Sec confession ndaona musikana aramba kutsipikwa for good ,mukupenga ikoko it's going to be your end urikufa apana kungwara kwawakaita zvako ,ma penzi mazhinji anofa nekutsikwa ne mota ndozvichaitika kwauri izvozvo,nhy zvekusvika pakuuraya munhu ,dai vakangosgandisa zvako mishonga yako pasina kudeura ropa ,manje muchareurura zvenyu kana mavakuoenga ,ungatotadza right now but kana dzakurasika you can't control pfungwa dzako because dzinenge dzaruza
1st one nhaiwe hidey inga unongonzwa wani kuti vanhu vanoromba nemapads saka wanakirwa nei ipapo nhaiwe.Tomboisa yemapads pasi ko kuzoroja kunodhura kudaro for the y.Makutokwikwidzana nembinga kkkk ah zvakaoma.It seems as if unoda mari kudarika upenyu hwako asi
The only way mukadzi iwee reurura chete watopona. Uri muroyi chaiye unotoda nyasha dzaMwari tendeuka chete upe hupenyu hwako kuna Ishe jesu muvambi nemukwanisi wehupenyu hwako. Wakaita chinhu chakashatisa kupedza ma sports reurura chete.
1st confession urikutoshandiswa ,and uchatakudzwa hurombwa ne huroyi and at the end parikupera mari Iya yawakapromiswa ndokufa kwako,mai mwana run with yr life before its too late ,ingosiya basa dont tell them because vanhu ava varikushandisa pfungwa dzako nekuti vakapata zvekusvika pakutorerwa ropa rako ummmmm.
First confession cc muridununu resimbi 😂😂😂sure kutambisa mari chokwd wawana mukana ita zvikuru enda unotenga stand ukol kwte kuroja kumba kunodhura hauna njere apa urikushandiswa urigudo nhy
Ist confession ungapa munhu ropa rako here hauzivi kuti urikutsvetwa ropa here hameno hako Kuda Mari ikoko pachapera Mari unaona kuti ndipo pachaperera upenyu hwako
Saka zvekuti mapads ari kuitiswei hazvina basa here nhai askana? Ivai nehanya nechiraramo chenyu mainini. Maybe mari iyoyo iri kudzokera kuvaridzi vayo. Makazvinanika mufunge, I feel sorry for you
Kkkkk zvinotopera nekureurura shamwari, unofanira kutonoripa kumusha kweshamwari yako. Kutsitika its just for a minute wena. Iwe urikutopenga already. You think you are nprmal nxaa hausati
First confession kkkkkkkk ndaseka zvangu....hapana kana kuroyewa kwamuri kuitwa nehama dzenyu apa...makatoroyewa kudhara nama boss enyu...imim zvamunoendesa pad every month kuna madam boss munoti rinoendepi? Makangonyengerwa nemari asi u r the sacrifice. Mari yehurombwa hayishandi chinhu weee. U love money too much mhani
You are not going to get away with this my sister ngozi inopere nekuripwa zvese zvamuri kuita you are just wasting your time, and uchadyiwa mari nen'ganga idzi ukati eke. Plus wakatorombwswa but hausi kuzviziva kuti wakaromba. Ngozi yacho ichatambudza mhuri yako pamwe nevana vako iwe usisipo
Like seriously 😮kushandiswa muhurombwa hwevanhu in the name of money 😢svinurai mhai
#1pachapera Mari ndipo pa kufa kwako
Second confession Dai ukatopenga zvamuchose wakumuuraireyi .
Vedare maswera sei first confession yandigumbura fani kureva kuti awusi kuona kuti ukushandiswa pahure muchafa kana vapedza nemi
Rohwa nxaaa wakamuurairei😢😢😢😢😢
Urimuroyi Snr. Hapana zvinopfura izvi. Let chipoko torment you for life.
Kana Ngozi yavakuuya yeshamwari iyo mainini muchaudza vanhu chokwadi zvenyu
Shamwari my foot , 😢 dai chipoko chefriend Yako chikakunetsa kusvika wati eke , tsvee kuzvitsvagira basa uzvishandire uone kunaka kwemari Yako . Friend please keep on fighting, dai ukapenga ukasatozoita bho , mushonga wengozi kuripa kutsipika hakuna kwazvinozvika
First confession wakapusa zvekuti iiiii hausi kuona kuti ukushandiswa ko iwe hautye kuti varikuitei neropa rako nhaiwe wakapusa maiweee and chenjerai kuti vachaguma vakuda ropa rehama Yako uchaurairwa kana vana wandibhowa
Kusanamata kwakashata chokwadi, shuwa unganzi ukapenga ndiko kut uregererwe and you blv that, aaaah dai ukapenga zvachose
1st confession. Mari yehurombwa does not last. Hapana chainoshanda. Listen to brother Nashe. He is telling you the facts.
1st conf Mari ye mushonga haishandi ikudzokera kuvaridzi ende iwewe uri kushandiswa nemaboss ako
Mkoma Nashe neve dare renyu adim 😊
1st confession urikutoshandiswa muhurombwa. Panopera mari ndopauchapererawo
Very True ipapo Mkoma Nashy vachafira maTag iwaya plus muri kuvabatsira kuzadzikisa ma Ritual avo Be Very Careful munofira pasina Axana Siyanai nezvamur kuita imi ko iwo maPads acho amur kuvapa mur kuziva kuti ar kuiswa kupi Muchafira pasina
Sec confession ndaona musikana aramba kutsipikwa for good ,mukupenga ikoko it's going to be your end urikufa apana kungwara kwawakaita zvako ,ma penzi mazhinji anofa nekutsikwa ne mota ndozvichaitika kwauri izvozvo,nhy zvekusvika pakuuraya munhu ,dai vakangosgandisa zvako mishonga yako pasina kudeura ropa ,manje muchareurura zvenyu kana mavakuoenga ,ungatotadza right now but kana dzakurasika you can't control pfungwa dzako because dzinenge dzaruza
Ummm rohwa zvokuti ungauraye munhu asina chaakakutadzira
Wekuuraya friend. Haa wakagonekwa. Pauchatanga kupenga paya murume obva aenda coz wakamuba. Hapana hapana
Mkoma nashy makandirwadzisa, weekend yese ndakamirira confessions to no avail
Pachipamwe mkoma Nash nevedare
1st confession hausikuona here kuti urikuparadzwa beat by beat for the Love of money and goodies
Confession we friend dai ukafa iwe uribenzi
No may she live long In misery
1st sisi urikushandiswa naboss vako becarefull
Haisati yatanga kumuka hayo Ngozi ikamuka muchataura chokwadi imi muchimhanya chaiko imboedzai kuitsipika henyu asi paichagumbuka muchaona kuti hazvishande zvemushonga zvenyu zvamur kutaura very true yataurwa Na Mkoma Nash taura Chokwadi kuti ndimi makauraisa Shamwari yenyu
Dayi ukapengeswa ne n'anga dzacho bloody evil friend nxaa
Hama dzako ndiani siyana nesu dai chakudzipa chipoko ichocho
1st conf,makarombwa nemi sesy,ropa renyu rinomwiwa nezvikwambo makatoparara,yoweee siyai mari iyo
My ccter vekypaboss ripa rekmwedzi beware paunopedza kupiwa mari ndiko kufa kwako siyana nezvaurikuita mari yeurombwa inemubairo ha,zvizopere zvakanaka
Vekuuraya shamwari,zvamunoti mune zvinhu zvenyu zvekuty mungachinyira munhu dare rake,kureva kuty muri strong ,then chiitai ka mega mudzinge ngozi shona inoti mushonga wengozi kuiripa
Thank you mukoma nashy nekutirangarira zvakare❤❤❤
Penga shaa hausati nekuti unehutsinye kuuraya friend yako nekuda murume nxaaa tibvire hedu help yei ipapa
Iiiiiii vanhu zvema sangoma munozvida shame busy kutsvaga mushonga wekuuraya munhu pane kuti uitirwewo zvekuti uwanewo wako zvino uchazmsvika riinhi uchingotevedza n'anga dzako idzodzo haaa panyika pano hapana chinonzi friend kana mazogara ndiye muroi mukuru iyeye 🙌ndakutya mwana iwe
I think panopera mari ndipo pamunofawo
Sisi veku lodge mhai Mari hachisi chinhu Uri kufa wakanyenama wadii watiza pane kuitiswa chibereko chiri kutorwa
😂😂Hanzi muchafira maprice tag
Iwe we kuuraya penga hko kna kufa coz uri muroyi zvino ngozi hausi kuiziva iwe ndichakubatsira kunamata kuti urambe uchirohwa nechipo ko ichocho wakapusa enda kuhana dzake unotaura chokwadi unoripa ngozi usapedzwerwe mari hakuna sangoma anogona kupedza ngozi isina kuripwa usatambe nemunhu akafa mari iyoyo enda unoripa
1st one nhaiwe hidey inga unongonzwa wani kuti vanhu vanoromba nemapads saka wanakirwa nei ipapo nhaiwe.Tomboisa yemapads pasi ko kuzoroja kunodhura kudaro for the y.Makutokwikwidzana nembinga kkkk ah zvakaoma.It seems as if unoda mari kudarika upenyu hwako asi
Never have close Friend. Never My Mum say Shamwari dzakaipa
First confession i hope you already have a child because zvavhArana
Mainini mari iyo mapepa , pamuchapedza project muchaona kuti nemiwo munonge mapedzwa nemi . It’s not easy to sell your menstrual blood knowing .
Ummm dai wasiya basa hama wakatouraiwa iwewe
First
The only way mukadzi iwee reurura chete watopona. Uri muroyi chaiye unotoda nyasha dzaMwari tendeuka chete upe hupenyu hwako kuna Ishe jesu muvambi nemukwanisi wehupenyu hwako. Wakaita chinhu chakashatisa kupedza ma sports reurura chete.
1st confession urikutoshandiswa ,and uchatakudzwa hurombwa ne huroyi and at the end parikupera mari Iya yawakapromiswa ndokufa kwako,mai mwana run with yr life before its too late ,ingosiya basa dont tell them because vanhu ava varikushandisa pfungwa dzako nekuti vakapata zvekusvika pakutorerwa ropa rako ummmmm.
Esaka kubatsira chinhu chakaoma ka vabereki vako vapedza kubatsira wouraya mwana wavo nekudao
Confection yefrndy hauusati Batangas kwauri kuenda kwese vanoda Mari Dai atanga nekuuraya Vana vako Ngozi hauuizive zvakanaka mhani
Dai ukatopenga iwe zvakanyanya ungaursyisa friend sure
Ichipera mari iyoyo be careful kuti nemi muchabva masvika kumagumo whekurarama. Mungakotsira kusvika pakadai here?
2nd confession saka unofunga kuti mushonga ichakubatsira chimboita tione uchaiona hako nhamo yacho
1st conf
Urikudya chema yako
Dai wagona wasiyana nazvo.
Ropa rako rese iro ndorichakuuraisa
Maswera cy mkona nevedare
ummm hama yangu ndaona makachekereswa imi gules panopera mari iyoyo yamunenge muchipiwq ndokufa kwenyy cz mukudyiwa chibereko
Guys mungati akapusa asi munofana kuziya kuti kana wadzungaidziswa nemishonga yevanhu ava aumbozvione
First confession muri dofo chairo zviti nani kushandira ka150 ndichiita zvinofadza Mwari sissi makapusa muri dofo every day na8 makuseni
Chingopengai zvenyu Amai mubairo wechivi rufu ( the wages of sin is death)
Hanzi by Xmas ndinenge ndatova dzandeya ngapenge hake murume obvaaroora
First confession cc muridununu resimbi 😂😂😂sure kutambisa mari chokwd wawana mukana ita zvikuru enda unotenga stand ukol kwte kuroja kumba kunodhura hauna njere apa urikushandiswa urigudo nhy
Kkkkkkkkk mari ye hurombwa ndomashandiro ayo iwayo hauiti zvine musoro nayo kumuridzi wayo ndookwainenge ichishanda
First confession ndanzwa tsitsi hangu ko kutozodada nokuroja imba ye 750 umm yaaa vanhukaa vhurai meso
1st confession hauna kukwana upstairs. Uchafa nehupenzi ihoho
Vanhu kadzi mapindwa neyiko
Mukoma nashe airtime ndeyangu nhasi
Iwewe muskana wekubvunzwa namadam Kuti uchabvuma here zvatichakuitisai Dai wakati chii panekuti hongu urikusvetwa Ropa nezvikwambo uchafa midzimu yako yakaurasa rest in peace munhu asina matyira
Ist confession uchaora chibereko iwe kana kufa..do u know kut ropa rako rekumwedzi rikufeedeer chii hre iwe shamwari?
1.unofa kuyenda makuva 35k paichakwana.
Wekuuraya friend
Shoko raMwari rinoda repentance and confessions
Chivanhu CHOTI mushonga wengozi kuripa
Zvekunzi Mwari varikuda upenge hamhenowo
But the choice is yours
Second confession haaa imiwe ngozi unoiziya here kkkk u hv cursed the whole generation if usina kureurura ukaripa. Chero ukapenga kwegore bt hazvirevi kut ngozi yapera
First confession DUNUNU in capital letters 😢
Yaa pachepera cash yamaka pomiswa ndokufa kwenyu vasikana zvimwe siyai veduwe
Musashandira vanhu vakaromba please. In the meantime tsvakai rimwe basa. They steal from you much more than the nuts they give you.
Ist confession ungapa munhu ropa rako here hauzivi kuti urikutsvetwa ropa here hameno hako Kuda Mari ikoko pachapera Mari unaona kuti ndipo pachaperera upenyu hwako
Saka zvekuti mapads ari kuitiswei hazvina basa here nhai askana? Ivai nehanya nechiraramo chenyu mainini. Maybe mari iyoyo iri kudzokera kuvaridzi vayo. Makazvinanika mufunge, I feel sorry for you
1st nhy iwe kupusa kudai asi chii nhy kupa munhu ropa rako what is money compared kune zvauku luza, open yo eyes
Mose ma Confession 2 imimi ka muti kutoma*ma kutaura nokufunga kwenyu ikoko uumm Nxa-a 😠
Kkkkk zvinotopera nekureurura shamwari, unofanira kutonoripa kumusha kweshamwari yako. Kutsitika its just for a minute wena. Iwe urikutopenga already. You think you are nprmal nxaa hausati
Tete vako vanopenga reurura unoripa ngozi
First confession kkkkkkkk ndaseka zvangu....hapana kana kuroyewa kwamuri kuitwa nehama dzenyu apa...makatoroyewa kudhara nama boss enyu...imim zvamunoendesa pad every month kuna madam boss munoti rinoendepi? Makangonyengerwa nemari asi u r the sacrifice. Mari yehurombwa hayishandi chinhu weee. U love money too much mhani
You are not going to get away with this my sister ngozi inopere nekuripwa zvese zvamuri kuita you are just wasting your time, and uchadyiwa mari nen'ganga idzi ukati eke. Plus wakatorombwswa but hausi kuzviziva kuti wakaromba. Ngozi yacho ichatambudza mhuri yako pamwe nevana vako iwe usisipo
1st confession unoda zvinhu, chako ukungotaura maprice anodhura, hona uri mushandi yet wakunogara imba ye700 😂😂😂😂calculations dzenyu dzakadhakwa.
Pachapera mari yeurombwa ndipo pauri kufa, unofunga varikuitei nema pads ako. Kutengesa life ne30 000, wake up dear
Ma price tag aya 🙌 kaaa
Hutsinye zvaunopinza busy nhaymi.....my sister enda unoudza mrume wako chokwad coz u are wasting your tym moving around looking for masangomas
Hiiii mainin makaoma kupa munhu used pad rako yoo ,,,,,you are a sacrifial lamb