Some people don't share their problems with other people. I'm one of them. People were surprised to hear that I left my husband and till today they don't know what happened. Mbuya mukadzi vehanzwadzi yamai vague ndivo vandakadakuti nyeurirei in anger after she tried to blame me for the break up
mmmm learn to share serious coz the more u keep it mumoyo the more yaunoita bitterness yekuita anything .....A problem shared is a problem solved ,tsvaga 1 waunotemba and share zvese zvemumoyo mako
Mi I was in abusive marriage but hama dzangu dzakatozoudzwa nevanhu .kurambidzwa kufamba is a red flag plus kutsika vanhu 5 nemota he was not mental stable
Kana mkwasha akafawo mombe dzacho vachadzipihwa nani. Asi hapana biological father vemkadzi, havangaramwi zvakadaro kutobva parufu. Mmm kutorambidzwa kubuda payard its a sign yeabuse, ange asina waaida kusheya naye nyaya dzake bt I tel u akafa ane zvakawanda mumoyo mkadzi uyu.. Veduweeee ngatisanyarara kana zvinhu zvisina kumira zvakanaka better unyeiwe hako asi waburitsa zvinokunetsa
zvagara mhosva inoripiwa nehama pamwe pacho kana ari mupenyu anenge ato sungwa and asina pfuma hama ndodzinoripa ingozi haizo affect akauraya chete but mhuri yese
Aari selfish nhai....? Once a situation like this hit one of your loved ones u will understand that it's not by choice bt sometimes munhu anenge asiri in aright state ofmind
@@rubyboshanhengu7604 ana rubhi ,mean kudiikowo !!! Garai pasi !ashorwa here apa or its a actually a compliment that i m giving mwana wababa wangu???atukwa???STOP BEING PREFECTS AND TELLING EVERYONE HOW TO LIVE THEIR LIVES AND WHAT TO SAY!!!!PERFECT YOUR OWN LIFE BEFORE YOU TRY TO CONTROL COMPLETE STRANGERS ON THE INTERNET!!!! goodnight headgirl and next time loosen up or mind the own !!!
Ini hangu pfuti pachayo its a demon pfuti haigariswe mumba uye akamboiwana kupi uye pfuti iyoyo yakauraya vanhu vangani to my side he was a big criminal trust me
MURI RUDADISO
Ana tezvera dzorai moyo muvige mwana wenyu apa wamuchaomesera ndiyani iye murume wacho afawo
Some people don't share their problems with other people. I'm one of them. People were surprised to hear that I left my husband and till today they don't know what happened. Mbuya mukadzi vehanzwadzi yamai vague ndivo vandakadakuti nyeurirei in anger after she tried to blame me for the break up
Unofa nazvo learn to share
Like me julia, i don't, the more you share. People are so much cruel, ofcourse my parents
Sorry dear.learn to share.unofa sure.Pray about it also.God will help you
Learn to share kana kune a stranger kana uchitya kuti zvofamba
mmmm learn to share serious coz the more u keep it mumoyo the more yaunoita bitterness yekuita anything .....A problem shared is a problem solved ,tsvaga 1 waunotemba and share zvese zvemumoyo mako
Aewa ngavapihwe mombe dzavo ko mutumbi unomhanyirei kuvigwa iye akauraiwa vanatezvara ngavapihwe pfuma yavo zvavharana hamuuraye munhu sehuku
Usandione kunonoka ndange ndichiuya l love the song
Mweya yevashakabvu vaakatsika ndiyo yave kupfuka plus kumakomba uko kunourayanwa zvakare .Kusiya such a beautiful house .Mhepo dzakaputira
Chiii nhyim vanhu vekumusha kwangu zvorwadza izvo ,kana makonana mudzimba umo siyanayi muchirikufema kuitira vna vanosara dzava nherera
People are so judgemental thats why some people dontshare their problems
Uyu aitambudzwa nevanhu vaakauraya akadira rough kune hama dzevafi.
Aifanira kutaura navo oripa ndochivanhu ichocho .
Mi I was in abusive marriage but hama dzangu dzakatozoudzwa nevanhu .kurambidzwa kufamba is a red flag plus kutsika vanhu 5 nemota he was not mental stable
Mbuya ye dhuku njena ava ngavaite mushe ndatopedza
😂😂
Taura hako , kurotomoka twese twese kudai vabvunzwa here, sahwira rudzii anobidisa masecrets evanhu kusada kuona mike
@@eresinamaisiri7490 vakaganhira mbuya ivava zvisingaite ndimai vemumwe mwana anenge achitovanyarira
So this man arikunzi akatsika vanhu 5 vese vakafa and he was not in prison,why?
3 not 5
Yaa ukaita mhosva inofanira kurpa kwete kushaya shungu,,Drewmas Media taking to Another level,nhasi Rava rimwe Zuva
Zvinorwadza nzvimbo yakuda minamato drewmas taking you to another level
Boss Shekede ndimi mapedza nyaya, mostly mukadzi akaurawa anenge asvirisa.
Makamuona here achsvirisa kana kungotaura zvamusingazivi
ko Yamunyaradzi ye Gokwe yangoti zi akavingwa here munyaradzi Neshamba
Haasati uko ndokwakatoipa warambisisa kuvugwa
Kana mkwasha akafawo mombe dzacho vachadzipihwa nani. Asi hapana biological father vemkadzi, havangaramwi zvakadaro kutobva parufu. Mmm kutorambidzwa kubuda payard its a sign yeabuse, ange asina waaida kusheya naye nyaya dzake bt I tel u akafa ane zvakawanda mumoyo mkadzi uyu.. Veduweeee ngatisanyarara kana zvinhu zvisina kumira zvakanaka better unyeiwe hako asi waburitsa zvinokunetsa
zvagara mhosva inoripiwa nehama pamwe pacho kana ari mupenyu anenge ato sungwa and asina pfuma hama ndodzinoripa ingozi haizo affect akauraya chete but mhuri yese
Neshamba ukabata basa wega zvine ka that soo
Blessing Madhanda uyo ane potential
sad news, may your soul rest n peace norest
Umm vanhu 5 vakaripwa here vese ivavo pamwe mhepo ndodzakadaro.
This Dai Matikomborera song is so boring. Its good kuridza this song paLuna Park. We want Gara Muberere
For real it's boring, ini ndotoita fast forward pane song haindiitire shame
Dei akazvifura hake iye.panekuuraya mwana wevanhu.wawedzera Ngozi mumusha
I love the song zvakawoma zviri kuitika muzimbabwe
Zvakaoma hazvo, let’s share zvinenge zvanetsa😢manje vana dzave nherera.
Kuudza mwari ndokuzvipedza munhu unonetsa unoudza neAgent yasatani
Akagara arimunhu ari stubborn murume iyeye pachinzvimbo chekuzvininipisa kuvanhu vaakauraya akutopenga
Vana baba hausi kuziva Kut varikuda mombe ngani asi kungomhanya Kut ngavadzikise mombe dzirikudiwa imi mbuya imi
😂😂😂😂ine dzungu huntie mbuya iyi
Ko chegutu zvakazodii vana vakafira mumugodhi
vakazongonyarara sad part they introduce nyaya we get attached dzozongonyararwa
shem vnhu vavakatsika varikupfuka ngozi inopedzwa nekuripwa vanopera kufa zvisisanzwisisike
Very sad story. Mount Darwin have very nice traffic lights
You mean Robot by Zanu Youthiez language
Anatezvara vigayi mwana wenyu mombe dzacho munopihwa nani iye mukuwasha wenyu akazviurayawo
Ingozi iyi ko vanhu 5 vaakatsika akavabhadhara here
Vanhu vazhinji tourawa nekusa share ma problems mumwe wacho ndini
Ndoona sekuti pane secret yanga yaka vanzika yanga yava kuzikanwa nemkadzi saka mkadzi akabva abvunza ndopakabva patanga kukonana ipapo
Ka song manyama aka
Mishonga iyo vaneshamba tovaziva vakomana avo, kazhinji vakubata mishonga yekuchera ndomandogara mudarwin
Veukama vanoti havana chavari kuziva sahwira arikuziva
kutsika vanhu 5 vachibva vafa asi ayimhanyisa nemota vanhu 5 vanotsikwa ka1 vachibva vafa zvinoshamisa chose nhasi akuuraya mukadzi dzangozi ngani manje
Drewmas kambo kenyu hakasikunyatsoti ga vaive nevana vangani ,ivo vaive nemakore mangani zvese,vaimborwa here zvese hamuna kubvuna henyu
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya
❤❤❤
Mozambique pfeee
Hoo ndo robots ayitaurwa ayo
RIP my love
Very sad wedu woye ,😢😢😢
Zvakaoma especially kumhuri uaurairwq mwana iyo ma1😢😢😢
Arikuridza kapito ndianiko aaagghh
Emmm kapito karikuseri uko please 😅
Mukadz haana kuhura hre ???????
Yaah ngozi mumusha umu haiperi vanhu vaakauraya plus mkadzi wazouraya zvakaoma
Iwe hanzi 5 😢
Yywiii zvakaoma. Ukati utaure zvonzi kufukyra hapwa butukanyarara wonzi wanyararirei
Zvenyu woshaya kuti voita zvipi
Dai mambotikomborera
Kumusha kwangu ndakasuwa katown ako veduweee
Song izwi ndera Andrew
HAHAHA YOU MADE MY DAY
Yoo haa satan ari pabasa,ko pfuti akaiwanepiko haa zim yangova crime scene zveshuwa
Sad news today 😢😢 tamirira kunzwa
The guy killed 6 pedestrians in March 2021 not 5#checkmanicapost
Zvino moti zvaizopererepi
Kuuraya 5 vnhu now wava 6 zvakaoma
It's so sad
Akadi kufa ega akasiya mkadzi vana vanochemgetwa nani aive selfish mrume uyu nonsense,akatsika vanhu akadi kuripa ndo mushonga wengozi yamitumbi 6 ichada kuripwa kusira hama matambudziko nevana🤦
Aari selfish nhai....?
Once a situation like this hit one of your loved ones u will understand that it's not by choice bt sometimes munhu anenge asiri in aright state ofmind
@@kudzaishekamema3227 haiwawo
Kutsika vanhu 5 worega kusungwa imhepo
Andrew you have lost weight , loving it❤ Fambai Mhondoro Fambai 🎉🎉🎉
Thats so mean, hautaure kuti munhu aita lost weight, you don't know what they're going through ok
@@rubyboshanhengu7604 ana rubhi ,mean kudiikowo !!! Garai pasi !ashorwa here apa or its a actually a compliment that i m giving mwana wababa wangu???atukwa???STOP BEING PREFECTS AND TELLING EVERYONE HOW TO LIVE THEIR LIVES AND WHAT TO SAY!!!!PERFECT YOUR OWN LIFE BEFORE YOU TRY TO CONTROL COMPLETE STRANGERS ON THE INTERNET!!!!
goodnight headgirl and next time loosen up or mind the own !!!
Fyi Rubhina, , now that’s what we actually call mean 🫠🫠🫠🫠 usandipikise ndinehasha yekukanganwa nhekwe yangu kubasa🫠🫠🫠
Kkkk guys
Ehe adzikira anenge ava kugyma .He still looks good though
So sad 💔
😊
song ndimi makaimba hre vaNeshamba
Ndanzwawo sekudaro
Zvinorwadza
Where can I find the "Dai mati komborera song?"
😢
Ndiani anoita zvakadaro iyeye
ko vaenda varikuomesera ani manje mukwasha wavo afa
Kuti muchazviona hazviuraye munhu asikuti munhu akafa haarove munhu anopfuka chete.
Pfuty idzi dzakashata kugara mumba
😢😢
Atsika vanhu 5? Raive gonyeti here
NO A PRIVATE CAR
Hanziiko neMakorekore Biyangu kuMountDarwin uko
Ko kuchegutu zvakazodii nai vaNeshamba
So sad 😢😢😢 news
Vanhu 5 mmmmm vawanda kani
Zvinorwadza zvinodzimba
Nyika yashata
Dai akazviuraya ega ,takasara nemukadzi tichirova bonde
Ende futii
zvakaoma 😢
Ini hangu pfuti pachayo its a demon pfuti haigariswe mumba uye akamboiwana kupi uye pfuti iyoyo yakauraya vanhu vangani to my side he was a big criminal trust me
Andrew your shoe size 🙊
8 kkkk why
RIP homie
Ma1 chaiwo
Huyai vamwe
Iko kusatobvumidzwa kufamba ummmmm
Ngatizvinamatirei kusazviuraya kana kuuraya munhu kana akutadzira zvotoda munamato nekuti satani Ari pabasa ukada kuudza munhu unoudza futi Agent yasatani Saka zvoda kuudza mwari
😂chaagona hapana
Zvakaoma....varume imbwa ...saka kuvhunzwa chihure ndokunoita uuraye munhu here chii chakadaro
Kumba kwedu
I didn't get the fun part
Ingozi yotomuka iyi kana akatsika vanhu dai vatoripa pachine nguva
Aiva mu abusive marriage
Ko vana nhaimi, mrume uyu akaresva hake nhaimi
Shame nematambudziko
Uuuum vakashaya wekushare hr than kuzvipfuudza
Rlp mwana sikana zvirwadza vedu dai murume akaramba hake mukadzi pane kumuuraya
Shame zvinorwadza..
Zvinongoda Jeso
Vana dzatova nherera shuwa
Shem
Kutsika vanhu va5 vachifa
Vanga vaine vana vangani
2