Ini ndini mumwe wevamwe vaiti baba ruva vapiwe mumwe mukana.asi haa baba ruva chivaregai vaende sis Sharo...but don't give up on him please..Mhuri inotambura iya..Mweya wetsvina chaiwo..He needs spiritual help.
You have done your best may God bless you sisi shero kana atambura achadzoka baba Ruva imhepo yanga yamubata akusikuda kwake mweya yetsvina inosvika pamunhu yomushandisa nguva yose yadarika anga achishanda zvakanaka wane urimunhu wamwari sisi Shero.kana akadzoka mugamuchire plz yes stress yakakubata ndokunzi munhu anonamata anosangana nemiyedzo ndo miedzo yacho zve
Fara chokwadi Sharon Mwanangu.. kutenda Nyadenga vakafamba nababa vaRuva kusvikira kumusha kwavo. Baba vaRuva has had so many chances mmmmm vaita maramba kuchengetwa chokwadi and has caused heartaches ngavambogara havo Kumusha kwavo naamai Ruva na sekuru va Ruva. Tinotenda vakasvika havo
Siyana nazvo iwe Sharon. The people you always help is the people who hurt you. Mind your life munhu WaMwari.. zve vanhu vaka fanana na baba Ruva tsveta
Thank Goodness BaRuva is home and safe. My heart is broken for Sekuru vaRuva he will now starve and suffer. Mai Ruva can see to her children but Sekuru💔 Sharon Thank You So Much for everything you have done for this family👏🏾👏🏾❤
How can u chekeresa baba Ruva kuvabvisa mukurara mufuru kuvaitira zvese some people should know kt shoko rinorwadza kudarika chibhakera u dd yo best asingatendiwo umm ndamutadzawo nhamo yaakuna sekuru mai Ruva nevana zvakaoma hazvo kana ari satan yeah anogona 🙌🙌🙌
I was blaming ma comments anga achiti siyanayi na baba ruva asi today ndawa hasha musiyeyi shero you have done so much asiriye yega anoda help vakawanda vanhu vanoda help
Tinotenda mwari ,thank you sister shero nekuvasimutsira kwavakaita ndivo zvavo vabuda musugar vachienda kusalt,vakamboedza kuvati vaone chakanaka asi zvakashaya meso anoona.komborerwa shero namwari pese pauri,🎉🎉🎉🎉❤
Chivasiya Sharon. Vagare kumba. Vanokuparira home in future. You did your part
Haa mashemarians makambo zama panabaRuva baShero❤ weldone asi haunga rambe uchiitiswa nemunhu wauri kuratidza kuti kunze kwayenza let baRuva vaiite zvava jaira ndonzwira hangu sekuru hurombo😢
Aiwa enough is enough baba Ruva ngavachigara kumusha kwavo. He is ungrateful. You have done enough for him.
Ini ndini mumwe wevamwe vaiti baba ruva vapiwe mumwe mukana.asi haa baba ruva chivaregai vaende sis Sharo...but don't give up on him please..Mhuri inotambura iya..Mweya wetsvina chaiwo..He needs spiritual help.
Ndatoziva zvaukufarira ukufarira kt baba ruva vawanikwa❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Neni ndanga ndatova ne stress. Mwari wakatendeka Shero
Pako wakaedza Sharon. The excitement yaunayo it's a sign of relief coz deno baRuva vaonekwe vakafa yaizoita Mhosva huru. Vanhu vanopanduka.
You deserve kusiyana naBaba Ruva you helped him a lot 👏👏👏👏👏👏👏
Thank u shero nekubatsira kwawakaita baruva ....for nw chimbovasiya kumba kwavo nhamo imbovarova
Enough is enough Shero you have done a lot to baba Ruva asi zvarambawo
Hi Shema thanks a lot you tried your best kubatsira baba Ruva mwari vakuitirei zvakanaka
You have done your best may God bless you sisi shero kana atambura achadzoka baba Ruva imhepo yanga yamubata akusikuda kwake mweya yetsvina inosvika pamunhu yomushandisa nguva yose yadarika anga achishanda zvakanaka wane urimunhu wamwari sisi Shero.kana akadzoka mugamuchire plz yes stress yakakubata ndokunzi munhu anonamata anosangana nemiyedzo ndo miedzo yacho zve
Ndafara Kuti vakawanikwa asi ndanyanya kufarira Kuti newe wasunungurwa
Shero I'm happy for you, baba Ruva wambovazama chisiyana navo
Thanks Sharon nebasa guru raurikuita, zvababa Ruva chisiyana nazvo wakazama wena
Fara chokwadi Sharon Mwanangu.. kutenda Nyadenga vakafamba nababa vaRuva kusvikira kumusha kwavo. Baba vaRuva has had so many chances mmmmm vaita maramba kuchengetwa chokwadi and has caused heartaches ngavambogara havo Kumusha kwavo naamai Ruva na sekuru va Ruva. Tinotenda vakasvika havo
Thanx shero and team kubatsira kwamakaita baba Ruva nemhuri yavo .zvizhinji vzchanoonera mberi chikuru kusvika
Iyeye ayiti wakavachekeresa ngachivatora iye avape basa nxaa
Ummm tinotenda Mwari vawanikwa hiiii maZimba anotaura veduwee vaiwozvigona here cc Shaero
Siyana nazvo iwe Sharon. The people you always help is the people who hurt you. Mind your life munhu WaMwari.. zve vanhu vaka fanana na baba Ruva tsveta
You did your best and if it Wa me I could have left him ipapa.. he needs spiritual help havo baba Ruva. Apo ku Mhondoro kunopondwa vanhu sei
Siyanayi navo havabatsirike , ngavachirega kuzotsvakwa mumaoko enyu sisi Sharon .vachaona ye kutamba becoz nzara ichakukuridza pamusha pavo .vachauraya mhuri kuita bhinya chairo
Thank Goodness BaRuva is home and safe. My heart is broken for Sekuru vaRuva he will now starve and suffer. Mai Ruva can see to her children but Sekuru💔 Sharon Thank You So Much for everything you have done for this family👏🏾👏🏾❤
You have played your part.God bless you.Chivasiya vanonakirwa nenhamo.
Tinotenda Mwari vavachengeta nokuvasvitsa kumba kwavo ndivo Mwari vanokuda Shero kuti usati pakubatsira wopiwa zvinoshungurudza chisiyana naye baba Ruva anemhepo dzakakura sekuruva Ruva vanotoziva zviripa mwana wavo baba Ruva
Uyu munhu ndomufarira uyu sisi shero🎉❤
Thank you Shema wakarwa kurwa kukuru pana baRuva nemhuri yavo,God bless you so much chizorora dear wakamboedza
Uuuuum imbopafungai kusangana nasekuru ava kurikwega here uku panenge pane zvirikuitika apa
Sharon waita zvauno kwanisa well done to you God bless you ❤
Nzara ndiyo ichavakwesha kwachivi rega zvakadaro
Thank you yababa Ruva haina kunaka you are so good Sisi Shero
You did your part sisi may God continue blessing you
Shero une mwoyo murefu may God bless you ...ngavaende baRuva
Thanks Sharon wakambozamawo nepaunogona
U are a lookable someone,vaka zimbabwe vaka
Chisiya Sharon pawakaita pakakwana god bless you
Asi imhepo pana babava Ruva. Munhu arikuvaita izvika mwari ave nawo chokwadi ....it shall nver be well with vanhu varikuvashandisa nemushonga.thank u Shero wakarwa chokwadi 😢
I m glad u found Baruva u did a fantastic job Shero time t let him go
You have done your best Shero its time to let him go now,,
Washy unoda nekupa sister yako love and support urichidadiso.
Penyu makarwisa sisi Shero totenda mwari kana baba ruva vakasvika havo iye zvino chisiyanai navo vaite zveupenyu hwavo vega musasavatora futi nekuti rimwe zuva vachakusiyai munasaitireva
Yekera. 😂😂 Sahwira wangu tinokusapota you are a lovely person ❤
Huya ndikupe dhuku shema❤
Ummmm wakashinga dear God bless you wakamboedza hma
Dzidza sure siyana navo. Batsira upfuure Shaz.
Wasunungurwa mazuvano nyika yayipa nokuti vayigona kupondwa asi toda kutenda Mwari
Shema thank you for what you have done for Baba Ruva.
Baba varuva vakunzi tsoka dzerwendo😂😂😂😂😂
Pako wakaita shero i feel for you,, stay blessed girl❤
Ini ndotoona sekt the latembuya ndovakatoita paite gwara netungamira baba Ruva vasvike kumba pasna problem muroad nekuvatsvagra transport otherwise nemamiriro akaita kunze wanga watangirwa dambudzo Sharo kunze kwaipa uku.
Haleluya mwari variko. The devil lost once again
How can u chekeresa baba Ruva kuvabvisa mukurara mufuru kuvaitira zvese some people should know kt shoko rinorwadza kudarika chibhakera u dd yo best asingatendiwo umm ndamutadzawo nhamo yaakuna sekuru mai Ruva nevana zvakaoma hazvo kana ari satan yeah anogona 🙌🙌🙌
Chivitory ndochaunobudisa chose Shero kkkkkkk wakarwa pako chimbovasiya
Thank you sharon ,chivasiiya b ruva
Sei uchita sehama yangu iwe ??? Sis shero ka sei muchitaura semunhu wekumba kwedu imu be blessed
Greet us all Washie mwana wedu we love you palive pls show up more we pray for a good muroora
Siyana nababa ruva hama yangu regai vanobira kumusha vasungwe
Hanzi dzimwe ngavi,(bhuru) kana dzoda hadzi hadzigari mudanga ,dzinopoya ,saka ndofunga kuti ndopazvange zvasvika ,hameno kufungawo kwangu.. hasha dzacho dzekufamba kwakadaro kundobata ikweyo . Hungavi hunodaro.
🎉🎉better vawanikwa hàppy for you Shero
Siyana navo zvako Sharon baba Ruva vane nungo vakajaira kugara vachitenderera muma raini vachimwa daro nekukuba havo.rega vakadaro banoba vagovharirwa mujeri
Ndakambonzwa mharidzo yechimututa ngoro, munhu akachiona akachinzwira tsitsi nokuchimwaira rice.
Chipuka ichocho hanzi chakatsvara tsvara kurasa rice chichitsvaka tsvina yacho kusvika chaiwana, Ndoana baba Ruva vakajaira nhamo yavo, kumusha ikoko vachatengesa zvose kusvika vadzokera paye pekugara mumapango
Makasakura mukazunza ndima yenyu sisi Sharo babaRuva vane shavi rehurombo
Mwari ngavakudzwe
I hear you Sharon, pako wakaita. Chisiyana navo avo.
I was blaming ma comments anga achiti siyanayi na baba ruva asi today ndawa hasha musiyeyi shero you have done so much asiriye yega anoda help vakawanda vanhu vanoda help
Siyanai navo baRuva vachakuparirai shuwa
baba varuva chidhuvura chaicho
Tokutenda shero nekuchengeta baba ruva apa vana vanga vakuenda ku chikoro chikafu vachidya vachiguta . zvakaoma zvakaoma 💔
We thank God happyness Yako yadzoka aface shema
Shero u hve done enough for babaRuva if u keep on giviñg him chance u will end up in big trouble plus he is not child siyana ñaz
Chokwadi Sharon geza maoko ako nezvabaRuva ubva wasiya wakagonesa pako wakapedza. Totenda vakawanikwa vari vapenyu.Mwari vakurwira
Shero gods grace be with you usaneta let love lead .
Ngavagare kumusha kwavo zvakwana Shero, sekuru vaRuva ndovanosiririsa, vachapedza kubvisa marata epamba vachitengesa amheno havo.
Ndakatombozvifungawo ,ngavamboenda kumapurisa vamborohwa pamwe vangatye ,huku dzese dzikunotengeswa netumbudzi tuya
Baba Ruva chisiyana navo rega agare kumusha kwake habatsiriki
Hie Wash and Sheron totenda Mwari
Thanks sisi shero
Zimu Celebrity repa Shema TV raka resigner pa Social media rabva rasvika pa homestead paro, let's hope rine better life kumberi
Mmmmm baRuva vanoda nyasha zhinji now vakunoita mombe yemashanga chaiyo
Ziyana naBaba Ruva ndapota please please ziyana naBaba Ruva ndapota Hama yangu batsiraivo vamwe vari serious nohupenyu
Totenda mwari sharon❤
Mwanangu,wakaedza kuchengeta Baba Ruva nekuvanzwira tsitsi,ndapota chisiyana navo please.tinotenda vawanikwa.ko dai vasina kuwanikwa?
Haa sisi Sharon mafara tazviona maona ba Ruva ngavachirega kushanda vachakupinzai pakaoma havafunge baRuva
Makaita penyu Sharon Mwari vakublesser
Ini Ndinotenda chaizvo nezvamakaitira baba Ruva. Asi hapana munhu anoda kutambura pachokwadi.Asi kana mutarisa panyama munoona sekuti vanozviitisa asi panotove nemweya yerima isingadi chakanaka pavari munhu anotoda deliverance chaiyo nokuti mutinobva mune zvakawanda.Baba Ruva vanotoda rubatsiro chairwo Ivo pachavo havafi vakasimudza musoro kunze kwekuti patoita hama ine chido kutova bata nesimba kuenda navo kuchurch yemweya wa Mwari chaiwo kwete dzekunyepera
Iboorangoma riye siyanai nazvo zvana baba Ruva kuzvitsvakira matambudziko
Wakazama🙌🙌🙌🙌
Makagonesa Sisi Sharo. Chisiyai agare kumusha namai Ruwa. Mwari wakuitirei zvidhafu
Baba Ruva waivada hako Shema...vakakudisapointer nxaaa
Haaa sisi shero zvababa ruva ,gezai maoko
Pamwe babaVaruva imhepo irikuvatevera wo hapanamunhu asingadi zvakanaka mweya ye tsvina
Aaa chiwasiyai muchazovhurirwa hombe nawo
You have done your best Shero
Wakaita pako sharon Mwari vanokuropafadza. zva baba riva chisiyana nazvo zvichakanaka
Zvonetsa SHEMA TV nokuti vanhu hauvagoni,unogona kutozonzi wanga usingavatambirisi. Vanhu havatembeki. Guard your reputation mudikani. Ehe kwasekuru kana wawana nguva nepetro enda unotaura nasekuru uchivapa baba Ruva zvimikwende zvavo.
Vele Sharoo Buda mazviri uyu aacbatsiriki pawakaita ndipapo plus atidikukuona uchitukirwa pendzi rakaita sababaruva uyu
Shaa god bless you wangu
Baba Ruva ngavatore zororo makavabatsira chose.ini handidi kuti upiwe stress in kuita 0point 00 infinity
Haa baba ruva imbovasiya kana nhamo yavashusha vachasvinura
Siyana nabba ruva vanozokupinza mujeri siyana navo zvachose
Baba Ruva itsotsi chairo ngavagare kumusha kwavo
No mercy upon a fool,siyana nabba Ruva.Mangwana unonyura pls siya madhoti ayo
Chivarega Sharon
Ezvino vanozokuitira zvimwe
Vakasasvika mhosva unopihwa iwe nevamwe vako
Shero shamwari ndokutenda nemoyo waunawo but hona baba ruva avo vanemhepo inotovatevera dai zvaiita vaenda kwasekuru tasvu vanobatsirwa chero vasina mari vanobatsirwa enda navowo kani usatya kutakura mutoro uyo hama yangu