Drewmas media taking me to another level lam learning every day. But what l earn munhu anokuda haumude. Apo mukadzi anoda murume but murume haachada mukadzi.
Mai ava ngavanovhenekwa nanaChiremba,, maybe she has fibroids, anokonzera kuramba achi bleeder. Murume uyo haachadi mukadzi, saka ngaasapedzera mukadzi uyu nguva yake. Baba Ava vane issue ye pre -mature injaculation and he also needs to get checked by doctors. Mainini musashungurudzwa nemunhu asina basa nemi. Musiyeyi, munozvitemesa musoro.
Mukoma ava vanengewo vasina power veduweee iye murume anongoda pushing here nhy ? Murume akangopinda mugumbezi nemukadzi mukadzi anotiza ega kana moto wobuda muchiuno chemurume.Vamwe tinotoda 4 or five vakadzi 1 anotiza mumba chete angangoshinga hake achitya kuti ndingaroora mumwe but anoguma otiza ega mumba kana ndatanga.
Ini handina kufara nekutonga ukuu madhara havazive nyaya ava hapana mrm anobvuma mudare kuti handichakude anotya kuripiswa baba ava Havana rudo kana hama dzake hadzisi kuda mai ava ndochokwadii
Good picture quality, great sound quality, no background noise, no vana vari kuchema mudare. Keep it up
i like this program. I have learnt too much! Big-up Drewmas Media
Beautiful woman akasangana nemupengo uneusimbe
Ende mkadzi anoda musha Wavo murume irambe risina mafuta
The one thing that i like from Drewmas Media is they give us the full story not short cuts like other platforms..keep up the good work!!!
Drewmas media taking me to another level lam learning every day. But what l earn munhu anokuda haumude. Apo mukadzi anoda murume but murume haachada mukadzi.
Baba vanoshusha ava
Nhasi tiri pa dare another level ❤
Mukadzi uyu haana murume
amai vakarairwa vanovaka mukadzi chaiye hadi zvekuhura sevamwe but ana maiguru ndomaradzi
Keep it up the good work drewmas media 👏👏👏👏👏, mhofu bba wangu chief makuni,,, rushinga home ground
Nhai Calvin...ndimambo aniko ava, ndoda kutsvaga foni number dzavo. Pane zvavatasura zvinida kuteverwa./kurondwa.
Give that man Congo dust
Zvinorwadza thsnk u drewmas media keep it up
Yebo Yes am watching from Rushinga
Ahoyi Rushinga
Nhai Asward...ndimambo aniko ava, ndoda kutsvaga foni number dzavo. Pane zvavatasura zvinida kuteverwa./kurondwa.
Makorekore woye Rushinga kata ndafara kuona ana sekuru wangu hanzvadzi dzamai wangu
Mukadzi anoda murume wake shame zvino akudanana ega murume wacho ndomarara
Kukama mombe kuisisidza .You are really taking us to another level kkkkkkk
kkkkkk hanzi hawasi kusisidziwaba yowe Rushinga chimhanda woye
Thanks drewmas for bringing us this program
Baba ava vane Bleu vanotaura chokwadi sezvachiri
Baba ava imboko yemunhu nxaaa
Changamire ava vane charisma kkkk but he’s very wise🙏🏾🤣
True man we are in most complicit
Mai ava ngavanovhenekwa nanaChiremba,, maybe she has fibroids, anokonzera kuramba achi bleeder.
Murume uyo haachadi mukadzi, saka ngaasapedzera mukadzi uyu nguva yake.
Baba Ava vane issue ye pre -mature injaculation and he also needs to get checked by doctors.
Mainini musashungurudzwa nemunhu asina basa nemi. Musiyeyi, munozvitemesa musoro.
Uridofo wakafanana nemurume uyo atanga kutaura nyaya yekuti murume haachadi mukadzi uyo ane t shirt yewhite uyo akapata zvisingaiti
Inini hangu paPoop dzaka dai handipo. Kanopenga karume aka!
Uyu murume dai akawana inini ndaimuratidza life chaiyo ibenzi
😮😮😮
Good chief
Amai endai henyu mutange hupenyu hutsva musagarire rombe remurume Imunofa mukasiya vana
ikoko kunova phone yekunzi chiuya munhu uya awuya ndokunopedzera nyaya hama ana maiguru ndivo.
mukadzi akanaka and anetsika mukadzi chaiye akava kumba kwe vanhu
Chimhanda woyeee 🔥🔥
ndokusaka vakadzi vekudara vaihura .changamire batsirai murume uyu anenge akagadzirwa kana chisiri chikwere.chokwadi ndechekuti mukadzi arikuda imba yake.asi hama dzemurume dzirikupaza imba
Zveshuwa baba vane Blue Shirt avo ndiye munhu wacho anotaura varume tinonyeba zvisingaite .
Zimhanza imi baba imi kusviba sepasi pejende zimhanza murikutambudzirei mukadzi uko murikahanda kemunhu imi mai imi ibvayi pabenzi iro
Iyi yaida Chief Nyamaropa 👋...
Kana Chigodora
@@dorcassithole4952 ne twuma gloves 🧤 twake 🤣
@@dorcassithole4952 Chief Chigodora vanoda mari vanonzwa nekunzi dzokai mangwana 😂😂😂😂😂
❤
Kkk😂😂😂😂😂😂😂😂 ndazoseka hangu
Keep it up drewmas media team 🎉🎉🎉
Kuchimhanda kurikupisa nezvenyaya kkkk
😂Mambo vatochiva
Kanyope kamrume ako kachingoti kakotsi. Kanoshusha futi
Mukadzi uyu akaumbwa akanaka uye anoda kushanda murume ndipo pasina nungo kushusha
Rume iri kunetsa harifunge nemoyo akaoma heart 💔
Baba. Vanonyepa havachadi mukadzi ava
Changamire shoko renyu rinovaka, magona kutonga nekudzidzisa vana avo.
😢amai havasi kupedzwa svungu
Mambo vachiva kkk😂😂😂😂
Asi makawana na paradio
Thanks Drewmas media aah baba avoka kkkkk
😂😂😂😂😂😂😂chamgamire ndasarenda
Hanzi ndri sharpshoot😫 kokuti murikuzora Amby hre🤦
Shuwa ungatadza kutundisa mukadzi mukadzi kusvika pakupooota kuti ndasuwawo kumbotunda kkkkk zisaga revaba iri kusviba
imimi varume hamugoni kutonga nyaya.baba ava ndivo vanenyaya asi kuti baba ava vanenaro havasirikuda kugadzirisa nyaya.
Mukoma ava vanengewo vasina power veduweee iye murume anongoda pushing here nhy ? Murume akangopinda mugumbezi nemukadzi mukadzi anotiza ega kana moto wobuda muchiuno chemurume.Vamwe tinotoda 4 or five vakadzi 1 anotiza mumba chete angangoshinga hake achitya kuti ndingaroora mumwe but anoguma otiza ega mumba kana ndatanga.
Haaaaa murume uyu akotowota zvake pakuita bota racho
Drewmas media taking us to another level
Ini handina kufara nekutonga ukuu madhara havazive nyaya ava hapana mrm anobvuma mudare kuti handichakude anotya kuripiswa baba ava Havana rudo kana hama dzake hadzisi kuda mai ava ndochokwadii
😅😂😂😂drewmas kkk
Kkkkkkkkk nhasi range riri rimwe zuva zvedi
Ndibikireiwo kachongwe mudhara. Ndoda kukanikiwa kkkkk
Mapudzi anovira kusina hari
Mukadzi achiviwa ne dhara iro rine dehwe musoro
Tipeiwo number dzemudhara wekukotsira tinobikirwawo😂😂😂😂😂😂😂😂😂🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
Kkkkkkkk
@@Jahlady 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣kumbomwa guchu
Hapana imba yagadzirisika apa karume kakaoma moyo ako
@@letwinmurindagomo4158 nyaya dzakadai zvadzo handitode padare,vaviri vakatadza kunzwanana pakapinda madzisahwira maviri zvikatadza _zvezvatoramba
Varume tisa tambudze vakadzi wedu zvaitwa naamai ava Ichokwadi ini zvandiitikira mudzimai wangu zvakitika akandiudza ini semurume handina kumipikisa ndakatotsvaga betsero
Stress inokonzera period kumadzimai akasadiwa nemurume uye pfungwa dzikawanda NDINE PROBLEM IYOYO KANA NENI
Baba avo vanopenga vanhu vari kungara vese anoita nzara yakaita sei kukurumidza kupedza
Saka vamwe vachiienda vanoshusha baba ava
Ini ndatodzidza andirorwe ft vana vandinavo ivava bow zvekt unozororwa nedzangaradzimu seiri ukademba
Kugona kutaura zvisina BSA apa bonde haugone tsek
Zvakaoma wena murume battery low ngavambogadzirwa machine😅😅😅😅😅😅
😂😂😂
❤❤
Baba Ava inhawatawa
Tipeiwo number dzababa avo vanogadzira, makanika wevanhu..asking for a friend.
Mrme ndiye dambudziko nkt aina kt mkadzi arikumuudza kt akaneta pabonde
Nhasi zvanga zvakatongeka shumba maita tiri kudzidza
haaa ava Chief havagone kutonga nyaya .
Baba vari pawindow avo ngavabve ipapo kkkkk
Nxaaaa zisimbe iri uchahurirwa nemukadzi satan
Mambo
She must go to the hospital 🏥
Diliza izindlu uhambe kin yidoti yendoda
Mukadzi uyu akuda murume wake anoda zvemba zvino murume Chireshe, mukadzi semunhu akambopinda muneimwe marriage haachade zvekuti azoroorwa pamwe ft akuda zvemusha
Marriage no balance aaaah you prefer kuzvisiya sure zvekuroorwa, kwaakabva kwaiva nehondo woendazve kutoti wese haaaa no mhani
Mkadzi uyu anonyanyonaka anekatsoka kemhene that is why murume achikasira kutunda
Vakuru vese varikutonga dare iri vane huchenjeri ,uku ndikokunonzi kutonga dare
Munin'ina wadii kungozvigarira uchichengeta vana vako, iro irombe n it shows haadi vana vemkadzi
Ungadyirwe mari yevana vako nechikomba nhai mukadzi iwe
Vanogona kutonga zvavo vanhu ava Vose zvavo madzimai ndadira Kuti haana kuvhengedzera hangu
@thandiwe kayumba mzenda
Karombe kemurume
Musha hauna haranga
Chimhanda yowe karume kanenungo ako
amai vagara nechikwambo icho , ngavachisiye
Pakaipa
😢hezvo koword rekuti kusvira harichanyadzise here?
Changamire vasiya pekuti murume uyu ngaabatsirwe zvakasimba panyaya dzebonde, 2 ngaasatore nyeya dzemumba make oenda nadzo kuhama dzake dzinowa dzawe kuparadza imba yake, ngaagadzirise zviri kunetsa mumba make nemukadzi wake kunyanya dzebonde, uye rudo mumba nemukadzi ngaruwapo. Chete chete hapana zvimwe zvinoidiwazve kana akaita izvozvo chete
Anenge akagadzirwa namaiguru or navamugerofurendi kkkkkkkkkkkkkkkkk
baba.ava.havana.rudo.kumukadziwavo.endevanonetsa🤔🤔🤔🤔yoooooo
The best way ngavaende kune vanobatsira not ku hospital
Kunogona.kuri chikwambo
True.
Kusgaya wekuudza mudzimba umu same same veduweee
Kkkkjj😂
😂😂 zvakaoma
Battery harina moto idi ndazviona ndochikuru