Akuna chief vakadai, uti nhlamba wophamazve kusaziva chivanhu. Saka munhu akasapedza kuroora akubvunirwa kutsvaga zvikomba? Ko kana anga afa anatezvara vaivinga chikomba here kana murume uyo asina kupedza kuroora
@@shingiraitrevormboto2105 like people say these days tinotangira ipapo, which usually happens kuti munhu akafa kuboyfriend hanti vanotagira ipapo, to charge you
Chief ava vakataika. Vanotanga kutaura zvekurambana vanhu vasina kuuya nenyaya iyoyo. Uye zvekugovana property is out of his jurisdiction - zvinoitwa ku Civil Court. Panze pekuti Chief vabatanidze ndivo varikuto paradzanisa. Its sad😢😢😢😢 This is very wrong!
Hana chaanowana the result will be the same. Unoda kupihwa mombe 4 pamunhu wawakabvisira 20 bugs that's the biggest fraud. To make matters worse Havana marriage certificate and mkadzi hachadi murume.
@@elishanyakarombo9340This guy is mentally sick like the guy aenda ku court kuno claimer mombe 4 pamukadzi waakabvisira 20 bugs. Hadzina kunyatsokwana.
He is fully aware of the new marriage act. This guy haana chinoratidza kuti murume vemukadzi uyu. One no muchato two customary marriage is prove by the payment of lobola no core habitation. Iye wacho roora haana. Now if vana tezvara dai vaivapo kuvabvunza kuti murume wemwana zvenyu ndeupi vaigona kuti haana kuroorwa. The chief in more advanced in the current law. But vanhu are still backward. Pple should put their things in order vasaraswa nenyaya mumatare edzimhosva
Makoni agara anorasika nyaya uye anodzvengeka pakutarura nyaya.. ndarwadzirwa. Ngaasimuke zvake adzokere bcz anga asina kubvisa pfuma. Makoni so usually I don't listen to him . He is stil behind. His name is big than what he delivers
But murume uyo akaoma 15yrs pasina kana roora but still kare zvaigarikika pasina roora and dzimba dzaitomira manje apa mukabvisirana tsvakirai kuno ukahura zvakunzi une right cz hauna kubvisirwa hazvisi fair ko mkadzi uyo dai akafa wamairipisa ndiani and ainongedzerwa kunzi ndiye murume wacho ndeupi,nyaya idzi ngadziongororwe mushe zvinokonzeresa makuva nezvirwere zvakawandisa
Thus a disappointing approach tauya nenyaya yechihure kwete yekuroora CHief was supposed to stick to the issue on table next time kutongo dealer nemunhu ndega
Imi wamwe vakaroorwa but vari kungohura kunge imbwa.Panashe Mawire andiri kutaura nezvake uyu akaroorwa zvese mufunge akatochata last yr but one but ane chihure chinenge chembwa
I don’t think kuti Mambo vari kukurudzira chihure. Akaisa mutemo wacho probably is the one. It seems the general public doesn’t like mutemo uyu. However there’s nothing we the public can do about it cos there seem to be no consultation before a bill becomes law. Now personally I think I’ll choose to do the right and moral thing to do which one man one wife. I don’t agree with barika and I don’t agree with multiple partners for women either. Both situations bring turmoil and high risk of spreading STI to say the least.
Zvokomba hazviripane kkkk, roora first, well done Chief 👏, best chief ever
Chief is damn right, since 2009 wobudisa $20 chete wobva woti utlri kuda mombe 4, anopenga uyo. Uno charger mombe kana wakabudisawo mombe 4 kuna tezvara
Hazvina basa hazvipe mukana wekuhura nonsense
Uyu mambo ngasiyane nazvo haana that capacity zvachose
Makoni has his own style of kutonga kwaro gamba😂😂🎉🎉
Well done Chief uku ndokugona kutonga uku every man must respect tsika dzechivanhu pay lobola ungagara 15yrs nemwana weumwe munhu kut uzoda kubhadharisa umwe murume unopenga pay lobola chupeti 😂😂😂😂
Kubvisira pfambi here vakamborambirei pakutanga zvinorevei
@@nomsanyika151 ska its clear ka kut vaichaya mapoto ska hure nderemunhu wese
Apa chief vafemerwa sa Solomon apa
Hapana chagonekwa nachief apa... kana vanhu ivava vakarambana pasina chihure murume anonzi share the property nekuti uyu mukadzi wako
Munhu ungada mombe 4 usina chawakabisa zvoita here izvozvo
Well done mambo
My favourite chief Makoni😂😂😂😂dzondinakidza manje ..
Akuna chief vakadai, uti nhlamba wophamazve kusaziva chivanhu. Saka munhu akasapedza kuroora akubvunirwa kutsvaga zvikomba? Ko kana anga afa anatezvara vaivinga chikomba here kana murume uyo asina kupedza kuroora
Uyu haana kutoroora. Hanty tsvagirai kuno ye $20 yaakaendesa, yakarambwa naana Tezvara. Haana chake chakaenda kwa Tezvara, mukwasha uyu.
Chief ihoro
Vakatengwa nechikomba chief. Vanozosheyana property sei iye asina ku roora. Saka kuhura ndiko kunobvumirwa here
property inei nekuroora
Vanga vachitohuravivo pachavo, mapoto chihure
Ziso rembanje Mambo ende munorivhura 😂😂😂
Varume roorai Vana vevanhu kwete kungogara muchiita mapoto . Hongu pakaresveka asiwo mhunhu ratidza hanya 15 years 😅😅😅😅😅
Kubvisirwa hakutadzise hure kuvhura makumbo kunze even akabvisirwa mombe dzine wig nemagogi chaidzo.
Mambo vari kukurudzira kuti vanhu varoore mudzimba. 15years netsvakiraikuno chete
This is wrong, whoever is coming up with these laws is promoting chihure zviri serious.
You missed the big point, uyu haana kuroora both civil or traditional so has no rights to sue chikomba, becoz its viewed as kuti haisi marriage
Tarisa zvirikuitika kuvakuru vakuru vehurumende
Chief Mutasa all the way izvi Mokoni mahumbwe
@@phillthedrilldai mwanasikana afa vaibvunza ani?
Mukwasha vaimuramba here nekut haana kuroora?
@@shingiraitrevormboto2105 like people say these days tinotangira ipapo, which usually happens kuti munhu akafa kuboyfriend hanti vanotagira ipapo, to charge you
Mambo uyo ndewekumam
haa vanhu musango blamer chief zvisipo mukadzi uyu agara uhure pachezvake, vamwe vana 3 vevamwe varume yoooo
i think ndochimwe chikonzero chakapa baba avo kuti vanonoke kuroora
2009 haaaaaa zvakaoma wena apa unoda kuripisa mumwe mombe kkkkk saka atororwaka ,mukadzi akahura baba anorambwa fullstop
Munhu ngabhadhare roora nyaya yake itongeke no roora mukuchaya mapoto
Mambo makagona fst kuona munhu anogona semi kudai , varume vakujaira kudya mombe kunge ndivo vakati bereka. Muuye ndikutengerei drink munotonga nehuchenjere.
Hakuna kutonga kwakadii saka kana tichichaya mapoto saka munhu ngaanyengwe ari pamba pangu here
The best kuisa rukawa zvese zvetumambo twakadai mosiyana nazvo
Chief ava vakataika. Vanotanga kutaura zvekurambana vanhu vasina kuuya nenyaya iyoyo. Uye zvekugovana property is out of his jurisdiction - zvinoitwa ku Civil Court. Panze pekuti Chief vabatanidze ndivo varikuto paradzanisa. Its sad😢😢😢😢
This is very wrong!
Chief uyu wish mhata muudze Kuti ndini ndadaro hapana zvedare apo murume Uyo ngaaende kurimwe dare Kwa chief mutasa
Iduzvi chief uyo horo chaiyo
Mhata nda mai vako iwe mboko. 15 years without kubvisa roora, what nonsense is that?
Hana chaanowana the result will be the same. Unoda kupihwa mombe 4 pamunhu wawakabvisira 20 bugs that's the biggest fraud. To make matters worse Havana marriage certificate and mkadzi hachadi murume.
@@elishanyakarombo9340This guy is mentally sick like the guy aenda ku court kuno claimer mombe 4 pamukadzi waakabvisira 20 bugs. Hadzina kunyatsokwana.
Jurisdiction inenge yarasa. Sekuru vangu Nyati vanotonga neungwaru
Haaaa makoni arokukundikana hake pakutonga nyaya idzi
Isu ndisu vana Makoti surname yake uyo ndiGwasira
Asi apo moda aiite sei kana murume wacho achida mombe 4 asina kana kubvisa kana cent ku varidzi vemukadzi
Aaah Makoni pfutsek wasiyanei na Chief Seke,,, same case neyemusoja uya wekukwirirwa mukadz nemu next door haaaaaa mandipa hasha munehuwori
Unoda mombe 4, usina kana uendesa mbudzi zvayo, Mambo magona
Taura hako, anopenga uyo. Akarara mwana we vanhu since 2009 mahara apa ari kuda ku bennefitor ne mwana we vanhu, anorwara
Saka vakadzi vasina kubvisirwa tongotora zveduka kwaMakoni😂😂😂😂
Chief vakabhadharwa, hakusi kutongaba kwakadaro. Pfuma inobvunzwa naTezvara.
😂😂😂 haa zvakaoma tsika dzedu mitemo yacho hainzwisisike
Chief ngavaite mushe ava ,ndosaka nyaya dzekutorerana vakadzi dzakazara kwamakoni vanoziva kuti mambo vanotsigira chipfambi
Ini nditori nemuroora hure riri kugara nechikomba murume Ari joni.arimo maRusape town hure iri rinonzi Panashe Mawire ihure gonyo .chairo
Chief dako renyu rine shena Mukadzi uyu ragara ihure tsvaga mumwe iye Chief akapedza kuroora here
Chief hamuchagoni basa imi corruption izere mumusoro umo muri mbwa chaiyo dai ari mwana wenyu abata chikomba maizodaro here .
And kamukadzi kacho kanochenamawo sei!!
Hanzi handichada izvo. Kkkkkk
Plz makoni haagoni kutonga zimhaa rachief😂😂
Chief kutonga kuri Kure nemi,ndiyo nyaya yapinda mudare here
Mambo hapana kuvingwa nyaya yekuroora apa tongai nyaya yauya mudare apa zvamaita zvarakidza kuti mapiwa chioko muhomwe kana musina kupiwa chioko muhomwe it means haugoni kutonga ndimi makutoda kutsvakira munhu nyaya
Haaaa vanhu ngavadzidzewo kuti ukatora mwana wenunhu ngaaroore 15 years is not a joke
Chikomba Chinofanirwa kubharawo matyorwa😂😂😂
does it mean customary marriage is nolonger existing.The chiefs needs to be oriented to the constitution
He is fully aware of the new marriage act. This guy haana chinoratidza kuti murume vemukadzi uyu. One no muchato two customary marriage is prove by the payment of lobola no core habitation. Iye wacho roora haana. Now if vana tezvara dai vaivapo kuvabvunza kuti murume wemwana zvenyu ndeupi vaigona kuti haana kuroorwa. The chief in more advanced in the current law. But vanhu are still backward. Pple should put their things in order vasaraswa nenyaya mumatare edzimhosva
Mambo tongai nyaya yamhangarwa mudare
Taura hako hama tsve nhau wave kuti wakaroora zvoita sokuti asina kubvisa mvuma mukadzi ane tendero yekuhura zvakaoma
Haitongeke iyo nekuti iye wacho haana kutoroora. Not even cent ku vakuwasha for 15 years
Ini ndongoti chief uyo anoda kusvirirwa vana vake chete kuti amame @@maxwellguvava1709
Chief makoni monyadzisa imi. Saka mapoto anobata kuvarume chete vakadzi havabatwe here. Munonyadzisa chief dzidzaiwo kubva kunana chigodora nana mutasa. Asi kana matengwa zvenyu yaaa. Asi monyadzisa
Ummmmmm chief makonewa kutonga apa
Matonga mushe mambo Makoni. Oda kupihwa mombe asi roora haana kubvisa 🤷♀️🤷♀️ Ndivo varume vanoda kupfuma using madzimai avagere nawo. Haaa mukadzi akakanganisa zvake pakuputsa chirangano chavo chekuva exclusive - maybe - but hazvibharisiswe munhu mari kana mombe. Especially pakadai pasina kuti muri mukadzi nemurume legally.
Chief vakatadza kutonga munoti mapoto panemwana here
Ahhh vanosheya chiiko ivo vachihurana ahhh dare iri rinokurudzira chihure
Kungo gara nemukadzi 3day avenukadzi wako
Vanopenga mambo
Uyu anofanirwa kubviswa pau chief
Mangwana tezvara vachauya kunoman'ara kuda pfuma kumukwasha akagara nemwana vawo for more than 13years.Mambo itai mushe murikuputsa misha yevanhu pamwe murume achikuda mukadzi imi mapa mukadzi freedom zvinochinja kwamuri mega sei (Dako) iwe sorry ndaida kuti Mambo
Chief noooh that's supporting chihure nekumitisa
Tsvagirai kuno yakambounganidzirwa vanhu here?
Chidare chenyu chakadhakwa murimazidofo mese nemadzishe enyu . Saka kwamakoni mokurudzira chihure ka . Ndakutotsvaka dzimwe nyaya dzekuterera kwete zvenyu zvekumama izvo
Nyaya yake yashaya value nekuti haana korora 15yrs here ka ndimiwo varume pamusoro pezvo wobvisa tsvakirai kuno ye 29$ aaa imi kushora kwakadii ikoko.apa akuda mombe 4kuti akaitei chinoita apohwe mombe zvimwe fungaiwo guys
One of the best chief (justice at it best)
Ndakambozvitaura kuti Gwasira hapanaba nezvemunhu apo zvinoda isu vana Muswere tinotongera chitoororo.gwasira ibva apo hausi kugona kutonga nyaya
Haana chavanoziva kana
@@josephchenjerai1075 chokwadi mufunge zvenyu
Mambo verengai new marriage act muinzwisise
Chief vanogonakutonga kungoda kugara nemwanawevanhu mahara because ugarira mapoto kusvikarini
Haah chief Ava basa havarigone vasiyakutaura nyaya yakapinda mudare Mata kutaura zvefuma
Apa rotaura zvenyadzi zvakanyanya wena ,chief anozofanirwa kumirira decision chete
Nyati mukwane murikukurudzira kuti vakadzi venyengwe nekuti vanenge vasati vabvisirwa nemi vana baba dzidzai koobvisira vakadzi venyu
Nhau iripakubata mukadzi nechikomba Nyati zvekuroora zvinobvunzwa nemadzitezvara changamire, dzidzai kutonga nhau yamhan'arwa nokututi mavekutinyadzisa isu Maungwe
Ko kuzoti mukadzi wangu iye achikushora zvekukuhurira, varume chii nemi😢
Enda kwaChief Nyamaropa or chief Bushu
Apa chief Makoni ,Nyati, mandinyadzisa. This was a very poor judgement.
Chief matuzvi mutoenda kumba wave nebp kutonga hapna zvamuchose chose
kuhura kunoita canhu muZimbabwe hakuite no wonder zvirwere zvepabonde zviri once rise every year 😢
Makoni agara anorasika nyaya uye anodzvengeka pakutarura nyaya.. ndarwadzirwa. Ngaasimuke zvake adzokere bcz anga asina kubvisa pfuma. Makoni so usually I don't listen to him . He is stil behind. His name is big than what he delivers
Kudana 3 months umwe utanga kujamba jamba hosva toziva zvipi??
Mambo magona mom be 4 using kana kana chawakaendesa cheroots ndokudii ikoko
Haaa chief va promoter chihure takutouyawooo ikoko kunogarika uku
Ehe ndosaka uchiwona kuti nyaya dzavo dzavanotonga ndedze chihure chavari kukurudzira
Single mother's are a problem... Shadaya always tells us daily.
Izvo ka
Idzi nyaya dzinoda Bushu naNyamaropa ndovega vanogona kudzi solver vanokuripisa zvakadaro mombe 5 haaa zvekwamambo Makoni yes vanokurudzira kuroora at the same time kupromoter chihure.
Zvino makadzi anoti haachada murume cz anakirwa nechihure saka akunoita futy mumwe mwana nemumwe murume haaa sisi avo vakajaidzwa chihure kumba kwavo mab anofunga kuti chikomba chichamuroora dai chikabva chamuramba dhemeti
Pachivanhu chedu pfuma ngaibviswe hatidi kuita zvinokonzeresa ngozi or mhepo mangwana.
Big Amen iyoyo
Mambo benzi vanokurudzira chihure vanhu vachiputsirana musha
Kuroora kwapinda papi apa,Ndosaka vanhu vachizo tonga vega
But murume uyo akaoma 15yrs pasina kana roora but still kare zvaigarikika pasina roora and dzimba dzaitomira manje apa mukabvisirana tsvakirai kuno ukahura zvakunzi une right cz hauna kubvisirwa hazvisi fair ko mkadzi uyo dai akafa wamairipisa ndiani and ainongedzerwa kunzi ndiye murume wacho ndeupi,nyaya idzi ngadziongororwe mushe zvinokonzeresa makuva nezvirwere zvakawandisa
ko kana mkadzi akafa ari mumaoko angu ana tezvara havandiripise here.imi gonayi kutonga nyaya idzi.dzidzayi kubva kudare ramambo Mutasa na Chief Bushu
Akagara uyu Chief anokurudzirachihure kwake
Pfuma yanatezvara ngavapiwe nchikomba chechi2
Ahh 15 years baba vanojairira ava
chief vakadhakwa ava vakaenda kuchikoro here ava
Mambo makadhakwa ko kana asiriwangu tosheya sei kuroora kwakasiya siyana kuita musengabere kurora kutema ugariri kurora muchato kuroora
Thus a disappointing approach tauya nenyaya yechihure kwete yekuroora CHief was supposed to stick to the issue on table next time kutongo dealer nemunhu ndega
Ndaivimba nemi mambo makoni apa makoniwa ,,edson endesa nyaya kwamambo mutasa iwee
Kwete Kwete Mambo marasika nyaya ndeye chikomba yeroora vana Atezvara vanokwira ravo dare.
Varume vese vasingade kubvisa pfuma muchakwirirwa vakadzi kusvika mati eke ,kingoberekesa vana vevanhu for muchaona kukosha kweroora
Vakaroorwa pfuma dxikapera chaiko vane maring emichato vari kukwirwa wangu.
Hakuna zvakadaro chief ndivo vasingazivi zvavanoita its only vari kudherera munhu ndiri ini ndainouraya chikomba uye Hama dzemukadzi period
Imi wamwe vakaroorwa but vari kungohura kunge imbwa.Panashe Mawire andiri kutaura nezvake uyu akaroorwa zvese mufunge akatochata last yr but one but ane chihure chinenge chembwa
Pashanda bribe😂
Chief chief vharayi chinhu icho kana zvichinetsa musatonge zvechidofo .munhu akadyirwa mukadzi ndonyaya not zvekuroora kwake dofo ra chief
Mambo ko sei kubvunza kumukwasha kuti makarora hre hazvina basa handiti makati kugara mese two days matomukadzi nemurume
He has double standards. Vanatezvara ndovanofana kukwidza dare kana vachida pfuma yavo not this cangaroo court
Akadaro sure!!
Varume roorai....munomiriirwa panyaya dzakadai.....wotopuwa mombe dzausina kubvisa iwewe....zvakaomawo
Mambo Mutasa vanotonga zvandinoda even headman Chigodora vatori nani
Mai Tino......................kudyiwa bota
Mambo musadaro zvenu,vanu tichatonga tega nematemo kana muchidaro.
Hoo saka idzo dzaikoda mvana yemuface uyo muTuckshop manje. Hey hey. Saka mvana iyo yabva wanzwa kuti apa masamba asiyana rega ndichiramba zvangu muface uyo, ndinyatsoita madiro aJojina hey hey inga pakaoma. Idzowo dzimuface idzo dzekukoderwa mvana yadzo dzakagara dzisingadewo hadzo mvana iyo nekuti haugarari nemunhu kwemakore guni nemashanu usina kana kumbobvira waratidzawo chido chekunoroora. Apa kudada kwacho kwekuda kunobvisa gumi repondo 🤣🤣🤣aiwa rega dzikoderwe mvana yadzo. Asika pane vamwe vakatosvika kupinda muguva aitiswa vana makuni maviri chaiwo asina kana kumbobvira abvisirwa gonzo zvaro. Aiwa regayi vahurirwe varume ava.
Dare renyu nyati rinokurudzira chihure.Chikomba chakaudzwa nani kuti mkadz uyo haana kuroorwa.hamuzivi zvamunoita changamire nedare renyu nxaaa
But matsvakirai kuno haisi rooraka nhai changamire. Ndikabvisa tsvakirai kuno ndiri kukuzivisai kuti ndini ndine mwana wenyu then ndochikumbira list yeroora, paroora ipapo ndipo panounganirwa neveukama not kuunganira matsvakirai kuno.
Hanzi varume tengai properties muchiisa mumazita enyu mega.
Zvenyu zvaita.
Mambo varikukurudzira vanhu kuita chihure hanzi namambo makoni vakadzi hurai hapana zvamunoitwa government must correct this ndava vanhu vachaurayana
Taura hako saka uchiona munhu achingotema mukadzi nechikomba
I think hauna kuroora ndosaka kutaura marara
.y brother Edson leave that lady it seems team iro fine ma Intrested ne mukadzi uyo just imagine how they are speaking
I don’t think kuti Mambo vari kukurudzira chihure. Akaisa mutemo wacho probably is the one. It seems the general public doesn’t like mutemo uyu. However there’s nothing we the public can do about it cos there seem to be no consultation before a bill becomes law. Now personally I think I’ll choose to do the right and moral thing to do which one man one wife. I don’t agree with barika and I don’t agree with multiple partners for women either. Both situations bring turmoil and high risk of spreading STI to say the least.
You are correct. Pple are ignorant to the current law of which chief is acting according to the law. People are supposed to condem the law not chief
Kuputsa chaunacho nechausina, anokuda uripamurume, wabvapo wanhuwa becareful, but chief mmmmm not fair at all
Dare iri ndarishora chaizvo zvirinani dai akavaranga ........hamuna kutonga nyaya apa...
chief uyu chaanogona kutaura zvinyadzi chte kna achiti vaiita zvechihure ska anoda kt vagovane zvinhu nehure hre
Chief dzakakwana here
Dzinosvuta mbanje 😂😂😂I kudhomoka sterek
Mambo chama promoter munzvimbo chihure , uye kutemana nematemo , kuputsa musha wababa avo uye kutambudzisa mwana
TichKach udzawo chief kuti mutongero wavo uyu unosvoresa hapana zvavanoziva kana kusiya nyaya yauya mudare apa kutaura zvinyadzi pamberi pevanhu ndeupi chief wamakambonzwa akafumuka kudai
Pane ma chief madofo asina ungwaru iri rakanyanya iri