ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Samuel Rirai dia ❤
Panoti bheriya apo umm ndokomborerwa Amen
Ndigonesei ndigobata nguva ndirege kusiiwa nechikepe Ishe wangu
My church 🙏ndinonzwa kuitirwa zvakanaka ❤️❤️❤️❤️
Rova rova iwe aiwa Zichurch redu ngariende mberi zvinovengwa nemuroyi izvi
Gud job keep on doing great job
Happy to see all of u guys ana macharawanda nemhuri yekwa mahosi
Ndinobva ndafunga mbuya vangu paZimunya, apo my friend Ever uuuuu zorororai henyu murugare weduwe
Miss baba marecha pakaroi vs baba mujatiwa alang side Selma ,team racho hausi kuriziya usaziya zvako
The dance keeps me on watching... you nailed
Ndirikutsvagwo kunopindirwa church iyi Capetown please .
Glorious ❤ proudly postorian Zviratidzo ndomandakabarirwa and I will never leave my church
I failed to recognize Macharawanda murume aiita kuti pasika inakidze pa 12 miles apo ,my church
What is the meaning of chikepe chafamba.?Zvinei nedenga izvi? Nhema dza Thomas Nyamombe. Zvavanogona upombwe bedzi.
Ndofunga sekuru vangu pabocha apo RIP SEKURU BHUNU
Weldone
Ndine song yandirikutsvaka ndibatsirewo ndoida zvangu
Zichurch remachurch ose mbiri ngaikure zviratidzo
Tamba bheria from romorehoto sangano ,zvinokudzwa izvi basa ngaribatwe
❤
Amen manoimba zvenyu
My church Ngachifambe chikepe
Ndofarira hosho zvangu asi handinyatso gona kudziridza
Taking takarasika veduwee kuZviratidzo uko. Ko taizivei?
Ngoma fty
😊
Chikepe chaifamba baba bipi rekwaMutumwa
Masterpiece 👏👏👏
ngoma
I love ths sonq🙏🙏💗
Macharawanda apooo brain mahosi team rangu pa12 miles apo August ndasuwa pasikaa
Seems like i know one of the choir members Baba Macharawanda...He once visited Bocha Marange
Macharangwa is still alive
Yes please Chaifamba
My church 🙏🙏🔥🔥
While that's my church l love zviratidzo nabishop wedu Lazarus and ACH bishops wacho
Chikepe ngachifambe baba,munotigonera
❤ngoma
Nice one
not sure about the theology behind the song but good music
Ngoma ngairohwe
My church ♥️♥️
Urisei
Tiritese❤ndomangu fut
Only Jehovah
Bheria church ynk
I love ths day
Uplifts memory lane 37 years ago in Chitra village
Interesting ✅
Handei nayo bherira
Rambai makadaro
Na with aripo
nyasha
🙏🙏🙏🎉🎉🎉
❤️❤️❤️❤️❤️
Panyanyadzi apo waripo wandoziya
🙏🙏🙏
Makanyanya
Bheria ichiko nhai