Mambo munhu wevanhu. Matonga zvakanaka Mambo. At least hamuna kudzinga .mukomana plus nyaya zvayangeyatopidigukazve, zvanzizvakuine varoyindakavadzinga here, garai naye plus momupa pekugara Kkkk. Magona matizve mukomana teerera zvinotaurwa na sabhuku. Sabhuku mamupa masimba plus mukomana hamuna kumudzinga, magona Mambo. Iye kana achifunga anzwa.
Magona Mambo Mwana uyu angangodaro ainewo twake But akawengwa hake vanhu vaaakuona kuti vakaita mistake kumupa Munda so vaakumudzinga Cruel community it is 👏👏👏🕊️
This chief is something else. Inini ndaifunga kuti achati enda kumusha kwako and sabhuku aifunga kuti mface acharipa pakumutuka. Dai various anaAllan aichiona chakatadxisa imbwa kunyenama kuseka ichigona kkkk
@@wilsonmamvuto3988 Ndizvozvo. Iwo mambo wacho wanotofanira kuunawo nyaya yawo kudare. Kuchirungu unozonzzwa case ichinzi, The STATE vs nhinginhingi. Havangatongi nyaya isina summon because munhu anofanira kuita prepare nekuuya nema witnesses
Nyaya iyi yaresva kutongwa zvayo. Key question was avoided; which is "Chibvumirano (Contact) chakaita kuti mukuru-zukuru-zukuru uyo azenge aripo paari kugara chakanatsa kumira sei?"
Karanganda ma views akuyita mashoma bcz makuteyerera muviri mukunonoka kupakura,bcz most of your videos akubuda a day after vamwe vaburitsa,seyi muchinonoka
Ndokuti mambo uku. Dai ndine mari zvangu ndaishuwira kuitira mambo Mutasa zvikuru nekuti havana hudyire kana utsinye. Long live mambo Mutasa
Vane hudyire hauna kuona here nyaya yaMufundisi
Handisati ndambonzwa mambo uyu achiripisa munhu haana nhomba nepfuma dzevarombo Mwari achakupai zvakawanda mambo chengetwai nesimba guru rinobva kudenga nekusingaperi piwai pfuma naMwari ndiyo inogara ndatenda hangu
Anemari dzake Mambo Mutasa
Amen
Kkkkkkk shumba mutupo wamwari kkkkkk hahahaha Mutasa aoooka
Enda kumusha kwako iwe chizukuru ibvi,usanetsena navanhu vane zvinhu zvavo young man,KUMUSHA IWE 😅
*Taiyepo usasoshora 😂 watching TV from South Africa*
😂😂 hanzi mutupo waMwari ana shunba manzwa eree😅
Kkkkkk varikuzvikwidza mupopo
First coment
Mazvita shumba muzukuru wedu tingomurasira ani
Ndini ndatangawo pano😂😂
Rega ndikupe like yako
Kutanga kuita sei?
Watching from Tembisa , Jorburg
Saka?
Thank you Karanganda 🎉❤
1st ❤❤❤
Kkkkkk The Lion of Judah
Bravo Mambo!!
Ndikanyepa ndicharangwa naMambo Mutasa
❤❤❤ndaty kasikeiwo
Mambo munhu wevanhu. Matonga zvakanaka Mambo. At least hamuna kudzinga .mukomana plus nyaya zvayangeyatopidigukazve, zvanzizvakuine varoyindakavadzinga here, garai naye plus momupa pekugara Kkkk. Magona matizve mukomana teerera zvinotaurwa na sabhuku.
Sabhuku mamupa masimba plus mukomana hamuna kumudzinga, magona Mambo.
Iye kana achifunga anzwa.
Mwari inzwaiwo muteuro wangu, komboreraiwo Mambo Mutasa, muvapewo makore akawanda ekurarama, mukomana uyu akatadza, asi mambo vati musadzinga, vamuraira vakati apihwewo pake, amai vachema nazvo, anonzwisa tsitsi mukomana uyu, uye atsiurwa hunhu hwake hwaonekwa kuti hwakashata. Mambo ndi Mambo Fair Deal.
Chief Mutasa to the people, i love this Chief
.
Mambo Mutasa hakuna mumwe akaitasemi❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Madhara amambo uuuuuu mmmmm zvakaoma anongoti zvose zvataurwa na mutasa ndizvo 😊
Zvinenge zvirizvo
KO vakapikisana pachavo apaiti order ka
Nhai senge yaMufundisi yemulodge vaifanira kutovaonesa kut marashika
Saka madhara amambo ayo havanawo nyaya dzinoda kutongwa here
kkkk dzimba dzeumambo dzose dzirimberi uko...kana mambo vasipo vanototonga ivavo
Vakamhan'arirwa vanosungwa vachitongwawo. Havana immunity.
Yaaa vazukuru ava vanopedzesera vatorera varidzi vemusha everything uyo ngaagare arova pasi hake
😂😂😂 nemuridzi wemukadzi wemunda.
Nhai ini baba vanodairira mambo avo vanondibhowa
👏👏👏
Nyatsoteerera unzwe kutonga❤
saka kuzviita mwari here uku 😂😂
Waiyepo eree
Muzukur wemuzukuru zukuru zvakaoma
Mbuya iyo yauya yakashandisa munyonga 😊
Karanganda ❤❤❤
Haa zvakaoma kuita muzukuru
Hazvina kuoma. Hakuna asina kumusha kwake. Ngaaende ikoko.
@@shingiraitrevormboto2105problem vana mai vacho vano ramba kuudza vana vana baba vavo ndizvo zvino konzera zvese izvo
Varume ava vanotya kubaiwa majekiseni matatu. Vakaudzwa kuti ndokubaya majekiseni matatu
Mambo munotonga zvandinoda, ndikakuonai sei samaita, just to tap a few wisdom.
vanoyera Shumba havasi samaita 😂😂
😂😂😂😂😂Mambo
Mambo soromon one of them
Kkkk haaa ma1 Ayo
Mhai wangu uripano 😂
Mutupo wamwari lion of Judah
Magona Mambo
Mwana uyu angangodaro ainewo twake
But akawengwa hake vanhu vaaakuona kuti vakaita mistake kumupa Munda so vaakumudzinga
Cruel community it is
👏👏👏🕊️
@@tafirenyikashylet4707 very true sabhuku avo ruvengo rwavo harudi munhurume
Munhu kune dzinde rake. Its that simple.
@@shingiraitrevormboto2105 musadaro mufunge
Aaane nguva yakadini arimo mumushamo
Maona zvaitwa navaMutasa
Vatotonga pachikuru
Vanhu vanga vakamurongera bvambu bvambu chaiyo
Munhu uyu unowengerwa zviito badzi.
Kutuka wana mbuya wedu nemasabhuku edu.
What kind??
@@newtonmurima9181manje kana usisadiwi mumusha ukamanikidzira vanokuuraya, hapana kure kwaachasvika munhu uyu achauraiwa
Mambo komborerwai
😂😂😂😂ibongozozo chairo mumamisha uuuuum ma one chaiwo muzukuru,we muzukuru we muzukuru
😂😂😂😂😂😂
Baba Taps, ndipeiwo number yemukomana uyo please
Kna uri mugara N'anga chokwadi ndasiririswa hangu nenyaya iyi gogo chavo vakagara vanoda kuti mukomana uyo angodzinga gogo avo havatode kuti Ave munzvimbo chete vane hutsinye gogo
Kkkk iwe muchinda
Mambo munogona sabhuku anotonga nedemo uyu akuda kudzinga munhu nei ? Atadza kupedza problem kkk
Mupeiwo pekugara mzukuru
Kumusha kwake chaiko kwaita sei?
Kuchengeta ngozi mumusha kut zvigozodini?
Team karanganda woyeeeeeee how are you
This chief is something else. Inini ndaifunga kuti achati enda kumusha kwako and sabhuku aifunga kuti mface acharipa pakumutuka. Dai various anaAllan aichiona chakatadxisa imbwa kunyenama kuseka ichigona kkkk
Sabhuku havangaripwe because havana kuunza nyaya iyoyo kudare.
Kana vachida kuripwa, ngavaunze nyaya yavo.
@@TinTin.232 but ukatuka sabhuku watuka mambo saka chero isina kureportwa
@@wilsonmamvuto3988
Ndizvozvo. Iwo mambo wacho wanotofanira kuunawo nyaya yawo kudare.
Kuchirungu unozonzzwa case ichinzi, The STATE vs nhinginhingi.
Havangatongi nyaya isina summon because munhu anofanira kuita prepare nekuuya nema witnesses
Mwaiepo ere
Muzukuru komana akaoma musoro but mai vake anovada hake
Chief Ava vandiitira zvomene
Ndauya number 1🎉
Mambo maitiro amaita panhau yamai nemwana pakumitiswa ummmmmm hazvina kundibata mushe. Mwana ane surname yemasekuru nekuti mai vakarambwa
Kurambwa hazvireve kt mwana haachisina dzinza rake
Gogo avo vakaita maths nasabhuku vanozivana ndezve pasi pano izvi
Aiwa uyu muzukuru wemuzukuru onetsa mumusha masekuru vasekuru vamai vamai
@@deemuu7591Eish ngaatotenda kuti akatambirwa varivanwe vaimudzinga because haachengeteke.
Akarambwa hongu ASI namai havasi muzukuru mumusha imomo amai vavo ndiye muzukuru,mukoman uyu anopedzisara akutonga kwamusakwa
Muzukuru uyu akatovengwa kwete zvekutamba achafuma akafa chete havamude it's so painful and sad 😔
Vakadzi udzai vana kunana Baba vaboo ngaaende kwavo
Iwe unoshandisa surname yaana sekuru kwamai here?
Ndokunonzi kutonga uku nokuti heee inyika yangu heee ndinokunzinga munyika makamunzinga anoenda kupi,ndokugadzirisa nyaya kauku mambo.
Anoenda kuna baba wake
Hadzisi nhema kuti nyika ndeyavo😅
@@nomsanyika151tibvirepo kunzungaira kwaro nyika ndeyavo kuti ndivo vakaisika,nyika ndeye vanhu vese asi kuti ndivo mutungamiriri kuti nyika ive ne order chete.
@@AnnaChauke-co1emmambo haasi mutungamiri. Muridzi wenzvimbo.
Iwe kana uine murume unoti ndewako, ndiwe wakamusika?
@@shingiraitrevormboto2105mambo chake kutungamira nzwimbo yaariluti ndeyake,panotori nevamwe vari pamusoro pake futi vanekodzero yekumutandanisawo kana kutomubvisa futi pachigaro chacho chehumambo.
Tiripano vana lion of Judah
Umm mambo ko zvekuzobvunza munhu kt baba vemwana varipi zvine basa reiii coz uyo haasisiri mwana mudiki uyooo haaa tongai nyaya kwete kutsverudza munhu kudaroo
Vanonga vatoona kahunhu kacho Kuti hakasi kedzinza ramhangaraba saka nditi vazotoota muzukuru ibvi muzukuru zukuru APA anotoshandisa surname yemadzisekuru pakaipa iwe mucourt every question is necessary cz ndopanobuda chokwadi pamibvunzo yqmoti yapinda papi padare 😂😂😂😂😂
Automatically nhaka irisi yake achotadza kuenda kumusha kwababa vake
Haa apa pambunyikidzwa munhu hapana nyaya yakadai
Yakadai kudii?
@@shingiraitrevormboto2105 iwe wanga uchiona sekuti yakadii ...ndiko kungohukira nyaya dzausingazivi
Bambo Sakupwanya munondipedza zvenyu.
Ndiye ane yese😂
Magona mambo sabhuku ange akutoda kumudzinga,though ane pamuromo mochingomuregererawo, shame muzukuru kadzi akuchema. Kurerwa kwanasekuru zvakaoma hazvo
Asi pamberi apo pane nyaya nokuti zvakutoratidza kuti haasi kudiwa mumusha umu
Karanganda woye
Kumusha kwake kwaarikunzi aende kunondobuda basa umm
Ngaanoita hupenzi hwake kumusha kwake
Unoda here kubaiwa majekiseni matatu
Mambo ava havachagoni kutonga zvachose havachanzwisisa nyaya kana kupa munhu nguva yekupindura
Sabhuku vane hutsinye avo ndivo vakabuditsa mukomana uyu mubook vagara vange vasingamude vane wavanoda kupanzvimbo
Wataura chokwadi nyaya inotaurwa masides ese vanhu votonga nyaya simple ...vanorambirei kuti uyo atsanangure
Mkomana uyu anepamuromo
Akambodzingirweyi kwaakabva pakutanga
Machinda amambo kumberi ndatenda zvang
Nyaya iyi yaresva kutongwa zvayo. Key question was avoided; which is "Chibvumirano (Contact) chakaita kuti mukuru-zukuru-zukuru uyo azenge aripo paari kugara chakanatsa kumira sei?"
Muriwadi
Aaaa 11
Regai tinzwe hedu apa
I know Nzuwa kwaRusape uko
Zimbuya rinoroya iro haikona zvishoma
Nekuti vadini?
Sofa rese dheshe usashoreee
Tavepo
Haaaaa apa mambo nasabhuku mashandisa chitororo apa
How so
How because maonero angu mambo vatogona kumupa pekugara at least havana kumudzinga because of hunhu hwake.
@@auxilliakapotsa168 mibvunzo yekumitiswa plus kuti inofanira kuwana munda kwababa vako chete,apa mwana akakurira mumusha imomo anotori ne surname yeipapo
Dai ndiriini ndainotsvaga nzvimbo yekuvaka kure kure ndonotanga new dzinza rangu ikoko neimwe surname yekuzvipa ndega.
Zvino anokuwanepi maruzevha aakunetsa
Beta aakuiswa mubhuku
😂😂😂😂😂😂new dzina une shuwa here kazeni. Wandispaka😂
Kutambisa mutupo waMwari musadaroba imimi
Saka uyu Ari kutadza kunotsvaga mumwe Munda nxaaaa
Sabhuku vane ma personal nehama yavo
Mambo nyaya chaidzo hamuchadzigoni ...chete ndozvazvinoita kana munhu akapihwa nyembe ...tarisai nyaya kwete kutarisa muzukuru kwete kwete ?
Ndaishaya wo ini akatanga achigona asi iyezvino madhaka chaiwo akubata vanhu unhapwa nekutukirira uye kutora divi rimwe kuenzanisa haachagone kuhumana chete
Saka mukuti muzukuru ndewe mumusha maari here haafanire kuenda kumusha kwake chaiko?
@@shingiraitrevormboto2105akatadza kuenda kumusha kwake ari mudiki cey?vana venyu kana hanzvadzi dzenyu endesai vana kudzimba kwavo kwete kurera vanhu vekuda kuzo dzinga vakura vasinga zive hama dzavo
Ko kutukirira kuti pfambi saka munhu akamitiswa imhosva yakezve ????
@@YvonneMuteme nhai zvako ...
Vasatitambisire mutupo Shumba kkkkk
Gogo avo face yavo vakafanana negurukota ramambo iro rine sweater yemaroon.
Tapano sofa rese
Uyu ngaaende kumusha kwake chete
Haaaaa Zvirimo mumadzinza izvi musadaro veduwee
Kwenyu hakunawo vazukuru vamuri kuchengeta
Karanganda ma views akuyita mashoma bcz makuteyerera muviri mukunonoka kupakura,bcz most of your videos akubuda a day after vamwe vaburitsa,seyi muchinonoka