Mdara aya anopenga, now they want to persecute the guy without even hearing from the other woman, @11:33 there ready to defend ishe who was named in the saga but now other named man is being persecuted why. They have no right to call for DNA if hubby and wife are quiet about it.
Ini ndirikungofara kuti makaisa advert inoita, ndokugona kauku mkoma sly Kwete ngozi iye yamakambotiitira👏🏽
Mdara aya anopenga, now they want to persecute the guy without even hearing from the other woman, @11:33 there ready to defend ishe who was named in the saga but now other named man is being persecuted why. They have no right to call for DNA if hubby and wife are quiet about it.
Pananyaya apo panotukana vanhu chokwadi chinobuda pachena seapa chokwadi chiripo mwana ndewa mambo warikutaurwa😊😊😊😊
Chief Ruredzo muri kuita seiko imi muri kunon'onei ndakutorasika kuri kuenda nyaya nezvamuri kuitawo ipapo ndanga ndatofara kuti ndaona chief Ruredzo wemuarea mangu apa makundimakisa
Hahajah 😅😅😅panobatwa munhu chete...vakadzi vakarwa pakafumuranwa