Mukadzi aive nekodzero yekupa murume gupuro kana achishungurudzwa kana anga oda mumwe afanira kungopa mudhara gukupuro orohwa zvake senyama iri pa brae stand
@@HiltonChimbizi-hy2rn @HiltonChimbizi-hy2rn Bambo Hiritoni, I have written in the language that l know and understand. English is the main language in Zimbabwean (and internationallyn) and yes, l use it to communicate/ articulate etc 😀
@@HiltonChimbizi-hy2rn Bambo Hiritoni, I have written in the language that l know and understand. English is the main language in Zimbabwe (and internationally) and yes, l use it to communicate/ articulate etc...
Kkkkkkkkkk mom's iyo haigoneki team rose rogona rakatodyiswa Nharo dzacho ma one chaiwo Nyaya iripo ndeye kubatwa nechikomba chete chete ndiyo yapinda mudare tongai iyoyo
Madzimambo murikubatirira vakadzi, majority of men are getting away with murder and anoisa chain munhu on what grounds, dzidzai from Chief Mutasa kutonga nyaya not marara ayo.
Poor camera shooting and why do we have to see water mark this big haticha nyatso wone vanhu manje, you can do better than that guys we are your followers
Mudhara uyu i benzi chairo. Iye ari ku akirwa ne mbenembe uake neutachiona anofunga Amai avo havadiwo kunakwa? I hope chief havasi wo benzi like Mudhara uyo. Unhapwa mu Zimbabwe will never end, vakadzi vanodzvinyirirwa in the name yekuti uri mu yard yangu - Shame!
Mai avo vari ku enforcer ma feelings, abatwa nemukadzi wemunhu ngaa bhadhare. Awo mai ngavabve oamusha oababa awo vatange pamwe ne va wanoda. Mambo wagona hawana kurasiks
Mai ava dai vakabatsirwa na sabhuku kupa that mboko of a sekuru gupuro bt vaitya kunzi ibvai pamba voenda ku magistrate court vobvumidzwa kugara pamba apa coz of vana
Mbuya varipa dare apo ngavabvepo mukadzi kana uchida kunyengesa unobva mumusha mewanhu wondonyengesa wakasununguka, Kushaya bonde haisi passport yekuhura wazvitadza unobuda wakauya nekuroorwa kana zvawakafambira pasisina unopa Munhu gupuro no wonder why people especially women are being killed after they behave in this way varikudheerera kuti sekuru vakura here, apa hatina kuwana wa judgement munotipirei haf nyaya apa matanga Neil’s story isina basa , murikudzidzira kutapa nhau here tiitireiwo maseruous, vanhu kadzi hamugoni kutonga obva I mbereko kwedare, munoda kukurudzira chipfambi, in my opinion chikomba chinofanirwa kubhadhara baba avo them mukadzi uyo unofanirwa kubhadharawo mukadzi wechikomba ibenzi remukadzi rinopfimba murume iro riripamurume,
Uyo mukadzi akakagara kuna Mambo makope ngaabvepo anokanganisa dare, ndiyo type ya Grace Mugabe 🙌
Mukadzi uyo mambo ngaabve apo. Dare haritongwe nevakadzi mambo
Mudhara uyo anoshungurudza mukadzi. Hapana munhu anekodzero yekushungurudza mumwe munhu.
Ko iye mudhara haasi kushungurudzikawo here?
Baba vakura avo mai vachikunzwa avo needs 😍 love rudo chairwo
Madhara mozvinyanya kuchiwa vana wadiki ,moti hwapepe ndomusana hre ,muchisiya chembere dzenyu wanyaa
Mambo Makope dare haride kutingamirirwa nevakadzi. Mukadzi uyoo ngaabve mberi ukoo
Thats true
Inga vana magistrate madzimai ariko wani.
Ko apa zvadii?
Mukadzi zvake but ane mafacts
Avo mai avo vanosvota vanotoita kunge ndivo mambo vacho. Ngavabve kumberi uko vanogara kuma terraces.
@@tendaimurwisi6170 taura zvako chondisvota chimbuya ichochi
And dare iri ravakutosvoka chaiko Mambo Makope vaitonga nyaya zvakanak zvekut,,, zvino mai avo ndovatove muridzi wedare. Vanoita kunge zvayiitwa naMambo Zimunya dare raitongwa nemukadz wake haaaaa fokofu
Mbuya ndiyo inotonga here mudare umu..inosvota 😊
Hamuna size nevakadzi sekuru siyanai nazvo Muzadzi haakwirwe nendebvu
😂😂😂😂😂😂🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽
😂😂😂😂😂
Mukadzi uyo anokanganisa dare uyo , imhata ngaibve
Hamugonewo kurerutsa ririmi here tikanzwawo kufara kuverenga comment yenyu nhai?
Mukadzi aive nekodzero yekupa murume gupuro kana achishungurudzwa kana anga oda mumwe afanira kungopa mudhara gukupuro orohwa zvake senyama iri pa brae stand
Dare haridi kuisa vakadzi mberi mai avo varikukanganisa dare vanotsvagei uye hasgone kutaura zvakare
This mdhara is evil, maybe aitobvarura condom intentionally and anoda kusungiswa, he's very evil.
Mhosva imhosva mukadzi wemunhu mukadzi wemunhu
Mudhara uyo anofanira kuripa amai.avo nekuvapa chirwere kwavakayita kwete kuda kunyepa kudakubhadharwa hanzi mukadzi wangu pakudini iwe usingarare naye
Bonde harina zera varume🎉🎉🎉🎉😂
Amai ngavape murume gupuro. Vadyise bota free
The panel iyi inowanza mashoko instead yekupa munhu kuti ataure. Nhorondo inowanzwa pamuvhunzo instead of getting answers
Sad. Substantial ABUSE going on. Aaah Zim life apa pane chirwere. Why have so many wives that you cannot not give love.
Why don't you write in the language that you know and understand.English is not yours.
@@HiltonChimbizi-hy2rn @HiltonChimbizi-hy2rn Bambo Hiritoni, I have written in the language that l know and understand. English is the main language in Zimbabwean (and internationallyn) and yes, l use it to communicate/ articulate etc 😀
@@HiltonChimbizi-hy2rn Bambo Hiritoni, I have written in the language that l know and understand. English is the main language in Zimbabwe (and internationally) and yes, l use it to communicate/ articulate etc...
Kkkkkkkkkk mom's iyo haigoneki team rose rogona rakatodyiswa
Nharo dzacho ma one chaiwo
Nyaya iripo ndeye kubatwa nechikomba chete chete ndiyo yapinda mudare tongai iyoyo
Poor sound...cameraman is moving 1000km per hour 🙄🙌🙌
@@Faith-vc4vc verengai description
Kamudhara kamuroi ngakasungwe
Mkadzi uyo ndiye Mambo hr nxaaa
Nyaya dzakadai idzi dzinoda kwaHeadman Chigodora
Headman chigodora chibaba we go to same school only he was senior
Chigodora anotonga kunyika kwakezve , no matter how good he is he's no mandate kwa Makope
Imi mambo mkadziii uyooo ngaabve mberi uko indava kudzikisira dare kudaro
Madzimambo murikubatirira vakadzi, majority of men are getting away with murder and anoisa chain munhu on what grounds, dzidzai from Chief Mutasa kutonga nyaya not marara ayo.
Poor camera shooting and why do we have to see water mark this big haticha nyatso wone vanhu manje, you can do better than that guys we are your followers
Ambuya motaurisa chihure chihure
The way the lady is presiding in the court azvizi ,hazviite here vabviswe zvavo . Give respect where it is due
Chief taikumbirawo amai vasatongaba vanokanganisa dare renyu.
Aaaa nyaya yamai avo ndazoinzwisisa, VeCamera muitewo kuti zvinyorwa zvenyu zviri pakati pevideo kuti tikwanise kuenjoyer video uye idzikame Camera yenyu ,Thank you.
Kkkk
Verengai description
I really dont see why tirukuwona zvinyorwa izvo pane kuti tiwone vanhu
kamudhara aka kano Abuser Mukadzi, unganotora Mukadzi ane Chirwere kuti ndakuigira mainini 😢😢, Avo Mai varikutongaavo, please learn to protect abiyaenyu panhaurwa dzakadai, Kamudhara ako kanoshusha🙌
VanaMai nanasisi nyaya yekudyirwa bota musango is a big no .....chihure chakaipa asi mother ava varikushungurudzwa
My village people 😮😮😮nhaimi
Mbuya wanoda doggy ❤❤❤
Ko uyu chikomba makamuudza here kuti mune chirwere
Mudhara Uyo akagwarisa itsotsi nxaaaaa
Camera ikutsenga dendy
@@FabuChitova ķkkk read description
Mbuyawasha musadaro zera renyu muchiri kunakirwa nechipfambi 😂😂😂😂
Inyama iyi haisi simbi
Taura hako
Enda unobvunza amai wako kt humbuya hunotangira pazera ripi not kungo humana
Mudhara uyu i benzi chairo. Iye ari ku akirwa ne mbenembe uake neutachiona anofunga Amai avo havadiwo kunakwa? I hope chief havasi wo benzi like Mudhara uyo. Unhapwa mu Zimbabwe will never end, vakadzi vanodzvinyirirwa in the name yekuti uri mu yard yangu - Shame!
Kuda kuuraya mukdzie nemukondombera shit wake
Mukadzi uyo ngaabve mambo
Iri dare rokanganisiwa nemukadzi uyo mambo dzingai hazive kutonga
Cameraman wacho akadhakwa
mukadzi uyo anotaurisa kunge ndiye mambo hazvidi wakadzi izvi pane basa mai awo
Mambo its high time yekudambura misoro yemakurukota enyu aya nekuti next time vanokupunzayi makavarairwa,itayi semamwe ma dictactor emadzimambo like Nyamaropa asina nguva nebenji rake,honai nhasi mukadzi uyo weruzha anenge mufeminist ndiye akucontroller ma proceedings,last time madhara maviri emasuit also ursaped your powers,ndapota mambo wangu be in charge mune wisdom imi.Nhau yaamai ava haina kutanga nhasi,muno muHarare mumarukisheni chembere idzi dzakapedza varume dzichivaurayira dzimba nepension dzavo sezvangoitwa neiyoyo iyi mahure akare,yanga yakato targeta kaharahwa aka kuti kachafa soon or kukapa poison kotora hupfumi hwese,midzimu yakatorwa zvinesimba ipapo zvekuti mukatarisa kumashure pamwe pane kamwe kadhara kaka rohwa skill iyi naamai ava,type yacho yese inodayi yakangofanana chimiro zvese nemaitiro echihure aya,ndiri mudiki imwe yepadhuze nepandaigara yakauraya murume apuhwa pension nekuextenda imba yaida kundinyengesawo futi ndisati ndakuziva zvepa bonde,so mambo wangu protectayi pfuma yasekuru ava please yanga ichidiwa not rudo.
Mukadzi uyo ngaanyarare ndiye atova kutonga idare rudziiko iroo
Kamudhara aka kanorwara xaaa mukadzi qrikutaura mafacts
Mbuya pamuromo
Mukadzi uyu nditsaga mxmmm ndiye atove mambo
Hure ririkutaura kumberi iro ngaritinyarewo, mambo tongai mega kwete zvejoki ririkuwawata iro
Nxa why whispering wen recording ..thats not it
Nhai zvako
Mai avo vari ku enforcer ma feelings, abatwa nemukadzi wemunhu ngaa bhadhare.
Awo mai ngavabve oamusha oababa awo vatange pamwe ne va wanoda.
Mambo wagona hawana kurasiks
Mukadzi akagara kunamambo uyo ngabve uko arikukanganisa dare please
Mambo nemakurukota ake vanoswerera nyaya isina musoro iripachena kudai
Plus munotonga nyaya sei pasina hama dzemukadzi
Mambo dare haritongwe nevakadzi.
Nyaya ngeye chikomba not mwana akashaya
Amai avo varipadare ngavabve
Mudhara Uyo ngasapihwe chinhu kana muchida kuti murume Uyo aripe muripo wacho ngauyende kumusha kwemukadzi
So apa mukadzi ndiye anofanirwa kuripa kumudzimai wemurume kuti akanyenga murume wake achiziva, uye chipini kuna mambo sezvamunongoitao kunesu varume.
Sekuru muri wrong munhu haamanikidzwe pabonde, tsakai chirwere chenyu mega, kwete kuda kuzora vamwe
Mai ava dai vakabatsirwa na sabhuku kupa that mboko of a sekuru gupuro bt vaitya kunzi ibvai pamba voenda ku magistrate court vobvumidzwa kugara pamba apa coz of vana
Dai akauya kare kudare kuti apihwe gupuro. Ihure iri apa chikomba ziii
Buditsai murume uyu munyaya haana mhosva akatonyengwawo mface muburitsei munyaya please muburitsei
Your cameraman must not drink when coming to work
Kamudhara akaromba hakaite
Amai maifanira kuenda kuno wongororwa nemurume wenyu mozopiwa maprotector mogara pasi mowonesana nemurume wenyu kuti zvonzi nebarika ravada
Hezvo zvavari mai vangu nhai Jesu 😢
Sorry 😢😢
😂😂😂hooo wanga wajaira kuzvionera kuma next doors nhayi nhasi ndezvekwenyu😅😅😅
@namatiraisithole6158 on the bright side, Rosslyn is daughter ya slay queen yekwaChief Makope
😂😂😂😂
@@RosslyntatendaMarisa zviriko sisi its part of life
Kamudhara keziso one kanotawurisa kurebesa nyaya
Camera man ita siriyasi plz unotipedzera data
Camera man akabata camera nemuromo
Why is the camera moving like that? Momz iyo in the panel is very loud she mustn't sit in the panel.
Kamudhara Kane drama shame kkkk
Sei dare risiri kutsiura kamudhara ako kasingabvire muvakadzi wototora mukadzi ari positive kupinza mubarika thats cruel
Vamapondera
Kuda kuzadza munhu chirwere ,kamkono ketsambarafuta
Pahasha tengai zvishadnisiro imi hapana chirikuoneka apa zvakasa camera dzenyi kusara chaiko
Ummm Mambo Makope Mai avo ngavambomira zvekutaura padare varikukanganisa nhawu
Uyo wanomutya mambo
Mai avo vanoda Bushu or Nyamaropa kwete awo wari kutoudzwa zvematoto ehuku
Camara man camera man camera man ndakusheedza rungani ita serious iwe 😅😅
Verengai description
Amai hutano now makamirasei coz hamungabvume kunyangwe kudzivirira nemunhu wamunoziva kuti ane hutachiona no
Chimai icho inga takati ngachibve pa panel. Chiiko chanetsa
Pahasha tv pictures kumberi asi akokakuguda pamberi kayi futi
How is this not a crime bringing chirwere mumba knowing
It's now a crime
Camera man dako rako matuzvi evedio ayo nxaaa
Mbuya varipa dare apo ngavabvepo mukadzi kana uchida kunyengesa unobva mumusha mewanhu wondonyengesa wakasununguka, Kushaya bonde haisi passport yekuhura wazvitadza unobuda wakauya nekuroorwa kana zvawakafambira pasisina unopa Munhu gupuro no wonder why people especially women are being killed after they behave in this way varikudheerera kuti sekuru vakura here, apa hatina kuwana wa judgement munotipirei haf nyaya apa matanga Neil’s story isina basa , murikudzidzira kutapa nhau here tiitireiwo maseruous, vanhu kadzi hamugoni kutonga obva I mbereko kwedare, munoda kukurudzira chipfambi, in my opinion chikomba chinofanirwa kubhadhara baba avo them mukadzi uyo unofanirwa kubhadharawo mukadzi wechikomba ibenzi remukadzi rinopfimba murume iro riripamurume,
Cameraman 😂😂😂 Uyu bho here or arikushandisa hake phone achingo mhanyisa mhanyisa hake camera take
Chaos ngaiite shoma padare😠
Cameraman mira kushaker shaker nekutaura kazeve zeve
Dare remapenzi iri mbuya avo havana chironzo
Mambo voratidza kukundika kwavo kusvika pakuitirwa basa nemkadzi asina chaanoziva
Mhayiyo iyo yabvanepi. Siirai Vanhurume zveHushe izvi.
Varikuzevezera bhoo here
Mudhara uyo ma1 nezera racho hazvifambirane
Zera pamheche 😂😂 mheche haina zera baba
Muchivadireiko vakadzi vakawanda nhai sekuru vanoita nzara
Ndosaka ndichiona zimnews beat
Mbuya huru yakadai hainyare nhaimi 😢😢😢
Zvonyadzisa kufongoreswa nemwana mudiki uuum
😂😂😂😂Bonde harina zera 🎉
Ummm zvakaomawee
Cameraman anwa b4 work
Asi hazvidaro kuti kana une murume mumba mukapesana hazvireve kuti chihura waputsawo imba yemumwe mambo bisai chihure munharaunda