first confession- Mhuka dzinenge shumba dzinoti kana yechirume yabvazera inobva pana amai vayo yoenda kuno joiner a new pride. Izvi zvinotwa to prevent inter breeding and preserve the gene pool. Saka mukoma Nashe avo vamuri kuenzanisa nemhuka muri kutokanganisa because animals have better intelligence than them. They are worse than mhuka chaidzo, shuwa kubvisira hanzvadzi bhurugwa nxa!
Uumm ko haudziidze sei nhaiwe. Siyana nazvo zvekuromba zvaramba, unouraira vanhu vese mahara. N'anga iri kutoita mari newe. Apa wave kunyepera kuregretter manje.
Imi baba imi ka Saka mafunga kupedza hama dzese kkkk vanhu ava vamuri kuurayisa sekuru ava vari kugadzira zvikwambo zvava chazo tengesera vamwe his using you vakaona kuti Maka pusa .ko why musina kuita Mari na Mai venyu vama kauraya mukadya.
Uchauraisa sis vako mahara chisiyana nehurombwa zvekwako hazvide
Moonerei zve love na bro kana muri vanhu vari weak kudai
Second 😂😂😂 we listen we d3 judge
Mmmmm Siyai nazvo mukoma munopedza hama
Maswera sei mukoma Nash ndin first
Ana Amai tiri pama1 .we are now number 1 target of these children that are now Evil..Mwari tibatsireiwo kani...
Muchauraira ss venyu mahara futi n'anga iyo iri kutoona Kuti makapusa
Ko unoitirei zvekuromba hona wavekupedza hama manje,saka litle sister vatadzei ummm ndachema hangu.
Manje hauzo muhurira here kana azokuroora iwe wati haumudi. Ukamuda nemoyo wese unenge wagona, it shows kuti une moyo. All the best best
First confession
Haiwa ityai Mwari imi
Tsvagirai bhudhi kwekunogara vega
Nhema idxi mwari hakun mwari varikuramba Kut murombe zvaramba mukoma
Kun'anga endai mega chero ndichirwara handibati kuendako umm mukoma ignore n'anga iyo mufambe mubatsireii Mwari ndiye ega ane simba uudzai chero hanzvadzi yenyu asimbe pakunamata
blaz avo vakapusa ..shuwa ungauraisa mhuri yese nekuda kweku driver ma truck..uriweku mama wangu
😂😂😂😂kuti Mame Mame here nhai
First confession kwanai ambuya imi
Namata mwari vanorwa iwe ukumbire Mai vako ruregerero wechinamata hama yangu
Imi amai imi makambonyatsokukwana here kana kuti aaah nhai maiwe nyika zvoyoenda kumawere .ma feelings kudii unoona movie nehanzvadzi kuti zvidii.imi muchiziva kuti mamovie anobutitsa zvonyadzisira
Cc wokuqala yohhh yizo insuku zokucina ezatshiwo libhayibhili
Imbwa chaidzo, murume kushaikwa pamba kwe1 day wausara wakuvatana nehanzvadzi iiiiiih, nyika yavekuyenda kumagumo, haaaa mkoma dai Mwari akurangarirai, n'anga irikukushandisai iyi. Haaaa satan chiripabasa
Iwe uchapedza hama dzose kuurayisa, ne desperation yekuda mari... imagine ku sacrifice life dze hama dzako mahara
first confession- Mhuka dzinenge shumba dzinoti kana yechirume yabvazera inobva pana amai vayo yoenda kuno joiner a new pride. Izvi zvinotwa to prevent inter breeding and preserve the gene pool. Saka mukoma Nashe avo vamuri kuenzanisa nemhuka muri kutokanganisa because animals have better intelligence than them. They are worse than mhuka chaidzo, shuwa kubvisira hanzvadzi bhurugwa nxa!
Mudzingei pamba mukomana aripo pamba wonamata
Ummm vanhu ityai mwari kusimudzwa feelings imika
Kusani sure ulala lomtakanyoko nanko alisaprotecti u!gamitha ke sure....yahhh yimihlola le ngama capital letter's
Uumm ko haudziidze sei nhaiwe. Siyana nazvo zvekuromba zvaramba, unouraira vanhu vese mahara. N'anga iri kutoita mari newe. Apa wave kunyepera kuregretter manje.
First confession ahhhhhhhh chii chakadro shuwa,ndopanotankira chihure,mukabatwa motonxi maihura ne brother yenyul... Yu gonna humiliate yo sef
Mmmmmmmm usarare nabhudhie vako iwe chiiko chamurikuita ichocho veduwe siyanai nekuona ma movies akadaro murimese
Maswera sei vedare namkoma
Makaoma asi haupfut wadii wakaenda hako kubhawa pane kurara nehanzvadzi
I wonder why mvura isiri kunaya, inganaye seiko nyika yakasviba kudai ???
Mkoma ini ndirikutadza kupinda nelinky iri
Ummm ndiwo anonzi makunakuna chaiwo kurara nehanzvadzi
1st mmm musarare nehanzvadzi 2nd mukoma nyaya yekuda mari mmm kudya moyo yoo
Asi imi maionerei mamovie iwawo nehanzvadzi yako.imi siyai zvamuri kuita
1 confection munonyadzisa sisi imi
Dziviriro raitsvagei mumba mevanhu vakaroorana
Uri kutoshandiswa nayo n’anga iyi hapana chinobuda mwanakomana
Mkoma wekuda kuromba kwanai hamusi kuona kt muri kuitiswa muchipedza kupa.mweya yehama.dzenyu mu n'anga zvimwe zvinhu musauya pano muchitipedzera data michitsvaga mazano amuine mhinduro nawo kare wega haugaye here
Imi baba imi ka Saka mafunga kupedza hama dzese kkkk vanhu ava vamuri kuurayisa sekuru ava vari kugadzira zvikwambo zvava chazo tengesera vamwe his using you vakaona kuti Maka pusa .ko why musina kuita Mari na Mai venyu vama kauraya mukadya.
1st confession,,, dzinza rakatukwq iri mukadzi mukuru shuwa kusanyarq unosemesa sies nxaaah mese neduzvi raunoti hanzvanzi kunge imbwa
Sisi ka muri benzi kurara ne brother shuwa zvimwe ndiwe wakaita kuti brother yako irambane nemukadzi handiku tembi uri hure
Zvakaoma nhym