ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Iyi inenge yakabuda muZvakazarurwa iyo chaiyo painotambiwa haufe wakarega kuiona inonakidza church iyi
Madzviti aye omuka manje🤗🤗
Kkkk aaah ndaseka hangu madance ayo kaaa Mwari anevanhu vake
Haa shuwa tiri kupadandaro ma jaivhi ayo mmmm
Zvakaoma veduwe kubva ndichizvarwa handisati ndamboona zvakadai muti chii ichochi mwari nevanhu vake
Hayayaya zvakaoma shuwa saka pane vanhu vakuru here apa kuita sepwere dzoga
Kkkkk gwara gwara mnje Amanaka inga hpna kwatiri kuenda
Ummmmm first time yangu kuona church iyi
Zvakaoma kkk mwari anotombosekawo ariko kumusoro kkk
Kkkkk havangambotadzi
Kkkkk aikaka 🤣🤣🤣🤣
Haykhona church kujaiva gwaragwara musatape najesu mapostori crc
Imwiiiii chiii chirikumboitika chaizvo aaaaah Satan aripabasa mufunge
Guys 🤣🤣🤣 ichurch or matambiro bol here,🤗
Ummmm zvichirinzvamwari here izvi ava mazuva ekupedzisira zvokwadii
Ummmm zvichiri zvekunamata here izvi
Izvi ndozvinyau aa
toita basa waaaw mandifungisa kirisperiiiiii navachidewe
Vachidewe vanotambisa manje kwete izvo
Mahumbwe aya
Ndichambofunga zveku comment
Monamatira kupi muharare kkk(k 😂 😂 ma dance ayo andidambura
Kustoneridge tichienda kuchitungwiza muksvika paddf modzikira ipapo
ku norton katanga
Basa sebasa
Handei naro basa ramwari.
Kungosvika ipapo wodira vanhu peturu nekupisa vanhu
ASI ichrch yemashawi😂😂😂😂
Hmmmmmm
Kna zvigure azvisvike pamurikutamb kwcho😂
Kkkkkkkkkk ayaaas
Masatani nist aya
Two two mudariro kkkkkk
Kkkkk haaayi
Zviiiko zvikuitika pasi pano
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 Haaa yaa. Kudzungaira kwakadii kunosiririsa. Whoever they are singing to am sure its not Our Lord and Savior Jesus Christ.
Zvinopa tsitsi izvi,Mwari ngaavabatsire
Munenge motoenda kuchurch kwacho makadhakwa
@@melindamimie9957 😃😃
😠😠
Zvakaoma.munato
Nyanyest haaa ndapera power neka dance kacho... Uti chibhasikoro kana kut hameno
aaaaaa zvinoshamisa izvi kkkkkkk
Kutamba namwari uko....nyarai imi wanhu...aaaa zviiko zvamukutiutira