo kuzvitsvagira problem in the name of partner yekuchengetana nayo in your retirement years zvino vogara vega here vanhukadzi inga shoko rinoti munhu haangagare oga ndichamupa mubatsiri..vaidawo hama yekukurukura nayo kunze hako chandoziva variko varume kwavo in their retirement years varikutigarisana zvitsvene nemadzimai avo 😢
Mune zvivindi mai imi moenda kumba kwemukdz asina kuitirwa nyaradzo ,hembe dzisina kugovewa nekurova guva imika,baba vanouraisa ava kuisa mai ava pawill kudii ikoko
Mai ava vanezvavanoziva ava vakarambirei respect yavakapiwa nevana kutonzi tinebirthday imi morega kubuda Hass mai vanenyaya ava
Mumba maigara umwe mkadzi chero ari mupenyu hamugariwe😢
Endayi kwaProphet miracle Paul
Tete nehanzvadzi yavo vanoziva zviri kuitika.Ko iko kuroorwa kwacho kuchiri kweiko munhu ave nevazukuru.Tsvagai stand mubatsirane nevana kuvaka muchengete vazukuru muri penyu.
Being married, she's right
Pane ku raper vazukuru
Amai vachiri kutoda kukweshwa zvakasimba Rega varoorwe vachakasimba
The king of journalism Mukoma Ribooos tinotenda best interviewer❤❤😂😂😂
Baba ava vakauraya. Mwana nemukadzi ndapedza. Hangu hapagariki pamba. Ipapo
Mai avo ndovakatouraya mwana vamdara uyo because that boy is the one who didn't support the idea yemuchato.This lady Aida muchato kuti zvinhu zvababa zvive zvake.
Better ndiri single single (in Freeman 'voice
Mudhara ari kukwirana nevanasikana ndomushonga wacho ne kuuraya kwaakaita mukadzi
Regai hangu ndizvigarire ndiri single,zvekuroorwa izvi🙌
Ndosaka baba uchiseenza night shift
Taura hako
Problem yakaita ndoyokuenda kundogara pamusha weimwe mukadzi
Hazvina basa zviya chakaipa kushandisa zvinhu zvomufi nokudzinga vana vomufi nyaya inoripo apo pamwe Mai vepo Havana kufa zvakanaka ini bhudhi vangu vakafirwa vakazoroora but vanongogara pamba pabhudhi ipapo vatova ne8yrs hpana kna dambudziko ravanosangana naro
Usanyepa Linda dai vakamuvakira kwake ega
@@GraceMuzhuzha kumuvakirirei achikona kungogara ipapovnyaya ingoripo apo baba avo vakaromba vanoshandisa vana vavo hurombwa ndohwanetsa apo chete mufi haatomborina kna dambudziko Mai vemusha uyo wotenga imba yako mutown mukadzi ofa toti hamuna mwana kureva hre kuti pototamiwaka nokuti musha wemumwe mukadzi dzrikungogarwa dzimba idzo pasina kna dambudziko kna mufi akafa zvakanaka chete inga vamwwvwkadzi vanotogara nezvikomba pamisha yavasiyiwa nevarume wani vachifa
Amai Maida kuvaka imba zvenyu vana vashoma vanozvida ende vachizofunga kuti Mai vawo vakafa hazvibudi
Chokwadi.makukoshesha midziyo chete.imba iyoyo midziyo futi.ngai kosheswe.@@GraceMuzhuzha
Mucharamba muchiteverwabvisai ring riri mumaoko
Nyaya dzekuroorwa nemurume ane hurombwa
Ngavauye ku Victorious Family Church International kwa Prophet Kudakwashe Jose mai ava nemhuri yavo zvose zvofumuka zvikapera nezita raJesu.
My people you must learn judge after manzwa zvinotaurwa from both parties , zimbuya repacorner zimuroyi kutoda muchato wapera panonaka kudai
Hmm my guy, ungabva wadaro here, kuroorwa kna kuwana anokuda zvinezera here.. Ko zvavaingoenderana wanie..
Musadaro veduwee... Life is unpredictable... Hatizive Mwari zvaari kutirongera mangwana you will find yourself in this situation... Being zimbuya kana zisekuru repakona rinoroya muchaisvikawo stage iyi kana Mwari akukombererai mukasvika pamakore asvikwa nambuya ava
Good job mukoma Robert
Regai hangu ndigare ndega chokwadi unodemba kufa
aww. murimega?😉
Taura zvako dear dzimwe mhuri dzakatakura kurema chokwadi
Amai ava vakaitawo zvivindi kushaya matyira here kugara mumba nemumwe mukadzi.
Maida kuita Landlady imba yamusina kushanda
Ngatiuyei nemaaolutions tisiye kutsvaga zvakaipa every time.... Vachiri vezera rekuda mrume uye vatsanangura kti ndakazviramba asi tete nemrume vakati hazvina kuipa.... I think it's the best if she can get help than mocking
Mai ava varipo pakutofumura zvinoyera mumusha uyuu vana vachazovatendawo rimwe rezuva zvagadzirwa
The journalist hmmm keepet up you know your job
Rest in peace baba Melo. Akafa zvisinganzwisisiki murume uyo
Moto nekurongedza mumba muridzi akashaya amai vepo..amai ava vakatadza kunogara pamba pemukadzi nekushandisa midziyo yavo nemu Bedroom. hakuna chivanhu chakadaro
Ini ndinofunga kuti baba vakauya mukadzi plus vanenge vanoshandisa vana sikana vavo
Kuteverwa nemoto uyo inyaya yekushandisa zvinhu zvemufi
Sly unonyatsobvunza chaiko zvekuti nyangwe munhu achinyepa anotaura chokwadi
Ndi Robert
it's bob
Toziva zvipiko.. umwe arkuti Sly umwe Robert umwe Bob
@@petrocociousmatsangaise4542 NdiRobert Tapfumaneyi
Amai kana mafirwa dzidzai mubedroom memukadzi akafa hamupindwe uye kugara dzimba dzake hazviitwe chidzidzo kune dzimwe shirikadzi
Chokwadi baba ava vanogona vasina kuromba asi bedroom yamunhu akashaya haipindwe pachivanhu mukadzi munyowami anovakirwa yake imba kwna kupihwa room isiri bedeoom
Kwedu baba munini vakatodzinga vana kwakuisa mukadzi wavo vana vemufi vakutogara kumwe
Ummmmm
@@fungisaimasiya6383 Ndochokwadi ichocho.
asi kuziva vaiziva vatotaura kuti murume ndakamudza asi akati hapna problem kusvika vadzeedza tete vakati hapana nyaya... saka iye kuziva chiri mberi aitoziva hake
Makatadza moms mungadai musina kubvuma kunogara pamba pemukadzi akafa uyu mungadai makanoroja kwenyu zvese izvi zvingadai zvisina kuitika
Ndizvo hazvo asi baba vakaromba
Zimbabwe 🇿🇼 🇿🇼 🇿🇼 🇿🇼 🇿🇼 🇿🇼
You're best Mr Robert
Aaa sorry mhamha maive matiwo ndawana wekuchengetana naye murume... zvino iii munyama chaiwo kuwira ku typye vanhu vakadai kubvirira kuvanasikana vababa ava havana hunhu vaitofanira kukufarirai kuti tawana anotichengetera baba vedu
Imi mom's murikutoshingirira akaroora here mnhu uyu
Amai makauraya mwana wababa avo, Moto haungokuteerei musina chamakaita.
Varikuteverwa nemkadzi wababa ava kti unodei mumba mangu... Imba ndeye mkadzi akafa
Shame amai ndikunzwirai tsitsi shuwa hope zvakazogadzirisika😢
Ring 💍 manje 😅😅😅😅😅😅😅 vakadzi tine nhamo mange matoita movie in nekutochata here 😅😅
Moto wekumatepatepa
Number one nhasi.....
Ndini ndatanga kazzy asi ndandisati ndacoment kkkkkk
@@normachahwanda3428 network maybe
Soko murikushingurudzika kuti sei moto uchitevera,murikuyeuka here makati makaiswa pa will ndipo makaiswa kuzvinhu zvawo,nokuti deno zvanga zviri genuine makaudzwa kuti ndizvo zvandafunga,itai kuti zita renyu ridzimwe panyama zvese nemweya
Kana munhu wane vakuwasha unondakugara nemurume wei ngara wenga enda unosotwa ikoko uchinzoka kumba kwako
@@smartchidyamuti2437 true
Murume anogarwa naye kuti munhu akwirwe zvekuti wane mukuwasha zvinebasa rei nhy
@@priscillahchiromudzimu1632 pane zera wena ini hangu ndonosotwa ikoko ndichidzoka kumba kwangu zvino vakushaya pekugara nekunda varume
@@smartchidyamuti2437 bonde harina zera yisanyeperana dear as long uchirikutevera ini kutorogedza kusatoda kushungurudzirwa vana vangu chete otherwise ndinotoidawo and I'm 45yrs
@@priscillahchiromudzimu1632taurahako and it's very healthy
Nyaya iyi haisi yehurombwa mai pamba panemkadzi alaga pagara panonetsa zvichida baba ndivo vakauraya mkadzi wavo saka mai mirikunzi makavingei pamba pangu nemkadzi wababa ava akafa mumba munemkadzi akafa akasiya imba yake hapagari mumwe mkadzi
Zimbabwe 🇿🇼 🇿🇼 🇿🇼 🇿🇼 yaipa chokwadi
Iimba yeumwe mukadzi ibvai motanga zvenyu ,akatsamwa munhu uyu muri mumba make ibvai mutsvake kwenyu
Yes
Pamberi nebasa mkoma Robert
Zim yaipa hama woyee😊
Aaah wezhira wangu
Ibvai pana baba ava vanoziva zviri kuitika
Vakadzi dzidzai kuzvichengeta kunyanya une vana shandira vana vako nyaya yekuda kuiswa mumawill muchapera nechakapedza mbudzi.
Mubhaibheri shirikadzi dzinobvumidzwa kuroorwa stereki zera ndorinotuma cos ropa rinenge richiri kupisa. Kuchengeta vana ndizvo asi hakundiisi zveee kopanenge poda kurarwa keee munhu ohura here
Very weired why kubvunza mutupo wemunhu nekwaanobva
Unorwadziva kutii sei munhu apa mwana vake marii,Zisatani
Amai, ibvaipo munofa
Yuwi zvkaoma hama dzangu Zim yakatakura kurema
Vakadzi ngatisava desperate kuda kuchengetwa zvekudai tsvaga mari kwedu easy life
Tizai neupenyu hwenyu Amai murume uyo ndiye honzeri yekufa kwemwana ndosaka Mwana akupfuka plus vkadzinga muroora anevana vemwana vavo vaiti anogarepi
vanasikana avo i same syndicate nababa vacho ,looks like vanotoziva mafiro amai vavo
Kungoenda kunogara pamusha pemumwe mukadzi zvinhu zvakaoma izvozvo dai makawakirwa penyu.Baba awa vane hurombwa zvawo pakugara kwawo.
Zvino kurarwa kwacho kwataurwa neumwe apo zvabatsirei watozvitsvagira dambudziko kupfuura rawanga unaro zvabatsirei zvanga zviri zvekare zviya vanhu vava kuromba mazuva ano.
Ma one vanezvipo zvekubatsira batsirai veduwe haisinyore ma one
Mai vandirwadxa ava
moto uyu wakatanga amai ava vasati varambana nemurume saka vese vanobatsira vachiti ndiye arikuvatumira moto varikunyepa. chakaita kuti amai ava vasare pakaenda mukwasha kunoshandirwa paakarwara chii. amai ava vane zvavanoziva uye vane ruoko rwavakaisa pakufa kwemwana wemurume wavo though vasiri muroyi full time. mweya wemunhu hautevere munhu asina mhosva.
Zvakaoma sure baba vakaromba
mubheduru memukadzi akafa hamungopindwe pasina ma consequence, hezvo mavekuona fires
Hamuna kana problem . Baba ndivo muroi
Kwenyu kwaive kuda kuroorwa here zvakaoma mune shuwa kuuya pamba pemumwe mukadzi kuda zvinhu here musanyepere kuzungaira imi dai matoita zve kurohwa chaizvo
Hezvoo
Saka mweya hauoni here zvinoitika pamunhu iye arara pamuri anedambudziko
Ko ana skru Amadu kana skru Nyangatayani havanawo malatest videos here tipeiwo tione
Musapote muchiurayana. Munomukirana ngozi
Kkkk comment yako yada ndione face yako
@@KimPaida-c7b asi waakutya une zvawakaita here pakuponda vamwe?
mai ava ndiwo vakauraya kungoramba hawo
Makavhiringa pakunogara pamusha peumwe mukadzi
Mai vanenge vanonetsa ava
Sekuru Tasvu na Kanengo ndiwo wanofanirwa kupedza bhora apa
Mbuya imi kuda bota here, muchafa ibvayi
Vanotorida nekuti munhuwo
Ummm zvakaoma hazvo, l hope vachabatsika.
Madzimai tisu tino zvipa nhamo nhokuti murume wekutanga muchinetsana wotsvagazve kunetsa neumwe madzimai ngatidzidzeyi kuzvishandira nemaoko edu kwete kuda kufunga kuti nhamo yedu inopera nokuroorwa
Obvious vakavawudza kty imba iri kubvira vanonzi ndimi makawuraya mwana wangu yhooo inga zvakaoma vanoda kubatsirwa Mhamha ava
Zverudo muchazvirega Kuti munhu ugare usina dambudziko kana Wawona zvichinetsa Ini ndakatona Kuti handina zera ne marriage
❤
Hupombwe ndiwo usingadiwe.marroage iribho
Endai kwasamuronda vepaDz uyo
Mungandipa madetals epamuri kureva paDz
Amai ava vakapedzwa kuti vasabvunze
Haaa moms muri suspect,munoda zvinhu maida imba , imbopindai busy
Shame hamuna mhosva mhamha, asi muri mwari wemhuri iyi munechikuru chamafumurisa ndimi matumwa imi ibhinya baba avo
Vakazobatsirika here amai ava?Zvinotosiririsa veduwee
Ndatya hangu 😢
Muridzi vemba ange asingade mumwe mukadzi
Pakaipa masingle ngatidzidzeyi kuzvishandira
Tinoshanda but tinodawo murume
Zvikuitika kuzimbambawe kaa iiiii Mwari pindirai chokwadi
mukadzi uyondiye akauraya mwanauyo akunyepera baba avo muroyi anemoyo wakaipa sei ariramba kuti vape mwanawavo mari ndiwe iva apa unodakurohwa ndiwe wakamuisira
Musafarira kugara pazvinhu zvamusina kushandira honai mavekupinda busy nematambudziko. Dai makazvigarira mega
Makagona kuita move on mama
Inini hangu ndinogoti kana munhu ave nemukwasha ngaazvigarire umirire kuchengeta vazukuru kudakuroorwa munotakurana nezvimwe zvinokutambudzai machembera
Ndokumbirawo kubvunza mune makore mangani
Bible rinotendera
Ruth and Naomi imagine
Bible says,kune anotsva here,ngaawane,or kuwanikwa
Instead of raping nemuzowanikidzwa arara nemkwasha
Pamba pako her iwe mukadzi iwe ,haunyare
Endai ku Universal Church Kingdom of God muna Kwamakurume opposite na Karigamombe pakatarisana ne Chicken Inn paconer pa Julius Nyerere
Church iya universal churxh takakura ichinzi ndeyama sata. Ameno now
Kubvunza mutupo nekwavanobva amai ava kwaiva kuti munyatsoroyeka
Robert unombosangana nezvakawanda,
Baba ava ndivo honzeri ava.Why vakaita zvenhekwe
Mwari pindirai zvokwadi unopinda mudambudziko usingazive
amai ava vakapfumuka nekumanyira kutora will yemba yavasina kushandira kuda kudya zvevapfumi.
Mwari anomiririra vake amai if musina chamunoziva Meari anokurwirai