Hazvina kana ruzha uyu munonyatsotsanangura best chief keep it up Chief Mutasa I think mamwe maChief ngaaite achionawo mavideos evanwe kuti vabetsereke
No other Chief is best in Zim so far anodarika SaMutasa Ndorikanda. Ava ndimambo vezvokwadi vakadarudzwa vakatumwa. Other better chiefs after SaMutasa its Chief Nyamaropa, Bushu and Headman Chigodora tapedza vamwe vese hapana. Ndini ndadaro mwana waMakoni nyati mhenyu. One Manicaland proud of u Shumba
I think to be a chief one has to have at least A level so that they can read and understand court documents.Headman and sabhuku have to have at least O levels.
Mambo paya pamaiti you can not preside over nyaya inobva kuma higher courts maito vhiringa your subjects. Ivhu nderenyu and magistrates can not preside over these cases.
Chief mutasa u are the best, i watch your videos everyday from south africa , U remind me of Chief Jonathan Mangwende
Hazvina kana ruzha uyu munonyatsotsanangura best chief keep it up Chief Mutasa I think mamwe maChief ngaaite achionawo mavideos evanwe kuti vabetsereke
Fair trial
Nyama yedu Shumba 👏👏tiri kukutsigirai tiri hedu paJoz basa sebasa Shumba rambai makatsvanya ipapo 👏👏🔥🔥
Chief mutasa number one.mwari ngarambe achikupai uchenjeri
Mambo Mutasa I wish kuti muzoite marriage officer wangu ❤
Sando kunaChief Mutasa. Vanonyatsoita tsvagurutso before his wise judgement. Stay blessed Chief Mutasa.
Chief Mutasa you're the best chief no harassment no shouting at someone nyaya sezvairi ❤❤❤
Best chief Mtasa toramba tichikuteerai rambai muine huchenjeri ❤ watching from Joburg
Uchenjeri nehunyanzvi zvisingatorereki.... noone can steal that from you Mambo Mutasa
Mambo Mutasa n headman Chigodora magadzirisa misha yakawanda. Nyasha ngadziwande kwamuri
Chief mutasa pamberi nemi we deserve to be presedent
Munonyatsotsenura mambo mutasa anonzwa anonzwa uye unobva wagutsikana kkk munhu anosvika achizviita muziwi anobva apusa kkkk ndinotenda mambo mutasa long live
Number 1 mambo muzimbabwe kwete rimwe iro rinotaura zvinyadzi
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
True and always reminding people his other portfolios 😂
No other Chief is best in Zim so far anodarika SaMutasa Ndorikanda. Ava ndimambo vezvokwadi vakadarudzwa vakatumwa.
Other better chiefs after SaMutasa its Chief Nyamaropa, Bushu and Headman Chigodora tapedza vamwe vese hapana. Ndini ndadaro mwana waMakoni nyati mhenyu.
One Manicaland proud of u Shumba
ko chief Makoni vezvinyadzi kkk
Kwana kwaaaaaaaa@@tauyanashechikuku
True munyori,kwete zvaMakoni ,uye ngabviswe hake
@@biatricetengwa7382haabviswe kusvika afa muchamujaira 😅zviri zvezvinyadzi haisi problem kana kuma courts ndiyo same language
@@nomsanyika151 why him only saying zvinyadzi among all chiefs in Zim,yet he is the oldest of all,it's a shame
Fambai Shumba,Bingaguru Gwara,Warikumuhonde, Chirowa rowa😊😊😊
Proud of you
Ndokugona ka uku. Vari vamwe vaya ungadai wakutonzwa kuti... 'Ibva apo, simuka, f*** off mhani,shut up, ndini muridzi wevhu, ndini mambo ini, ndini ndirikutonga ndakagadzwa naPurezidenti.'Kkkkkkk.
😂😂😂 mavaziva wani
😂😂😂😂,I'm down ,mupengo uya
Nyamaropa kkkkkk
Haaaa vaya ndikasavaona handinzwe mushe problem ndeyekuti Nyika yavo yakazara vanhu vemutoriro,barika nechihure Saka discord racho rinotoda munhu akazora mafuta eshumba pamhanza regai vatukwe
Uya acharova munhu padare chete😂
Shumba famba ❤❤ chimuti takabata all the way from London
Vasati vaveMambo, vaimboita nezvei Chief ava
Engineer
Manyika wastomba we are so proud of you mambo Mutasa ❤️❤️❤️❤️👌🙏
Mafana wangu mumhangari...
Best chief in Zimbabwe
1. Chief Mutasa
2. Chief Bushu
3. Chief Nyamaropa
4.Headman Chigodora
Vamwe vese hapana hapana kunge uya anotuka balabichi emunhu 😂😂😂😂
Chigodora akasiyana nazvo here zveruzha nekubata vanhu rough??
@@shumbanyakurungwa8814 arinani pane vasara kkkk
You should also watch chief Saurombe, same class nachief Mutasa
Chigodora haakwani palist iyo mhani
Power of attorney chief inoshanda mwana anokwanisa ku oppoint baba vave ne simba racho
Baba havana kana dzungu. Make this man a lecturer wemadzimambo mombovaitisa maseminar😃
hakusi kuba content yeKaranganda here uku
U r one in a million mambo Mtasa
I love 💕 you mambo wangu kwaMutasa
Vamutasa vakaenda kuchikoro vakadzidza history tells,saka dare rose vanonatso terera zvazviri noti kurera divi
Mambowangu hanzvadzi yangu mbizi. Fair, just and upright chief!
Shumba, Chief Mutasa, level rewisdom and governance iri, we need it at National level.
The wise and most educated King kwete zvana chigodora
Chigodora haas chief anotongawo zvezera rake
Chigodora anogona basa uya anotokunda mamwe madziMambo atinoona ana mambo Marange,Seke ñevamwewo.Chigodora chibaba
Yah ndaida zvangu kuonesa avo vanga vachimuona sekut ndichief.vaya ndiheadman vanotongawo zvavanokwanisa chavatadza voendesa kwachief.ndoroad yacho
Marange akandirwadza panyaya ya Simba hama dzangu mmm. Pane dzimwewo dze Mhondoro dzinotonga dzakadhakwa. Huye bodo 😂😂😂
Takakutsigirai chief vedu tiri paKimberly apo intelligence dzemando big up toBambo Nesbate vakafundisa
I think to be a chief one has to have at least A level so that they can read and understand court documents.Headman and sabhuku have to have at least O levels.
Nyangwe pasina kupasa o level, ariko macouses to undertand basic laws, acts, policies etc
Asi apo haana chaatdza hake. Ndisingazivi hangu kuti what's your point of departure.
Hazvidi A level. Zvinoda wisdom
Ndezvekuzvarwa nazvo izvi , kudzidza inenge yava added advantage
Wisdom chete
Mambo makapuhwa ruzivo namwari
Nhasi kwazopinda nyaya yekwedu.Abisha was my grandma's brother. Asi Chief iyi ndeyedanga renyuzve, good judgment
I love you chief dai zvaiita taimbokuchinjai mouya Masvingo
Mambo Mutasa wisdom zazaza👏🏾👏🏾👏🏾
Mambo mutasa mandidzidzisa kuti chikoro chakanaka matongero enyu ari tsepete tsepete rambai makadaro
Bless you chief mutasa
Basa iri rachena I judgement yakachena
Hello Chief,keep up with the good work .Fairness is the name of the game.Well Well-educated and knowledgeable .
Tich kach tv ndokwatinoswera zvedu🤜
Kkkk taura hako
Thanks for posting
Mutasa to the world
Mambo Mutasa,great job❤❤
Chief Mutasa king of kings, mudzidzisewo Chigodora haasat aziya kutonga nyaya
Wisdom like Solomon
Mambo munondigonera shuwa
Dzenyama mbizi manjenjenje chishongo ganda revasika. Binga. Munotonga neruziwo. Hamuripisi zvisina tsarukano munokusa rudo nerugare itirwayi zvakanaka mambo
Thanks Tich rambai muchitipa dare rachief Mtasa vanotigonera
Tungamirai nyika Chief Mutasa
Mambo Mutasa mune huchenjeri imwi ndatenda zvangu
Number 1 ba Dee
Sando dzenyiu Mambo Mutasa kutonga zvine dzidzo mukati sando sando sandooooii 💪💪💪 keep the fire burning
This chief is educated
Chief mutasa munotonga 🙏🏼
Thank my king
Intelligent chief Mutasa. Hats off to you.
Kķkkķkk ndirikudiva ku parliament
Chief mutasa munotonga zvinodadisa weduwe
Good picture quality..
asi samai sei vasingagone kumirira land yavo nemurume wavo?
Imbomira ndinzwe woo
The wise has spoken
Moitongasei iyo Shumba yaita yemumba kkkk
Land issues is real in Afrika
Mambo paya pamaiti you can not preside over nyaya inobva kuma higher courts maito vhiringa your subjects.
Ivhu nderenyu and magistrates can not preside over these cases.
Vaf*** kuda kuonererwa kupenga kuripachen a ndinyamqropa shaundingi😂😂😂 ava he learned a bd smartvheaded mutasa😂😂🎉😢
👏👏👏
Haa chief ava vakanyanya
My chief
very clever
Tha guy imitating chief is irritating
My chief