Arikushandiswa Kuti musaende mberi nehupenyu mungoramba muripanzvimbo one Ini ndakazonetawo zvinhu zvese zvaingotengeswa one one kusvika rasara nemubed chete ikozvino anorwara Pasi munhu aiva ne property ndakazomusiya ndakuzvishandira ndichitanga zvangu
2nd confession give him an ultimatum its either you get help or am leaving this cant be life kosvikep munhu destroying furniture and always buying thngs its also affecting your finances koiyo mental health
2nd confession, murume wenyu achakuurayai uyu. If it was me I will run for my life. Today is furniture mangwana musoro wenyu muvete. Tizai amainini and don't look back. That's scary 😨 Reading the Bible ehe vanoverenga but in this situation it won't solve anything because mangwana ngoma ndiyo ndiyo.
So the first story… asking us “is it wrong?”…. Fine my question is if that was your shirt what would you say about it would you like it…. And for the fact that you are keeping this as a secret from your customers and your family members I know deep in your heart you know this is wrong… kusenzesa vanhu kunge zvidhomq
U can't just walk away from yr marriage get help udza vakuru hama dzake ne dzako taura. Ma drama ese aari kuita everything kana aramba kunzwisisa alas well vanhu verse will be knowing kuti ndiye ane problem sounds like he is a psychic he needs help also ps pray abt yr marriage
@monalisakaetano8083 what l mean haungopeka ma bags Jesus akabvunzwa nevadzidzi vake abt kurambana akati coz of upombwe / adultery vanhu vanogona kurambana asi vanhu vari mu marriage kana vanetsana ngapatsvagwe MUYANANISI/MEDIATOR upenyu hwedu nhasi ndivo anatete,sekuru brothers etc. Kwete kungoerrkana waakutoudza hama kuti m bk ndakatonodambura muchato jesu anoti try kugadzirisina First KANA ZVARAMBA well personally me l think murume uyu murwere we pfungaa but he can live a normal life with counseling & medicatio n he can live a normal life with his wife ASI AKARAMBA KUTI ANE PROBLEM his relatives should tell him kuti NO Zakaria rega mukadzi aende hake coz her i life s in danger EVEN COMMUNITY MUST KNOW coz he can just snap anokuvadza munhu .hanti vakachata they dd VOWS so havangorambanr kunge vanga vachiita mapoto
1st confession, how can you say you're don't know murume wenyu ari wrong here? Yiu have an answer kuti he's wrong. Muri kuba moshandisa vanhu. Hu right hwamunoona huri papi ipapa
2# Confession ummmmm isai tuma camera mumba murume uyu mumusungusei this is wrong.. Udzai vabereki venyu, itai Plan B zvekuti it's not time to walk away Ko mukazourayiwa or kuremadzwa
You ignored the red flags muchiri mukomana nemusikana!! Wakachata ne dhimoni uchiziva you thought you'd change him?? Munhu anorwara uyu he needs serious help
2nd confession please walk away from disgusting husband of yours ,ko akazokupwanyira mwana pasi or kutokuuray iwe ,mukoma Nash hope yacho ,anoda deliverance yes but mukadzi hondo yacho haigone because zvinhu zvirikumushandisa ,asi kana uchigona kumbomahanya kwa Prophet Miracle Paul harare unit L chitungwiza unonzwa dear, nekuti unourawa nemunhu uyu ,kupwanya property its a warning yekuti anogona kukukuvadza ummm.
Vanhu fambai nehembe dzepamuviri chete musagare pamba pen'anga dzokera kumba kwako uchimobatsirwa. Iwe wemurume wekutema zvinhu akashaya chekupwanya mumba achakupwanya musoro ukafa take gifts and tuhembe twako and walk away akarasirirwa shavi renhamo rombe chairo dzokera kumba kwako. Achakuponda wake up and smell the coffee unefa nanika masofa kana aoma rongedza ma bag mared flags ayo havasi
Wakarowa nengozi siyana nebenz iro dea chasara kuuraiwa ndiwe murume werudzii anouraya mudziyo kusakwana nxaaaa
Arikushandiswa Kuti musaende mberi nehupenyu mungoramba muripanzvimbo one Ini ndakazonetawo zvinhu zvese zvaingotengeswa one one kusvika rasara nemubed chete ikozvino anorwara Pasi munhu aiva ne property ndakazomusiya ndakuzvishandira ndichitanga zvangu
Asikana makaroorwa nemunhu anogana akagadzirwa nehama maybe achitori mwana mdiki kuti aite rombe...akuna mrume anoparadza midziyo izvi zvoitwa nevanhu kadzi in most cases....imbofamba nemrume wako uye umbonamata...this z not normal zvachose....seek deliverance help plz😢
Second confession unofira mahara ane ma eager issues uyu better kuudza mai vako zviri kuitika
Uyo wemurume anopwanya zvinhu buda uyende achaoedxisira akuuraya anemhepo dzekumusha kwavo.
Last confession makaroorwa nerombe zvonzwisa tsitsi
Haya zvakaoma hazvo veduwe
2nd confession give him an ultimatum its either you get help or am leaving this cant be life kosvikep munhu destroying furniture and always buying thngs its also affecting your finances koiyo mental health
Iwe mainini chasara kupwanywa iwe musoro wako uchaenda uri chitunha kumba kwenyu
Uyu anenge achida kusvotesa chete.
Mmmm ndidzo n'anga nemaporofita anobvisa vanhu zvipo,
2 nd confession vanhu vano destroyer zvinhu vatsamwa ava mhedzisiro yazvo vanokwadza iwewe
Hongu muno batsira asi zvene huroi mukati .
Uuumm na'nga idzi veduwe Ka ndatya zvangu mwari huyai muone
N’anga varoi. Tichadzidza hedu
Zvakaoma kani veduwe nyika ino surrender
Aaah murume wako ane mhepo yooh apo muchiri mu honeymoon stage udza hama dzake nekuti achaita zvihombe mangwana hazviko izvozvo
Izvi zvekuba hembe nebhutsu dzevanhu vanouya kuzobatsirwa, zvinhu zviya zvodeketerwa kuti vanhu ava vazobuda mari yakawanda zvakafanana nehuroyi
1st confession siyanai nekutora nhumbi dzevanhu vamunoshandira kana kurikuvashandira regai vanhu vaende menhumbi dzavo dzakakwana
Hapana zvemurume apa , ane anger issues.
Mared flags makaaona mainini kubva muchiri kudanana
Vedare namukoma nashy makadini
Saka muchasvika kupi imi muchiita chinhu chiwe chete kakawanda
Anemhepo
Hidey 2 chasara kuurawa iwewe leave that man his anger is a possession chaiyo yemweya. Musiye.
Mainin vekwasekuru one day is one day zvichafumuka
Mai vanopunzirwa zvinhu nemurume mumusha wemurume wenyu mune ngozi inoda kuripwa becareful because anogona kukuwurayai one day
2nd confession, murume wenyu achakuurayai uyu. If it was me I will run for my life. Today is furniture mangwana musoro wenyu muvete. Tizai amainini and don't look back. That's scary 😨
Reading the Bible ehe vanoverenga but in this situation it won't solve anything because mangwana ngoma ndiyo ndiyo.
Mainini I think makaroorwa nengozi one mucharohwa negolf stick mumusoro . Murume venyu ane mweya . If I were you I would run for my life
Nhai munin'ina unoda kubatsirwa nei chaizvo nhaiwe one day achakukuvadza iwewe
Ma "like " mava kumawanzisa. Nema "in which" otherwise, very good entertainment 👌🏾
Siyana nerombe remurume iro last conf
Next tym torao mvura udire mumota akajaidwa
Haaa panyika pano chokwadi kutandara.mobetsera vanhu movabira zvakare
nhai kosei uchingoti mkoma mkoma throughout the stories
Bvunzawo nhaiwe zvinobhowa zvekuti
😂😂😂 Havana hama
Second confession murume wako akagadzwa mhepo yekuti asabudirire anoda kubatsirwa zvakasimba ,iwe wacho hausi safe futi anogona kuuya achikukuwadza
Hezvo kkkk zvamuchafira new furniture all the time ngaatsvage help aaaa
Ndipo paya pamunonzi huyai mugare kumba kwemunhu muchirapwa zvakaoma ummm
ummm murume uyo ane mhepo inomupfeka chaiko.be carefully my little sister
Ahhh siya murume anopenga uyu yuwiii
Second confession tiza nehupenyu hwako uchadirwa fuel ukapiswa oneday ndokuudza hangu
So the first story… asking us “is it wrong?”…. Fine my question is if that was your shirt what would you say about it would you like it…. And for the fact that you are keeping this as a secret from your customers and your family members I know deep in your heart you know this is wrong… kusenzesa vanhu kunge zvidhomq
Musikana wekuti haagoni kuverenga aripiko
U can't just walk away from yr marriage get help udza vakuru hama dzake ne dzako taura. Ma drama ese aari kuita everything kana aramba kunzwisisa alas well vanhu verse will be knowing kuti ndiye ane problem sounds like he is a psychic he needs help also ps pray abt yr marriage
Zvamunoti u can't walk away from your marriage kuti ari ku cadge or prison here inonzi haubudi
@monalisakaetano8083 what l mean haungopeka ma bags Jesus akabvunzwa nevadzidzi vake abt kurambana akati coz of upombwe / adultery vanhu vanogona kurambana asi vanhu vari mu marriage kana vanetsana ngapatsvagwe MUYANANISI/MEDIATOR upenyu hwedu nhasi ndivo anatete,sekuru brothers etc. Kwete kungoerrkana waakutoudza hama kuti m bk ndakatonodambura muchato jesu anoti try kugadzirisina First KANA ZVARAMBA well personally me l think murume uyu murwere we pfungaa but he can live a normal life with counseling & medicatio n he can live a normal life with his wife ASI AKARAMBA KUTI ANE PROBLEM his relatives should tell him kuti NO Zakaria rega mukadzi aende hake coz her i life s in danger EVEN COMMUNITY MUST KNOW coz he can just snap anokuvadza munhu .hanti vakachata they dd VOWS so havangorambanr kunge vanga vachiita mapoto
Vanhu vakaipa chokwadi
1st confession, how can you say you're don't know murume wenyu ari wrong here? Yiu have an answer kuti he's wrong. Muri kuba moshandisa vanhu. Hu right hwamunoona huri papi ipapa
2nd confession sorry hako but your husband anorwara nepfungwa and his relatives know. Siya zvichiri paduze.
1 confession hamusi manyanya kutaura into detail here mainini
Murume wako murwere wepfungwe
Murume wako anengonzi achakuuraya iwewe akashaya chekupwanya mumba imomo achatema iwewe tiza neupenyu nguva ichiripo anemhepo murunwe wako
Maswera sei mkoma Nash nevedare
Conf 2 heede buda nekukasika
2# Confession ummmmm isai tuma camera mumba murume uyu mumusungusei this is wrong.. Udzai vabereki venyu, itai Plan B zvekuti it's not time to walk away Ko mukazourayiwa or kuremadzwa
Ane demon yenhamo.shuwa moramba.muri magrade one
Asi anopenga murume uyu
Ane ane mamhepo chete
First con is very wrong 😢
You ignored the red flags muchiri mukomana nemusikana!! Wakachata ne dhimoni uchiziva you thought you'd change him?? Munhu anorwara uyu he needs serious help
Hi mkoma Nashe
First 🎉🎉
😢
2nd confession your husband his mentally ill am telling you achakuuraya uchifungidzira kt achachinja
No surprises there n' anga dzinorapa nekuroya. The best anyone can do is stay away from those people
Muri vamiririri vaSatan imi hamusi N'anga dzinobetsera but vana Satan
2nd confession please walk away from disgusting husband of yours ,ko akazokupwanyira mwana pasi or kutokuuray iwe ,mukoma Nash hope yacho ,anoda deliverance yes but mukadzi hondo yacho haigone because zvinhu zvirikumushandisa ,asi kana uchigona kumbomahanya kwa Prophet Miracle Paul harare unit L chitungwiza unonzwa dear, nekuti unourawa nemunhu uyu ,kupwanya property its a warning yekuti anogona kukukuvadza ummm.
Firstone
Vanhu fambai nehembe dzepamuviri chete musagare pamba pen'anga dzokera kumba kwako uchimobatsirwa.
Iwe wemurume wekutema zvinhu akashaya chekupwanya mumba achakupwanya musoro ukafa take gifts and tuhembe twako and walk away akarasirirwa shavi renhamo rombe chairo dzokera kumba kwako. Achakuponda wake up and smell the coffee unefa nanika masofa kana aoma rongedza ma bag mared flags ayo havasi
Kuchimbo enderweiko nhai zvese zviri kupupurwa pano here ini hangu mazimba ndavatya
A men who throws tantrums is a young woman.get a man
This world is doomed
U talk too much Nashy uchipedezera vanhu data
The lady who's doing dark secrets anogona zvekuti
Ende ari kukutorera maviews zvishoma nezvishoma
Haaa panyika pano chokwadi kutandara.mobetsera vanhu movabira zvakare