ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Prophet Prophet Prophet 🎉🎉🎉 pamunopfugama ndirangarireiwo.l wish kusvika kuchurch kwenyu.🎉🎉🎉
Love the teaching,"musaseke munhu"!
Thanks my Prophet nekuchenesa baba avo,ndogara ndichiudza hama dzangu kuti dzimwe tsananguro siyai pakirawa
Hallelujah hallelujah àmen Mwari vakanaka veduwee prophet Vangu ivava ndakutyai ❤❤❤
Dhomokai prophet. Musajaidza varoyi ava. Watching from South Africa
Thank u prophet nekuchenesa baba avo,vanhu siyayi kunongedza madara edu pliz vakatikoshera vanababa vedu,🙏
T freedy munechipo zvenyu murikubatsira nyika mwari akuitirei nyasha
U make me cry sei kunengedzera mubereki wako
Kuitira mubereki wake hutsinye shuwa vonzi vakabata ivovasina chavanoziva zvakaoma hazvo
My papa i love you ... munotaura zvamunodzwa na Mwari... we love you papa
Long live T Freddy. Thank you Jesus
🎉,my Powerful prophet ❤❤hamuvharwe netumishonga utwo.Thank you papa for bringing Justice to the father
Uuuuum ende ma1 chaiwo,ndarwadzirwa baba avo😢😢
Longlive prophet....batsirai nyikaaaaa
Thank u father .nekufukunura zvakavanzika.u are a true son of living God baba
Ndibatsireiwo Prophet ndibatsireiwo ndiwane mare ndiuyewo ikoko ndiri Capetown
Longlife Prophet ndichauyawo chete
Man of God, may God remember my Kids
May my good God give you more days.
Mazviita henyu prophet machenesa baba ava
😮Ndarwadzirwa mhani kupumha baba huroyi😢
Prophet munondiitira zvakanaka
Thank you Prophet iiiii Baba vanga vachaiona shuwa
My father thnk you man of God
Tibatsirei prophet matambudziko atinawo akawanda
My powerful Prophet ❤❤❤❤❤
this is great thank u Prophet
Maita henyu baba machenesa baba🙏❤ manje uchaitsei nhai iwe hezvo wabatwa bvuu pachena heyii unonyarirepi chokwadi
Thank you prophet batsira baba vaingopomerwa
Maita bsa prophet masunungura baba
Prophet vanoda akangwarira. prophet ndibvunzeiwo muonewo kungwarira kwangu.
Amen Prophet help them truly Prophet
maiweee tibatsirei Mwariweee hurombwa hwakashata ngatidei Mwari
❤❤❤ makanyanya munhu washe
Thank you prophetPlease pray for me and my family ini ndikurwara nema piles for the past 3months or so
Mwari vanenge vatendera, last busstop unoriwana ipapo ipapo❤
Zvakawoma prophet am coming for you.
Powerful prophet💞💞💞💞
Eshhhhh this is touching imagine baba knows nothing 😢
A True Prophet
Go deeper papa i love it
Yes go deeper papa ❤❤
Tibatsirei prophet
Mwari akubatsirei zvikuru
Makatumwa papa ngazviende mberi
Mwakanhanha profet
Ahhh inga zvakaoma hazvo shuwa
Dzikisai gejo prophet iiiiiiiiiii mazviita prophet masunungura baba vedu
Nhai mwari hiiiiiii ummmmm zvakaoma munhu kadzi kushereketa kudayi
Thank you Prophet
Doctooooooooor!!!
Kutya kusekwa zvinhu zvinenge zvichiri right
Ndagara ndanyumwa pama tauriro ake musikana uyo pakutanga
Zvakaoma hazvo chokwadi .mwari ngavatibatsore
PACHURCH APA NDICHAPASVIKA CHETE
I love it
Zvakaoma first to comment prophet do something for me n my family
Magona prophet kuseka munhu mu church kwakaipa
Mmmmmm Prophet makanyanya😊
Hameniiiiiiìiiiiiiiiiii❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ masungunura baba ava
Ko kuzonyepera baba 😭😭😭😭💔
Prophet makanyanya neniwo ndatambura ndinongofamba but hapana chikuchinja muupenyu hwangu
thank you prophet
Go deeper papa👋👋👋👋
Profeta gostei do seu dripping ❤
Tsotsi yamai muregei achitambura chenesai vamwe cht
I'm first❤
Prophet makanyanya Mwari wenyu ndomudavo ini .
Nhonga tsono freddy.
Njuga dzakadya muchokochi saka kupomera baba ndo chii ichocho . Mazvita prophet chokwadi chabuda
Varoyi ndivovanenge varipamberi kunongedza vamwe
I also need last busstop
Chenurai nyika prophet
Chokwadi itai back to sender dzatinetsa hama dzine makomba idzi 😭😭😭😭😭
I also need last bustop i wish to attend one or more service
Zvino wabatwa manje . Haaa veduwee muroyi ngaafe
Ndamunyarira sisi uyu ummmm nhai zvaari benzi chaiwo.Saka wavingei hako kuzofumurwa here.Maita basa Mwari 😂😂😂😂😂😂
Nhaiiii mwari wangu suwa kutambidza vabereki kudaro inyasha kuve nemubereki wangu vamwe dzangove ndangariro😢
Zvakaoma sure hameno kt sei tichida kunongedza vabereki isu tichiziva zvatakabata
Nababa kumbq hazvinoperi mushe😂😂😂
Go to the deepest dhokotoraaaaaaa
Munhu wa mwari
Amen prophet
Vanhu vemakomba ava ma 1
First to comment pray for me man of God life yangu uchinje
Am Godwin how I wish if I can see you papa.
I wish kumboonawo munhu wamwari face to face zvangu zvinakewo
Iwo maporofita enhema aya munovenganiswa mumhuri nezvinhu zvisipo ini hangu I do not believe until ndaona mavanga saThomas sezvaitwa naProphet
Prophet varikuita mari
❤❤❤
Sure vataura kuti mushonga we musoro havakuzive
😅😅michaona muchangoseka chete, baba varimberi vanebhachi reyellow vabva vatsikitsira kuseka 😅
Uyo ngaadyiwe nemushonga yake satan wemunhu
Amnn
Nhai vanhu vamwari ko num ya Prophet inobatika pa app ndeipi kana paine anozivawo
Waita basa Freddy mudhara anga apinda bish nemwana uyo
Maka nyanya
Haaaa ndachema zvanguu sorry Kuna baba awoo may God bless him kumusikana ndongoti why why baba vakoo vakaita kuti uvepoo panyika 😢
Jesus
Baba avo vanenge vakapfekedzwa Rima kut vanz muroyi
Prophet Prophet Prophet 🎉🎉🎉 pamunopfugama ndirangarireiwo.l wish kusvika kuchurch kwenyu.🎉🎉🎉
Love the teaching,"musaseke munhu"!
Thanks my Prophet nekuchenesa baba avo,ndogara ndichiudza hama dzangu kuti dzimwe tsananguro siyai pakirawa
Hallelujah hallelujah àmen Mwari vakanaka veduwee prophet Vangu ivava ndakutyai ❤❤❤
Dhomokai prophet. Musajaidza varoyi ava. Watching from South Africa
Thank u prophet nekuchenesa baba avo,vanhu siyayi kunongedza madara edu pliz vakatikoshera vanababa vedu,🙏
T freedy munechipo zvenyu murikubatsira nyika mwari akuitirei nyasha
U make me cry sei kunengedzera mubereki wako
Kuitira mubereki wake hutsinye shuwa vonzi vakabata ivovasina chavanoziva zvakaoma hazvo
My papa i love you ... munotaura zvamunodzwa na Mwari... we love you papa
Long live T Freddy. Thank you Jesus
🎉,my Powerful prophet ❤❤hamuvharwe netumishonga utwo.Thank you papa for bringing Justice to the father
Uuuuum ende ma1 chaiwo,ndarwadzirwa baba avo😢😢
Longlive prophet....batsirai nyikaaaaa
Thank u father .nekufukunura zvakavanzika.u are a true son of living God baba
Ndibatsireiwo Prophet ndibatsireiwo ndiwane mare ndiuyewo ikoko ndiri Capetown
Longlife Prophet ndichauyawo chete
Man of God, may God remember my Kids
May my good God give you more days.
Mazviita henyu prophet machenesa baba ava
😮
Ndarwadzirwa mhani kupumha baba huroyi😢
Prophet munondiitira zvakanaka
Thank you Prophet iiiii Baba vanga vachaiona shuwa
My father thnk you man of God
Tibatsirei prophet matambudziko atinawo akawanda
My powerful Prophet ❤❤❤❤❤
this is great thank u Prophet
Maita henyu baba machenesa baba🙏❤ manje uchaitsei nhai iwe hezvo wabatwa bvuu pachena heyii unonyarirepi chokwadi
Thank you prophet batsira baba vaingopomerwa
Maita bsa prophet masunungura baba
Prophet vanoda akangwarira. prophet ndibvunzeiwo muonewo kungwarira kwangu.
Amen Prophet help them truly Prophet
maiweee tibatsirei Mwariweee hurombwa hwakashata ngatidei Mwari
❤❤❤ makanyanya munhu washe
Thank you prophet
Please pray for me and my family ini ndikurwara nema piles for the past 3months or so