There's an element of truth from this conversation, if you compare and contrast from her first interview. She is not changing statement. Ko mapurisa avana kumboinwawo
Something is fishy here,Might be that gogo vaakurasika njere or hurombwa huna gogo hwakupandka.There is nowhere vanhu vongosvika kuAbuser zera iroro pasina chikonzero
Vanhu vari kushungurudza gogo ava ngavasungwe vese
Munhu anotora ropa remunhu sei asi doctor ngaadzore ropa iroro ataure airidii ndimadzibaba Ishmael part 2
Government for dambudzo please burn all mapotsori in Zimbabwe this too much
Dzinonyepa mbuya idzo ivo in'anga avo as per the conversation from her neighbour
@@NormanMupfudze ndoiwana papi interview yema neibours avo.
Haa in'anga idzo vanenge vaona kuti mpostori uyu akuvatadzisa kuita mabasa avo akaipa so vakuda kusvibisa zita ravo.
Wadiii kunangana neanemhosva,vakuru vemaPentecostals zvavari kurepa nekunyenga vakadz vevanhu tovharaka church dzese
Sungai maporofita purizi this is too much
Kosei vasina kuenda kumapurisa
Mbuya ava vakakanganwa kuti vairota nyaya yavo ndeyekubikira iyi
Idzi ndodzinonzi marketing media chaidzo kusvibisa maporofita kana chiri chokwadi ngasungwe.
Mapostori must go😢better tidzokere kuchivanhu chedu
Parikuda chokwadi apo n,anga iyo irikutsvakei ipapo irikuputa Bute ,inenge irikubikwa nyaya iyi
Nhai kuzvo daro Mai vakuru kudaro uummhh nyika yawoma shuwa 😓😞
Zvakaoma veduwe 😊
Muchazvirega zvenyu zvemaporofita
So makazozivasei zita rake nepaanonamatira imi mamboti akauya pamba penyu naMolly,mbuya imi monyepesa plus munenge makupenga kurasika brain.
Taura hako imwe interview yevavakidzani wawo ine imwe version
@@paulinegwati8782 hoo ndoiwana papi interview yema neibours avo?
Dai makavaruma nhengo iyoyo
😂😂😂😂😂😂
Ko sei nyaya iyi isina mapurisa mukati
Waita hako Mannas Chibanda lets hope muporofita achasungwa ogara mujeri na Ishmael
There's an element of truth from this conversation, if you compare and contrast from her first interview. She is not changing statement.
Ko mapurisa avana kumboinwawo
Gogo she looks clean
Hmmmmm gogo mavanyanyira ava.. Aisi yava interview yechi 35000? Tsvagai news guys, this is no longer news.
Why nyaya iyi isinga pindire mapurisa nhai
Zvakaoma
Dai mupofita asundisiwa veduvee gogo vatova ne trauma ava
Gogo havasi ku hallucinator here Ava. Mwana akabviswa ziso aive kuVainona Apa Ari mukomana. Uuuuum nyaya yavo not adding up
Saka urikuti raster vakabvisa vega here musadaro
Why vasina kuenda kupolice
Poul Nyati uri kutii nenyaya iyo kumajeri kwazara hr
😂😂😂😂😂
Gogo mairota hr, 2 weeks no food 😢
Something is fishy here,Might be that gogo vaakurasika njere or hurombwa huna gogo hwakupandka.There is nowhere vanhu vongosvika kuAbuser zera iroro pasina chikonzero
Mai ava vanoshuta mafilm kana musingavazive ndakaterera nyaya yavo yese
She is my real gogo, varikupenga plus idrama vagara vachipenga kubva vachikura, plus in'anga , vane nyaya dzacho nen'anga dzekuMalawi
😂😂😂😂😂 sei vasina kuenda kupolice
Mapodzvodowo futi ikozvino gogo vaka bhuloweswa hamuite
Ndoona sekuti gogo vakuvanza havo nyaya Yavo bcz hakuna vanhu vangangotsvaka kuponda munhu pasina mhosva yaapara.Handina kuti gogo vakatadza havo but giho vanenge muipi community vanenge vanovavira nyika yese gogo vedu ava.Bcz w weeks gys police isati vaziva kuti paita mhondi dzikuda kuponda munhuu hameno.
Vamwe vatatova maporofita kana tafunga kuita mabasa Akshata ,tava kusvibisa zita ramwari
Rinenge drama or ku advertiser zvavo n’anga yavo
Mbooma paiswa number dze n'anga, n'anga iyoo yakatomanikidzira mu video
Muprofita ngaasungwe
Maporovhikika aya ummmmm kudenga kure chokwadi
Vanhuwo hamudzidzi cey ,aya maporofita echiposito ma rapists mahure, honayi manje zvakazoitika, rwgayi zvemapositori munonyengwa ahiye.
Vakashungurudza mbuya ava vakasungwa here
Nyaya ngaimboogororwa iyi chaizvo chaizvo handifunge kuti gogo varikunyeba ini
Molly ndiye anoziwa kunobva muprofita uyu
Is it a drama or
So sei asina kusingwa .. Kedha aripiko adzifambire
Nashe Haina hre kuona interview nemuvakidzani wavo kwanzi kunyepa hakuna zvakadaro kwanzi vakambopera mupurisa kuti andirepa
😢
Why muporifita iyeye asiri kusungwa nhai
Ngavasungwe
vakanakirwa avo kkkk
Zvinhu izvo zviri kuitaka here kana I comedy muzimbabwe
Gogo havasi vane dementia nekt zvavari kutaura idramma chairo
Mbuya iyi nyaya yavo ndeyekubikira
Usataure kvausina kuzwera Siya gogo vataure chokwadi
Usataure kvausina kuzwera Siya gogo vataure chokwadi
Immediate arrest
Pfungwa dzavo dzakuda chipatara idzi hakuna zvakadaro uku kurotomoka uku
Arrest with immediate effect
Police where are you kudyisa munhu nhengo plz help
Vanavadoko kufamba vavhishungurudza vanhu vachazviwana zvavanotswaka kudhakwa norufu
Muporofita uyu ngaasungwe
veduwe zvorwadza izvi chivaregai gogo ava
Zvanyanya kani ameno waawechingani kuvabvunzabvunza mubvunzo varikungotaura chinhu chimwechete vanhu voti vanopenga musadero
Yowee nyika yorema , denga tinoripinda ere... molly wadarirei ko
Denga toita reku Googler dear
Molly is the gulpit
Molly ndiani nhaimi
Very sad, how can this man do this to gogo. He should be arrested.
Ummmm masowe aya
Tafadzwa chidawa nyaya iyo
Mhuya havasi kunyepa here ava nyaya yacho
Handifunge kuti varikunyepa cos statement ravo havasi kuchinja
Why akauya kmba kwenyu taurai chokwadi imi
Mukaiteera nyaya iyi inasisi vavo mukati varikupumbana manzwa ati varikuti vakavauraira vana vavo
I thinkarituals
Muchinyanya
This must be reported to the police with immediate effect
Police case
Chokwadi ivo ve media ngavaende nenyaya iyi ku police nhai zvinorwadza izvi kukura haisi mhosva
It was reported last year but no action
Gogo kukura vakura bt mapostori wy
Ngasungwe nhubu
This sad
Such needs to be reported this a serious sexual assaults with murder
Shemm
Ambuya vari kurwara pfungwa veduwe. She needs help
Chibanda wakushayawo iwe. Saka inyaya yechokwadi here iyeyi. Chibanda wakumamira content yako yave yemunhu asina kana brain
Mbuya vanonyepa ava or vakaudzirwa zvekutaura.ko since 2022 maidii kuudza hama dzenyu dzakano reporter kupolice.taurai munhu arikukutumai kunyepa kudai
chirikunyepa chigogo ichi
Batai munhu uyo
Shuwa kuitisa mbuya deep throat