This court is more civil and fair as i compare to Saunyama's where people are put under duress, cohesion and there is gross nepotism, unjust and unfairness. It is simply a cesspool of more crime
@gingerwingerful OK, ndatenda. I have the same issue yemudzimu une nderekwa or unonzi wakatsitsirirwa, kutsipikwa. Asi ndinorota nekuona, nekuudzwa. Takamboita zvakawanda wanda sekubika usvusvu nekuutambira nekuti ndairwara rwara. Zvawareva zvaita resonate nezvinoitika pandiri. Ndatenda chose.
Hakuna anemudzimu panevese vanga vachitaura apa shumba mafungiro avoo ayooo hapana mudzimu wambobudawoo apa
Drewmas media makumberi se date renyaradzo kkkkkk muri Rudadiso . You are really taking us to another level.
❤
Haaaaa ndanga ndichida number dza n'anga kkkkk aaaaah chiregai henyu ndigare nema demon angu ndaona mihloro 😂😂😂😂😂
Aiwa andrew guhwa unofambira zvako jelas dhawuni😂😂😂😂 keep it up . Apa nyaya dzikati dzotidawo sei
Totenda ana simboti chokwadi chakabuda pachena thanks to drewmas Media zvakawanda zvichabuda hozvo
Komakazoti song yamunoridza pajutanga iyoo makazoti inonziiko ko ,uye yakaimbwa naniko nhai Andrew
Kungodyirwa mari nemazivanhu akashata kumeso hapana anobudirwa apo 😂😂😂
Varipo mudzimu inogadzirwa zvakasiyana iwe haisi yese unobuda ini ndakagadzirirwa kuti ndisabudirwe nekuti zvinorwadza instead mhepo dzinotaura neni direct
Yeah zvakaoma zvechivanhu izvi
Mmmm be khepisi avo Mmmm kudzimu hr uyo mmm andisi kuzvidza asi mmm
Ndakaona sekuti kumaNdau zviri possible. Remember imwe video yakabuda kuKaranganda pairipwa yemurume uye aibuda sengozi akapondwa kuma early 80s. Aive akatopfeka cap ye red.
Mmm Midzimu haicharemekedzwi chiiko, aah apana zvandanzwa zvepadare pacho. Ko vanhu munoitirei Midzimu yakadai, Midzimu inorapa zvekushopera hr
Kudya chikwambo seiko ....ini handizvinzwisise ini
Me too
My village avo ndanda mhai Nana mbuya
Saka uri mudzimu une makuhwa 🤣🤣🤣😂😂😂
😂😂😂
Mambo is so humble ndovaziva
Havana mudximu vanhu ava,mudzimu iri kutaurwa mazwi echurungu
Zim nemadrama bodo
Hanz answer nxaa
vetting???? matsotsi madzimai aya
N'anga dzese nemaporofita ese 100% vanongotaur nhema vachiita nezveBUSINESS kutorera mapenzi mari. Inini ndinosapota nyaya yokuti munhu akachenjera aite mari achitorera munhu asina njere. Nokuti munhu asina njere akaramba ane mari Economy haifambi mushe.
Drewmas media taking you to another level nhasi raarimwe zuva❤❤❤❤❤
Namhlanje ngelinye ilanga Drewmas media taking us to another level others follow
This courts ndedzekumama.. Madhara ayo vano mbunyikidze vanhu.. Vanobira vanhu zvipfuyo zvavo kana uri murombo unoridzwa vanekarusarura ...plus vane makuhwa vanotonga nemakuhwa
Zvagara zviriko izvi wangu. Mbavha nemhondi dzawanda bcz vanhu vakushora madzishe avo
Tinotenda nedare. Mambo mune wisdom. Ndatenda hangu.
Vanhu vanodheerera Mambo wavo apa mambo vacho vakadzikama zvavo
Yazogadziriswa musamudzanga cameraman aita chaizvo
Kambuya kari kurova muridzo ako kano actor zvako ,ndombavha idzi😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Nanga dzacho hapana musinu vese vanonyepa
Auna kunzwa chokwadi chichibuda hr usangoshora zviri pachena
Iyi midzimu yekubata mapanga iyi ummm haisi bhoo, inodhedha munhu makatarisa
Hello drewmas media
Chikwambo chinombodyiwa seiko nhai imi
Chirudzi chacho neniwo chandirasa diiiii .Chihwesa ndofunga vanoti kudya chikwambo
Komuridzo mheterwa zvayo huye vanhu musanyepera vanhu imiwee
Well done chief
Kaitos hausi mudzimu ingozi iyo hakuna mudzimu wakadaro
Mudzimu unopfeka kepi here
NdimuKotsanjera wedu uye here wekubvisa ngozi
Zimbavha woo riye
Kaiton iboora ngoma chairo
Kaiton anopfeka cap akasvikirwa
Drewmas media taking us to another level ❤❤❤❤
Nyaya iyi 😂😂😂😂. drewmas u taking us kuma levels
Hapana anosvikirwa uye varikutonga nyaya ava havagone
Varipo haisi yese midzimu inobuda iwe vamwe vanoita zvekugarwa izvi nekuti kubudirwa kunorwadza iwe
Mkadzi ane cape ye red ange achitobudirwa here apo kana kuti ange achitsanangura hake panyama zvakaitika 😂😂😂
Hapana kubudirwa apo
Kkkkkk hayaas kaitoni urikutya maziso evanhu asi😅😅 hayaas surrender
Dhare ragona. Nganga dzino rwisanisa mhuri.
Haaa ayaa maFunnies chaioo .....kkkk...ko masvikiro akugara pazxituru😂😂😂😂..vambodedzwa nezita vodairaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂voxotii ndavaNing8i
Yaaa😂😂😂😂 DREWMAS makumberi kkk
Hapana mudzimu neshamba vakayenda kare
Kwedu kwaChivi ndokwasara n'anga dzechokwadi 😃
Lol kuti kudaro here 😅
Kwa Chivi ndokunemishonga manje
Dzitori n'anga chaidzo here team rose iro vari 3 or ingori miridzo😂
Kokuzoita chirungu akasvikirwa wacho musanyepera vanhu imimunosvikirwa manyepo
Vakadzi ava vose vanonyepa mhani
Vanhu vachabayana nemapanga. Nde eyi mapanga
Ko N’anga idzo ndedzerudzi rwupi chaizvo? Zvavanenge veNguwo tsvuku uye mabakatwa avanawo anoreva kuti vakatoromba. Vanoshandisa zvikwambo kwete kuti midzimu.
Makunyanya kuita madrama ekuNigeria muZim nekuda kwenhamo
Zvimadhara zvinokutonga kusvika waita right
Vanhu vanodherera amai avo hanzi mudzimu wenyu ngaubude
Team reku Malawi here
Mayellow tamaona
Thank you drewmas tanga tarasikirwa kutonzwa kuti pane chashota
Drewmas Media murisei . Munodadisa mose❤
Hmmmm mamwe matare vanonzwa kuvanhu Mambo ozopa judgment
@ Matowe ko sei usina kundimutsa kuti kwaita live nhai hona ndodya chimunya
@@mancue4149 sorry mama murisei
Mudzimu unobvisa sei mombe. kuda kungoziyawo hangu
Kaitosi ndewe nhema uyu. Hapana zvaainazvo
Mambo uyu akachenjera anotendera kunzwa pfungwa dzewanhu hapana anosara anechichemo
Ko pakuripisa mudzimuuu
anotsvaka mombe yacho ndiyani?
mudzimu handi mweya wemunhu akafa hre?
Tomboti munhu abudirwa ndiye anotsvaka, ko akarega kuuya nayo mnoita sei?
Drewmas ndokumbirawo mhinduro apa...
Zvikwambo zvoga apa hapana kana anosvikirwa nemudzimu vedzinza. Hamheno kuti Headman uyo ne dare rake sei vachishanda nevavuki avo.
Drewmas media taking you to another level 😘👏
Kazhinjizhinji vanhu mukaona vouya kudare vanenge vakonana pachezvavo . Saka vanenge voda unbiased third parties kuti vayanane. Ndosaka Chief aripo.
Ko mambo ndoupi apa inga vamwe vopfeka pin dzavo vari kutonga masabhuku here
Headman ane light blue shirt ndiye mukuru wavo
Vanhu ava vakatosvikirwa hr aaah zviro zvacho mahumbwe
Ini handina chisvinu chandanywtsonzwa apa
Saidi rybok siyanyaib kairos kedambako ndigto ❤
Kusanamata dzango nharo
Nyakarubve ma one
Vakadzi ava varikuita zvemidzimu varikushaya bonde chete hapana zvemudzimu apa
Drewmas media take me to another level
Iwe wega here ?!
Idrama asi😂
Ska wakazobvunza kuti noo shamwari. Haaaa mudzimu unoziva zva noo
Drewmas media taking us to another level
Tiri paimwe level so
Madhara anoda kurobwa awa. Ndezvokuti padare haparobwi vanhu kumhura Ishe.
Midzimu yePlastic iyi.
Haaaaaa a zvakaoma😂😂😂
Chikwambo chidyiwa sei fty haaa tichamama nhaka
Mbuya awo ngambomire zvemiridzo tonzwa masoko sei
Kaiwani mbuya nyakauru
Baba vane phone Ava needs to be stopped
Mukoma Enduru dzamunoti burira so 😅🇧🇼
😂
Apo pashande chitororo chaicho,matongero avo handina kumafarira. vadii kutanga vafamba kune dzimwe n'anga. Kubva vaite zvekutukirira mudzimu kudaro,naiye Kayton akapfava chaizvo
Vane dzungu APA havazive chivanhu haisi yese midzimu inobuda imwe inogara pamumhu kazhinji achitaura kudai sepanyama ASI akagarwa nemhepo
Layton azoitawo kuti haana mapepa.
Where are we going like there is no Jesus
Tasvikawo pano👏👏👏👏maswera seiko mhuri yeDrewmas?
Asi mukubudirwawo kani kkkkk
Yaiva nyaya yei zviya?
Baba vefon avo vanotonga zve personal vane zvavo namai vekepesi
Masvikiro Ari kutaura Ingirishi Aya ummmm ndaita ??¿??
Nhasi raarimwe zuva Shumba
Headman ava vanokwanisa kutonga uye vane uchenjeri chose. Chandisina hangu kuziva ndechekuti munhu anekodzero here yekuramba kuripwa kana dare rapa mutongo sezvaita baba avo?
Kaitoni unyo imbavha. Ngarangwe zvakawomarara.
Hanzi mudzimu unonzani zvakaoma hazvo veduwe mahumbwe
madrama chaiwo
This court is more civil and fair as i compare to Saunyama's where people are put under duress, cohesion and there is gross nepotism, unjust and unfairness. It is simply a cesspool of more crime
Nhasi rarimwe zuva ❤❤❤❤
Dare ripi iroro rinopindwa munhu akapfeka.kepesi
Jowero nyazenga to the fullest
Mhepo dzinokwazisana maoko here
Kutadza Nei mhepo inogara pamumhu kazhinji haibude semudzimu imi ndinogarwa mhepo inotaura neni direct handibudirwe
@@gingerwingerful patsvene
@@gingerwingerful, please explain some more.
@@tsitsimatope5801 zvinoenderana nemhepo dziripauri uye kugadzirwa kwadzakaitwa ini mhepo dziripandiri dzakati ndigadzirirwe zvegirazi nasahwira akandigadzirira uye dzinoita zvekutaura neni munzeve ndinotoona mhepo dzese dziripanyika uye dzakanaka nedzakaipa uye dziripavanhu saka ndokwanisa kutaura nadzo handina kumbobvira ndabudirwa nemudzimu ini ndakatanga ndichirotswa uye ndakagarwa ndaitaura zvaiitika kana kuti ndaitaura chinhu but ndisirini ndirikutaura iri mhepo
@gingerwingerful OK, ndatenda. I have the same issue yemudzimu une nderekwa or unonzi wakatsitsirirwa, kutsipikwa. Asi ndinorota nekuona, nekuudzwa. Takamboita zvakawanda wanda sekubika usvusvu nekuutambira nekuti ndairwara rwara. Zvawareva zvaita resonate nezvinoitika pandiri. Ndatenda chose.
Zvazvisina kana msoro nhai
Ndiko kumukirwa kwacho hr 😂😂😂
Take me Anthony level
Pple perish from lack of wisdom ..
Data rangu raendera pasina apa
Hapana kana anemudzimu apa ,kunyepa