Simbarashe and Dispatch 3rd single IVai Nesu ( official single)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 9 พ.ย. 2024

ความคิดเห็น • 134

  • @alfordkoza14
    @alfordkoza14 7 หลายเดือนก่อน +3

    Good sound ndiri fan huru yaSimba anogonesa zvisingaiti muchinda uyu 7 stars kwaari kubva kwandiri

  • @RonaldSanjobo-gx4ut
    @RonaldSanjobo-gx4ut ปีที่แล้ว +6

    Simba tigadzirisirewo voice rako iro uyedzewo kuita semunhu wemangoma kwete zvekuchema zvaunoita pa Mike izvo

  • @ChrisBonganiCele
    @ChrisBonganiCele ปีที่แล้ว +1

    Simba may God bless u,une bright future mwana wamai

  • @JM-ud9bj
    @JM-ud9bj ปีที่แล้ว +3

    Dai kugonesa kwairovesa, vakomana imi maida kurohwa imi😁😁😁😁. Pane beat riri kwekupedzisira uko ~3 minutes, dai marova inwe song ine beat iroro chete. Kwamave uko kwakumberi. The support of Maxutra Energy is great.

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 6 หลายเดือนก่อน +1

    Mufana guruve anogona zvake

  • @denniasmuranganwa4637
    @denniasmuranganwa4637 ปีที่แล้ว +1

    Powerful prayer song.
    Love you so much
    Keep it up.
    Go higher..
    Go deeper.
    The sky is the limit

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 6 หลายเดือนก่อน

    Uuuuuu Ichokwadi here kuti Dis Guy mwana WaBaba Sherrow

  • @musiwamudau8045
    @musiwamudau8045 10 หลายเดือนก่อน +1

    Keep working hard Simba. Asi nyaya dzekumba ngadzigare kumba kwete kusocial media. Nyaya dzababa nemwana dzino gadziriswa behind the scenes through vanhu vakuru nemaitiro ane hunhu.

  • @curls7921
    @curls7921 ปีที่แล้ว +4

    What a good start. Ndimi Mwari munosimudza marombe kubva muguruva. Zvikasashamisa hamusi Mwari

  • @titusmoyo6964
    @titusmoyo6964 ปีที่แล้ว +1

    Like father lyk son.kip t up Simba u a talented youngman...

  • @padsonpadzala
    @padsonpadzala ปีที่แล้ว +3

    Good song and sound quality haina ruzha. Dai zvaita waramba uripa producer uyu usabve kwaari. Wish u the best SiMBA AND Dispatch

  • @LoydMasvaya
    @LoydMasvaya 3 หลายเดือนก่อน

    Well done Mukomana keep it up

  • @kelvinkomboni9980
    @kelvinkomboni9980 7 หลายเดือนก่อน +1

    Kuita kucheka mumhanzi baba eyiii🌅

  • @addmorechigwendere9223
    @addmorechigwendere9223 ปีที่แล้ว +1

    I like the chanter. Tht is exactly wht the chanter must do
    To giv a different feel of the vocals. He is doing it better than shiga and jonasi.. Thts why the Congolese artists are great all over the wrld. They take their job seriously.... This is great... My advise to simba... He must improve on the compositions.... To make sure you touch the souls of the listeners.. Mr maxutra
    . Thanx to you as well.. Simba we could see tht he was not ready for studio but u found ppl who were patient to wrk with him... In normal circumstances circumstances experienced artists they refuse to wrk with a person at his level. But these ones agreed... Tht gv simba the will to do some thing well ironed

  • @andersonchatambudza8604
    @andersonchatambudza8604 ปีที่แล้ว +2

    Simba my man tinewe wangu Mwari ndewe munhu wese and a melodias voice

  • @tafadzwamacheke1985
    @tafadzwamacheke1985 ปีที่แล้ว +3

    All the way from JOHANNESBURG MAXUTRAAAAAA KA MAKANYANYA CHIBABA MANYAMA......SIMBA AND DISPATCH KEEP THE FIRE BURNING...DO LIVE SHOWS FT

  • @jumanji7629
    @jumanji7629 ปีที่แล้ว +2

    team ina Simba bho zvekuti but i think mamwe ma songs nganyorerwe and Dispatch can coach him vocally i wis he cld be best on vocals,instrument or both,but zvese bho thanx to the sponsors isu ma fans will support all the way vaye vanomushora ringori Godo keep supporting Maxxtra Energy

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  ปีที่แล้ว +1

      The upcoming album... Which or ready already will give you exactly that... Life lessons love etc. Included

  • @tafadzwamacheke1985
    @tafadzwamacheke1985 ปีที่แล้ว +3

    MAXRAAAAAA ENERGY YOU ARE ONE IN A MILLION. KEEP SUPPORT THIS GUY SIMBA AND DISPATCH THEY WILL GO FAR .SUPPORT YOU GUYS ALL THE WAY FROM SOUTH AFRICA

  • @Lululgr7374
    @Lululgr7374 ปีที่แล้ว +1

    Vote yako ndinayo. Big up my man.

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa ปีที่แล้ว +3

    Simbarashe is in the right direction, keep on working hard, you will go far musically.

  • @EdmoreMaregedze
    @EdmoreMaregedze ปีที่แล้ว +2

    Simbarashe is one of the best young singers who is improving

  • @JM-ud9bj
    @JM-ud9bj ปีที่แล้ว +2

    This is my favourite. I can put it on repeat kusvika phone tapera battery. Pane pandakamboshatirwa pane munhu aifona song iyi ichirira ndikati ndiyani arikundi disturba kunakidzwa nemagogogo soo.

  • @mkosinyoni1145
    @mkosinyoni1145 ปีที่แล้ว +1

    Vocals will come good gradually, big up Simba. Great job young man .

  • @Juliet-f9u
    @Juliet-f9u 9 หลายเดือนก่อน +1

    Thank you so much pple who work with simba ,keep on .My prayer is for him to be our legend for tomorrow

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 6 หลายเดือนก่อน

    Kana arimwana Wa Macheso Ngavasangane pa Stage One day PaJekerere Tisangonyeperwa

  • @MusoniShonhayi
    @MusoniShonhayi 5 หลายเดือนก่อน

    Anoda bura mukomana uyo moto zvawo.

  • @talentkasai7810
    @talentkasai7810 ปีที่แล้ว +2

    Very nice papa Simba 😂😂😂famba energy waya papa kachu kachu kukachukira.faaaaamba!!! Simba usamira.

  • @StellaMushayakarima
    @StellaMushayakarima ปีที่แล้ว +1

    Uyu ndiye mwana wamacheso manje voice kufanana

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 7 หลายเดือนก่อน +1

    Aleck Macheso tsigira mwana wako uyo tapota arikuziva zvaari uyo

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 7 หลายเดือนก่อน +1

    Musaitira mwana uyo godo nehutsinye musarwadziwa nekugona kwake anogonesa Simba Macheso uyo

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 6 หลายเดือนก่อน +1

    Tinotenda avo varikusimudzira Simba Macheso rambayi nemoyo wenyu wetsitsi nerudo rwenyu mwari akuitirei nyasha chokwadi

  • @KingcheckTee-ne2rf
    @KingcheckTee-ne2rf ปีที่แล้ว +1

    Ingoma boe iri haaa Simba n Dispatch kip up the good work!!!!

  • @AddingtonDube
    @AddingtonDube ปีที่แล้ว +2

    You are a supperstar.keep the flame burning

  • @miriraimachemedze2423
    @miriraimachemedze2423 ปีที่แล้ว +2

    Great starting. Keep up with the good work.

  • @douglastshuma7139
    @douglastshuma7139 ปีที่แล้ว +2

    i love you guys keep the good work!

  • @modisemodise2335
    @modisemodise2335 9 หลายเดือนก่อน +1

    Great improvements good sound

  • @deeteemugari4343
    @deeteemugari4343 ปีที่แล้ว +1

    Fambai neni musandisiye ndega mwari🙏🙏🙏🔥🔥🔥🔥

  • @AuxciliaGwauya
    @AuxciliaGwauya 10 หลายเดือนก่อน +2

    Bass anorova simba

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 7 หลายเดือนก่อน +1

    Anodadisa uyo Simba Macheso

    • @NedisBauti
      @NedisBauti 4 หลายเดือนก่อน

      Chinorovesa

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 6 หลายเดือนก่อน +1

    Creativeness ndiyo yatinoda kwete
    kutevedzera zvevamwe Simba Macheso anogona zvake arikuzviitira tunhu twake tavekumuziva kuti uyo ndiSimba nevoice rake riri rega kwete zvamuda kuti atevedzere handizvo kwete mwana anozviimbira zvake pachokwadi musarwadziwa name imi vegodo

  • @macdonaldsamuelchingaya
    @macdonaldsamuelchingaya ปีที่แล้ว +1

    u are giffted my guy keepp the fire burning

  • @TinaGold-yg9rw
    @TinaGold-yg9rw 7 หลายเดือนก่อน

    Simba is a very prominent Musican in the making.
    Ndave kunzwa shanduko pa voice kubva pane zvandainzwa before. Ipapo good Simba.
    NYAYA huru yandiri kuvona Pana Simba Ku Dhakwa.
    Handisati ndasangana nate live. But ipapa PA social media yake ndiri kuvona kuti mwana pakanaka asi ndiri kuvona seanotora zvinodhakwa why?
    Kana achidhakwa, Dai aita cut down alcohol or drugs for good.
    Munhu chero baba vachikuramba. Kunwa hwahwa haisi ndiyo solution yekuti vakude. Solution yekuti Baba vakude MA DNA chete. But ipapozve munhu wakatarisa Simba pasina DNA unovona Alick Macheso Pana Simba.

  • @EddyKadira-s5c
    @EddyKadira-s5c ปีที่แล้ว +1

    Simba hhhhh like you, wk keep goinv

  • @caviedzino2
    @caviedzino2 ปีที่แล้ว +2

    Ichi chatove pa track list rangu !!!

  • @BidzaMUGOTO
    @BidzaMUGOTO 10 หลายเดือนก่อน +1

    Yes ramba wakanzvanya ipapo ipapo

  • @MatvHando
    @MatvHando 4 หลายเดือนก่อน

    Uyu anondigonera kudarika Mark Ngwazi

  • @marvellousmarangarire5535
    @marvellousmarangarire5535 ปีที่แล้ว +2

    Good handwriting and correct answers,Mukoma maxsutra itai kuti single iwane air play yakanaka pamhepo

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa ปีที่แล้ว +6

    Why do we have individuals who fume with anger just because Simba rightfully stated that Alick Macheso is his father. Surprisingly such persons are not even related to Alick or known by his family. Simba never indicated he intends to steal the fathers of those jealousy unknowns. Please people should learn to respect themselves even on social media.

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  ปีที่แล้ว +3

      They thing by they have gained value by supporting or liking mashes.. Usually it's compensatory behavior for their own failures... They this Macheso's value in society becomes theirs by simply supporting him as a person and not his music. They think people will see I think soberly and logically. They are living someone's life and not theirs... They have exhausted all their avenues. What's left for them is to support big celebrity's and possible die Ealy our of frustration... Mostly the tumbwa guka.. Mutoriro guys lol

    • @lameckzisengwe6517
      @lameckzisengwe6517 ปีที่แล้ว +2

      It is a sad situation absolutely to see some of our citizens sliding into such backwardness. Having people who fail to look at issues critically and they end up being unjustifiably judgemental on someone's life. Ko iwo mutoriro vanounwireiko chaizvo. Simba arikutogadzira basa richazobatsira vamwe vaachashanda navo asi ivo vavengi avo voti takarasima kushoropodza. Zvineyi iye Simba akaita zvakanaka kuvaimba vanhu ivavo murwiyo urwu ''Ivai Nesu''.

    • @crymoregomba9849
      @crymoregomba9849 ปีที่แล้ว +1

      Uchasvika bro ramba ucheiwedzera.

    • @ernestmpakairi
      @ernestmpakairi 7 หลายเดือนก่อน +1

      This is excellent

  • @TavongaARuvingo-ti3zi
    @TavongaARuvingo-ti3zi ปีที่แล้ว +1

    Aaaaaaah inga zvakaoma nhaimi ummmmmm varume ava ndaingovanzwa but ummmmmm vakazvirega zvekuimba vakangoridza magatare zvoodii kunyanya wemunoti Simba ummmmmm

  • @douglastshuma7139
    @douglastshuma7139 ปีที่แล้ว +1

    i really appreciate what you are doing Maxutra keep the fire burning on the hand you are giving Simba.But iam seeing it like you are putting two bulls in a same kraal they will fight one day.Madii maita kuti if muchisimudzira Simba simudzirai SIMBA,Following what you said pane rimwe vedio renyu makati Simba is working with Dispatch like what his father is doing with kasamba,fine but its a different case on Simba 'cause they are like rivals in lead vocaling......ipai Simba chimuti Dispatch asaita sekunge ava Simba ngazvinzwike kuti Dispatch akurunga nziyo dzaka vocaliwa naSIMBA.....maonerowo anguWO.

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  ปีที่แล้ว +1

      OK ok ok.... Ndo the long term plan.... There is a reason for that. DISPATCH worked with Mark Ngwazi... ROMEO GASABABA HARARE... MUKOMA panga Chief Hwenje... Yenge family... Some gospel artists.. Pane art yake yatikudawo... Trust me tiritese
      Long plan...ini I love them both...

    • @maxutrareliableenergysolut3113
      @maxutrareliableenergysolut3113  ปีที่แล้ว +1

      As long as am there they will not fight kkkk... Keazvose had 4 bulls.. They only fought when I left
      . lol jokes

  • @HandsomeTinos
    @HandsomeTinos ปีที่แล้ว +1

    Great improvement, good sound and beat

  • @TakudzwaMuchate
    @TakudzwaMuchate ปีที่แล้ว +1

    I'm your fan

  • @ShokoMuzumba
    @ShokoMuzumba ปีที่แล้ว +2

    yea mukoma anogona next sungura king simbarashe ****100%

  • @WilsonMagurira
    @WilsonMagurira 8 หลายเดือนก่อน

    ❤amen great prayer

  • @robsonjairos3219
    @robsonjairos3219 ปีที่แล้ว +1

    Good start mr Macheso

  • @osmankondowe1881
    @osmankondowe1881 10 หลายเดือนก่อน +1

    Munhu wese anemavambo shinga

  • @AddingtonDube
    @AddingtonDube ปีที่แล้ว +2

    Simba unopedzisa masongs ako zvinomwisa mvura.gadzirisa matangiro

  • @JosephSamu-n9v
    @JosephSamu-n9v 11 หลายเดือนก่อน +1

    Good

  • @tafadzwamacheke1985
    @tafadzwamacheke1985 ปีที่แล้ว +2

    Fulltime live shows guys this beat is something else guys sando dzenyu wakomana

  • @StanleyNyambs
    @StanleyNyambs ปีที่แล้ว +1

    Good one, thanks

  • @wantastimela6144
    @wantastimela6144 ปีที่แล้ว +2

    Well done 👍 for music

  • @maxutrareliableenergysolut3113
    @maxutrareliableenergysolut3113  ปีที่แล้ว +1

    maxmusic.vercel.app/

  • @ricardochiromba8560
    @ricardochiromba8560 ปีที่แล้ว +1

    The guy is improving,well done Maxutra

  • @sarudzaizishiri4879
    @sarudzaizishiri4879 ปีที่แล้ว

    Simbarashe imba wega wava kukunganisa music yako

  • @soleshabangu6497
    @soleshabangu6497 ปีที่แล้ว +2

    Alick macheso junior

  • @syliviabope3882
    @syliviabope3882 ปีที่แล้ว +1

    Welldone

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 6 หลายเดือนก่อน

    Tinashe Mugabe Tinoziva urimurume Anoita zvinhu PaJekerere zvimwe For free Gadzirisa Pana Macheso Nemwana uyo Vanhu Vazive chokwadi

  • @tryboymuchadenyika7319
    @tryboymuchadenyika7319 ปีที่แล้ว +1

    Fantastic musiv

  • @eurooceania5562
    @eurooceania5562 9 หลายเดือนก่อน +1

    Simba needs to find a good song composer and lead vocalist.

  • @marktafara2255
    @marktafara2255 ปีที่แล้ว +3

    Well done simba

  • @Prankmaster-r3d
    @Prankmaster-r3d ปีที่แล้ว +1

    Sekuona kwangu Macheso. Arikuziva chokwadi saka akanyarara dai anga asikuziva dai akaita something anemari yakawanda to protect his name kana nevafana varikukura to protect it but vakuziva chokwadi

    • @Obadayamuzanenhamo
      @Obadayamuzanenhamo ปีที่แล้ว +1

      Chero vakataura baa sharo anodiwa nevanhu muZim ende haatoperi not zveku

    • @lameckzisengwe6517
      @lameckzisengwe6517 ปีที่แล้ว +1

      ​@@ObadayamuzanenhamoNdiani anofarira kuona Alick achipera? Kana vamwe vanhu vachifarira Simba zvinoreva kuti havafarire Alick here?

    • @saunyamazvepasi5119
      @saunyamazvepasi5119 ปีที่แล้ว +1

      ​@@Obadayamuzanenhamo
      Hapana amboti Macheso haadihwi uye anopera. But being a model as he is, he should have, at least, done something to clear himself. His silence is suspect.

    • @Obadayamuzanenhamo
      @Obadayamuzanenhamo ปีที่แล้ว

      @@saunyamazvepasi5119 akapironga kudhara kumhanha ku social media chero ndiri ini hantingazowirirane chero vari baba vako unofanira kutsvaka vakuru vokuratidza ndira mha ni nxaaaaa

    • @andersonchatambudza8604
      @andersonchatambudza8604 ปีที่แล้ว +1

      Kumuramba kana kumuda Simba anongogona Macheso Mari ndeyake nevaanoda Ivavo ngaagare nemari yake uko go Simba go

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 3 หลายเดือนก่อน

    Noise maker

  • @simbarashenyamukuta9887
    @simbarashenyamukuta9887 4 หลายเดือนก่อน

    🎉🎉🎉🎉

  • @lameckzisengwe6517
    @lameckzisengwe6517 ปีที่แล้ว +2

    This is nice

  • @giftchauke7370
    @giftchauke7370 ปีที่แล้ว +1

    Nice one Simba

  • @parismugodi2392
    @parismugodi2392 5 หลายเดือนก่อน

    Voice roda kugadziriswa apo

  • @godknowsmise1403
    @godknowsmise1403 ปีที่แล้ว +2

    Sweet ❤❤❤

  • @mandlamncube1487
    @mandlamncube1487 ปีที่แล้ว +1

    ❤Good

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 6 หลายเดือนก่อน

    Voice rakanaka chaizvo munoda kuti atevedzere maimbiro evamwe kwete voice rake ndirake ririraiti chaizvo

  • @TinasheMambe-xo9ve
    @TinasheMambe-xo9ve ปีที่แล้ว +1

    Famba Simba

  • @lisbenmawoko7951
    @lisbenmawoko7951 ปีที่แล้ว +2

    Waya kuvanhu

  • @kelvinkawa132
    @kelvinkawa132 ปีที่แล้ว +1

    Tito wirts na Jonso mobata wayaaa

  • @FunnieDube-sr4hv
    @FunnieDube-sr4hv ปีที่แล้ว +1

    Ko mukoma dispatch Aya mabhebhi ndeapi Pana Simba one Agata Pachair wechidiki

  • @deeteemugari4343
    @deeteemugari4343 ปีที่แล้ว +1

    Why muchida kurambira Macheso kana muchida kuona kut zviriko tarisai Dehwa naChopper azvishamisi kuzodzwa kut iye Cheso is putting his hand muchivande kusimudzira mwana wake

  • @tryboymuchadenyika7319
    @tryboymuchadenyika7319 ปีที่แล้ว +1

    Nyc

  • @OscarChigoya-wx4ny
    @OscarChigoya-wx4ny 7 หลายเดือนก่อน

    Unosvika chete pan'onopan'ono

  • @lisbenmawoko7951
    @lisbenmawoko7951 ปีที่แล้ว +2

    Unogona

  • @fadziegore7986
    @fadziegore7986 ปีที่แล้ว

    VGood staff❤❤❤

  • @richardbhunu7075
    @richardbhunu7075 ปีที่แล้ว

    Promoter manyama

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 6 หลายเดือนก่อน

    Music anogona hake ASI Ichokwadi here kuti Baba vake Ndi Macheso

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 6 หลายเดือนก่อน

    Hapana kunzwa shanduko pavoice asi kuti majaira voice rake ndiroro hapana chashanduka apo ndovoice rake raagara achiimba naro iro rakanaka chaizvo munoda kuti achinjire chii voice rake anogona uyo moda kumuisa musango nekuti after zvisingaite zvekuchinja voice

  • @learnmoremanyena5447
    @learnmoremanyena5447 6 หลายเดือนก่อน

    Macheso akadhakwa ane moyo wakaoma Mufana uyu is his true blood. Very much similar. Ko macheso why usina nyadzi. I now hate his music. Vanhu vema band kahunhu kakadhakwa ungaramba zvaunoziva. This is your son. Only God knows. He will see simba through in life. Only fools without a conscience can talk rubbish about simba

  • @Sandilembongeni2622
    @Sandilembongeni2622 6 หลายเดือนก่อน

    Simba tsvaka a good singer not zvaurikuita

  • @GeorgeNamawa
    @GeorgeNamawa 7 หลายเดือนก่อน

    Adjust your voice,your songs need good voice please, song is good well composed how you sing is bad

  • @alfordkoza14
    @alfordkoza14 ปีที่แล้ว +1

    Kusatoipinda kwakaita Macheso nyaya yemukomana uyu zvinoreva haadi zvekutaura nyaya isina basa kwaari.Otherwise nyika yese tingatomhanyira kwaari tichinoti tiri vana vake

    • @lameckzisengwe6517
      @lameckzisengwe6517 ปีที่แล้ว

      Hakuna munhu anotaura zvakadaro asina kuudzwa naamai vake. Zvamunoreva hazvisati zvamboitika kuti nyika yose yakawanikwa ichiti baba vedu tose ndinhingi hazviko pano panyika zvakadaro.

    • @lameckzisengwe6517
      @lameckzisengwe6517 ปีที่แล้ว +1

      Unenge uchida kuedza kudiiko paunozoramba baba vako uchiti Macheso ndiye baba vangu. Unenge vakazviudzwa nani kana amai vako vasina kukuudza. Munoziva hama zvakangonaka kuti musiyanise rutsigiro rwamunopa muimbi. Hazviite kuti mutsigire mhanzi dzake mobvamasanganisa nehupenyu hwaanorarama avekuita zverudo nevanhukadzi. Hazviite zvekare kuti vanhu mugopa mhosva kune mwana akatoudzwawo naamai vake nekuti vanhu tese tinoudzwa nanamai vedu kuti ava ndibaba.

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 7 หลายเดือนก่อน

      Simba mwana wa Alick macheso ........full stop

    • @alfordkoza14
      @alfordkoza14 7 หลายเดือนก่อน

      Macheso akati haana mwana akaita sa Simba....fullstop

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 7 หลายเดือนก่อน

      No smoke with out fire mwana ndewake parizvino kusvika vainda kwa Tinashe Mugabe tazonzwa kun 0,00 percent so far ndewake

  • @slicinganddicingfraud
    @slicinganddicingfraud ปีที่แล้ว

    Uuuummm asi munhu uyu haasi kugona hake kuimba, vanhu vari kungo simpathaiza havo...

  • @Bthula
    @Bthula ปีที่แล้ว

    @Maxutra muri sei Mukoma well done for the work yamuri kuitirwa Mufanha simba please can I have your number I need to chat you music business I'm in UK I'm the one who came up with the name Ochestra Cornerstone you can ask SIMBA kuti munhu ari UK aka tumidxa zita iri

  • @EdmoreMaregedze
    @EdmoreMaregedze ปีที่แล้ว +1

    Simbarashe is one of the best young singers who is improving