WARNING: This woman is a thief. Do not send her any money if you are overseas. She will receive it, ask for more, then block you. Report to Zinatha if you have experienced that.
stop blaspheming on the name that is high above every other name which is the name of Jesus ...taurai henyu zvimwe mutambe nezvimwe asi zita raJesu siyanai naro ambuya
WARNING: This woman is a thief. Do not send her any money if you are overseas. She will receive it, ask for more, then block you. Report to Zinatha if you have experienced that.
Thank u Mbuya Mavhu that is very true keep on teaching us we have lost our culcter thank soo much
😊matsanangura zvandanyatsonzwa ambuya.matendwa
Zvokwadi mbuya Mavhu. Maivazoita mhepo yakaipa vafa ivo vayikushupikira vari vapenyu. Kurashika chaiko kwevana. Thank you for such great teachings.
Tinotenda mbuya nyaya iri APA mbuya ndeye kuti tinotenda kukumbira hunyu kuti hupenyu hufambe zvakanaka asi chabuda hapana mbuya ndoita sei nguva zhinji ndinonzwa kuti mudzimu yangu yakatsipikwa
Keep it up special for us black people we are lost thank u
Iii mandivhura maziso.i eish
Tinokutendai mbuya ko kana uchinzi unemudzimu wetsvina nemudzimu wakanaka kukbviswa wakashata kosara wakanaka wochiti unoda kuchinamata panoitwa sei mbuya
I love you Gogo mufunge your opening my eyes 🙏
It was Yeshua all along fighting alongside our elders. Mashavi haana simba. Musatyisidzirwa. Mashavi hachisi chivanhu chedu.
Powerful 💖💖💖
Ichokwadi Mbuya bvunzai INI ndakabvako kuchipatara kwavo uye ndichiri kuendako
Zvirikuita here?
Zvokuti dhuu
Maita basa Ambuya mavhu
Ini kumaporofita emapositori ndinonzi ndine shave rehuvhimi , zvorevei ,,,any help plz
Maitabasa Ambuya
Jesu haasi tateguru ndiMwari
Jesu haasi Mwari..Jesu according to the bible zvinonzi Jesu Mwanakomana waMwari ..Mwari ndiye Mkuru ..zvekuti Jesu ndiMwari ummmm
True he is God , the God the father , God the son and God the Spirit, he is 3 in 1 the Holy trinity
@@thatboykiki kkkkkkkkkk, ndaseka hangu
Mazvita mbuya
Takarasa tsika nehunhu hwedu ndomhaka tavekungodzengerera panzvimbo imwe chete
Chokwadi Jesus anga asina Mota. Aifamba nedhoki kwete Mota. Vangani vanofamba nemadhongi vachishumira shoko raMwari🤔😁
thanks gogo
Chokwadi aaaa ndadzidza
WARNING: This woman is a thief. Do not send her any money if you are overseas. She will receive it, ask for more, then block you. Report to Zinatha if you have experienced that.
Has that happened to you
stop blaspheming on the name that is high above every other name which is the name of Jesus ...taurai henyu zvimwe mutambe nezvimwe asi zita raJesu siyanai naro ambuya
Why are you here? Go and watch the Jesus videos in peace
Nhai arikudei pano
WARNING: This woman is a thief. Do not send her any money if you are overseas. She will receive it, ask for more, then block you. Report to Zinatha if you have experienced that.
Akuda dare rinoitirwa paphone ndomashura aka bhoiliswa