ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Haa 'Handiti Mapaona' is my guy.I like him. Dzinyatsotaura zviri clear without mincing his words. chief pavanouya vanotoita dare ribhowe
Chinoita kuti mwana aroorwe nedhara hama dzangu chinhu chinonzi nhamo chinoisa vana padambudziko sometimes but rimwe diviwo unogona kutogara bhoo zvako nedhara rako uchiri hurira nekubira cash
Age difference iyo, haaaa pakaoma kuroora mwana wako. Varume ngatidzore tsvimbo
Uyo mambo chikwatsuro uyo haapote he go straight to the point
Handiti mapaona hatidi kunyadzisana mumatare 😂😂😂😂Vana vadiki madhara momadiiko siyai izvo
Kubatira vana. Vabereki torai mwana wenyu. Abuse yacho yakanyanya. 30yrs difference. Vana ngavazivewo mhani take your time. Zidhara iroro here shame 48yrs.
Hakuna zvinhu zvakadaro...Handiti mapaona
Handiti mapaona here handiti mapaonaka. Eeee
eeee chivanhu hachidaro, hakuna chivanhu chakadaro handiti mapaona
Nayewo mwana ane 19yrs akachiveiko paka ancestor kane 48yrs ikaka🤔 Tuvarume tunopfeka maspecs tuzhinji twacho tune rushusho😴🤦♀️🙌🙌
Magona kutonga mambo,mudhara adhiniwa nekunyenga kutambisa mwana kudero.
Haa sando dzenyu mutongi
Hutano hwavo hunenge husina kunyatsoti tsvikiti futi baba ve48yrs ivava🤔🤦♀️🤷♀️
And tapaona 😂
48 vs 19 years 😢 Zimbabwe is a true sh$thole , desperation yacho yakadai haiite, vakadzi munozvichipisa mega 😢
Handiti mapawona
eeeee, daree rechivanhu haridi izvozvo handiti mapaona
Kane zvivindi kamwana ako yoweeee
Kushaya
@@ssam1430 mmm but hama dzake idzo tingati vanoshaya hr nezvavari ,akanyengedzwa chete naelder avo zvino akunzi Pondo inokwana zvese kkkkk
Vabereki ngavatore mwana