Headman Chigodora is right this family varikuvanda nekagunwe varying vanhu ava zvese nevana vacho. They know the truth that's why trying to frighten Headman nedare ravo. Vanofunga kuti zvavanoziva vakuru ve zanupf vanobudirira nyika yekwachigora ndeye masabhuku Headman and chief. Unogona kudzingwa imomo iwe wakaberekerwako. Zivai chivanhu chedu . Vanhu vekwarwamba especially mudhara uyo nevana vake knows what's happening to gal. Inhata mhuri iyi inoruma chayisingadye
Headman Chigodora is very right hes talking about our cultural belief kwete zve church and hes very right to believe in ourselves i love Headman Chigodora he loves and protect our culture and beliefs
Ive said it before Headman Chigodora does not suffer fools,paunoona kuti vanhu ava vakabata bata instead yekuti vanetseke nenyaya yemwana vakutouya nebook remutemo.they came to challenge the Dare to distract from the main issue ........
these guys wakapfuma nemusodzi yewamwe now zvakufumurwa wakuti wara ebaba wedu azaravhu.. why.., why they are not using constitution Kuna baba wawo arikukanganisa mwana.
Chigodora is a Headman dai avai mambo apa final decision.....takaiona Kwa Makoni same same vanhu vakanzi budai mu nyika yangu .....unotoita zvikudiwa na mambo kunamata motosiya
Headman and his adjutants are being abusive. Ajaira ku dealer nevasina fundo. Mutemo Mutemo, uye munhu WESE ane kodzero. Don't let your ignorance prevail.
By the same token. Ko sei vanotenda N'anga vasikagari nzvimbo yavo vega. The answer is we need each other for survival. That is the logic of life@@josephchenjerai1075
That constitution book does not give them right yekurega kurapisa mwana ....that guy in blue shirt is soo evil....he didn't want this issue addressed anoda kupedza rudzi nezvidhoma zvake nababa wake
Headman is headman period. There's a lot happening in that family especially the Mwazha family sorry to say. They know a lot and are trying defend by denying what is the only way to the solution. Headman forsees a lot and I know he will prove them wrong.
Vanenge vanzwa a lot for real havangoerekaneka vangodeedza nyaya... He will definitely prove them wrong ende zvichavaomera big tym... Ko vaimbogarirey neropa risri ravo vachiziva dzinza rake there's more to this story shem
headman kana ari sitting as a court he may not preside over cases dzisina kumhangarwa nema litigants. he is clearly out of order. in addition, those blokes are right. the court, including the traditional court are not above the Constitution. Nhasi zvamuwana.
vanhu vari kurasika headman vari kuti nyaya ichigadziriswa ngatiitei zvinhu pamwe chete zvinodiwa netsika dzenzvimbo every nzvimbo ine mitemo yayo yenzvimbo that is why macourts at times anototi vanhu dzokerai kutraditional court ndoo kwenyaya dzakadaro for instance kuCriminal law kunonzi hakuna muroyi but kuchivanhu zviriko and n'anga dziriko Headman Chigodora musatyiswe henyu nharaunda ine madzimambo anotonga zvinoenderana netsika dzenzvimbo naizvozvo tsika ngadziteedzerwe chivanhu haisi religion but a part of our way of living its our culture and the ethos of our culture must be respected
Vanhu vari kuroya vachihwanda nechurch. 😭😭😭. My heart goes to the poor child. We have vanhu vane nyoka nezvikwambo but vakahwanda nechurch. Isu kumhuri kwedu variko vanoroya zvatinotoziva asi vanotori nemabhachi ekuchurch. Mwari dai azotiwanirawo nyasha mumadzinza edu akarema 😭😭💔💔. God will surely remember the poor child
Arikuwanda ne church ndiani vakasununguka kufamba kavafambe kana sekuru avo vachinobatwa votongwa but for now sekuru avo is innocent munhu anemhosva ichembere iyo
He disappoints a lot, especially in cases involving zvitendero. He is clueless. He believes too much in N'angas. He even adresses of the Tasvu as if Tasvu has been certified by God to oversee people's families. This is wrong. He must be strictly guided by the laws of the land particularly the constitution. This is the Supreme Law of Zimbabwe.
This chief is very oppressive and wants to abuse his power, I always saw it but this time it’s very clear! 😢apa akatsvaga nyaya ega no one came to report . I’m with this family
@@tainzanamgobheri5029 mutemo upi unoti a lower court hears appeals against its own judgements? Nyaya dzinongodzoswa chete on jurisdiction considerations.
Ko vakaramba hre kufambira mwana nyaya iyi hainakumhan'arwa yakabva nekuchikoro headman vakavadedza pmwe Ivo vaitozvita secret matongero aheadman ndoakurambva vanhu Ava zvekuti vanomisa munhu church Havana kumboramba kufamba Dai nyaya iyo yakagarwa Pasi kufamily pasina Hondo iyi but mmbunyikidzirwo avakuitwa ndoari wrong
The child continues to suffer whilst some ignorant people in this family are arguing about legalities they don't even understand. Iyaya iyi ngayende kwa Mambo. People should address others with dignity. Women and children are the ones suffering. Why can't they get prophet ku church kwavo. Headman is very correct and the man who's ex-Zaoga is correct 💯. Vamwe ava kuda kuwonererwa.
You can clearly see the culture of abuse of power and authority in Zimbabwe by those in authority. Ko ivhu harisi revana veZimbabwe here? Ko zvekuti hee hee tisu takakupai nzvimbo saka hamuchaungani ipapo nekuti mandipikisa, ndochii ichocho? Chave chiramwa zvakasangana nehasha nekudzvanyirira vanhu. Zimbabwe deserves what it gets.
I am happy the Headman have been challenged. Yatopera. Hapana anodzingwa nekutorerwa pekunamatira. Kana vakadzingwa Headman vanosungiswa nyaya yoenda kuMagistrate Court.
This is a national problem that needs to be attended to. Nyaya ye customary law versus constitutional law inoda kutwasanudzwa vanhu vonzwisisa. Otherwise the young generation will always challenge their traditional leaders especially when it comes to traditional judgements.
Haaa ka headman kenyu kapotsa, ko ground rekunamatira revanhu ndiro radii? Let's not abuse the little power we are given. The constitution should be upheld
Saka baba yo vakafamba vakabatwa, vobva varamba zvinoitwa sei? Can not the affected aende hake kwaanonobatsirwa? Hanty kune vanoita go back to sender zvongogara hazvo zvakadaro. Because to me it doesn't make any sense kumisa munhu church asvikako kwamati aende oramba. Why cant this family let this guy arikunzi haasi wemo aende kumusha kwake anobqtsirwa ikoko. I also feel ishe chigodora vazenge voshandisa hasha kudarika kutonga nyaya. He could have clearly stated his facts firmly asingatyisidzire vanhu. Wisdom was much needed on this case
He is very wrong and he knows it that is why he has resorted to intimidation. The direct family are the ones who are supposed to take their to wherever they believe the solution is going to come. Not force someone else.@@AdmireChakauya
Vazogadzirirwa size manje, vanga vachimbozviita vaneyese😅😅😅😅, RESPECT MA SABHUKU NEMA HEADMAN TO AVOID LIVING PROBLEM IN THE COMMUNITY. EVEN NYIKA CHAIYO BELIEVES IN THESE COMMUNITY LEADERS. We need updates on this please
mhuri iyi irikuhwanda neChurch ,vazhinji vakapinda mumaChurch vakatiza hubatebate hwawo hwezvikwambo , like or not ngavafambe kuN'anga kwacho they must go !!
Dare Rakanga ririko nezuro ,tarisirai kuona Changamire wenyu nedzinopisha kutanga mangwana ,uuuuum kwakabude Hohoho this Tym ,vamwe vachirovana vodzoka votaurwa navo vosvika pakuvirirana
Wooow
🎉🎉 🎉🎉🎉🎉🎉 waiting 🎉🎉🎉🎉zvezvibhakera ndizvo zvatinoda
Baba Taps murikugona basa takamirira dzezvibhakera
kutiii Chuuuu Baba taps takamirira kunakirwa zvedu coz munotigonera nekaranganda🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯💯💯💯
Thank you karanganda # baba tapusi
Best headman for ever and his crew ,you are the best
Hanzi vanhu vakarwara njere mumusha vakawanda , zvakare vakafa vakawanda saka sei mavakusimudza musoro pahurwere hwemwana . kureva avo vakomana ve makaki varikuita mari nekushandisa varombo
No, zvinoreva kuti it's not always mweya yetsvina inonzeresa kurwara nekufa kwevanhu
Headman Chigodora is right this family varikuvanda nekagunwe varying vanhu ava zvese nevana vacho. They know the truth that's why trying to frighten Headman nedare ravo. Vanofunga kuti zvavanoziva vakuru ve zanupf vanobudirira nyika yekwachigora ndeye masabhuku Headman and chief. Unogona kudzingwa imomo iwe wakaberekerwako. Zivai chivanhu chedu . Vanhu vekwarwamba especially mudhara uyo nevana vake knows what's happening to gal. Inhata mhuri iyi inoruma chayisingadye
Nhata inodya payakaruma wani
@@zvazvazva1270 nhata inoruma tyayisingadye inongosiya mavanga nekunwa ropa kikiki
Madzishe anogadzwa nehurumende, they are merely custodians of lands on behalf of macitizens.
Rambai makadzvanya headman, pasi nevanodherera dare, family iyo yakafumuka nxaa
Aaaah over 32 yrs muchinamata asi vanhu vachipenga vamwe vachifa , uyu mwana achitorerwa kodzero yake yekudzidza imi makadzidza mosekerera kutambudzwa kwemwana nezvidhoma zvenyu shuwa. Ko namatiraika mhepo iyo isiye mwana agadzirewo remangwana rake . Maonero angu boys dzekudzipa huro idzo knows whats taking place pamwana. Ngavarapise mwana uyo vozodzokera havo kuchinamato chavo hazvirambidzwe
The church must be banned in Headsman's area of jurisdiction or banned from jindwi rese
Nhai hako nhasi vakuuya vachiti mwana hasi werwudzi rwedu vakaromba vanhu ava
Ehe ndizvozvo coz mudhara akabvunzwa kty kunamata kwenyu kwashandei mwana achitadza kudzidza
Zviri kunakidza kaa vachiita nharo nendava yekuti haasi mwana wavo. But it’s only a matter of time until it comes kune wavo
Headman Chigodora is very right hes talking about our cultural belief kwete zve church and hes very right to believe in ourselves i love Headman Chigodora he loves and protect our culture and beliefs
He is wrong on this one you cant be forced to go against your beliefs , the constitution guarantees freedom of worship and association
wow vanhu kuhwanda nechurch bsa sebsa headman ,Karanganda matiregerera Mutasa apo
the big boys are benefiting from the old man's shenanigans
Munhu akaia musharukwa hazvirevi kuti muroyi
Aaaaah vane midzi vanhu ava ende havabvume futi
Ehe ndozvinoita vana vevaroi imi muchiitws marombe kwavo zvichifaya vopedzisira vati muri simbe
Zvafumuka shame kuuya nezvimabhuku zvisina.basa kushandisa vamwe vanhu ....vaChigodora mberi vakaromba semhuri vakapuwa nabambo ava
Headmam chigodora to the world ❤❤❤❤
Ive said it before Headman Chigodora does not suffer fools,paunoona kuti vanhu ava vakabata bata instead yekuti vanetseke nenyaya yemwana vakutouya nebook remutemo.they came to challenge the Dare to distract from the main issue ........
Eee kuda kuchinja nyaya
Vanhu vekwaMwazha vanehurombwa wakanyanyisa wy varikuramba kufamba muchiporofita
GADZIRISAI NYIKA HEADMAN ❤❤ VANHU VAKAIPA
👏👏👏👏 Headman apa magonesa church yavo ngaidzingwe pa ground ipapo pavanonamatira vanoda kuzvikudza, vanhu vatema kukambira zve church kutadza kuziva kuti church yakauya nevarungu, kuri kuda kuti rwisanisa isu vanhu vatema, ende nanhasi tiri kurwa vanhu vatema church ne chivanhu. Ndiyani anoziva kuti vanhu vatema vakatanga kuvepo rini uye Church yakatanga kuvepo rini. 😭😭😭shame nekusaziva.
Kana munhu ane zvaanotenda zvakaipei iwe ukatendao zvechivanhu zvakaipei fut tisashorane chete hama yangu
Hapana chakashata to respect chitendero chevamwe but ngavagadziriseka dambudziko remwana vari ku church ikoko. Ngavanamateka zvipere.
Vanhu vekwaMwazha vane dzungu chaizvoo
Vapedza voroodza vana vadiki. This is not a church. It’s a cult 🤦🏾♀️🤦🏾♀️. Ngavatsamwe havo asi vazvinzwa
Church iyi ndeye mukadzi umwe chete kunze kwaanenge atendeuka nevakadzi vake hobho anongogamuchirwao
Headman chigodorora mune hunyanzvi pane vanoramba nyaya dzavo padare.Keep on
Nhasi mawana vakadzidzaka majaira kumbunyikidza vanhu pakadare kenyu
Apa avakutsvaga Kuda kuvadzinga mudunhu nekutora pavanonamatira. Aah abuse of power
Utorio kadofo karombe putsek
Eheee Chigodora neanhu ako muri madofo hamunyepi munongombunyukidza vanhu
Headman has been challenged. Where he is wrong is wrong! Constitution should be respected and upheld
ko kodzero dzemwana arikushandiswa why is it not respected?
he had a right to evict them from his society nenhau yeurombwa he holds that power
Ko mwana mati out a sei
Saka mwana must suffer here??????
these guys wakapfuma nemusodzi yewamwe now zvakufumurwa wakuti wara ebaba wedu azaravhu.. why..,
why they are not using constitution Kuna baba wawo arikukanganisa mwana.
Chigodora is a Headman dai avai mambo apa final decision.....takaiona Kwa Makoni same same vanhu vakanzi budai mu nyika yangu .....unotoita zvikudiwa na mambo kunamata motosiya
🎉Headman nevanhu vake havasi fair panedzimwe nyaya vanovhiringidza vanhu .havavape nguva yekutaura .Ivo ndovanoda kungotaura .
Headman and his adjutants are being abusive. Ajaira ku dealer nevasina fundo. Mutemo Mutemo, uye munhu WESE ane kodzero. Don't let your ignorance prevail.
Kkkkkk unozoona kuti wabata pari kupisaa sezvakaita case yana Fungai 😂😂😂😂
Karanganda to world well come to world Mr Chigodora and boys manyama
Morning everyone, chihera vamuka bho zvavo❤❤, aewa baba avo isuspect and vapfungaidza vamwe zvino vavamadunu veduweka mishonga yakaoma iyi, nekodzero dzenyu dzamotaura muchapera kufa yowe zvakaoma😮😮😮
Karanganda to the world
Morning. Watsamwa headman wanzwa wati shoutup😂😂😂😂😂
Headman wedu
Ava vanhu ava vakatoiswa muhari ava ndosake vasingachafunge zvakaoma😮😮
@@wilmarmarara2448😂😂😂😂
Chidembo kana chaiswa pa pressure chinokanganisa mhepo kuitira imbwa dzishaye hwema. Mapostori, mwari wamunonamata uyu ngaavhurewo njere dzenyu😂
Taura hako ko sei mapositori asingagari nzvimbo dzawo voga
By the same token. Ko sei vanotenda N'anga vasikagari nzvimbo yavo vega. The answer is we need each other for survival. That is the logic of life@@josephchenjerai1075
Head of the year❤❤❤karangandaaaa
Boaz vari panext paheadman varikuwanza dzu stereki plus hasha.ngambobve pa side ramambo aende ku povho
Makundwa ma facts moramwira vanhu ,majaira vanhu vamunombunyikidza vachiita zvemunoda ,
That constitution book does not give them right yekurega kurapisa mwana ....that guy in blue shirt is soo evil....he didn't want this issue addressed anoda kupedza rudzi nezvidhoma zvake nababa wake
Kkkkkkkkk
Even high court inokuudzai kt enda kunana sad huku wenyu munogadzirise nyaya dze mumamisha ... his heartless ...
Soko Headman Chigodora well done 🎉
Headman is headman period. There's a lot happening in that family especially the Mwazha family sorry to say. They know a lot and are trying defend by denying what is the only way to the solution. Headman forsees a lot and I know he will prove them wrong.
Vanenge vanzwa a lot for real havangoerekaneka vangodeedza nyaya... He will definitely prove them wrong ende zvichavaomera big tym... Ko vaimbogarirey neropa risri ravo vachiziva dzinza rake there's more to this story shem
Uyo nababa wake varoyi wese
Family yekwa Rwanga inoda kunyepera kunge yakadzidza maningi apa kuda kuvanza huroyi hwayo
Mapostori arikuwanza!
Taurai henyu ko dai Ari muzukuru wavo Ari kurwara vaidaro here
Humboo huripo here kuti varoi, besides zvinotaurwa naChogodora.
@@TheChekas ok toti hapana umboo, ko vanorambirei kufamba,hazvina kunzi ku n'anga chete zvanzi chero kuvaporofita
Varikudya ndizvo, they know it kuda kuhwanda ne Church
Chigodora ❤anopedza power my favorite chief 😅
That old man was my primary school teacher early 90s Mr Rwanga
Headman pliz dzoreredzai vamunotonga navo avo vasatyisidzire vanhu tapota.
Mhuri yakaoma iyi ,kutadza kubatirana na headman kuti mwana awone kusunungurwa. Chiwanhu chiriko zvekuti mwazha ratove drama. Vekwa Mwazha wacho ngavabudise zviri pamwana kana vachizvigona. We Love you Headman rambai muchichengetwa murarame makore akawanda mhuri dzibatsirwe🙏🙏🙏🙏🙏
Because headman akatanga nekupumha vanhu uroyi
@@TheChekas Haana kupumha huroi asi mwana akabudirwa ega ,ma teachers ndoakatotsvaga Headman. Huroi wakazvifumura wega kuburikidza nemwana. Vakasazvigadzirisa ivo varikuoma misoro zvichaenda nekuwana wawo .Headman ari kuda kuti mwana uyo asunungurwe akakwanise kuitawo sevamwe vana, akutadza kuenda kuchikoro nekuda kwemweya uripaari.
Mupostori Ari kuita jungu,he is hiding nechurch kuvhara huroi hwavo
Nhasi Headman wasangana nacho😂😂😂
Its the chewing gum for me from Gucci😂😂😂
headman kana ari sitting as a court he may not preside over cases dzisina kumhangarwa nema litigants. he is clearly out of order. in addition, those blokes are right. the court, including the traditional court are not above the Constitution. Nhasi zvamuwana.
Headman shandisai bumbiro remutemo pakunzwa nyaya, nekutonga nyaya, musashandise hasha pakutonga nyaya. Nyaya yekwakwaMwazha siyanai nayo nokuti church haina kumbouya kudare kwenyu. Remeekedzai kodzero dzevanhu. Munhu wose anekodzero yekutenda zvaanoda uye hauna simba rekutyora kodzero dzevanhu. Apo panoda kukumbira ruregerero nokuti marasika uye murikumbunikidza vanhu muchitora mari dzevanhu. Hakuna zvakadaro apa makoniwa to the last😂
Baba ava vanoroya nevana vavo kuhwanda nechurch varoyi ava yoo mambo excellent
Kuzvitutumadza kembwa mbiri idzo wanozviziva kunyanya iyo ine shirt yeblue rine hutsinye kunge kuzivisa mwari nxaaa
Vari kumiririra mudhara wavo akapumhwa uroyi naheadman pasina umboo
Musamanikidze vanhu kuenda kun'anga
Pamberi nemi headman Chigodora. You are a darling of the people
vanhu vari kurasika headman vari kuti nyaya ichigadziriswa ngatiitei zvinhu pamwe chete zvinodiwa netsika dzenzvimbo every nzvimbo ine mitemo yayo yenzvimbo that is why macourts at times anototi vanhu dzokerai kutraditional court ndoo kwenyaya dzakadaro for instance kuCriminal law kunonzi hakuna muroyi but kuchivanhu zviriko and n'anga dziriko Headman Chigodora musatyiswe henyu nharaunda ine madzimambo anotonga zvinoenderana netsika dzenzvimbo naizvozvo tsika ngadziteedzerwe chivanhu haisi religion but a part of our way of living its our culture and the ethos of our culture must be respected
Vanhu vari kuroya vachihwanda nechurch. 😭😭😭. My heart goes to the poor child. We have vanhu vane nyoka nezvikwambo but vakahwanda nechurch.
Isu kumhuri kwedu variko vanoroya zvatinotoziva asi vanotori nemabhachi ekuchurch.
Mwari dai azotiwanirawo nyasha mumadzinza edu akarema 😭😭💔💔.
God will surely remember the poor child
Arikuwanda ne church ndiani vakasununguka kufamba kavafambe kana sekuru avo vachinobatwa votongwa but for now sekuru avo is innocent munhu anemhosva ichembere iyo
Headman agumbuka fani hazi shut up mwana wekwaani uyu😂😂😂😂😂
This headman is wrong everyone has the right to assembly. Headman Uri dofo. Unoda kudzidziswa that is abuse
Headman Chigodora never disappoints. He turned tables vanhu vakavarayirwa. Ndiyo inonzi Wisdom. Kufunga makomborero👏👏👏👏👏 ngavano namatire kutown😂😂😂
He disappoints a lot, especially in cases involving zvitendero. He is clueless. He believes too much in N'angas. He even adresses of the Tasvu as if Tasvu has been certified by God to oversee people's families. This is wrong. He must be strictly guided by the laws of the land particularly the constitution. This is the Supreme Law of Zimbabwe.
This chief is very oppressive and wants to abuse his power, I always saw it but this time it’s very clear! 😢apa akatsvaga nyaya ega no one came to report . I’m with this family
This kind of courts needs someone who knows chivanhu Chigodora has been and is still better than the others
Butka Mwana ari kupenga uyo
Zvoitwa sei
Dai ari vavo vairamba ere
No headman is the voice of voiceless vorega mwana achitambura here never
Inga headman vati ndakaudzwa na school heard and deputy
@@tafirenyikashylet4707 ngaarapiswe, including kutariswa mental health. Kana chigodora achifunga kuti mamhepo, ngaashandise zunde ramambo kurapisa mwana instead of kupumha vanhu zvisina humboo.
Well done mapostori, go to court straight! Chigodora and his dogs thinks he is above the law nxaaa! Mapostori sando dzenyu!!
Asi watanga kuona nyaya idzi nhasi kucourt kwauri kuti vaende vanosvika vachidzoswa kuna Chigodora wamuri kusvora
@@tainzanamgobheri5029 mutemo upi unoti a lower court hears appeals against its own judgements? Nyaya dzinongodzoswa chete on jurisdiction considerations.
Murikuzviziva here kuti kune arikurwara imi muchiti postori postori. Saka arikurwara muchamuita seiko.
Kudzinga church futi kutyora mutemo wenyika musafurire headman vedu zvisizvo
Tinedzimwe nyaya dzakati wandei dzatakaona kwaTasvu dzevapostory vekwamwazha varikubatwa nemhuri vachizihudaira vachizouya kunosarenda nyanga ,zvikwambo nezvimwe zvavanoroyesa hamadzavo,Saka kuramba kwavo kugadzirisa zvemumusha tavakuti vanemishonga varikutya kubatwa,
Am with this family ngasada kumbunyikidza vanhu vasingazive hugaro hwavo mufamily ...plus baba vane shirt yewhite mutemo chaiwo havauzive rungori ruzha.. nyaya haina kumhan'arwa ngasade kumbunyikidza vanhu headman uyu ..toziva anogona kutonga but pamwe akurasika dzidzaiwo kunamambo mutasa zvimwe
Dai ari mwana wako arikudonha achibudirwa wainzwa sei. Mushonga hauregi kushanda nekuda kweBumbiro remutemo. Vanodiiii kunamatira mwana mhepo iri paari ipere.
spa maresva those guys know the rules
Hauna moyo shuwa
@@lindachesayi9603 Moyo ndinawo ndikutonzwira tsitsi mwana Uyo but zvirimumafamily umu mazuvano munhu nemunhu anomira nemba yake headman ngavasa manikidza munhu varidzi vemwana ngavafambire mwana wavo n'anga hainei nekuti mauya muridzinza rese varikuramba vane reason yezvaitika kumashure vanhu tinongoisa believe yekuti munhu akaramba anezvanoziva sekuru varikumanikudzwa avo mudzimu hauna kutombotaura nezvavo wataura nezvambuya avo asi Dai varivo varikupumhiwa voramba kufamba
Ko vakaramba hre kufambira mwana nyaya iyi hainakumhan'arwa yakabva nekuchikoro headman vakavadedza pmwe Ivo vaitozvita secret matongero aheadman ndoakurambva vanhu Ava zvekuti vanomisa munhu church Havana kumboramba kufamba Dai nyaya iyo yakagarwa Pasi kufamily pasina Hondo iyi but mmbunyikidzirwo avakuitwa ndoari wrong
The child continues to suffer whilst some ignorant people in this family are arguing about legalities they don't even understand. Iyaya iyi ngayende kwa Mambo. People should address others with dignity. Women and children are the ones suffering. Why can't they get prophet ku church kwavo. Headman is very correct and the man who's ex-Zaoga is correct 💯. Vamwe ava kuda kuwonererwa.
Kurwara nepfungwa hakudi prophet or dare kunoda hospital
Headman musashandisa Challenge fambai negwara remitemo inotenderwa kana makambunyikidza kodzero dzeumwewo munhu bvumaiwo zvinhu zvifambe zvakanaka
Chete chete
You can clearly see the culture of abuse of power and authority in Zimbabwe by those in authority. Ko ivhu harisi revana veZimbabwe here? Ko zvekuti hee hee tisu takakupai nzvimbo saka hamuchaungani ipapo nekuti mandipikisa, ndochii ichocho? Chave chiramwa zvakasangana nehasha nekudzvanyirira vanhu. Zimbabwe deserves what it gets.
I am happy the Headman have been challenged. Yatopera. Hapana anodzingwa nekutorerwa pekunamatira. Kana vakadzingwa Headman vanosungiswa nyaya yoenda kuMagistrate Court.
Varume avo vanoda kubatsirwa naheadman ivo votoita sekuti headman ndiye anoda kubatsirwa ndosaka anzi ibvai mudare muende nematambudziko enyu sandi angu very good chenge chigodora good one waisa shamu inemunyu chaiwo
Very evil that headman
@@DanielMwanunurano headman ndiye anotoda kubatsirwa because nyaya yakaiswa kwaari. Kungoti ibenzi, anongofunga everything huroyi
Tange tamboinda kusondo kaa kudzoka wanike karanganda irikubvira😂😂😂😂
THIS IS DEFINITELY NOT A CHURCH, ITS A CULT. Tsamwai henyu asi mazvinzwa, mune mwoyo yakasindimara mapedza moroodza vana vadiki futi.
This is a national problem that needs to be attended to. Nyaya ye customary law versus constitutional law inoda kutwasanudzwa vanhu vonzwisisa. Otherwise the young generation will always challenge their traditional leaders especially when it comes to traditional judgements.
kutoratidza kuti varikudya nezvakabatwa ne mudhara wavo nokuti pakadaro munotomira Mira ka kuti zvinhu zvifambe vakachema vakachena
Zqnu yakapiringa zvinhu ukaonagovt ichisarudza chief wavo instead of nzinza racho yusee something is Kokooo the whole thing is amess inzim
@@nyaraingadella4924n'anga nevaporofita vanonyepa
Manje vanonyura apa havapabudi vakafirwa vanovigepi munhu ground vanoriwanepi
Imagine zvakadaro zvichiitika muZimbabwe, not Rhodesia
Headman vanopota vachimbosimuka?
Lelelelelelele goood headman baba mandebvu avo ibenzi remudhara
What if kana vachitotyao kuurawa nhai
Chigodora waakunyadzisiwa now tsve ku Tonga mushe
Varume vagona avo uyo Chigodora anodzvanyirira vanhu nekutaurisa but the constitution is above everything
Ko mwana arikurwara atotadza kunyora grade 7 ngavasadero dei vawana vanosota zvinhu kumuridzi
Ndepedu pano tinogarapo ❤❤❤
Haaa dare rekwa chigodora ndoo rine yese 😅😅😅😅
Those boys and the father vanoziva zvirikuitika pamwana, Mai vemvana ngavaende kwasekuru tasvu vanono sotwa ka1
Chigodora you must come kwazvimba unodzikama nedare rako ...makazhandukura stereki
Kuenda kunevanogona basa mdara uyo nemhuri vanozopepuka vava mudare ratasvu vadzimaidzwa ndapedza hangu,varikumbotei vana avo varikutembei
Headman Chigodora mushonga wemakonzo chiwororo 😂😂😂
Ndaiyepo ndaiyepo kkkkkkkk
Headman chigodora
Wasuuuu💪💪
Headman to the fullest 😅😅😅😅
waiyepo ere usasoshoraba.. changamire CHIGODORA kutonga kwenyu kwakareruka munotonga zvekuyananisa vanhu kuti vadzokere vanogare zvakanaka . team positori iro vapei size yavo chaiyo vane hutsinye husingaite vanoda kuhwanda nechurch .... chimboripisai vanhu awa kushungurudza kwavari kuita mwana asina mhosva
Headman tongai musina hasha,and that guy ari pa side penyu asaite emotional, pple has there own rights....
he is emotional that gucci guy
Ngavabvise zviri pamwana zviende pane wavo
Saka mhuri yopera kufa nekurwara nenjere hr nekt chinamato. Chenyu chirikuti musafamba vana vamudhara vakaoma musoro ndivo vanenyaya ..vanodherera dare uye kudherera headman
Ayo makurukota ngaamboenda kuchikoro ndovanokonzera confusion. Munhu haamanikidzwi kuend kun'anga ba. Headman makurasika
Chero mukadii headman chigodora pamberi nekufumura zvakaipa pasi nemadhicharara
Same mutemo wenyika ft unotaura kt kna zvemumusha zvanetsa gadzirisai kwete kuda kuhwanda nemutemo wenyika muchiroya vanhu
Ivo ana mwazha aroyi ndosaka achigara akadzipwa nebotton risina tie ,anoroya nababa vake , ngaiyende kwaMambo
Haaa ka headman kenyu kapotsa, ko ground rekunamatira revanhu ndiro radii? Let's not abuse the little power we are given. The constitution should be upheld
Saka baba yo vakafamba vakabatwa, vobva varamba zvinoitwa sei? Can not the affected aende hake kwaanonobatsirwa? Hanty kune vanoita go back to sender zvongogara hazvo zvakadaro. Because to me it doesn't make any sense kumisa munhu church asvikako kwamati aende oramba. Why cant this family let this guy arikunzi haasi wemo aende kumusha kwake anobqtsirwa ikoko. I also feel ishe chigodora vazenge voshandisa hasha kudarika kutonga nyaya. He could have clearly stated his facts firmly asingatyisidzire vanhu. Wisdom was much needed on this case
Headman musatemeswa musoro nevanonyepera kuzivq mutenga. You are above mutemo wawo iwowo wechirungq hazvipindirani
Headman mwatadza. Musadzvanyirira. Remekedzai zvitendero zvevamwe. Musaendese munhu kuN'anga chitendero chake chisikabvumi.
Agona headman mwana arikurwarwa but vanhu varikuhwanda ne church
He is very wrong and he knows it that is why he has resorted to intimidation. The direct family are the ones who are supposed to take their to wherever they believe the solution is going to come. Not force someone else.@@AdmireChakauya
Chitendero chipo chavanonyepera kuteveea ivo vari varoyi vanotambudza pwere
@@MaureenChimunyakupumha vanhu huroyi hakusi kugona kutonga
@@TheChekas vapumwa nani mhepo ndiyo yàkataura yega mushure mekunge yatambudza mwana
Headman chigodora my favorite chief ❤❤❤
Headman not chief
nyaya yambuya vaichema runyoka yakazopererawo papiko.....part 2 or 3??
Inga church inoti tangai magadzirisa zvinokunetsai mozodzoka muchinamata
Hakuda Church, N'anga dziripasi pemasimba aIshe Jesu kune vese vanonamata the God of heaven.
KwaChigodora kune vanomborwarawo zvinoda hospital here or vanofawo nerwa Mwari
Ava vanhu avao vashora mambo I love matongero anoita headman chigodora
I luv Chigodora anozvimiririra
Vazogadzirirwa size manje, vanga vachimbozviita vaneyese😅😅😅😅, RESPECT MA SABHUKU NEMA HEADMAN TO AVOID LIVING PROBLEM IN THE COMMUNITY. EVEN NYIKA CHAIYO BELIEVES IN THESE COMMUNITY LEADERS. We need updates on this please
Baba avo vanoti andifambi nekuti ndakunamata ndivo vanenyaya yese.vanoziva zvirikuitika avo.Mwana wacho uyo izungunde achati apedzerwa vana ndimudhara uchati meee
Baba avo muroyi arimugemenzi,.... Vana vamudhara ava mapenzi ayo
Headman varikurwarirwa nemwana avo vaendesei kwaTasvu vaite go back to sender mudhara uyo arohwe nezvinhu zvake dhemeti
freedom of worship,headman don't force ppl to go to other dominions, law is law
Wadiiko kuenda kuchurch kwavo kwacho kana kuine chiporofita kuti vagadzirise urwere hwavo.Varume hakuna church iri above mwari nehupenyu hwevanhu pasipano.Mwazha munhuwo sewe ungabva azoita mwari here mwazha wo uye mwari anganzi wavemamwazha mega ungazoita mwari wepasirese here.Kuda kuzviita vanamati vamwari ikoko kunoita iye mwari akasekei.Imi bvumaiwo kuti vamwe vanotikundq pakunamata saka wanaiwo nguva yekuvateerera.Kunamata I belief hachisi combo chekuvhurisa denga
mhuri iyi irikuhwanda neChurch ,vazhinji vakapinda mumaChurch vakatiza hubatebate hwawo hwezvikwambo ,
like or not ngavafambe kuN'anga kwacho they must go !!
Dziweno dzenguwa ingoita kinge walapusa munhu so. Vane huronbwa munyasha vanhu Ava varikuvarridzira zvinu zvababawawo. zve protocol azvishande sometimes mambo ndiye mkuru ayi
This headman is always unfair irrational, he makes it personal, Remember Chabodo and friend are in jail 17 years 😢😢😢😢
After committing a crime what’s unfair about being sent to jail??
@@jeant2167taura hako
Munhu akaremera chigodora ndiFungai nenyaya yekuda kungo forcer 😂😂😂 kusvika ati iyi ndakuendesa mberi
@@delightchinosengwa1431 anotonga zviriri personally, zvisiri pamutemo
@@jeant2167 17 years it's not a joke, he was suppose to give them at least 1 year to pay up
Vanhu hobho vane blue 💙 nhasii.
vana baba mumisha umu vari kuhwanda nechinamata, varoyi iyi. Pamberi nemi headman
Mdara uyo ari right mwana uyo ngaabatsirwe nevanhu vedzinza rake zvakare ngaabude mumusha mevanhu zvirikutaurwa kunzi mwana uyu haasi wemo
Mapositori ma one, pane nyaya mhani apa!