1st confession he wants to come back because he's lost everything. Dzungu kwidibira mwanasikana. You've found munhu who loves and respects u but u r still busy entertaining yr x. If u love the man in yr life now involve yr family and clear everything with him. If u have to take a restraining order against him do it!!! If u decide to get back with him u ll regret that fr the rest of yr life
1st confession why are you entertaining your ex ,hapana chinotyisa apa jux block and delete his number ,kana akazouya enda kupolice kunomutorera peace order .Zvinyaya nyaya zvacho zvikazowanda uchasiiwa ne2nd husband iyoyo ukazvidemba
#1 ur ex aakutoda kuita shayisano... never take him bk...block him...or go on to report him to the police and ask for a peace order...he is bad news 😒😏
First confession, get a peace prder against ex husband wako. He is a selfish man and munhu anoda kushandisa vamwe. Zvacho zvaaivhaira nazvo zvanga zviri zvako and ave kuzviona kuti iye irombe rekupedzisira, so ari kuda kukushandisa kuti awane zvimwe zvinhu futi. Get a peace order please please ndapota hangu newe uite move on to a better life nahusband wauinaye now. You are a strong woman. You can resist ex wako uyo.
First confession ex anoda kuita shaisano. If I were you would officially inform vabereki nemunyai about the situation woendesa gupuro. Your new husband is a keeper don't loose him. Kana ex akaramba achinetsa endesai nyaya kwamambo ukanise kugara murunyararo nemurume anokuda.
1st con...ladies ngatingwareii palife deductible...kna uchioona kuti ex yako hauuchaiidi don't tolerate him block him and delete because the more you tolerate him the more problems
First confession haaa siyana naye bonga uyu aona kt ahusikumuysvaga waita move on with your akuda kukudestroyer kna zvichibvira chinja number womublocker social media yese worarama life yako
First confession mainini musade kutinzwa apa pane dzimwe nyaya dzisingadi kana kubvunza vanhu zviripachen izvikufunga kwenyu dai ex husband ange Aine Mari ne life yakanaka aikutsvagai here akudzoka nekuti yaatsuro yemubhuku chengetedzai imba yamave nayo ,dhiri inemuririro wayo hairegi.ko idzo number dza ex muchiri kudzidii
1st confession, the moment yamati murume wenyu akakurovai mukazomunzwisisa auya nehama yake. Nhai amainini chamainzwisisa chii pamunoitwa abuse. Imba yacho inonakidza sei uchirohwa kungwe usiri munhu. I wish women normalize understanding that abuse is not okay. Mabvunza kuti moparadzirwa imba here na ex husband. Why are you even listening to him. If you're asking kuti moparadzirwa imba here it sounds like muri kuto consider this ex of yours somehow. Zvinoitawo here nhai
First ex wenyu Dai muriumwe masiyana naye bcz Dai Adina kupisirwa Mota nemudziyo yowe aidzoka hre? Two musafunga Kuti achasiya hunhu hwake uye mongwarira kupi chirwere
Amai varikufonerwa ne x husband ingo mu ignore coz ahana rudo rwachada kunemi ito blocker zvese waunaye ndr kuona ari munhu ane future asi akuda kuona brain dzko chte usatya ahana chanouya akaita uyo iwe mira na hubby wako mutsva uyo please my sister musadzokera marutsi SEMbwa makabuda mumoto moda kupinda ft aaa Ona chihure chaita siya izvooi😢
Amai weku4nerwa na x hubby musapedzerwe nguva nabhangu iyeye mukamutora back u a going to regret it stick to your new husband amainini ignore that X or u can change yor # and move on with yor life
First confession ungwarire kurasa chiri mumaoko neku ombera. Ungwarire kuzo zorwa chirwere nevapedza chihure kuJoni Kuno. Ita zvemunhu wako munyowani. Munhu wako weku tanga ato Gara haana kuchinja. Enda kuPolice uno tora Peace order
Ex husband wako uyo atonechirwere iwe wakamupirei phone number imbwa yerume udataura naye ndiye wotoita hasha dont go back to ex munhu wepi akakanganwa mhuri kusvika wazoshanda nekuwana murume anga arikupi vhurikai mai muchafa neAids
First confession ita zvelife yako....roorwa and start afresh...ukadzokera kuex..,usauye pano uchitsvaka rubatsiro..ndatopedza newe...move on...move on...zvauriwe
My sister your Ex tell him to leave you alone or else achakuparadzira and then akusiye.Ladys dzidzai kuti once you vomit 🤮 don't eat your vomit back because it will be smelling bad and l don't think you can eat or swallow your vomit back 😢
Huh huye bodo, varume muripowo here pano. Mubvunzo vangu mhakai yei kana muchiita hasha kana madzimai enyu akubatai kuhura kwenyu. Ko why not apologizing, really l don't understand, ende zvinosvota mhoti
First confession, sisi ur ex is bad news if you will take him back he will never change ari kuda kungokuparadzira imba. If I were you block him
1st confession he wants to come back because he's lost everything. Dzungu kwidibira mwanasikana. You've found munhu who loves and respects u but u r still busy entertaining yr x. If u love the man in yr life now involve yr family and clear everything with him. If u have to take a restraining order against him do it!!! If u decide to get back with him u ll regret that fr the rest of yr life
1st confession why are you entertaining your ex ,hapana chinotyisa apa jux block and delete his number ,kana akazouya enda kupolice kunomutorera peace order .Zvinyaya nyaya zvacho zvikazowanda uchasiiwa ne2nd husband iyoyo ukazvidemba
Mai avo havana kunaka zvachose vanoroya vaikushandisai mkoma
#1 ur ex aakutoda kuita shayisano... never take him bk...block him...or go on to report him to the police and ask for a peace order...he is bad news 😒😏
2nd confession Mai venyu vanobata bata fambirai nyaya dzacho musavarairwa munofa muchitambura
1st confection gara wasiya murume wako wekutanga uyo ari kuda kukuoardza haakude.
1st confession siyana nembwa uyo wauri kuti first husband
1st Confession uuuum siyai benzi iro. Hapana chachinja pamuri mai nhanha roorwai neanokudai. Siyanai naye uyu 1st husband yenyu
First confession, get a peace prder against ex husband wako. He is a selfish man and munhu anoda kushandisa vamwe. Zvacho zvaaivhaira nazvo zvanga zviri zvako and ave kuzviona kuti iye irombe rekupedzisira, so ari kuda kukushandisa kuti awane zvimwe zvinhu futi. Get a peace order please please ndapota hangu newe uite move on to a better life nahusband wauinaye now. You are a strong woman. You can resist ex wako uyo.
First confession Sis siyanai neimbwa iyo yakuda kuwana pekupepewa imharadzi musamutendera kukubvanyangurirai mufaro wamave nawo
Second confession Mai venyu vanobata bata mkoma
Mai venyu ndi nhikwi, mukavananga munofa, tsvagai help makanyarara
That Confession : Haa Maiguru for the Beginning ndimi Makazvitosvora mega👆 Manje Mazodzidzaka kuti Hushamwari Hwe chikunya Nguvo Hunozogumisirwa mipinyi yoriraka...Endai Mundopepa Murume venyu iyeyo kusvikira afa. ... ✍️.
Avo vana mai vanoroya endai kuna sekuru kanengo munobatsirwa
First confession ex anoda kuita shaisano. If I were you would officially inform vabereki nemunyai about the situation woendesa gupuro. Your new husband is a keeper don't loose him. Kana ex akaramba achinetsa endesai nyaya kwamambo ukanise kugara murunyararo nemurume anokuda.
Second confession endai kwa sekuru Tasvu
Amai avo vekuti uchazvara ndonda, that's power of words.
First confession cuzen siyana na ex husband wako uyo ukamutora chete uchagara uchidya misodzi.....
1st con...ladies ngatingwareii palife deductible...kna uchioona kuti ex yako hauuchaiidi don't tolerate him block him and delete because the more you tolerate him the more problems
First confession haaa siyana naye bonga uyu aona kt ahusikumuysvaga waita move on with your akuda kukudestroyer kna zvichibvira chinja number womublocker social media yese worarama life yako
To last Confession Haa -a imi kaimi ende Bwodo Huroi hunongoda kungoroiva ne Mutorwa not na Amai vako Haa bwodo votizirepiko ?? Mukawana Pavano Wetera please Torai ivhu iriro mosanganisa noMunyu vomatombo.monwa nemhuri yenyu Monwa muchitaura zvese Zvamuri kuda kuti zvisunungurwe naaMai venyu .haa.ende musarege kupota muchigeza nemvura ine Munyu vematombo.Aa zvanana Sisi Venyu siyai navo musavanyengerere.icha Kwana Nguva yekuti vachakutsvagai... Don't Worry you are a Man enough!✊
Rasa line iroro akauya tsvaka piece order
#2nd Ndisinga nyenyeredze zvangu,mai vako vanoroya and vakabva vatopawo futi hanzvadzi dzako huroyi,uyu mukadzi wako vakatomutadza kumujoinisa nwkudawo kwemidzimu yake.Ndosaka vachimuvenga.Asi manje vano mutsivira kumwana,ndiye akuto svetwa ropa.Suduruka nemukadzi nemwana urapise mwana uyo asati adyiwa nyama.Zvako zvekuti hapana achamirawo newe imbosiyana nazvo famba wega ugadzirise zvinhu usati watangirwa.
Second confession Mai venyu muroyi chaiye iye not zvekunyepera ukapusa unofa manje manje tsvaga rubatsiro nguva ichiripo
First confession mainini musade kutinzwa apa pane dzimwe nyaya dzisingadi kana kubvunza vanhu zviripachen izvikufunga kwenyu dai ex husband ange Aine Mari ne life yakanaka aikutsvagai here akudzoka nekuti yaatsuro yemubhuku chengetedzai imba yamave nayo ,dhiri inemuririro wayo hairegi.ko idzo number dza ex muchiri kudzidii
First confession please block that ex of yrs he's up to no gud.. usataura naye zvachose cz arikuda kukuparadzira imba yako hako ,,, ito siyanana naye
My sister pliz move on with your love siyana Na x uyo
1# go and get Married to your new hubby uyu hahana basa newe ari pakutambisira nguva
First confession siyana neex iyo anga aripi wen u need him ? Siyana naye uite zveuyo anokuda nevana vako iwe
1st confession, the moment yamati murume wenyu akakurovai mukazomunzwisisa auya nehama yake. Nhai amainini chamainzwisisa chii pamunoitwa abuse. Imba yacho inonakidza sei uchirohwa kungwe usiri munhu. I wish women normalize understanding that abuse is not okay.
Mabvunza kuti moparadzirwa imba here na ex husband. Why are you even listening to him. If you're asking kuti moparadzirwa imba here it sounds like muri kuto consider this ex of yours somehow. Zvinoitawo here nhai
First ex wenyu Dai muriumwe masiyana naye bcz Dai Adina kupisirwa Mota nemudziyo yowe aidzoka hre? Two musafunga Kuti achasiya hunhu hwake uye mongwarira kupi chirwere
First confession. Ex uyoooo is bad news. BLOCK N DELETE
First comment mune ma drama asina Basa rese
First confession watova neconfusion nekuda kwemunhu akambokushainira now akukuda nekuti hasisina chanacho torai peace order
Nhy mukoma Nash ko book Dudzai my love ra papi
#1stBoth ex husband and your friend block and delete.Vanhu ivava ukaramba uchivasekerera uchapedza nyika uchikanganisirwa marelationships ako navo.Ex wako haakude zvachose chaanoda chete kuona uchitambura.Asi pane chinhu 1 chandakushorera,chekubvuma kusiiswa basa nemurume mutsva uyu,umm hazvina kundibata mushe izvozvo.Chero achikuchengeta zvako nevana zvese asi wakambofungawo here kuti anogona kuzoti haachakwsnise kuchengeta vana vako.Ipapo unozo paita sei,ndopaunezenge wakutsvagana naex kuti achengete vana vake. Wakanonoka kufunga mwanasikana.Zvekusiiswa basa hazviite especially kana uine vana pliz.
Ex husband Uyo is bad news...block and delete and concentrate on your current family. He is on a mission to destroy your marriage
Maswera sei mose pano
Umm first husband yenyu iyo itori problem mulyfe dai mangosiyana nye chte aivepi nguva yese iyi chinjai line muite move on nehupenyu hwenyu
Kudzokerq kunorohwa.ida anokuda.ngwarirai akadzo wee
Urikumudii ex husband uyo musiye, irombe. Pakagara pasina imba. Gara neuyu wauinaye.
Block him please. You are entertaining him..Ex ahatorwe back.
Iweka ukamuurziridza chaizvo haauye futi mudzimu haupi kaviri wawana uyo akutokuchengetera vana woteerera mashura awo usadzokerane naye
Don't go back to ur ex just change the phone number dear cc*
First confession forget about your x or you want him mess your life think with your brain not your heart
Apana anomira newe kunze kwekumira najesu hanzvadzi mira naJesu
Ex hubby akuwana simba rekuda kudzoka bcz iwe ndiwe urikumu entertain hako uchiri kida nezvake
Yes zvnyu
What l want to say may appear as sly , " when God allow ex to comes back to you God want to see you if you are stupid " sorry to say this 😢😢
Amai varikufonerwa ne x husband ingo mu ignore coz ahana rudo rwachada kunemi ito blocker zvese waunaye ndr kuona ari munhu ane future asi akuda kuona brain dzko chte usatya ahana chanouya akaita uyo iwe mira na hubby wako mutsva uyo please my sister musadzokera marutsi SEMbwa makabuda mumoto moda kupinda ft aaa Ona chihure chaita siya izvooi😢
Amai weku4nerwa na x hubby musapedzerwe nguva nabhangu iyeye mukamutora back u a going to regret it stick to your new husband amainini ignore that X or u can change yor # and move on with yor life
Dai ex husband ikakurova futi wadyairira nhamo nekurohwa
First confession ungwarire kurasa chiri mumaoko neku ombera. Ungwarire kuzo zorwa chirwere nevapedza chihure kuJoni Kuno. Ita zvemunhu wako munyowani. Munhu wako weku tanga ato Gara haana kuchinja. Enda kuPolice uno tora Peace order
Siyai benzi iro
Hanzvadzi yangu chekutanga sudurukai pamba pevabereki hurongwa hwehupenyu usawane wawunoudza pakaberekwa kwenyu kuti ukunde kana kumusha kutombomira kutsikako asi namata nekuti amai vanoshereketa. Ita zve mhuri yako ukaita zve kutamba mwana wako pamwe newe wacho munoparara muchinobatsiridzwa kuti mukunde.
Ex husband wako uyo atonechirwere iwe wakamupirei phone number imbwa yerume udataura naye ndiye wotoita hasha dont go back to ex munhu wepi akakanganwa mhuri kusvika wazoshanda nekuwana murume anga arikupi vhurikai mai muchafa neAids
First confession ita zvelife yako....roorwa and start afresh...ukadzokera kuex..,usauye pano uchitsvaka rubatsiro..ndatopedza newe...move on...move on...zvauriwe
Uyo wex husband chinja number murume uyo haasi kuda anotoda kukuparadza hupenyu hwako kuti mufanane
Siyana na x uyo haakude gara na hubby wako munyowani
Handiti murume wako anoziva zvese zvakaitika so anokuparadzira imba sei block him usasekerera benzi iro ngaridzokere joni kwaranga riri
My sister your Ex tell him to leave you alone or else achakuparadzira and then akusiye.Ladys dzidzai kuti once you vomit 🤮 don't eat your vomit back because it will be smelling bad and l don't think you can eat or swallow your vomit back 😢
1st confession rengeka ziva zvaunoda let go of that idiot
Itosimba kutsvaga masowee anokubatsira usavabvudze unofa imboita go back to sendermuroyi ngaafixer atambure