GOGO MUNHENZVA 2 Mwana Wavo Achitipa Huchapupu Huzere Pamusoro PeHuroyi Hwagogo Call +263784 614 908

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 15 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 30

  • @SkyFrighton
    @SkyFrighton 2 หลายเดือนก่อน +1

    Aaaah Lina mukuru wezanu aaaah mai tatenda Inga zvakaoma

  • @Senator-qw9tr
    @Senator-qw9tr 2 หลายเดือนก่อน +5

    Nhasi wanditangira sure

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 2 หลายเดือนก่อน

    Lina.....akafanana naMai vake face Mai Munhenzva Methodist church pakaipa zvino vanhu vechurch vanonyarira kuphi

  • @PaulineMarata-sj4lb
    @PaulineMarata-sj4lb 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mubvunzo wangu ndewekuti vana ava havafanire here kuzoripa mai vavo nekuti nyange zvidii mai ndimai

  • @Wamambowezhira
    @Wamambowezhira 2 หลายเดือนก่อน

    Mazichembere aya ma one

  • @RumbidzaTaderera
    @RumbidzaTaderera 2 หลายเดือนก่อน +4

    Second kusvikawo😢

  • @RumbidzaiGonoremvuu
    @RumbidzaiGonoremvuu 2 หลายเดือนก่อน +5

    Shuwa ukaona wadiwa zvakapfuura vamwe vana zvinechikonzero

  • @LianaChimbadzwa-n9f
    @LianaChimbadzwa-n9f 2 หลายเดือนก่อน +4

    Mhuri iyi ndoiziva

    • @GratewinMbundire
      @GratewinMbundire 2 หลายเดือนก่อน +2

      Ndeye kumsha kwedu ku wedza

    • @Wamambowezhira
      @Wamambowezhira 2 หลายเดือนก่อน

      Kwairimwa here ​@@GratewinMbundire

  • @SharonMavhura
    @SharonMavhura 2 หลายเดือนก่อน +1

    Inga zvakaoma.
    Nyaya iyi yakaoma mai vakanga vobatwa nevana ummm panga pashata apa.

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 2 หลายเดือนก่อน +1

    Zvakaoma vabereki moiteiko

  • @AnnastanciaGwatidzo
    @AnnastanciaGwatidzo หลายเดือนก่อน

    Vanhu vekuziva weduwe

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 2 หลายเดือนก่อน +1

    One week to go pfee zvangu zvinenge zvaita

  • @tinahmaduu
    @tinahmaduu 2 หลายเดือนก่อน +1

    First kusvika pano

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 2 หลายเดือนก่อน +5

    Musatye tete dambudziko renyu ratopera uko kwamainda kwa jonh Rambo hakuna muroyi anosara

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 2 หลายเดือนก่อน

    Robert for the first time kutadza kuita interview kana kubvunza hako kuti airambirwei nevarume

    • @florencekanovheti757
      @florencekanovheti757 2 หลายเดือนก่อน

      @@kudakwashechikwiro3029 aive nehasha lina maiwee murume airova

  • @florencekanovheti757
    @florencekanovheti757 2 หลายเดือนก่อน +1

    Shamwari yangu lina shem

  • @clotildatekere7572
    @clotildatekere7572 2 หลายเดือนก่อน +1

    Zvakaoma hupenyu so

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 2 หลายเดือนก่อน +1

    Tisvikewo pano.

  • @mimsharkangel1826
    @mimsharkangel1826 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ndimunhenzva wemabhazi here

    • @pelagiatsiko5879
      @pelagiatsiko5879 2 หลายเดือนก่อน

      No

    • @GratewinMbundire
      @GratewinMbundire 2 หลายเดือนก่อน

      Ndimunhenza vana presedent Dzinemunhenzva

    • @yvonnebesa7854
      @yvonnebesa7854 2 หลายเดือนก่อน

      surname ....akafanana chete togara nakuTafara

  • @RumbidzaiGonoremvuu
    @RumbidzaiGonoremvuu 2 หลายเดือนก่อน +1

    Hupenyu mutoro

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 2 หลายเดือนก่อน +1

    Tisvikewo pano

  • @BrutosMoyo-gr8gh
    @BrutosMoyo-gr8gh 2 หลายเดือนก่อน

    Ndimbonzwa mukadzi wechikwambo uyu

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym 2 หลายเดือนก่อน

    Ndovema bus here zvakaoma tasvurai vanhu Tateguru