ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Maiguru God bless you 🙏 Mwari varikurwa Hondo dzenyu...
Real update inotangira pa 29:25
Thanks
Wakanyanyq
Thank u you saved my data and time
Thanks dear
Maiguru Mwari akuitirei zvakanaka chokwadi nemoyo wamuinawo wakanaka chokwadi. Chokwadi chinozongobuda chega kana uchiita zvakanaka ufunge.
Nhai pane ane good memory here andiudzewo kuti mukoma Tererai vaimbova kucompany in vasati vaiya kuvoxcy
Ini have never believed chinonzi bestie...Hakuna zvakadarooo. People are evil....
Powerful words
Very true
Vocx proud of you.Did a great job for me last week in Marondera.They are very professional. Keep up the good work!
Kana muine number dzawo ndipeiwo weVocx awo
Pakamboenda Maiguru Senzeni mucomma pamwe besty ndiye akanga aita zve injection izvozvi zvavanga vakuda kuita
Sure besty uyu akabva kure naye zvichiramba
Tete Tilly makachena kasikana "Tilly" chaiko nice easy wear ndofunga wardrobe yenyu itori walk in closet
Yooooooh friends will humble us and send us to an early grave hayi ngiyabavuma abangane bethu
Song irikunakidza iyi uye ine mashoko anobata chaiwo.....God bless you tetezz mobata basa guru shywa
Thank you. VeVocz vanobatika papi?
The God of maiguru is big ,mainini ihure she wanted to reap where she didn't sow
Nice to VOX Solar manager, he is lovely and down to. Thanks for the work you done at mine.
Thanks tete neprogram yenyu iyi mabatsira vanhu vakawanda shuwa mmmmm vanhu vakaremerwa mukati umo😢
It’s as if it’s a movie .we pray for mai guru Senzeni
Continue praying maiguru Mwari vavanonamata havakotsire chokwadi chaakubuda manje
Number please dzema solar system
Well explained mr vox solar manager
Maybe Mainini ndivo vakatozama kuuraya murume wavo there is deep secret apa
Une point
Maiguru ngaavasiye muzukuru vasa withdrawe macharges ..he made his bed he must lie in it .ndiye achavauraya manje ..
Morning Morning tetez
Be blessed tete Tily
Musoro uyoo ndewemunhu waCEO hre
Pano paneguhwa zveshuwa ,thanks tete
Yaaa mhuka inonzi munhu yakaoma👐👐👐👐👐👐
The only commercial I listened to, I always skip to the main story. Very critical, ZANU PF has failed us, we have to install all this on our own, what they know is collecting taxes and looting minerals!!
Mmmmh pasi pano varoi vazhinji ndevemaskati kupfura vehusiku ,Mwari vakanaka sure zvese bvuu pachena
Number please dze solar company
Hakuna chinonzi Shamwari panyika pano Shamwari vana vako
Hi guys pane ane good memory here andiudze kuti mukoma tererai vaive kucompany ipi b4 voxcy
❤Mwari akanaka chokwadi
Tongozviona zvichiitika muma movies 😢😢😢😢😢
Vox solar phone pliz
Umm munhu haasi wekutemba ndabvuma uye tine dzimwe hama dzatisina hukama nadzo
Mwari vari mazviri!!
Tete Tilder makadii tinotenda ne basa ramuri kuita. Ndinokumbirao number dze Vox Solar
Morning morning tete ini ndinogala kumucha kumatopo vanogona kunondiyitira here
Zvakaoma, trust yourself and God.
😂tete Tilli vanodzifambira,,,,,ummm ye open marriage iyo zvayatoshata nhymi nhymi
Chii chinonzi best friend
Saka kana pane dzimwe mhuri pa same house zvinofambiswa sei. Kuenda kwemagetsi kurikurwadza
Vorcx ko gokwe mosvikawo hre
Uummmm best friend yakaoma.betrayed to the last point
To us who don't have friends
Hakuna chinonzi best friend kana mazogara ....
Kumusha munosvika here Chipinge
Ane munyama maiguru uyu , ngaambonogezwa kwaSave
Maiwe vamwe vanhu ihama dza satani shuwa. how can you do that to your own friend zvayo? iiiooo this is too much 🙁
Are we sure murume took an overdose ega or akaisirwa namainini
Amana as Zims we are absolutely STUPID. Nemanhuwiro anoita Insulin maiguru wouldnt even have taken ONE sip of that drink
Maiguru vasaite hudununu hwekuti muzukuru abudiswe. Anozoita zvikuru manje
Hmmm shame zvakaoma yhoo mabesty awa surrend ,totenda Mwari nekurwira maiguru ava ,kudenga kuna Mwari chokwadi anoburitsa zvakavanzika
Inga ma one
Eish zvakaoma masahwira aya😭😭
Tete tipeio number dzevezvi bhorani avo
Ndombirawo # dzeVOX
Please number
Hakuna chinonzi shamwari zveshuwa mwari ine nguva yake yekufumura zvinhu
Yah neh zvakaoma shuwa
Izvi munongona ku chero here muzimba ini kwangu ku kadoma kudoneni ukunamunyati uko
Pakaipa l feel sorry for Maiguru
Such a selfish man. All this because of blamb!.
Yoooh😳its getting out of hand
Vanhuwee zvidzidzisei kutamba nevana venyu hakuna chinonzi sahwira.
Usambofa vakavimba nemhunhu
Haa yatozokora aAAAH
Nhymi yatozokura nyaya iyi
Phon number yeve masola
Tete Tili 😂😂😂😂😂😂
shame inga yatove big deal
Maswera ceyiko tete venyika
Maiguru God bless you 🙏 Mwari varikurwa Hondo dzenyu...
Real update inotangira pa 29:25
Thanks
Wakanyanyq
Thank u you saved my data and time
Thanks
Thanks dear
Maiguru Mwari akuitirei zvakanaka chokwadi nemoyo wamuinawo wakanaka chokwadi. Chokwadi chinozongobuda chega kana uchiita zvakanaka ufunge.
Nhai pane ane good memory here andiudzewo kuti mukoma Tererai vaimbova kucompany in vasati vaiya kuvoxcy
Ini have never believed chinonzi bestie...
Hakuna zvakadarooo. People are evil....