Mwanakoma Anoenda Ku "Period" Mwedzi Wega Wega Sekuru Tasvu Batsirai Mwana Wangu

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 91

  • @Shorty-u6p
    @Shorty-u6p 2 หลายเดือนก่อน +10

    Yaaah karate karipo pamuzukuru wasekuru, ngaachinje rurimi rwake. Yes, vanhu tinotadza but we deserve to be respected a little bit.

  • @rasras2263
    @rasras2263 2 หลายเดือนก่อน +7

    Ko patience and kind heart yaimboitwa ma days Ana Patricia Nana Enoch yakapera nei nhai sekuru ko rough nechiramwa zvakazobvepi?😢

  • @enockmlambo5569
    @enockmlambo5569 2 หลายเดือนก่อน +14

    Mukomana Robert udzai muzukuru wasekuru uyo agone kutaura newanhu please kubatwa huroyi hazvirewi kuti taramba hama dzedu

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful 2 หลายเดือนก่อน +4

      What's your problem kana vane problem nhavaende kumwe kwavanotaurwa navo zvakanaka muroi muroi wanzwa

    • @reginamatienga7504
      @reginamatienga7504 2 หลายเดือนก่อน +1

      Ichokwadi rough yacho haiite 😮

    • @NenyashaNenyasha
      @NenyashaNenyasha 2 หลายเดือนก่อน

      Kuturikiri wasekuru Uyo Ari rough haai mani

    • @NenyashaNenyasha
      @NenyashaNenyasha 2 หลายเดือนก่อน

      Maakutibhowa kana muchitaura nevanhu muchiita rough yakadaro even kuteerera nyaya dzeku hakuchavaraidzi

    • @nyashagumise1755
      @nyashagumise1755 2 หลายเดือนก่อน

      😮😮 rough

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 2 หลายเดือนก่อน +6

    Wanga uchiramba kutaura .....iye aniko .. muturikiri please respect inongodiwawo ...ndibaba veumwe munhu

  • @NanastaniaEmanuel-gp6fw
    @NanastaniaEmanuel-gp6fw 2 หลายเดือนก่อน

    Best drummer ever, muridzi vengoma ♥️🥰😍♥️♥️♥️

  • @PorscheFrank-et6sw
    @PorscheFrank-et6sw หลายเดือนก่อน

    Simba zvaatosimba nhai,,uyo akabatsirwa pachena uyo ,,, Thanks sekuru Tasvu

  • @PurityMambizo
    @PurityMambizo หลายเดือนก่อน +1

    Handina chekutaura sezvo riri dzinza rangu 😢😢😢😢

  • @specialchild775
    @specialchild775 2 หลายเดือนก่อน +7

    Baba Ava Vatican vakatumwa mai but zvakuita lunge ndivo vakabata nerough yemuzukuru wasekuru it’s a shem

    • @chiheramaialexis2510
      @chiheramaialexis2510 หลายเดือนก่อน

      Kana mazvi pira kubatsira vanhu, hazvina kunaka kuonera vakuru pasi,kushaya rukudzo,neku ona vamwe sema penzi

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 หลายเดือนก่อน +4

    But zvimwe zvinhu so, mazimba tatorerwa njere nen'anga shuwa, makamboenda kwachiremba hre?

  • @TrishyMutovoni
    @TrishyMutovoni 2 หลายเดือนก่อน +2

    Toda kuuya asi kutya kunyadzisirwa hama dzedu or vakuru vedu coz motawura zvisina respect😮

  • @patheniamutsigwa3741
    @patheniamutsigwa3741 หลายเดือนก่อน +1

    This man is old enough to be your father mupirikiri wasekuru please have some kind of respect regardless of the situation

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 2 หลายเดือนก่อน +2

    Chivanhu chiriko asi variko vanhu vanozvarwa ne internal and external genitalia yakasiyana. Mwana ngaarapwe uyo. Anotoda kuongororwa nema specialists

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 2 หลายเดือนก่อน +5

    Pamberi nemi Zimnews beat rambai makadaro.
    Asi Dai mawana zvamungaite nevanhu vekwaMarange avo vari kushungurudza vana vadiki nekushungurudza again vana vavo vavakazvara. Nyaya dziri kurwadza idzi😢😢😢😢

    • @NenyashaNenyasha
      @NenyashaNenyasha 2 หลายเดือนก่อน

      @@marvelouszinyemba9736 chero tanga tichida kuuyawo hatichauyi nemabatire amava kuita vanhu

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet 2 หลายเดือนก่อน

      Taura hko ummm😢😢

  • @AbelChinzou
    @AbelChinzou 2 หลายเดือนก่อน +1

    Tumishonga utwu siyai hama weduweee vana tatambura nemishonga yakabatwa nevakuru

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 2 หลายเดือนก่อน +2

    Uyo wengoma mupei trophy 🏆 yake❤

  • @Ellen-z8e
    @Ellen-z8e 2 หลายเดือนก่อน +4

    Ini rafu dzinozoitwa dzinenge dziri dzei munhu kana asingazivi akabata ari mwana wechikoro hana kutsvaka sevamwe vanoita vachiziva

    • @chichichigz
      @chichichigz 2 หลายเดือนก่อน

      Nhy unotozvishaya

    • @Tendaizaveni
      @Tendaizaveni 2 หลายเดือนก่อน

      Taura zvako

    • @aminahtapfuma1756
      @aminahtapfuma1756 หลายเดือนก่อน

      Pandibatawo ipapo kudoti handichizive asi rough yacho iih

  • @VimbaiKufakunesu
    @VimbaiKufakunesu 2 หลายเดือนก่อน +1

    Baba avo vakapfava shame😢😢😢 asi mzukuru wasekuru dhunda arirough

  • @specialchild775
    @specialchild775 2 หลายเดือนก่อน +3

    Shame Robert udza muzukuru no need for rough

  • @NyashaMutema-e2q
    @NyashaMutema-e2q 2 หลายเดือนก่อน +4

    Hazvina chivanhu icho mwana ndaaende kuscan pamwe ane chibereko kune varume vakazvara vana wani ,disability iyo check with doctors

    • @MaiAnotida
      @MaiAnotida 2 หลายเดือนก่อน

      You might be right even though huroi huripo asi angona asina kuroiwa

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 2 หลายเดือนก่อน +1

    Baba humbled himself to save his family. He is a good man zvinhu zvakangoitikawo mukukura under amai's guidence. Haa asi zvimwe zven'anga idrama haro😂

  • @anywaymadanyika
    @anywaymadanyika หลายเดือนก่อน

    I am very sorry my Elder, tsungai, I am not here to ask kuti ichokwadi here or manyepo, ndingori pano kukuudzai kuti tsungai Moyo, its just a Phase. Mwari ngavakupei Simba panguva dzakadai. Rambai makatarisa kuna Jesu, iye Muvambi nomukwanisi wokutenda kwedu. We still respect you.

  • @oceanmusanhihaaaaanorovang2106
    @oceanmusanhihaaaaanorovang2106 2 หลายเดือนก่อน +1

    Respect inongodivavo soon.

  • @NenyashaNenyasha
    @NenyashaNenyasha 2 หลายเดือนก่อน +2

    Why ungati mataurire enyu mukuita rough

  • @ElizabethSithole-y7e
    @ElizabethSithole-y7e 2 หลายเดือนก่อน +2

    Dhafu usachenamira varapwa hazviko

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 2 หลายเดือนก่อน +1

    Wengoma haasiriye anoridza panews dzeZimbabwe here uyu

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 2 หลายเดือนก่อน

    Yoo tough sekuru tasvu kayi one nemusabatha

  • @mekong7529
    @mekong7529 2 หลายเดือนก่อน

    I'm here for Fantan.... Zvimwe zvese ratoodrama

  • @FanazDema
    @FanazDema 2 หลายเดือนก่อน

    tokumbira muzoriudza Kut Mwana akapora hre Ini ndaona sekut idzi inhema zvunhu zvekugadzirira izvi

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma mushomga we luck.inopanduka

  • @CliveShephardMakaranga
    @CliveShephardMakaranga 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma ummmmmm vnhu so musadero kuroya ma1

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 2 หลายเดือนก่อน +2

    Yaa chokwadi zvirinane ndiende kure nehama moyo yehama yakaoma

  • @enockmlambo5569
    @enockmlambo5569 2 หลายเดือนก่อน +1

    Taurai naye tisati taudxa gogo Tasvu please

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ko rough ndeyei

  • @SithabileHakava
    @SithabileHakava หลายเดือนก่อน

    Gokwe nemangwe pan,ani huyai munzwe hama dzenyu

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 2 หลายเดือนก่อน +1

    Haaah pangoma nehosho munopedzera kani aiwa kwakuseri plus team Simba pakutamba zvikubuda swty. Makuseri kwekuseri

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 2 หลายเดือนก่อน +1

    Kunonzi chunhu chenyu not chako zvamaakuita senge ndimi mudzimu

  • @GaudenciaMazia
    @GaudenciaMazia 2 หลายเดือนก่อน +1

    Nhema idzo chinhu ndechavo chekugadzira icho

  • @marciamutune650
    @marciamutune650 2 หลายเดือนก่อน +1

    But ngamboenda kwadoctor

  • @branbran9129
    @branbran9129 2 หลายเดือนก่อน

    Waiting

  • @AnnieMhoya
    @AnnieMhoya 2 หลายเดือนก่อน +1

    SIMBA atoo bhoo

    • @MaiAnotida
      @MaiAnotida 2 หลายเดือนก่อน

      Bhoo zvokuti

  • @TSHIGIDIGT
    @TSHIGIDIGT หลายเดือนก่อน

    Vhano wanikwa kupi vheduwe sekuru ava nda tambura vheduwe ndi patsireyiwo

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 หลายเดือนก่อน

    Ma Tie ose ayo baba immm munenge muri ve smart

  • @ShackMack-n8q
    @ShackMack-n8q 2 หลายเดือนก่อน

    Sekuru zvega munhu kozvamukuwedzera kusimba

  • @GodfreyMdhluli
    @GodfreyMdhluli 2 หลายเดือนก่อน

    Any anozivawo kt inoita marii just kngoshoperwa kpinda mudare rasekru Tasvu kmbirawo anoziva andipindure

  • @simonmazendame
    @simonmazendame หลายเดือนก่อน

    vanhu vanoromba shuwa nyika yakasviba

  • @portiamaruwa4260
    @portiamaruwa4260 2 หลายเดือนก่อน

    Sekuru kamuridzo kenyu Ako,ndofunga kanotsvota zvidhoma,madumwa,zvikwambo etc kkkkk,makasimba here rambai muchibatsira mhuri pasi rino sekutumwa kwamakaitwa nevadzimu,only 1 day ndoda kuona nemaziso kwete pafone😂

  • @Richard-o3j2y
    @Richard-o3j2y 2 หลายเดือนก่อน

    Anoda kuzoitwa scan futi oonekwa kuti ahana chibereko hr thanx mukoma robii

  • @EuniceChinyoka-tb5vh
    @EuniceChinyoka-tb5vh 2 หลายเดือนก่อน

    Yaa munyika mune varoyi zuwa ndabvuma mmm

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 2 หลายเดือนก่อน

    Haaaa pangoma apo hei

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 2 หลายเดือนก่อน

    Ini hangu biz ktamba ngoma😂

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 หลายเดือนก่อน

    Zvinhu zvacho ko kuzotakura mazi bag ose ayo apo kachinhu kacho kari kuburitswa why asingangotore kachinhu chake oisa muhomwe

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 2 หลายเดือนก่อน

    Haaah muchongoyo mandifungisa kuskool ndaidaidzwa ndichidaira pamuchongoyo apo. Mandigonera

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 หลายเดือนก่อน

    Mkoma Robert muri sei

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma hazvo

  • @LydiaKhumbula
    @LydiaKhumbula 2 หลายเดือนก่อน

    Ummm zvakaoma heyi

  • @brianmusendami6110
    @brianmusendami6110 2 หลายเดือนก่อน

    Sekuru Ndibatsire chinhu ichi handisati ndachiona. Kkkkkk

    • @jephiaschinganga7565
      @jephiaschinganga7565 2 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkk

    • @brianmusendami6110
      @brianmusendami6110 2 หลายเดือนก่อน

      @@jephiaschinganga7565 aitoshamisikawo nacho. He never understood or know about that thing

  • @DelightChauke-z8f
    @DelightChauke-z8f 2 หลายเดือนก่อน

    Chembere dzirikumaruzevha havazivi kuti kunana sekuru kkkkkk

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 2 หลายเดือนก่อน

    Simba achadzokera kumba here uyu 😂😂😂

  • @AnnieMhoya
    @AnnieMhoya 2 หลายเดือนก่อน

    Simba

  • @talentsakupwanya2796
    @talentsakupwanya2796 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ah simba ku chinja chaiko imi we

  • @specialchild775
    @specialchild775 2 หลายเดือนก่อน

    Ko naive vadii baba Ava

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 2 หลายเดือนก่อน

    Yoweeee matayii SDA kuzadza bag

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ko musiyana wacho uri papi kupinda kumberi usiri muroyi nekupinda kumberi uri muroyi? Tasvu wenyu uyu.

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 2 หลายเดือนก่อน +1

      Iwe imbotiudza kuti chinonzi mushonga we chikoro chii?

    • @AishaMunemo
      @AishaMunemo 2 หลายเดือนก่อน +1

      Uriko mushonga wechikoro asi aaaa kuzopanduka kani mishonga ye lucky toida asi inopanduka

  • @Myprinceof
    @Myprinceof 2 หลายเดือนก่อน

    Vese varikut rough rough moda kut makumbi ataure sey nhy moda kut atonyengerera kuita senge arikuita zvinhu kwazvo

    • @aminahtapfuma1756
      @aminahtapfuma1756 หลายเดือนก่อน

      Hanty varikuti havatochizivewo chinhu ichi baba avo saka paingodawo kuva gentle