Zvemhepo izvi haa its so confusing mr Andrew mabvunza mubvunzo chaiwo.... Mwangwana kuenda kune imwe church intiudza a different story ahhh ...... keep up the good work team drewmas
Musati matyityidzirwa neZanupf mouya kuzotisvodesa kuno nemi murikushupikawo umwe naumwe arikukwikwidza ane spilled blood during the liberation even Chimbwido was a fighter passing information is great fight cooking for soldiers is waking the talk as well time up let people vote
Ma 1 hapana chinobatika apa,bvisai ma foreigner vana Munangagwa ve Zambia ava,,maivepi masvikiro muchirega ma foreigner achikutorerai Nyika,,,mhondoro dzakadhakwa kare 🤣🤣
The coming of Zimbabwean James Bond calling himself Madzibaba Bond akati auya kuzobhonda Zimbabwe mubvunzei kuti akaonei Vafana musasaize Zimbabwe kkkkkkk
Drewmas media taking us to another level. Takamirira the continuation yenyaya yediesel paChinhoi
the opening track is lit......Drewmas woye gara muberere
Nhasi rarimwe zuva. Drewmas team murisei tadzoka zvekare kuhomwe yedu iya ti's another level
Tsvimbo yanetsa imwiwoye drewmas taking you to another level
Hello 👋 guys haaaaa dreams kumberi kasong aka shahwira kakanyanya shem❤
Kushata kwavo madzibaba umwe ari kupenga nehurombwa iye akuhumanawo tsvimbo yeiko
another level, nhasi rarimwe zuva❤️❤️❤️
Nyaya yetsvimbo iyi hatizode kunzwa kuti umwe ava kuPolice station 🙇♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️
zvokwadi
The only best on this story is a song mmmmm wonderful Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤❤
Ngoma iyi mmmmmmm yazonditapirira hei mmmmm Chiera varipo mahlabe zulu NeShamba tiritese another level
And I quote 👌so ngoda in shona, simply means something that is precious 😜
DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL nhasi rava rimwe zuva ❤❤❤❤
Ah izvi zvekupenga unoteerera munhu akadai so? Ndopamaiteerera tsvimbo tsvimbo kudii, tsvagai mabasa mboko
@@chilindasakala9499 kkkk watsamwa
Thank you Drewmas media for taking us to another level
Kkkk iyi inhoroondo from ZANU PF ndisekuru va ED avo apana zvetsvimbo yenyika apa anotonga panguva iyoyo ndiyo tsvimbo yenyika
Chamisa anoyera moyo
Takanovhota
Irikwatir vaera Shumba🦁🦁
Introductory song inondifambira. Inzwi remurume murikurinzwa iya, ko reari kuvamba uye varikutsigira. Ndoruwana sei rumbo urwu Drewmas.
Taura hako runonakidza Kani ndatombozama kutsvaka ndakarunzwa futi pa murume uye wekupondwa Obert
Another level
Namhlanje ngelinye ilanga Drewmas media taking us to another level
Drewmas media taking you to amother level
Chokwadi vamunangagwa ngavatevedzere chivanhu vamugabe vaitevedzera chivanhu sakangavatevedzere chivanhu😊
Drewmas i like your songs
Me tooo
Ko ana mhofu vachatonga rini tichafa tichitongwa😂😂😂
Hatitongeke 😅
@@tektekchihera8466 😂😂😂😂
Nyaya dzemhepo yenyika seyi irikungotsanangurwa nema2000 anozviwanepi
Drewamas media taking us to another level
Drewmas media taking us to another level
Zvemhepo izvi haa its so confusing mr Andrew mabvunza mubvunzo chaiwo.... Mwangwana kuenda kune imwe church intiudza a different story ahhh ...... keep up the good work team drewmas
Taurai henyu ipapo zvemhepo izvo ini ndinoti ndezvekunyepa , hakuna anoziva chokwadi dzinongova fungidziro chete
Dramas media taking u another level tavepo
Kobvigwesu vaera Moyo including Nero💛💛💛
Nero muera moyo here?😮😮umm pakaipa ko isuwo vana chauke tichafira muvutongwi.
ndiMwari ari kutaura or Mweya yekumakomo iyi
@@giftalutadosipani3637 yes Nero muera Moyo
Drewmas haizivi here kuti Chamisa muera Moyo
@@Chiravirwa ok ndaiti ndimadyiraka nekuti vanhu vazhinji vekwa Gutu ndivana madyira pazhe.
Ndiani uyoo
Song iyo chapomba zvofambidzana🎉😂
Team Drewmas maswera sei nebasa Shumba nachihera
Matengwa nemarei baba kkkkkkkkk kutinyadzisa Masvikiro for ED
Musafadze vanhu zvenhema. Mozotii mangwana nekunyepera vanhu nhai n'anga yemanyepo
Tsvimbo ye nyika munhu guys . Hakuna tsvimbo yenyika inovezwa! Tsvimbo parizvino ndiye arikutonga
inews hadzo but musaunze type yeidzo netime yatava iyi modzorera vanhu kumashure munhu wedu tinaye kare isu chamisa chero akayera mavhu😅
Aiwa chamisa muera moyo saka kule vanoona
Zvanakira kuti Chamisa wacho ndiMoyo futi. Tototi pamwe ndiye anori kurebwa hake. Asi; ngaangopinda zvake mukoma; chero asingairi Moyo pinda hake - ndozvido zvevanhu. Chamisa dziii! Zvetsvimbo izvii uuuuuu - zvoda kungwarirwa. Zvine nhema dzakawandisa mukati.
Anoyera moyo nero
Musati matyityidzirwa neZanupf mouya kuzotisvodesa kuno nemi murikushupikawo umwe naumwe arikukwikwidza ane spilled blood during the liberation even Chimbwido was a fighter passing information is great fight cooking for soldiers is waking the talk as well time up let people vote
Kasukuwere's underdog
Sekuru Mukanya vanoreva here kuti kodzero yekuvota muZimbabwe amuchina
Mhondoro ndidzo dzavekusarudza vatungamira
Vamugabe vakanongedzwa nemhondoro
Kana vakagona Kati anenge Aromba anosungwa nemutemo kupondana kwanyanya nen'anga dzinorombesa dzobhanwa kusare dzinoyambutsa vanhu Chete anenge arombera chiporofita nechikwambo osungwa Toda mweya mutsvene unobva kunamwari wakachena nemasvikiro akachena munyika zvese zvinonaka
ivovamunangagwa vanotomboitawo here chivanhu ngavamboitachivanhu nyikayedui budirire tevedzerai chivanhu tatamburavana vevhunekuurawa zvichingopera zvakadaro
Mhondi iyo ane maoko ane ropa ivhu rakatsamwa ..yakafirwa nyika iyi uaanoita madiro nayo nemhuri yake ..azvife zvanaka kana aripo uyu
Hapana nhema dzoga
Zvibirai Kure baba nyararai
Tsvimbo iyii mmm yanetsa vamwe vakamboti hee gombwe izvezvi vava avaa hope it ends weroo
Ndezvenhema
I moyo chirandu tisu anhu acho
Zvirisei sei pano
Kurikutaura zvikwambo masvikiro chaiwo chaiwo havangatiudzi zvekuita pamavhoti vanhuvatambura hamuzvioni mungori zvikwambo hamusi masvikiro Vana Madzibaba Bond
Maswerasei Drewmas Media
Sekuru vacho vakapfeka zvemadzibaba nebag remadzibaba you can't hwisis kkkk
Kkkk anopenga uyo
Inotongwa nevaera tsoko vabvakure
Haaa mufana wechidiki ozviti sekuru mkanya
Chamisa Moyo Gono, Kasukuwere Moyo Chirandu.
kaSuku-were haafe atonga igweja
Zvricy pano
Ka opening song ako moto woga woga
Mkoma Neshamba I can't comment on live chat anymore 😢😢😢
Taura nerurimi rwamai ndirikuti shona kana ndebele
Sezvirikuta Drewmas media
Dreams media murirudadiso vanhu weeeeeee
Ndonga ine vana va Ndabaningi sithole
5 more years for ED 🎉🎉 but 2028 will give you your exit package President
Church kombai murove
Zvatanga futi zvekupenga uyo ya svimbo yechingani Bond akati ndini chete ndine svimbo hapana anofa akaiwana arikupenga futi gore rinzo risati rapera unenge wakupenga futi futi muchapera kupenga futi
Linamanga komunye umnyaka niyobusa ndebele nizoyisola
Uyu munhu anonyepa zvake kkkkk kungoda kunzi ndakataurawo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
👋👋 Drewmas media
Nyika hayina varidzi vanofanira kutonga. Hushe madzoro tonosiyirana. Hazvisi zvakwanhingi
Maziromo enyu sekuru
On point. What a nonsensical talk!
IWE wakabhenda muromo tsvaga chipatara umwe mapisritsi ekupenga iwe
Haunyep
Dhurumasi midhiya
Chamisa gono
Chero ivhu rakutengeswa
Iwe so called sekuru kwana pakambo coloniser Zimbabwe yanga iripi mhepo yacho ,kuhumana uko
Kumhepo shuwa chihera kkkkk
Hamusi Bond part 2 here mkomana
Chamisa na Tyson vaera moyo vose
May l have sekuru mkanya's digits please❤.thank you
Drewmas
Ma 1 hapana chinobatika apa,bvisai ma foreigner vana Munangagwa ve Zambia ava,,maivepi masvikiro muchirega ma foreigner achikutorerai Nyika,,,mhondoro dzakadhakwa kare 🤣🤣
Zvinhu zvacho dambe rega rega zvirinani mutiudze zvizhinji zvekwagogo avo vekuChinhoyi vanhu ava taneta navo tikuda zvinobatika chsizvo izvo vaNeshamba pliz
Vavhunzei awo vese varikureva reva kuti mwoyo nasoko mukuru ndiani uye vatanga kutsika muno ndanani uye vainzi vambedzi varipi sandivo mhuri yedziva hre ndivo vane zita iro musikavanhu zvino vanhu havadi kutaura chokwadi nekusaziva ndavapinde muhwema matare aya ehe mwoyo arikuchemera kutonga kumhepo asi handiye muridzi mwoyo muzukuru vedziva zimbuya ravo nderedziva sakanyika vakaivanepi kkkkkk ndatenda soko vanyai vepasi ......
Waita mwana svibira Kure nyaka yangooma not kuda kuwanzwa nyaya
Tsvimbo inogashidzwa neMhondoro kune anenge asarudzwa. Muera Moyo achatonga kana matare ekutanga azadziswa (1) kudzorera nyika kuvaridzi (2) kudzorera mweya yevana vakafira muhondo kumisha yavo
Amen
Hazvinzwisisiki izvi
Zvemhepo zvinoda vanotozvinzwisisa
Madzibaba Bond's squard will continue to come and spread lies but forget and smile you fail it already
Icho chokwadi zimbabwe ndeye vahera moyo moyondizvo dehwa
Musanyepa imi varozvi vakarozva nyika isiri uavo
Mfana uyu akutijairira manje ndichamumamisa mukaslzondisungisa manje.akabarwa Gore ripiko uyu.haasiye here wekwaWimbo
Hello Dramas media team
Titambire
Zvanzi tisu here, nhai Shumba Gombwe
@@simbamoyo9400 🤣🤣🤣🤣
asi mokurumbidza kupererwa nema question
svikiro harina nyika because masvikiro vanhu vari pasi asi Mwari vari kudenga so ari pamusoro ndiye mridzi
Ko mwari achipa moses murairo haana here kuvimbisa vaisiraeri nyika yavo yechipikirwa yababa vavo Abraham yechipikirwa
Drewmas media ummmm mabva maita advert muchitaura nezvedombo raamai va Chamisa apa iye ari muera Moyo futi do you think what i am thinking
Ngaapinde hake mkomana
Chiri kudiwa nanii futi; iwe ipapo uchitaura kuti Masvikiro acho mawandisa hapana achaziva svikiro chairo chairo? Masvikiro acho chaiwo ngaabude ka aratidze vana kuti venhema nevechokwadi ndevapi? Hapana chingagoneka nekuti imwi hamusi Masvikiro muri n'anga dziri kutsvaka mari just like vana Bond.
ini ndoyera moyo,chero ndandisina kupedza kana kutanga video
Varozvo vakarozva nyika isiri yavo
Zvekunyepa izvo nguva yamugabe maizvitaura izvozvo
Homwe ngadzironge gungano racho voita kuti achapuhwa hutongi apuhwe. Simba remhepo rinopfuura vapenyu
The coming of Zimbabwean James Bond calling himself Madzibaba Bond akati auya kuzobhonda Zimbabwe mubvunzei kuti akaonei Vafana musasaize Zimbabwe kkkkkkk
Kkkkkkkkkk
Zanupf yakatandanisa varungu muchiona nhasi uno moti tsvagai pakarasika musativhara zvakona Obama akatonga America nanhasi ingori America musatinyaudza mozoita ruzha apera mavhoti
Mugabe akaiswa nemhepo ere kana akaiswa nevanhu anopenga uyo hahahah
Mugabe akaita chekubvuta kubva kuna Tongogara achibva amuuraya.
Mukanya makadini
Hungwe not Moyo.