@@Myprinceof I wish dai vanobetsera vachikwanisa kuudza varwere kuti ini ndinogona izvi, I am strong pane nyaya idzi asi apa I am weak.indai Kuna nhingi ndiye anogona.that way vanhu havarasikirwi nenguva
I think vamwe Ana Sekuru should take a thing or 2 no threats of ndokuuraya just some convincing ava vanhu vanenge vavhembera plus nharo dzacho hazvizobude. Topedzisira takuita kunge tinenge tichivambunyukidza, I loved this episode ❤
Casacatiza iborder reMozambique neZambia ndosaka sekuru vari kutaura Nyungwe.. Casacatiza iri under Tete Province. Vese vanobva Casacatiza speaks Nyungwe or Nyanja language
The only undisputed fact is that varikunzi vakaromba vacho, hurombwa hwacho vakahwuwana kun'anga kwete kuchurch. It's unfortunate that we don't have journalists who are capable of exposing the source of goblins and charms. What they only know is to chase after goblins consumers and sometimes seems to encourage magicians instead. Kunonzi kuibopera kumuswe!! Haungadzingirirani nemusvuti wembanje iwe usineyi nemutengisi wadzo. it doesn't solve any problem! Bata mutengesi, vasvuti vasawana kwekuitenga. Dei pasina n'anga ingadei nyika isina matambudziko
Harisi basa rema journalists iroro rekutsvaga kunobva huronbwa, ndo renyu manje iroro, basa re ma journalists is to disseminate information bad or good, period, iwewe ita journalism iyoyo tione
Most of your post is to criticize our work, why don't you come and join us, we supply you with equipment and you do your journalism and teach us how best to do our job. We have never criticized you for exposing your self because we as journalists we are not at your level because ignorance is not our profession
@robertapfumaneyi I'm exposing your weakness. Rather take it as an encouragement instead. Ndingafara shuwa kubudisa dark side ranaTasvu nekuti panemumwe wandakanzwa achitochema-chema nenyaya dzemari and you seems to avoid him paakakuvhunzayi.
Muchadzipedza dzese n’anga idzi. The reason is we listen too much kun’anga instead of challenging what they say. N’anga dzinovimbisa kuita mashura dzigopikisa vanhu mhiko &allsorts of things but if you look with a clear mindset ndopaunoona kuti hapana zviripo. Tsoka vakabvanepo apa mukabhilivhiswa ne ma tricks vachichera matoilets it’s a game. Next sangoma will come hamusvipedzi izvi ndochivanhu chacho
@@Gonawapotera1 Stop 🛑 giving excuses for these n’angas mhani. When are you going to open your eyes. 👀? Hanti Tsoka vanopikisa mhiko kuti ukaromba futi unofa. It’s just words muchibhilivha henyu. Wake up
@@idahkonde3386 Matambudziko ariko but handi n’anga dzese dzinopedza Nhamo. Test these n’angas kwete kungo accepta. Nyangatani atonyara he would have said previous n’anga yakakurombesai musingazivi & they would have accepted it. The families are being duped emotionally and financially abused in front of cameras 🎥. Call a spade ♠️ a spade ♠️
I miss mdhara kagurabadza mdara akangwara uyu haabvume kuitiswa ana sekuru ve mazuvano vave ku rapa vanhu neku shandisa ma video avaana kumatare so hakuna hakuna big up mdara
One of the best sekuru Nyangatani ❤
Kubvuma hurombwa hwako hapana anonetsana newe-waita basa mdara nekubvuma zvawakabata ndokusunungura mhuri yose.Sekuru Nyangatayani my respect,munogona matare sekuru
Sekuru nyakatayani chibaba
Mkotsanjera was once there ....but now ndaakuona big difference between mkotsanjera Nana sekuru veharare mkotsa is only special for ngozi
I totally agree
@@rekayitsokodayi3438 even mdara Uyo abvuma Kut mandisunga mawoko chindisunungurai because ndandisiri murume wekutamba naye kutaura kukuru chaiko I like the fact that abvuma zvake kwe vanaKagurabadza mdara uya wekuramba uroyi hwaingovepachena
@@Myprinceof I wish dai vanobetsera vachikwanisa kuudza varwere kuti ini ndinogona izvi, I am strong pane nyaya idzi asi apa I am weak.indai Kuna nhingi ndiye anogona.that way vanhu havarasikirwi nenguva
@@rekayitsokodayi3438ver tru yu are on point.but manje havadi kutaura kuti havazvigone daidzai nhingi
Asi Tsoka vane mukadzi wavakaudza kwekuinda achida mbereko
I think vamwe Ana Sekuru should take a thing or 2 no threats of ndokuuraya just some convincing ava vanhu vanenge vavhembera plus nharo dzacho hazvizobude. Topedzisira takuita kunge tinenge tichivambunyukidza, I loved this episode ❤
Mukotsa anga akawandirwa nenhau paya. Yake yaiva kuti vanhu vazive dzinza ravo, kukabuda vaya vana Sekuru 2 vekuMalawi, vachisangana nemhuri yavo, vakanoona guva rambuya. Ngozi dzakatanga kubuda then zvikwambo zvemutoilet zvikabuda pana Madzimai Monica the soccer fan avo. If you remember, Sekuru vekuMalawi vairamba kuti Mukotsa aite deeper, achiti uri kunyadzisa mhuri yangu. Agenda dzanga dzakasiyana pakati paMukotsa na Nyangatayani.
Akaudzwa naMkotsa mdara uyu akaramba vakati iye Havana chaakabata
I agree with u
Azobvuma mdara paye aijamba jamba
True
Isu vawoni tisu tine dambudziko rekuda kucompare zviremba even muchipatara mune madepartment wani umwe naumwe anoita pake kusvika mhuri yapona chete
Dr Mukotsa vakataura wani kuti mudhara akaromba wani vakaurawa ne Mabhazni mwana wavo akapihwa Mahehu ne Mukoma Maoko kuna Mukotsanjera ❤❤❤Mukotsanjera
Ndomadhara atinoda aya kwete vanaKagurabadza kuramba zvaunoziwa
Vakakombererwa havo vane vabereki vanobvuma
@@rekayitsokodayi3438 taura hako ufunge vabereki vedu tinovada asi kuomesa moyo
Kagurabadza unofa nazvo uya apa mhuri ichipera kufa haana moyo
Akazomboenda kupi kagurabadza kkkk
Mhuri iyi ndaidira kt vanoda mdara wavo chero akasviba varivamwe vandadai vavaumburudza❤
Humble man ❤❤ sekuru
Marange oyeee hoye Marange oyeee hoyee 😂😂😂😂vazhinji vanohwanda netsvimbo nhayi apa vamwe vemarange muchaita seyi
Thank you sekuru Nyangatayani vanhu vakwamarange vazhinji needs help vanoromba vanhu ivava
@@andrewww9210 vanoromba kupi
I like that mudhara ,he knows his uncle 😂😂😂😂 handisi muzukuru wako
😂😂😂😂😂 mudhara azviramba kkkk
Mutimukuru ❤❤❤❤❤❤ yaaaaaaa tamirira kuona basa richishandzwa ❤❤❤❤❤❤
Yakazopera sei iyi
Vakomana vandifadza ava mmmm mubereki wako mubereki wako nyangwe akakutadzira mude 🎉🎉😊❤
Mukoma Hwese.. muri rudadiso video and sound is above and beyond❤❤❤
Thank you so much
Casacatiza iborder reMozambique neZambia ndosaka sekuru vari kutaura Nyungwe.. Casacatiza iri under Tete Province. Vese vanobva Casacatiza speaks Nyungwe or Nyanja language
ndini ndoga here ndinoona kuti n'anga zhinji dzinobva Moza? handisati ndamboon an'anga inoti or inotaura shona?
Ndepa Aphiri hre apa
Ehe
Kamwana kadiki kamroi kurorwa ne zidhara rakadaro..great grand father vake.
Zvimadhara izvi zvai repa ma under age..
Denga hamuri one mudhara imi
Iwe unoriona here? Rimboriko zvaro? Kunei kudenga kwacho?
Hei kuenda Ku Tunisia kundoona bhora nerusero mmmmmmmm yaaaaaaa apa m1❤❤❤❤❤❤
Vana vanoda baba vavo ava ❤❤
Varoi Ngavadzidze pamukuru uyo magona guys murivarume vechokwa god bless you
😂😂😂😂😂😂hanzi mzukuru wako ndiani ndanakirwa
Ohhhhhh 100 vana mumwe mushonga yiooooo nyika yedu yashata
Zvakwamarange my dear
Sekuru ava maiitiro avo ari clear atori different from vamwe vanaSekuru.
Chero sekuru Tasvu naSekuru Kanengo havazonyatsosvike pakuti clear seuyo.
Part 2 please!! Still waiting
Please can you send the next episode
Hanzi handisi muzukuru venyu sekuruvangu ndinovaziva😅
The only undisputed fact is that varikunzi vakaromba vacho, hurombwa hwacho vakahwuwana kun'anga kwete kuchurch. It's unfortunate that we don't have journalists who are capable of exposing the source of goblins and charms. What they only know is to chase after goblins consumers and sometimes seems to encourage magicians instead. Kunonzi kuibopera kumuswe!! Haungadzingirirani nemusvuti wembanje iwe usineyi nemutengisi wadzo. it doesn't solve any problem! Bata mutengesi, vasvuti vasawana kwekuitenga.
Dei pasina n'anga ingadei nyika isina matambudziko
N'anga dzizere muma church sanyepe
@SikhulileNyoni-v1j my first time. Ok do you have an idea how are they operating mumachurch? Ndiudzewo church inorombesa.
Harisi basa rema journalists iroro rekutsvaga kunobva huronbwa, ndo renyu manje iroro, basa re ma journalists is to disseminate information bad or good, period, iwewe ita journalism iyoyo tione
Most of your post is to criticize our work, why don't you come and join us, we supply you with equipment and you do your journalism and teach us how best to do our job. We have never criticized you for exposing your self because we as journalists we are not at your level because ignorance is not our profession
@robertapfumaneyi I'm exposing your weakness. Rather take it as an encouragement instead. Ndingafara shuwa kubudisa dark side ranaTasvu nekuti panemumwe wandakanzwa achitochema-chema nenyaya dzemari and you seems to avoid him paakakuvhunzayi.
Mukomana uyo asi ndiye best wababa kani,
I think so coz haaa kadhara aka kataridza kunzwisisa mjaya wako
😂😂😂😂 ehe anomutererera
@@TheresaMaps kkkkkk ange achasiirwa huroi hwese kkkkkk
How do I get sekuru kuti muvuye kumusha kwangu
+263788571227 Nyangatayani
Ndivo mai vekubatwa neNgozi iya yekukandwa mutoilet
Muchadzipedza dzese n’anga idzi. The reason is we listen too much kun’anga instead of challenging what they say. N’anga dzinovimbisa kuita mashura dzigopikisa vanhu mhiko &allsorts of things but if you look with a clear mindset ndopaunoona kuti hapana zviripo. Tsoka vakabvanepo apa mukabhilivhiswa ne ma tricks vachichera matoilets it’s a game. Next sangoma will come hamusvipedzi izvi ndochivanhu chacho
The problem is The family has already accepted hunyanzvi hwa Nyangatayani without even asking a question.
Kune vari kutoromba nhasi Saka hazviperi
@@Gonawapotera1 Stop 🛑 giving excuses for these n’angas mhani. When are you going to open your eyes. 👀? Hanti Tsoka vanopikisa mhiko kuti ukaromba futi unofa. It’s just words muchibhilivha henyu. Wake up
Hausati wamboona dambudziko wangu
@@idahkonde3386 Matambudziko ariko but handi n’anga dzese dzinopedza Nhamo. Test these n’angas kwete kungo accepta. Nyangatani atonyara he would have said previous n’anga yakakurombesai musingazivi & they would have accepted it. The families are being duped emotionally and financially abused in front of cameras 🎥. Call a spade ♠️ a spade ♠️
Asi vakurasika njere sekuru avo vanoti andisi muzukuru wako😅... Vanhu vakaromba zvivindi
🤣🤣🤣🤣🤣😂🤣😂🤣🤣🤣
😂😂😂😂
Kuda kutyisa sekuru 😂😂
Welcome back Sekuru Nyangatayani
Hoyooo chibaba icho vachoka
Mmmmm kumapostori kwakazara vathakati yohweeeee
Kuzoda vakadzi hobho...fake vanhu
Kkkkk haunyepe ipapo even kunana Roma zaoga afm
True n'anga nevaroyi zvava mumachurch
@@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hbMarange too much
Zvimadhara zvese zvekwa marange zvakaromba hapana kana msvinu
Ndivo ndivo nana Papa.
I love you. Sekuru you are very humble ❤
Srs dea
Sekuru bae 😂
Mukotsanjera to the world
Sekuru vakangwara, vakutaurira kuenda. Mazuva ave padhuze
Mukotsanjera ishamwari yengozi zvedi aiwa side iroro ndinomupa award but yekubata nyoka zvinoda anachiremba veHarare.
😂😂😂😂chokwadi
Ko. Peter. Mamubuditsireiko 😢😢😢
Mkoma Robert murume aimboturikira Sekuru Nyangatayani kare asi ava kuita hun'anga kwake ega
Ehe vakadaro sekuru hanzi oita zvake
@@TheresaMapsOk
Yagara yainga n’anga uyoooo
Ndizvozvo,anonzi sekuru Gwandu
Inga vakadaro wani
Ndiye woga here pavakadzi vese awa.Ndiye wekupa mumwe Mabhazni here
How far part 2 yacho mkoma Robert
Part2 yeapa iripi Zim beat news Plz
Welcome to Marange Teritory
I miss mdhara kagurabadza mdara akangwara uyu haabvume kuitiswa ana sekuru ve mazuvano vave ku rapa vanhu neku shandisa ma video avaana kumatare so hakuna hakuna big up mdara
Kagurabadza hurombwa anahwo but he's clever anogona kutaura achiramba nyaya yake
@@MosesNyamudzvanapazahaabvume zvinhu zvakapusa kudaro 😂😂
Go Tunisia go⚽⚽⚽⚽
Kkkkkk Nyangatayani Chibaba
Sekuru Nyangatai vanonyatsogona kutaura nevanhu zvekut haana nharo dzaanoita
Vanoona mavideo madhara aya ozongoita replay with the help yema journalist
Saka vana chiremba vomuno mu Zimbabwe havaoni zvomuno here Sei musina kana one ane mukurumbira😢
Havana kumbobatsirwa na mukochanjera here
Yeah mkotsanjera akadarika nepo
Sekuru vataura wani kuti makambobatsirwa ne n'anga yakatombopinda mu toilet asi akasiya chinhu one akachitya nekuti chihombe
@@violetchitambo407 pandanyora vanga vasati vapataura vazotaura after comment yangu
@@violetchitambo407shuwa iyoyo wangu 😂😂😂😂😂 wakatya kufa yooo
N’anga iyi yakatanga yaona video yaTsoka . Matsotsi haagerane
Marange vanhu ava vanoromba zvisingaiti vanotuka anasekuru ava apa ndiko kwavanoenda kopihwa mushonga idzi zve church kuvaraidza vatsvene vashoma
Kkk ikoko kuchechi kwavo vanenge vachiudzwa nhau dzavo idzodzo dzeuroyi kungoti havazogoni kubvisa hurombwa ihwohwo
@@VictorBangira 🤣🤣 ukanzwa vachiparidza unofunga kuti vanotaura naye mwari wacho nekuziva kukoshesa mutema dzeku church
Varoyi vari kuchechi dzose,vanhu vanotendeuka vaine zvinhu zvavo
Family iyi Haina hunhu inedzungu vana vacho Havana kukwana
Nhamo nematambudziko zvavatambudza
Saka vese avo vana vake here? M trying to do the maths kuti mkadzi 1 akaita vana vangani kuti vaite 100.
Vakadzi varipo i7 maybe vamwe vaizvara vachienda
Dhemeti yemunhu 😂😂kamwana ako umm
Ndovega
Kavhiringwa kamudhara kaye
Sekuru mukuda chokwadi chei imi makaromba nxaaa,mmmm kutaurisa kasekuru aka
K😂😂😂😂 itsotsi
Zvikadzi zvakazungaira .kuda .murume one..
Ko part 2 yacho iripi toda kuona achivhisa chikwambo chacho chirikutaurwa tanzwa nevanhu vanongotaura
Zvakaoma vabereki ava
Huye bodo hamusi sekuru wangu
Madzimai Monica vakataurqa neimwe ngozi panguva yasekuru mkotsanjera vachinzi vakaisa poison muma bhanzi but vaiveqo vakabatwa nemhepo yezvikwambo zvomutoilet. Nerimwe divi sekuru Phiri ( mhepo) vakuru vavharidzira zvakawanda paya
This sekuru is more understandable
Sei n'anga dzingori dzechirudzi
Kkkkk kuenda kubhora ku Tunisia nemazhizha
Muroyi akaenda world cup
Well done mapostoli emarange ayiii abafaz wombo abantwana wombo lokuloya lonke
Nyanga tayani ari cool hake. Vana nanoda baba vavo. Mukotsanjera akabata fake sekuru vati vakavharwa hapana zvakaitwa. Zvinhu zvacho ka
Imi taurai kwamaswera chiij chakadaro. Umwe neumwe ane field yake plzzz ko kana mukazoona after nyangatani kwaauya umwe futi
Mumba mandipedzera hangu.Ko chii madzishe kuita mumba kuzara nemumarata nemadziro ese
Kkkkkk akomana kubhora outside country ahhhhh
Tunisia yoooooo
Ini handichanytso nzwisisa bcz ndipo pakambo batwa zvidhoma zvikanzi zvapera
Camera man kuteera munhu aenda koweta hr 🤣
Honda vally vamanyika venyika ino
Mukomana akabata umbrella wakangwarisa mmmm
Akambopenga.
Ava ndobaba vemusha chaivo
But why ana sekuru wachingobata zvikwambo nenyoka pasinawo anobata zvidhoma??
Tunisia kuworld cup😢
RABHAHUMA MANYAMA 😅😅😅😅
Danai chigodora vaone munhu wavo kagurabadza
After n'yanga ii muchadaidza zveee imwee yotaura zvee kt panechakasara 😂😂😂 zvakaoma
Zviriko here izvi
Umthakathi ufana lesela kavumi nje
Vanhu vanoromba avo veduweee
Vanoromba kupi
Varoi shuwa.
Imagine vaibatsirwa ne ma postori ivava...
Mukadzi wako here iwe teteguru..mzukuru wako
Chokwadi ukaita vabereki vakaromba unenge urimunhamo zvakaoma kuzvarwa nemurroi
Saka hapana part 2 yere
Musativhiringidzira vadhara vedu nezvivavuki zvenhema izvii zvinoshandiswa naSatan
Yazokasika kupera mhani isu tinenge tichida kuona zvibatwa
ndini nani taona kuti muturikiri anogona kutsanangura kunge ndiye n'anga yacho kkk
Mkotsanjera akazvitaura wani but ayibata chikwambo nenhau dzengozi
Denga vacharipinda ne fire estngsh
Awusi Sekuru wangu😂😂😂😂
Ukawona makoshesero anoita vanhu vekwamarange mutemo we church unoti😊 ndivana mwari chaivo apa ndo varombi vakuru
Iiiii nyarara hako ndokwandakazvarirwa
Vakafanana neve Church yekwa Paul Mwazha mmmmmmm zvakaoma
Kkkk
Kagura badza
Sekuru nyangatani uyagona
Saka mai avo vakatonoona bhora ku Tunisia zvinhu zvacho so😂😂😂
Mai avo ngavatisiirewo mushonga wekunoona bhora.😅😅
😂😂😂😂😂😂 kuenjoyer huroi kkkk
Munhu asina kuramba zvaakaita hamupedzere vangu nguva baba