ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
ndoda kuchengetera vazukuru vangu kana ndazovanavo ndozombovanzwisa voice ra Simba achiimba hake
Vanhu vatema kushora chte munogona
Sound yadhakwa
Zimbabweans appreciate zvatakupai ...
Uyu munhu Dai ambozama zvekurima
Ko Iwe unoti.macheso Haana mwana akadai unoda kuita.baba vake.here regai kungoshoora.zvaitwa nevamwe vanhu
Haasi mwana Sugar Sugar here kkk
Ramba wakadaro ndokwabva nevamwe ikoko
Saka magitare anotonetsa zvekudaro nhai😂😂😅 Simba hatina zera naye pakudhomoka maihwe
Macheso ngaasangane nechikwadi adzodzise mwana. Zvaanombo batsira vamwe wani
Vocals are improving 🎉
Song iyi makaigadzira 100 %🙏🙏🙏
Mazonyanya kumufamba Kani manje ndaidawo kuisawo yangu mumhanzi munotiwo kudiiko one love❤
Uyu anga arisobha hr 😂😂😂😂😂😂
kkkkk ayas Macheso haana kana mwana akadai hake
Kahubenzi benzi kaAlick Macheso kari mumukona uyu ndiko kakaita kuti asimuke, mapenzi anoshora kana kukanda hupfu mupota havagone, viva SimbiCheso
😂😂😂Simba power
😂😂😂😂😂 uyu zvekumba zvomunetsa ummmm ngambotsvaga zvimwe zvekuita
Musamukwidza mundege yemashanga, kana achida zve music ngaatange kukwana, zvinonyadzisa zvaari kuita
🤣😂🤣😂🤣😂Haaa magitari anonetsa shuwa ndabvuma hangu🤣
Kkkkkkkk macheso haana mwana akadai.
Plz akatadzira vanhu vekwa Macheso ngaakumbire ruregerero....vose zvavo baba nemwana kufurirana kuburitsa tsvina idzodzi...mumwe nekoko mumwe nekoko
KKKKK
ibotso
Shinga wakadaro anyday zvinofamba zvakanaka
Simba dai wambonoteya mbeva ,dai wambosiya chibabe chiimbe
Ko zvaainzi haasi mwana wamacheso,inga achiri kushandisa Matheson wani.ndaamusungise tuone kuti sandi wake here
Aka gona wani guys musadaro so vakomana
Wadzikira Simba hahaha, enda kuna Pastor Charamba unogadzirwa voice nekurongeka, unogona kuita zvirinane. Rega fodya dzaunosvuta idzo kkkk
Simba is unique
Musarega simba achiita nyaya pamagitare mhani mudzidzisei kuimba
Keep going Simbarashe
Munotukirei munhu arikuedza
Push Simbaaaa
Kutaura kunge kireni Zulu shungu hadzirambidzwe
@@andreachinyanya should join marabhi music
Kkkkkkkkkkkkkkkkk hayaaaz
famba Vangisai famba
bass unorova simba zve idi chairo wire munoruka .
Gud music
Kuimba kunge gweme raona sheche
Ndozvinoita baba vake wani asi muchingovada 😂
@@tinobvukutah768 ita kuti uchivada
🤣😂🤣😂🤣
uyu Mukomana anonzi Simba idofo
Shinga mkomana zvichaita
Zvirikutoita soo tinosvika chete ramba wakadaro
Simbarashe pliz imba wega wava kukanganisa music yako
unofanira kuchinja studio chibba
Magitare boo but tsano avo ngavasiye kutaura
Dzingai kuma studio icho chi noise maker ,enda unoimbira ku Uganda
Keep going
Iye anoridza ripiko gitare
bass
Yiwe
Dai angoridza gitare chete without kuchema kwaari kuita. Mamwe maproducer muchatongwa namwari sure
Arikutaura zvake mukomana,
😂😂😂😂😂😂
Kasi wakatsvirwa nesimba kani simba
Mujolo tooo kkkkkkk but ummm kutaura zvake aaaaaaa
Fiona atori nane Simba nyarara hautaure pakuimba ZEROOOO
😂🤣😂
Muchinda uyu anevoice rababa vake same same chero asingagone kuimba
Haasi mwana waMacheso uyoo
Haasi muimbi uyo
Unogona
kutaura too much, kkkk
Voice rasimba kuita semunhu arikutaura kuma 4am Noise maker
kkkkkk taura hko
Kkkkkk
kkkkkk
Ramba wakadero siya vanegodo vakadero
Kkkk k mune pamuromo imi kkk
Improving
This guy is a son of Alick Macheso - not by DNA by kuridza bass guitar chete . 😅😅😅😅 People have talked negative things about Simba but the truth he a Macheso " Chakafukidza dzimba matenga"
Kkkkkkkkkkkk
I think better utaure usayimbe
Kkkkkkk big fool this one
Too much disorder and discord, this is rubbish
ndoda kuchengetera vazukuru vangu kana ndazovanavo ndozombovanzwisa voice ra Simba achiimba hake
Vanhu vatema kushora chte munogona
Sound yadhakwa
Zimbabweans appreciate zvatakupai ...
Uyu munhu Dai ambozama zvekurima
Ko Iwe unoti.macheso Haana mwana akadai unoda kuita.baba vake.here regai kungoshoora.zvaitwa nevamwe vanhu
Haasi mwana Sugar Sugar here kkk
Ramba wakadaro ndokwabva nevamwe ikoko
Saka magitare anotonetsa zvekudaro nhai😂😂😅 Simba hatina zera naye pakudhomoka maihwe
Macheso ngaasangane nechikwadi adzodzise mwana.
Zvaanombo batsira vamwe wani
Vocals are improving 🎉
Song iyi makaigadzira 100 %🙏🙏🙏
Mazonyanya kumufamba Kani manje ndaidawo kuisawo yangu mumhanzi munotiwo kudiiko one love❤
Uyu anga arisobha hr 😂😂😂😂😂😂
kkkkk ayas Macheso haana kana mwana akadai hake
Kahubenzi benzi kaAlick Macheso kari mumukona uyu ndiko kakaita kuti asimuke, mapenzi anoshora kana kukanda hupfu mupota havagone, viva SimbiCheso
😂😂😂Simba power
😂😂😂😂😂 uyu zvekumba zvomunetsa ummmm ngambotsvaga zvimwe zvekuita
Musamukwidza mundege yemashanga, kana achida zve music ngaatange kukwana, zvinonyadzisa zvaari kuita
🤣😂🤣😂🤣😂Haaa magitari anonetsa shuwa ndabvuma hangu🤣
Kkkkkkkk macheso haana mwana akadai.
Plz akatadzira vanhu vekwa Macheso ngaakumbire ruregerero....vose zvavo baba nemwana kufurirana kuburitsa tsvina idzodzi...mumwe nekoko mumwe nekoko
KKKKK
ibotso
Shinga wakadaro anyday zvinofamba zvakanaka
Simba dai wambonoteya mbeva ,dai wambosiya chibabe chiimbe
Ko zvaainzi haasi mwana wamacheso,inga achiri kushandisa Matheson wani.ndaamusungise tuone kuti sandi wake here
Aka gona wani guys musadaro so vakomana
Wadzikira Simba hahaha, enda kuna Pastor Charamba unogadzirwa voice nekurongeka, unogona kuita zvirinane. Rega fodya dzaunosvuta idzo kkkk
Simba is unique
Musarega simba achiita nyaya pamagitare mhani mudzidzisei kuimba
Keep going Simbarashe
Munotukirei munhu arikuedza
Push Simbaaaa
Kutaura kunge kireni Zulu shungu hadzirambidzwe
@@andreachinyanya should join marabhi music
Kkkkkkkkkkkkkkkkk hayaaaz
famba Vangisai famba
bass unorova simba zve idi chairo wire munoruka .
Gud music
Kuimba kunge gweme raona sheche
Ndozvinoita baba vake wani asi muchingovada 😂
@@tinobvukutah768 ita kuti uchivada
🤣😂🤣😂🤣
uyu Mukomana anonzi Simba idofo
Shinga mkomana zvichaita
Zvirikutoita soo tinosvika chete ramba wakadaro
Simbarashe pliz imba wega wava kukanganisa music yako
unofanira kuchinja studio chibba
Magitare boo but tsano avo ngavasiye kutaura
Dzingai kuma studio icho chi noise maker ,enda unoimbira ku Uganda
Keep going
Iye anoridza ripiko gitare
bass
Yiwe
Dai angoridza gitare chete without kuchema kwaari kuita. Mamwe maproducer muchatongwa namwari sure
Arikutaura zvake mukomana,
😂😂😂😂😂😂
Kasi wakatsvirwa nesimba kani simba
Mujolo tooo kkkkkkk but ummm kutaura zvake aaaaaaa
Fiona atori nane Simba nyarara hautaure pakuimba ZEROOOO
😂🤣😂
Muchinda uyu anevoice rababa vake same same chero asingagone kuimba
Haasi mwana waMacheso uyoo
Haasi muimbi uyo
Unogona
kutaura too much, kkkk
Voice rasimba kuita semunhu arikutaura kuma 4am
Noise maker