Chitunha chodikitira paMvurwi

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 8 ธ.ค. 2021
  • mufundisi vobvunzurudzwa nemapurisa
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 283

  • @urielchance8692
    @urielchance8692 2 ปีที่แล้ว +14

    How did they confirm kuti mwana afa,did they check pulse zvakaoma mwana akavigwa arimupenyu.

  • @sheltermhondamhonda7758
    @sheltermhondamhonda7758 2 ปีที่แล้ว +13

    Mai vokubva pane vanhu vachirara kumba kwavo vane zvanoziva.vakaona kuti mwana mupenyu vakandotuma zbinhu zvavo

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 2 ปีที่แล้ว +10

    Saka zvaaipisa makadiiko kuenda naye kuchipatara nhy Aya mashura Aya Nyika yedu yaaku nyanya makunakuna acho aaaa nehuroyi Hwa wandisa futi

  • @blessing482
    @blessing482 2 ปีที่แล้ว +6

    Vakaviga havo mwana ari mupenyu, they could have gone ku hospital kuti vanatso confirma kuti Mwana afa here.

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 2 ปีที่แล้ว +10

    This is owesome,Mr Neshamba,cross country from Cape to Cairo.

  • @sandosdandemutande3977
    @sandosdandemutande3977 2 ปีที่แล้ว +9

    Musaramba munhu mutema anoshereketa kutaura chokwadi. The devil akange atoita mhiko yake yekudya mwana.

  • @benjiediago6128
    @benjiediago6128 2 ปีที่แล้ว +11

    Andrew ndikumbirawo kubvunza song goodbye my friend yakaimbiwa nani I like that song from Cape Town

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 2 ปีที่แล้ว +33

    I commend you drewmas. Your content is Gold. Wish you lot of success. Not these phoney channels that show useless stuff. U are doing a good job in educating the gullible Zimbabwe population.

    • @sirclassics_uk
      @sirclassics_uk 2 ปีที่แล้ว

      Haha 😄are you saying gullibility is extremely high in our African communities?

    • @barbaramabuda9512
      @barbaramabuda9512 2 ปีที่แล้ว

      Kkkkk comrade,last sentence bho here?

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 ปีที่แล้ว

      You are not very sarcastic

    • @EmmanuelBanda-gq5fm
      @EmmanuelBanda-gq5fm ปีที่แล้ว

      Baba junior

  • @vincentchari8390
    @vincentchari8390 2 ปีที่แล้ว +17

    Vaifanira kuendesa mwana kuchipatara first. Kana akabva mukubaiwa jekiseni re10months that day zvaifanira kuKnocker sense mumisoro yavo . Why kumhanyira kumaporofita icho chipatara chiripo chaanga abva mukubaiwa. Anyways register to vote -: Good governance = Quality health services and an informed communities

    • @sheltermhondamhonda7758
      @sheltermhondamhonda7758 2 ปีที่แล้ว

      Apa zvinonetsa kutsanangua zvinhu zvinoitwa nevanhu vanobata mushonga yakaipa chipatara apa hachaishanda.satan akangwara zvokubaiwa jekiseni hazvisizvo zvakamuuraya.muchifunga kuti ijekiseni ririkumurwadza nyamba imhepo yatumirwa kurasisa vanhu.Mhepo yerufu inenge yasumudzwa newakaipa .kangani paunonzwa kuti haana kumborwara akatemwa nemusoro ,aiti ndikupindwa nechando,ehe ndirikuita sendine flue kana kuti yakaita se malaria munhu obva nguva diki diki atofa nguva idzo munhu abaiwa newakaipa kana kurohwa nezvishiri or kuva

  • @hotjiga
    @hotjiga 2 ปีที่แล้ว +22

    Science dzedu vatema dai dzaishandiswa kugadzira mari dai zimbabwe isingashupike manje kungotambudzana chete,I miss you Chihera,Andrew majairosi wanyanya😊

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 2 ปีที่แล้ว +1

      Imweya ye tsvina that’s why it will never produce anything good

  • @tambudzaidhliwayo7514
    @tambudzaidhliwayo7514 2 ปีที่แล้ว +9

    Hezvoness mwana akarwara mushure me kunge abayiwa 10 weeks aifanira kudzokera kuchipatara zvoongororwa kuti is he or she still alive why vanhu u look for solutions kumaporofita wicked indeed...

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 2 ปีที่แล้ว +42

    Thanks Drewmas. Why bury the child, in the first place, without first taking him/her to hospital?

    • @Lynn_1605
      @Lynn_1605 2 ปีที่แล้ว +1

      Exactly what I'm thinking, maybe the child was alive the whole time achingorwara hake till atozofa zveshuwa, medical professionals could have resuscitated the child

    • @llions5633
      @llions5633 2 ปีที่แล้ว +1

      My thoughts exactly! 😭😭😭

  • @DJFILMZIM
    @DJFILMZIM 2 ปีที่แล้ว +14

    Maonero angu mwana uyu kufa anga atofa zvake ,chenjererai maporofita awo anokwanisa kuva vaida kushandisa spirit yemwana pakuita zvinhu zvavo kana munhu achinzi afa anofukunurirwei

    • @natashamuronda8575
      @natashamuronda8575 2 ปีที่แล้ว +1

      Plas dai arimupenyu vazomudzosera seiko. Haiwawo

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika398 2 ปีที่แล้ว +6

    Chihera aripi mhuli ye Zimbabwe in her tone lol mega love for you my sister from another mother

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 2 ปีที่แล้ว +14

    Shame zvinonzwisa tsitsi ko mbuya vaizoti anozomwa mukaka wani nenhaka yei asi vane chavaiziva

    • @natashamuronda8575
      @natashamuronda8575 2 ปีที่แล้ว

      Kna ndiwe

    • @veronicagapare3004
      @veronicagapare3004 2 ปีที่แล้ว

      Mbuya vane nyaya hapana asingade kuti mwana apone vanhu kumhanya mhanya chaive chishuviro chezvakanana ....

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo 2 ปีที่แล้ว +12

    Nhasi rarimwe Zuva with Drewmas Media taking us to another level.

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 2 ปีที่แล้ว +7

    Mwana ambofushirwa ofukunurwa ouya ari mupenyu Imikaaa ityai Mwari manzwaere, sure munhu ambofushirwa mukatoenda nguva muka odzoka kunofunura chero ndimiwooo yes uroyi huriko asi neka kuzungaira munakowo futi , ko iro dunhu iri harina Mambo hre rinoitwa minana yakadaro kwedu munoripa zvekuripa zviya

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 ปีที่แล้ว +9

    Maita basa Drewmas media thank you for a job well done ndine chikumbirowo ku nana watching from chakadaro avo. 10us 10 rand 10 pula donation inobatsira thank you in advance

  • @annahmudzengerere6038
    @annahmudzengerere6038 2 ปีที่แล้ว +9

    Zviri mumamisha umu zvakaoma hazvo chokwadi,,,, Drewmas media muri rudadiso👌👌👌

  • @lucyliza5752
    @lucyliza5752 2 ปีที่แล้ว +17

    They should have taken that baby to hospital, veduwe poor baby may they rest in peace

  • @faraitsaukai2788
    @faraitsaukai2788 2 ปีที่แล้ว +13

    You doing a good job Andrew, ngazviende mberi

  • @obieshumba6766
    @obieshumba6766 2 ปีที่แล้ว +12

    Watching from from Pretoria,heyy zvakaoma hamawee zvosiririsa izvi😢

  • @rachealpearson8983
    @rachealpearson8983 2 ปีที่แล้ว +4

    Ko pakatanga mwana kupisa muviri vakadii kuyenda kuchipatara 🤷‍♀️ rega timirire kuwona doro rakubikwa, drewmas media taking us to another level. Munotigonera keep it up 👏👏👏

  • @thomaschawira1307
    @thomaschawira1307 2 ปีที่แล้ว +7

    muende nekwambuya vemwana zvingaqve zvakanaka chose good job guys

  • @watty8330
    @watty8330 2 ปีที่แล้ว +4

    Imhosva kuviga munhu pasina burial order. Only a doctor ndiye anotaura kuti munhu afa

  • @gabrielmasandudzi4795
    @gabrielmasandudzi4795 2 ปีที่แล้ว +4

    Thanks Drewmas media nekupa nhau dzechokwadi murikumberi kwekumberi . Taking us to another level

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 2 ปีที่แล้ว +7

    Muno mu Mvurwi manehuroyi husingapere Judah (2020)

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 2 ปีที่แล้ว +4

    Morning drewmas media ini ndoda mundobvunzireiwo gogo kuti kana munhu uchiti ukasvika padziva unonzwa hana ichirowa zvekuti unotonzwa kutya vosuduruka ungave munhu uine ma njuzu here zvekuti ukasvika pese pane mvura iya yakasviba zvekuratidza kuti padziva manjuzu or paunenge vasvika pane manjuzu nekuti ndinototya kupinda mumvura kubva ndichikura ndinorohwa nehana

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 2 ปีที่แล้ว +3

    Thank you Shumba and your team for these contends!
    Indeed chivanhu chiriko chokwadi ...tirikudzidza

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 ปีที่แล้ว +5

    Awesome job as usual

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 2 ปีที่แล้ว +5

    Drewmas makanyanya. 🙆🏼‍♀️🙆🏼‍♀️🙆🏼‍♀️🙆🏼‍♀️🤣🤣🤣 Modzifambira chete nyaya dzacho

  • @mercykufakunesu2171
    @mercykufakunesu2171 2 ปีที่แล้ว +7

    mvurwi ndokumba. watching from capetown hangu

  • @googlephoto88
    @googlephoto88 2 ปีที่แล้ว +4

    DREWMAS MURIRUDADISO GUYS KEEP IT UP INI TV HANDICHAONI ALWAYS TIRIPANEMWE LEVEL HEDU NA MKOMA ANDREW, CHIHERA,THANDO WELL DAI NDINE MARI NDAKUTSVAGIRAI IMWE SPARE CAMERA LOVE GUYS

  • @hildasengweni7858
    @hildasengweni7858 2 ปีที่แล้ว +5

    Mambo vedunhu varipi mudunhu mavo muchiitwa munana yakadai mungafukunura mwana muchiti mupenyu mozongomodzosera just like that

    • @greenpeace7380
      @greenpeace7380 2 ปีที่แล้ว

      We call this amadlwane/mawumbwe. No doctor involved. Didn't they need a death certification by a professional, and burial order from police? Kunzima

  • @blessingmadondo9569
    @blessingmadondo9569 2 ปีที่แล้ว +6

    Hama dzemukadzi ndodzakadya mwana

  • @doreenchinyama9655
    @doreenchinyama9655 2 ปีที่แล้ว +3

    Watching from kwekwe

  • @millary01
    @millary01 2 ปีที่แล้ว +3

    Watching from Capetown

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 2 ปีที่แล้ว +3

    thanks Drewmas midea mutigonera
    ko mainzwa here yekuchiredzi kwaita mhuri irikutemwa nematomba ichikandirwa madota muplate munezvekudya tinoziva mutigonera muchigonezxe vanematambudzi indai mutinzwira kuti zxakamirasei chiredzi uko

  • @shokosithembiso4738
    @shokosithembiso4738 2 ปีที่แล้ว +2

    Following you from Johannesburg.

  • @emmanuelmuchiya5969
    @emmanuelmuchiya5969 2 ปีที่แล้ว +2

    Mmmmm kuno ku Zambia eyoo yinoeta Moswa yekuripa kwashe kana mombe 3

  • @constancemarifiye7331
    @constancemarifiye7331 2 ปีที่แล้ว +6

    Guy zvimwe zvinhu zvakudaidza unoita rima ini ndakarumwa neshato ndikaenda paST,Marys clinic ndakaita kuneta ndichifunga kt ipoison bt nurse vandakaona ipapo hakt hazvidi clinic ndokutipa #dzasangoma bt ndiri mupenyu dai ndakabaiwa ndakafa zvinoitika hama

  • @esthermanyika6787
    @esthermanyika6787 2 ปีที่แล้ว +2

    mbuya wemwana ndiwo wakadzvanya mucheche aneshavi rakaipa nekuti wakati anoyamwa mukaka wani kwete wemwana wangu

  • @daisyrutendomakosi2006
    @daisyrutendomakosi2006 2 ปีที่แล้ว +3

    Mwana uyu akaroyiwa uye mbuya vacho vakazoti murikutambudza nyama ndiwo ane yese .ko chief nasabhuku aiva kupi nzvimbo yake ichiitwa zvakadai kufukura rinda nekuzodzosera.....but uye kuenda nemwana ku hospital .....pakashansa huroyi

  • @reginahmutewera5563
    @reginahmutewera5563 2 ปีที่แล้ว +3

    Varoyi vari pa basa sure gogo ve mwana vane chekuita ne muzukuru

  • @charityzanga1164
    @charityzanga1164 2 ปีที่แล้ว +5

    Drewmas Media taking us to another level 👏👏

  • @secretservices01
    @secretservices01 2 ปีที่แล้ว

    Nice presentation mdra andrew. And plz musazochinje song goodbye my friendddddd

  • @boldchainvpnsfreenet.6812
    @boldchainvpnsfreenet.6812 2 ปีที่แล้ว +4

    Andrew Neshamba drewmas media Everywhere (kwese-kwese unosvika) keep up the good work, 🤝

  • @blessingrwasarira1567
    @blessingrwasarira1567 2 ปีที่แล้ว +6

    Chero aiva mupenyu aizoramba ari upenyu sei iye atsipidirwa nemazimavhu aaaa zvinhu zvacho

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika3361 2 ปีที่แล้ว +7

    Saka kwenyu ikoko hakuna mahospital here kutambudza mwana so.Makaviga mwana mupenyu munonzwisa hasha imi

    • @jenniferkimpiobi8905
      @jenniferkimpiobi8905 2 ปีที่แล้ว +2

      It looks like they buried the baby alive, it’s so sad.

  • @pricillamangwende
    @pricillamangwende 2 ปีที่แล้ว +4

    Saka vakavigirei mwana mupenyu

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 2 ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma. Drewmas Media big up guys

  • @eliasdimhairo1853
    @eliasdimhairo1853 2 ปีที่แล้ว +2

    watching from botswana

  • @nada2prada183
    @nada2prada183 2 ปีที่แล้ว +4

    Tjoooo if it was true ini Mai vemwana ndaitora mwana wangu ahhh ndaitora mwana wangu😥

  • @mannexmannex580
    @mannexmannex580 2 ปีที่แล้ว +8

    Neshamba nachihera hamunazororo shuwa

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 ปีที่แล้ว +1

      Varipabasa, we are always waiting for the content. They're taking us to another level.

  • @daddyk8308
    @daddyk8308 2 ปีที่แล้ว +2

    mukoma Andrew ne chihera Sando dzenyu.... combination yenyu inonakidza mukangoparadzana drewmas inenge isisanakidze 👊👊👊

  • @blessingmadondo9569
    @blessingmadondo9569 2 ปีที่แล้ว +3

    Mukwanisewo kubata vemwe vataurewo side ravo

  • @theexemplary5618
    @theexemplary5618 2 ปีที่แล้ว +6

    Temperature changes can cause sweating. It’s all science. Mwana Anga avingwa kwaakumufukunura ..

  • @simbarashemova22
    @simbarashemova22 2 ปีที่แล้ว +4

    nhunzi dziriku irritator mxm. But honestly nhamo ikawandisa pamunhu understanding yemunhu inonetsa

  • @tendayikwaramba2432
    @tendayikwaramba2432 2 ปีที่แล้ว +8

    these guys buried a living soul?? why bury a living person like this??

    • @veymac5007
      @veymac5007 2 ปีที่แล้ว

      Vakaviga munhu mupenyu uye pakati ipapo paiva nevaroyi vaida kudya nyama ndosaka vakadhonzerana mwana akarohweswa nezvinhu and vakamurovesa ndivo vainyepera kuchema kuti murikutambudza mwana .

  • @Tiriparwendo
    @Tiriparwendo 2 ปีที่แล้ว +4

    Haaa mukudzifambira shuwa✊

  • @pelagiamasike6831
    @pelagiamasike6831 2 ปีที่แล้ว +1

    Akaona hake kuti mwana aive asina kufa mushe asi simba rekuzomumutsa zvakanaka vakazvitadza

  • @ronaldpfumbidzai7479
    @ronaldpfumbidzai7479 2 ปีที่แล้ว +14

    My personal people Chihera alongside Bla Andy taking us to another level 🙏🙏💯

    • @mrwoods9410
      @mrwoods9410 2 ปีที่แล้ว +3

      Chihera ndewangu,kkkkkkk

    • @hotjiga
      @hotjiga 2 ปีที่แล้ว +2

      @@mrwoods9410 Dzikamai varume haikona kungohumana tanga matumira mari yedoro kuno tozotaura

    • @mrwoods9410
      @mrwoods9410 2 ปีที่แล้ว +2

      @@hotjiga kkkkkkkk,usacha Christmas ndinotumira

    • @hotjiga
      @hotjiga 2 ปีที่แล้ว +2

      @@mrwoods9410 Heavy Richo🤣🤣🤣

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 ปีที่แล้ว +8

    Dont bury people alive

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 ปีที่แล้ว +1

    Ummm Mwari pindirai muma families tisiye huroi,God remember Zimbabwe 🙏.

  • @jessiedrael3621
    @jessiedrael3621 2 ปีที่แล้ว +4

    Don't burry live and pple on a comma ,a person should go to the hospital first the a doctor can do last office s.to declare a person dead

  • @ugonnampofu8467
    @ugonnampofu8467 2 ปีที่แล้ว +6

    Drewmas media takes us to another level 🙏🙏🙏

  • @ladypillarofficial8742
    @ladypillarofficial8742 2 ปีที่แล้ว +4

    Zviri pachena kuti mwana akaroyiwa mai vemwana ngavafambe

    • @rodneystoddard2014
      @rodneystoddard2014 2 ปีที่แล้ว

      Unopenga varoyi vapi ipapa

    • @hildasengweni7858
      @hildasengweni7858 2 ปีที่แล้ว +3

      @@rodneystoddard2014 kupenga here kana kuti arikutaura maonero ake aiita panyaya yacho kutadza kungotaurawo nevamwe zvakanaka here

    • @ladypillarofficial8742
      @ladypillarofficial8742 2 ปีที่แล้ว

      @@rodneystoddard2014 ndati mwana haana kufazvakanaka wambowona chitunha chichinwa mvura here? Ko ndapenga ndadiiii

  • @olivianyangombe8557
    @olivianyangombe8557 2 ปีที่แล้ว +3

    Watching from Kappa .Hello Drewmas

  • @beatywini3122
    @beatywini3122 2 ปีที่แล้ว +5

    Watching from Botswana. Hello drewmas

  • @febbiemukoyi
    @febbiemukoyi 2 ปีที่แล้ว +1

    Nice t-shirt mukoma Andrew

  • @paulinekadzima2706
    @paulinekadzima2706 2 ปีที่แล้ว +12

    Drewmas media taking us to another level. 💗

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 2 ปีที่แล้ว +2

    Nyaya ye mweya iyi. Ummm.

  • @bosslady933
    @bosslady933 2 ปีที่แล้ว +2

    Ayiwa amai vemukadzi vanenge ndivo vakaura why varamba kuti mwana azoyamwa kana akamuka

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 2 ปีที่แล้ว

    Mmmmm pakaipa ipa munogona kuzoona moto mangwana nekusateerera mweya yatove ngozi iyi mumhuri iyi

  • @yonkimhlanga8539
    @yonkimhlanga8539 2 ปีที่แล้ว +1

    Ayisi Ice here yanga yave kunyungudika pa Mwana zvoita kunge arikudikitira?

  • @prettygirlmoffat1046
    @prettygirlmoffat1046 ปีที่แล้ว +1

    Mbuya ndivo vakadya mwana . Kuenda kumba vanhu vachinamata votadza kudzoka vainge vatsamwira nyama .Makaviga mwana mupenyu. The child was just unconscious.

  • @lydiachikudzula7077
    @lydiachikudzula7077 2 ปีที่แล้ว +5

    Another level 🔥🔥🔥🔥🔥🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🔨🔨🔨🔨

    • @lizzybanks4143
      @lizzybanks4143 2 ปีที่แล้ว +1

      Watching from East London ,

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 2 ปีที่แล้ว +2

    Kusaziva kwakangofanana nekufa imi wee.

  • @shelterhwingwiri9855
    @shelterhwingwiri9855 2 ปีที่แล้ว +2

    Zvinongoda chipatara asi chiporofita munozoita asi madoctor aonawo problem

  • @nancym7936
    @nancym7936 2 ปีที่แล้ว +3

    Ska mwana anga azofa zvekare hamuone kti pane hushereketwa hre itai mushe imi vanhu aporofita enhema ariko shuwa

  • @lazarusmatanga4758
    @lazarusmatanga4758 2 ปีที่แล้ว +1

    Murikuenda nemwana wekurohwa here uya

  • @maryushewekunze4671
    @maryushewekunze4671 2 ปีที่แล้ว +1

    Thanks Drewmas, let go back to our culture guys.

  • @DJFILMZIM
    @DJFILMZIM 2 ปีที่แล้ว +2

    Zvinoitika huroyi huriko kwagutu uko kunemukadzi airoya akaviga murume arimupenyu,

  • @brendarudziva7124
    @brendarudziva7124 2 ปีที่แล้ว +5

    Ko aive asiri mucoffin here mwana uyu

    • @bettymatitsa9043
      @bettymatitsa9043 2 ปีที่แล้ว +1

      Haaa mucheche vamwe especially kumamisha haaiswe mucoffin

    • @tafadzwamuparadzi9449
      @tafadzwamuparadzi9449 2 ปีที่แล้ว

      Pachivnhu mwana asati avenemazino haaiswe mucoffin plus anonovigwa pedyo nerwizi muhunyoro kuitira Mai vacho varambe vachibereka

  • @gamuchiraiclarismandizvidz1969
    @gamuchiraiclarismandizvidz1969 2 ปีที่แล้ว +2

    Drewmas media taking you to another level

  • @nai6474
    @nai6474 2 ปีที่แล้ว +3

    Shame. Mwana akatoitwa chidhoma nevaroi uyu

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 ปีที่แล้ว +1

    Huroyi huriko zveshuwa plus mumakomboni inyanyest

  • @prscilla8043
    @prscilla8043 2 ปีที่แล้ว +1

    Watching from capetown haaa zvinosiririsa.......ko chihera handina kukuona where a u sthandwa sam

    • @judithsibanda5001
      @judithsibanda5001 2 ปีที่แล้ว

      Mhunhu kana afa anotonhora muviri kwete kupisa wch means pane foul play pakufa kwemwana huuroyi utu

  • @luciasanduruzani9227
    @luciasanduruzani9227 2 ปีที่แล้ว +2

    akabaiwa 10weeks then wozofa????????????

  • @veronicamathabire5803
    @veronicamathabire5803 2 ปีที่แล้ว +3

    Who even certified the child dead without going to the hospital ??? Zvakatooma

  • @berthamapfumo1726
    @berthamapfumo1726 2 ปีที่แล้ว +3

    Aaaaaah

  • @faustinamashonganyika1782
    @faustinamashonganyika1782 2 ปีที่แล้ว

    Mwana aineeder CPR nechipatara, hantie ndiko kwaakanobaiwa? Maybe anga achiri pa rigomotis stage....

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 ปีที่แล้ว +1

    Gogo njuzu vatoita bhoo bhoo

  • @palesasandy8314
    @palesasandy8314 2 ปีที่แล้ว +1

    Abantu sebeloya emini uncwatshwa njani umntwana ephila? Isdumbu sakhe sajuluka?

  • @innomj8251
    @innomj8251 2 ปีที่แล้ว +3

    It's true chitunha chikabuda dikita zvinoreva kuti mupenyu anenge atorwa nezvikwambo.Vanhu vanoshereketa

  • @zandisone8161
    @zandisone8161 2 ปีที่แล้ว +1

    Uuumm zvakaoma

  • @gladysreign8755
    @gladysreign8755 2 ปีที่แล้ว +3

    Aaah welldone munoshanda guys..

  • @m.highlyfavoured4299
    @m.highlyfavoured4299 2 ปีที่แล้ว

    mwana aifanira kuendeswa kuhospital ndivo vane mvumo yekutaura kuti mwana afa after vaongorora pakudzidza kwavo. ipapo makashaisha ananamai, now hatichazivi kuti mwana anga afa or aive mupenyu.

  • @shelterhwingwiri9855
    @shelterhwingwiri9855 2 ปีที่แล้ว +1

    Hallo hallo.ko postmortem vanoitirwa nemhondoro herr.vanoda dzidziso ava

  • @annatinnapi9655
    @annatinnapi9655 2 ปีที่แล้ว

    Munhu kana afa mvura iri mumuviri wemunhu inobuda saka kana yobuda chitunha chinodikitira ndiko kubuda kwe mvura mumuviri