Mkoma ndiye akatanga kuita hunjire he had good intentions pekutanga asi l think his wife swayed everything since this idea yakauya nehanzvadzi yake, tete vakadii kutanga vatsiura mkoma uyo. Uyowo mupfana is stupid is acting like not a man
I think tete vevakomana ava must not pay the money cos she’s taking sides. She should be out of this and let the boys pay each other. Tete ava looks like she’s widening the rift of these brothers. She’s suggesting this young man is influenced by his mother. She’s wrong to interfere in this situation while pointing fingers on another party. She ought to be neutral
Mambo magona kuva gadzirisa mhuri asi vanhu ngavaregedze kutora advantages dzokuti hamusi Sina baba moda kushandisa vamwe blue shirt akatadza zvake muudzei chokwadi chirikadzi iyo moda kuti adii
Chief Mutasa the only chief I can listen to Changamire munogona henyu kuenzanisa nyaya Long live our Chief🎉🎉🎉
True dat
Mambo mutasa for now THE BEST pakuyananisa nyaya ,I salute you.keep it up.
Sa secretary professionally ndairwadziwa kuona secretary vachitora maminutes pagumbo ndoziva kurwadza kwazvo. Thank you vakaita desk for Mambo Mutasa.
Pa Table ne tent mabatsira chokwadi nokuti Sandi nyore kunyorera pa gumbo the hole day ❤❤
😂😂😂😂
Now ndakuteera all the chief's episodes, he's good.
🙏🙏🙏🙏🙏
Changamire vano Ziva Kuyananisa
well Done Changamire
Karanganda woyeeeeeee watching from SA
Sando kuna Baba Taps Baba huchi munogona basa watching from Cape Town
I'm the first for Karanganda today😂😂😂😂🎉🎉🎉
Vanhu vakwaSamanga havagarisike navo ava.Vanobira minda kutsotsa vanhu
Thank you mambo well said magona mabatanidza mhuri
Influence yevakadzi kupesanisa hama
Yoweee saka ndoshandiswa mahara nekut ndirimukoma here .....imi ka imi ...pamwe pacho munobhaiza kutonga kwacho ...business is business
Nyaya yatotadzwa iyi. Mukoma vakachinja word when they had agreed kuti vachaita vese and then he decided to be greedy 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️
Mambo.... Mutasa... Watching from botswana.
Gaborone
Karanganda 🎉woyeeeeee
First today🎉🎉
Watching from Capetown.
Mhuri Mhuri yangu iyi,vana vamukoma
Camera number one
mambo watching from Jbk SA
Well said ndatenda shumba
Abantu akelifunde into zokuhlanganela wors party into ele family liyalimala
Cheaf mutasa to the people thank you
right bye bye - ma last words a mambo ma1 🤣
Well done mambo
But Mhuri yekwaSamanga inonga inoshupawo iyi, huwandu hwema cases mwaMutasamo hai hazvifadziba. Hamunyari here nhai imi plz Wekwa Samanga fundai kukara newamwe zvakanaka mumamana umo
1st ❤❤❤
BaTaps muri kunonoka kutipa nyaya kumwe kwatiri kuzodziona handiko kwatinodaba seni handitonzwisise nyaya kana isiri pakaranganda😂😂
Taura hako, nyaya ngadzingonzi dzose bvuu ka1, toona one by one. Zvimwe zvimachannel zvinomwaya faster faster tozoguma taona kumwe kune poor quality
Secretary manyama 👏👏
Chief handsome
It's true ndiye muroyi murume uyu aka chinja aaaona mari
Ndikudawo help...nekuti ndatova Chief Mutàsa and Karanganda Tv Addict 😂😂😂
SDA church,Talent mzalwane wami,tsunhura iwe,usasungirire chigumbu
Thanks changamire pahukama hapadi izvozvo
Haaà mambo mashoko avo vasunganidza mhuri zvakanaka izvi
Musorobhangu panyika dzeiii
But Mukoma should admit kuchinja ma goal post kunoputsa hukama
Mukoma akatadza.
hongu mkoma akakanganisa but bamnini uyu naMai vanekagodo semaonere angu
tete haawakiba uyu already is one-sided
Yes tete vatora side
Mkoma ndiye akatanga kuita hunjire he had good intentions pekutanga asi l think his wife swayed everything since this idea yakauya nehanzvadzi yake, tete vakadii kutanga vatsiura mkoma uyo. Uyowo mupfana is stupid is acting like not a man
👏👏👏
Ndafarira matongero aMambo Mutasa apa. Chokwadi vanhu havangaparadze hukama nekuda kwe$69,00.
Zvese zvandichataura ngezvechokwadi pamberi pedare ramaMambo Mutasa😂
Kkkkk fair madhiri mambo
Mambo matonga nedemo apa Mambo vanhu vakaita agreement kumusha Zvagara zvinoitwa but bamboo avo vaka Kara deal
🎉🎉🎉🎉🎉
Mambo mutasa munogonesa kubatanidza mhuri zvakanaka asi nyaya yamufundisi igadzirisei maka pfeka bhachi rinemawara mawiri parizvino gadzirisai nyaya iyo imi wamutasa inzwai kutsiurwa nezvizvarwa zvenyika yenyu humbimbindoga hahuna kunaka
Mwaiepo ere
I think tete vevakomana ava must not pay the money cos she’s taking sides. She should be out of this and let the boys pay each other. Tete ava looks like she’s widening the rift of these brothers. She’s suggesting this young man is influenced by his mother. She’s wrong to interfere in this situation while pointing fingers on another party. She ought to be neutral
Mambo vakadzi tisu toparadzanisa vanhu
Mambo magona kuva gadzirisa mhuri asi vanhu ngavaregedze kutora advantages dzokuti hamusi Sina baba moda kushandisa vamwe blue shirt akatadza zvake muudzei chokwadi chirikadzi iyo moda kuti adii
Famly feuds haaaa zvirikwese but its not good
KwaSamangana kunenge kunemaguruvha ega ega
Loyd samanga again
He is a trouble maker, the chief is letting him get away with his behaviour
Aaah kumusha ndiyo Mari yacho kwese 5dollars
Drinking from a trusted source drink Tingamira Mineral Water a product of Tanganda Tea Company
Chief mutasa urisuga
Number 18 nhasi
All because of POVERTY
Mhuri yekwa Samanga iyi inokonzeresa. Pane umwe uye wekutengesa munda now ya yemvura
Kwakawandiwa, madzishe futi saka zita rekuti Samanga rinobuda pakawanda😂😂😂
Mambo mutasa apa magonesa
Mambo munombotonga sei
Chiiko paukama😅,wiriranai paukama mhani
KARANGANDA MATANGA FUTI KUNONOKA KUBURITSA FUTI MUSADARO BAA
Sorry nekuita kaOff topic..iDare here ririkuvakwa kumashure uko iro?
Ndapindira
Karanganda TV
Karanganda: tangai machekawo ma spellings puriz
Best chief ever🎉🎉
Ndasvika
BaTaps murisei
Ndiri bho hanku 😂😂
Ndagarawo ipapo
Dila naye
Kuti chuuuu blastmina
Pfeee
Mukunonok kuisa mavidio baba tapis
Yaaah
Umm apa vnozoisa tavaona haazonakidzi
Iro zejinda raMambo Ramambo rine zivoice rakapusa