ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndiye wekuuraya munhu kauuyu
😅😅😮😢
Iweeee
Ava ngava sungwe saishumairi
Urimuroyi iwe vatori wenhau munotipirei mhondi idzi
Aaah sekuru Kanengo is coming for you Innocent
Nxaaaa muri varoyi imiiiii makambooona vanhu vanonamata neKatsi nxaaa huroyi chaiwo ndimj makauraya Evans Maodzwa pasowe renyu hama dzake dzakarara
Uri bhinyaa iwewe.Ngozi pamusoro pacho
Ko zvekuchekana magaroo motikudiiwo nazvo
Dai ayendawo kujeri mabhinya ese kujeri
Nguvo tsvuku siyai uroyi imi mapedza vanhu
Very true.
Vanhu venguwo tsvuku varoyi
Ko kuzochekeresa ndozvinei ingonamatai zvakanaka zvisina ropa
Ko Kwa maoodzwa ropa manga makuridiii nzvimbo inoitwa zveropa kuchekana magaro chii
very true i dont trust mapostori anymore
Nhai shuwa
Plus church iyi yese nevari chiweshe vacho vane nyaya kudare kwaMambo haaa vanhu ava ngaipiswe
Siyai Micho makauraya mega nxaa
Wakauraya munhu na Ekedhi iwe kunamata nhema
Ndoo katsi yekuonekwa kwa Ekedhi ka iyo mmmm
I am loving this content,all I see is identity,
Ngasungwe akaromba uyo a lnnocent
Ndiko kucheshumba here kwakafira Evans Maodzwa?
Ehe ndikoko
Ehee ndikoko
Muroyi uyo
Ava vanhu ndevekwa lshumael part 2
haa imbwa idzi
Hokoyo naKanengo, Ekedhi akawumburudzwa akabvarura gure renyu rose
Wakaurayaa Evans iwewee
ndivo vekuuraya ekhedi
Ekedi ndiye akawuraya
Vamwe muchiuraya hai hai pakaipa.!!
Nguwo tsvuku varoyi havasi vekwa Mwari,vana vaSatan
@@shingimanyame4157 mumiririri waSatan saEkedi Innocent
Kkkkklkk Hakuna Madzibaaba anonamata neKatsi pamakumbo
Ndiyoka yanga iri mucombi pavakachekeresa Evans.
Ndofunga ndiyo inomwa ropa
ahh.mkauraya Evans imi maakutyisa imi
Taura hako
Ndivo
Jemedza kwaSadza Njanja
Vakauraya Evans Maodzwa uchibatsirana naEkedi makauraya asirye this time mweya wengozi usatinyepere
Katsi iya yechikwambo
Endesai kwamambo makope vakamirirwako😢😢
Ko vanhu mukuzovauraireiko
I would have loved to meet vaMicho in person
NdiJesu kupiko musanyepere vanhu imi
Ok tazvinzwa, muri cult
Ko katsi ndeyeyi zvakarambwa kumasoe, saka kana nguruve munodya here
Uri mhondi makauraya munhu naekeed zimnondi unofanirwa kusungwa
Urayai chikitsi ichooo
Iye akakuudzai kuti anaAbraham vanga vari varungu ndiani
Uuuuuuuuum ko kiti nekunamata zvawirirana papi.
Ndambozvibvunzawo
Ndo church yawa Eked wekubatwa nehurombwa
Ehe ndiyo church yaekedi
Kkkkkkkkkk chaiye ❤❤❤ zvadhakwa abvunze Eked
Mhepo iya yakaraura kuti baba vaneronda Palumbo varipi vanoziva zvakaitika musiwaauraiywa Evans
Muriwekimama madzibaba innocent
Ko Katsi inodiwawo pamunamato here
Brat duzvi masvibisa nzvimbo yaiyera neropa revanhu including Maodzwa aipenga ,kiti iyo yaitaurwa nehama dzake makarombera kuona muchadya matuzvi amamama zvenyu .
Havatogoni kupa zvizere mweya mutsvene hamuuzive imi turoi
Toda kanengo auye umwe muroi wamairoya naye ekidhi wakabatiwa zvamakaita kuuraya munhu
Ngapapiswe apo ropa nderei pavanhu vanonamata nxaa mazirasta
Ekedhi akabvunzwa nasekuru Kanengo kuti sei varwere vepfungwa vanouya kuzobatsirwa vachizobva pasowe nenhumbu.
Varoyi vevanhu
Murikudiwa kwaMambo tsano
matsotsi aya mhondi
Ngarivharwe sowe remasatanist iro mhondi dzevanhu munofunga kuti Mwari munhu here wamungavanze hushinhwi hwenyu. Kana nguva yakwana anozvibvondora cheteMuchadziripa ngozi dzevanhu vamakauraya.Varoyi vanohwanda nemagemenzi
Kubva washata nemwoyo nhaimi mhondi dzekumasowe
❤
ndiro gumbo raitaurwa iro
Mipengo iyi
Ivo avo vanonzi vava Inosent ava ndevepi vanosvibisa nyika ye Va HARAVA VARIKUREVA HETE KUTI MASEKE MAIVA MUSINA HETE VARIDZI VOMO MIDZIMU YEVARIFZI VENYIKA IRIKO MIDZIMU MAKAKANGANISA NYIKA MURIMHONDINIMO IBVAI APO ENDAINKWAMAKAZVARIRWA NGAVABVE MUNYIKA MASEKE KUPONDERA BANHU MUNYIKA MUSIRO MENYUN
Zvibaba zvedhaifero
NYIKA YAKAPONDERWA MUNHU NDEYA SEKE MICHO MDEWE KUCHIWESHE VAKADIYI KUITIRA CHESHUMBA CHAVO KUCHIWESHE BEDZI BEDZI NGAVARIPE KUURAIRA VANHU MUNYIKA MA SHE SEKE MUHARAVA VURAMAVI SEKE MUTEMA
Saka arikuti amicho mwana waIshmael here ko zvaisina kunaya wani mvura yacho nyika ine nzara yemvura yacho munamato upiiii wekudeura ropa revanhu muchiti murikunamata ibvai apo muenda kunorima kumusha ukooo amicho vaive nemushaa
ENDAI MUZVI BVUNZE KWA MAMBO SEKE MUNZWE KUTI ISHE SEKE VANOTIYI NAZVO HANDI MURIVATORI VENHAU ENDAI KUNA MAMBO SEKE KUMUHARAVA SEKE MUTEMA ISHASHA IYOYO VAKATOTADZIRA NYIKA YAVO
Haaa anamadzibaba umm
hapana chavano ziva
Avakana mamba vanorova
Makasvibisa chitendero varume musadaro nhai
NdiSinyoro avo james chimombe
Ndimi makauraya
Kokatsi haisiriyo here yainzi yakaiswa musaga kosei ichiripo bt vaiti vakuda kunoirasa
Ko muti wavanosungirira vanorwara uripiAltar yekutorera vanhu ropa nekuuraya
Manje chi church chenyu chakuvhariswa😂😂😂 hokoyo na mambo
Ko Evans makaisepi ropa rake makaurarira chii Evans Maodzwa
Tinonoda kutaura Chokwadi AMICHO VAINAMATA Chokwadi kwete vava kuvagevera vava Kuponda ndipo paka urairwa Munhu IYE MURUME UYO ANEZIMADZA UYO NDIYE AIVA NE UYO AITA MURUMBIRA KWA MAMBO MAKOPE IPO PACHESHUMBA NDIPO PAMASOWE PAKAFIRA MUNHU PAMASOWE TINOZIVA MWEYA CHAIWO MUTSVENE UCHI PAMASOWE HAPAFIRE MUNHU ZVINO APO PAKASVIBISVA😮
Tirikuti ndopakaponderwa Munhu IPO PAMASOWE APA PANONZI PACHESHUMBA IPAPA VAKATO KANGANISA VAKAPARA MHOSVA MUNYIKA YASHE SEKE NGAZVISVIKE KUNA SHE SEKE NGAVARIPE MYIKA YEVA HARAVA IYO YAVARI KUITA ZVISINA MATURO VAKAPIWA MBUMO NANI KUITA MASOWE KUPONDA VANHU MUNYIKA YA MAMBO SEKR KUTAMBA NEVAHARAVA MDIMBO SEKE MURIKUNYEPERWA ZVITSAKEI PA SL PANA ROBART TAPFUMANEYI NDOKUNE NYAYA IYI YEPA MASOWE IVO BABA AVA VANEZIMHANZA IMHONDI YAKABATSIRANA KUPONDA MUNHU VARIKUTOENDA KU JERI MUNHU ARIKUTOFUKUKUNURWA WAVAKAPONDA LIVE
Lina bantu so , hell fire is waiting 😢 kodwa no comment 🤭
😂😂😂😂hey wena
Kokiti inodei pasowe
Ndoo chidhoma chakauraya mwana wekwaMaodza wekuChiweshe..
Ekedi abatwa uko😂😂😂 kwasara imi
😂😂😂😂
Makauraya asingaurawi .....Ekedhi nhas arip nhy iwe Innocent
Karma knows the adress
Kumusha kwedu kuNjanja
KuChitungwiza uko
Iyo tsvina nxaa
vana micho ava vakatopindurwa kuva vanamati na baba johane wemasowe micho nhasi aakunzi jesu kkkkkkkkk duzvi iri
Zvikwambo zvamopiwa kkkkkkkk kwanai imwi
Why killing someone because u want power ....
maputa mashizha erudzi nhai dread
KwaEkedhi,mambo Makope &sekuru Kanengo is coming for you Innocent 😂
Toziva sei Ishmael akati ndiye mwari anonaisa mvura nhasi chibaba icho chaakuti ndochinonaisa mvura ngaatange aburitsa ropa raEkedhi ozotaura nonsense dzake idzo
Chinamato chaicho hapana mishonga nemhondi
Vanhu avo vanodyei I don't think Kuti vanorima Kana kuenda kumabasa like normal beings, something is wrong here why hutsvina
Musatanist a ekedhi
Abuse kuvana munhu wese anozvarwa akatadza,marombe
Imimi baba imi navaEkedi mune mhosva! Uye aMicho is not Jesus inyama pasi..
Harisi sowe rekufira mukomana anetsa patilda
Ndiro
Nxaa mhondi dzevanhu hapana zvamuri kuita apa kugarira kuuraya vanhu
Ndiye wekuuraya munhu kauuyu
😅😅😮😢
Iweeee
Ava ngava sungwe saishumairi
Urimuroyi iwe vatori wenhau munotipirei mhondi idzi
Aaah sekuru Kanengo is coming for you Innocent
Nxaaaa muri varoyi imiiiii makambooona vanhu vanonamata neKatsi nxaaa huroyi chaiwo ndimj makauraya Evans Maodzwa pasowe renyu hama dzake dzakarara
Uri bhinyaa iwewe.
Ngozi pamusoro pacho
Ko zvekuchekana magaroo motikudiiwo nazvo
Dai ayendawo kujeri mabhinya ese kujeri
Nguvo tsvuku siyai uroyi imi mapedza vanhu
Very true.
Vanhu venguwo tsvuku varoyi
Ko kuzochekeresa ndozvinei ingonamatai zvakanaka zvisina ropa
Ko Kwa maoodzwa ropa manga makuridiii nzvimbo inoitwa zveropa kuchekana magaro chii
very true i dont trust mapostori anymore
Nhai shuwa
Plus church iyi yese nevari chiweshe vacho vane nyaya kudare kwaMambo haaa vanhu ava ngaipiswe
Siyai Micho makauraya mega nxaa
Wakauraya munhu na Ekedhi iwe kunamata nhema
Ndoo katsi yekuonekwa kwa Ekedhi ka iyo mmmm
I am loving this content,all I see is identity,
Ngasungwe akaromba uyo a lnnocent
Ndiko kucheshumba here kwakafira Evans Maodzwa?
Ehe ndikoko
Ehee ndikoko
Muroyi uyo
Ava vanhu ndevekwa lshumael part 2
haa imbwa idzi
Hokoyo naKanengo, Ekedhi akawumburudzwa akabvarura gure renyu rose
Wakaurayaa Evans iwewee
ndivo vekuuraya ekhedi
Ekedi ndiye akawuraya
Vamwe muchiuraya hai hai pakaipa.!!
Nguwo tsvuku varoyi havasi vekwa Mwari,vana vaSatan
@@shingimanyame4157 mumiririri waSatan saEkedi Innocent
Kkkkklkk Hakuna Madzibaaba anonamata neKatsi pamakumbo
Ndiyoka yanga iri mucombi pavakachekeresa Evans.
Ndofunga ndiyo inomwa ropa
ahh.mkauraya Evans imi maakutyisa imi
Taura hako
Ndivo
Jemedza kwaSadza Njanja
Vakauraya Evans Maodzwa uchibatsirana naEkedi makauraya asirye this time mweya wengozi usatinyepere
Katsi iya yechikwambo
Endesai kwamambo makope vakamirirwako😢😢
Ko vanhu mukuzovauraireiko
I would have loved to meet vaMicho in person
NdiJesu kupiko musanyepere vanhu imi
Ok tazvinzwa, muri cult
Ko katsi ndeyeyi zvakarambwa kumasoe, saka kana nguruve munodya here
Uri mhondi makauraya munhu naekeed zimnondi unofanirwa kusungwa
Urayai chikitsi ichooo
Iye akakuudzai kuti anaAbraham vanga vari varungu ndiani
Uuuuuuuuum ko kiti nekunamata zvawirirana papi.
Ndambozvibvunzawo
Ndo church yawa Eked wekubatwa nehurombwa
Ehe ndiyo church yaekedi
Kkkkkkkkkk chaiye ❤❤❤ zvadhakwa abvunze Eked
Mhepo iya yakaraura kuti baba vaneronda Palumbo varipi vanoziva zvakaitika musiwaauraiywa Evans
Muriwekimama madzibaba innocent
Ko Katsi inodiwawo pamunamato here
Brat duzvi masvibisa nzvimbo yaiyera neropa revanhu including Maodzwa aipenga ,kiti iyo yaitaurwa nehama dzake makarombera kuona muchadya matuzvi amamama zvenyu .
Havatogoni kupa zvizere mweya mutsvene hamuuzive imi turoi
Toda kanengo auye umwe muroi wamairoya naye ekidhi wakabatiwa zvamakaita kuuraya munhu
Ngapapiswe apo ropa nderei pavanhu vanonamata nxaa mazirasta
Ekedhi akabvunzwa nasekuru Kanengo kuti sei varwere vepfungwa vanouya kuzobatsirwa vachizobva pasowe nenhumbu.
Varoyi vevanhu
Murikudiwa kwaMambo tsano
matsotsi aya mhondi
Ngarivharwe sowe remasatanist iro mhondi dzevanhu munofunga kuti Mwari munhu here wamungavanze hushinhwi hwenyu. Kana nguva yakwana anozvibvondora chete
Muchadziripa ngozi dzevanhu vamakauraya.Varoyi vanohwanda nemagemenzi
Kubva washata nemwoyo nhaimi mhondi dzekumasowe
❤
ndiro gumbo raitaurwa iro
Mipengo iyi
Ivo avo vanonzi vava Inosent ava ndevepi vanosvibisa nyika ye Va HARAVA VARIKUREVA HETE KUTI MASEKE MAIVA MUSINA HETE VARIDZI VOMO MIDZIMU YEVARIFZI VENYIKA IRIKO MIDZIMU MAKAKANGANISA NYIKA MURIMHONDINIMO IBVAI APO ENDAINKWAMAKAZVARIRWA NGAVABVE MUNYIKA MASEKE KUPONDERA BANHU MUNYIKA MUSIRO MENYUN
Zvibaba zvedhaifero
NYIKA YAKAPONDERWA MUNHU NDEYA SEKE MICHO MDEWE KUCHIWESHE VAKADIYI KUITIRA CHESHUMBA CHAVO KUCHIWESHE BEDZI BEDZI NGAVARIPE KUURAIRA VANHU MUNYIKA MA SHE SEKE MUHARAVA VURAMAVI SEKE MUTEMA
Saka arikuti amicho mwana waIshmael here ko zvaisina kunaya wani mvura yacho nyika ine nzara yemvura yacho munamato upiiii wekudeura ropa revanhu muchiti murikunamata ibvai apo muenda kunorima kumusha ukooo amicho vaive nemushaa
ENDAI MUZVI BVUNZE KWA MAMBO SEKE MUNZWE KUTI ISHE SEKE VANOTIYI NAZVO HANDI MURIVATORI VENHAU ENDAI KUNA MAMBO SEKE KUMUHARAVA SEKE MUTEMA ISHASHA IYOYO VAKATOTADZIRA NYIKA YAVO
Haaa anamadzibaba umm
hapana chavano ziva
Avakana mamba vanorova
Makasvibisa chitendero varume musadaro nhai
NdiSinyoro avo james chimombe
Ndimi makauraya
Kokatsi haisiriyo here yainzi yakaiswa musaga kosei ichiripo bt vaiti vakuda kunoirasa
Ko muti wavanosungirira vanorwara uripi
Altar yekutorera vanhu ropa nekuuraya