ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Idzi wo idzi, mukadzisekerera dzinosimudza chitunha panhamo
I just feel sympathy to my lil sister martha.
Mwachigodora makazara mapenzi.chirandu munebasa guru😂😂😊
Hinga dzirimo hinga dzisimo mkwasha imboko😂😂
Ayayaaya ange ane dzungu rekudeera deera, deera tinzwee
Mwana akashungurudzwa anhuweee
Chakakosha kutanga kutonga munhu maona kuti iye pachake dzakakwana here or muri kutonga mhepo inovhuvhuta.Ini ndoona sekuti murume wacho hadzinyatsotambidzana moto mumusoro make ane ka element kekuzungaira zvishoma ana fuse imwe yakatsva .
Uyu mupengo wemhando yepamusoro.
Babamudiki nhasi makadzikama ka kwete mhepo yamaitaura last week life will humble you
Tamari arinani nhasi pakupisa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Uyu murume anenge aneimwe yakapesana chte
Mbanje idxooo
Iri ibenzi chaiko
Baba Taonga isvikiro haro but kakupenga karipozve paari
Bamdiki ava vanenge vaneimwe isingatori mushe
Mkwasha manyama. Yuhwiii. Hapana zvemunhu apa. Hakuna mkwasha anopenga kudai sooo
Manzununu yatora mukombe
Headman torai munhu uyo apinde mudare renyu revanotonga nyaya cz Shona yake inotaridza hungwaru
Martha don't go back to that abusive man
Comedian guy
Mambo munebasa kkkkkk
Kkkkkkk kamukono ketsambarafuta kkkkkk pakaipa
Mukomana uyu atori nechipo zim tv muoneiwo
Kana kapfupi unosara pasi murwere chaiwo
Ummmm Unga ridii benzi rakadai iiii bodo siyanai nazvo amai nemazichuma muhurokkkkk
Anoshushisa uyuwemazichuma
haaa bodo 😂😂😂Tamari Ari nani zvke........Ava vari mberi
Kkkkk you really taking us to another level
Haaaa hausundi
Chi marriage chenhema nhema
Asi baba vechitorobho ava kaa soo kkk
Mukwasha akadai munodaweiko ngavaparadzane
Tokumbirawo ma o level emukomana uyu timboona kuti anei bcz panezvandaona uuuuu chete kusanganisira ne shona wandinyadzisa benzi
Aka ndiko kamukono ketsambarafuta kanoshusha
Fist pano
Haa zvakaoma marriage musatanyoko chaiyo ngaaende ano actor ma drama uyu
Shuwa aagh unoshusha murume uyu hakuna zvakadaro kugaro rohwa daily that's not it
Kkkkk koiyo tie 😂😂😂😂😂
@@shamisomatsvaire5925 🤣🤣🤣benzi remurume
Zvakaona sure varume Ava
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂🤗
Mental health department
Hakuna munhu angagare nebenzi irori
Chokwadi ibenzi chairo 😂😂😂😂😂
Chokwadi zibenzi chairo
😂,😂😂😂😂
😂