Ini the way l see nyaya iyi murume nemukadzi havasi kuwirirana at all chero bonde papasisina apa nekuti mukadzi angabuda na 12 woita hr uripanze iwe woti ziii kune zvakadaro hakuna
Murume Ari mujeri zvake uyu,haana kana say pamkadzi wake,kt ataure hama dzemkadzi dzinopindira.chasara kuurawa dai wasiya zvako pari pedo.ita DNA otherwise Uri kuseenzeswa
Listening to this ndisinao mwana😢,Mwari ndinzweo zvangu
Shame so sad my sister but ,nerimwe ramazuva munamato wako uchanzwikwa ,Mwari havasi benzi.
All will be well dear
I pray that you will be blessed with your own baby
Same neni dear ndaedza zvose zvaramba kutsvaka mwana vamwe vachiuraya havo
Chii chikunetsa Charity
I feel so much pain when I watch such stories I hv been trying to have a child for 11 years vamwe vachiuraya so
😭mwana akafa achirwadziwa, they will never have peace , pure evil , we need justice for this baby
Ndamerera chiiii nhaimi😢😢😢😢😢😢
Vakadii kundipa zvangu ndakamuchengeta isu tirikutoda mwana nahubby zvichiramba takatoita 2021 akafa nanhasi ndinotozvibvunza kt mwari munopireiko mhondi mimba isu dzichiramba😭😭😭😭
❤❤❤
Ava vakadzi vanoroya ava ,imagine munhu ungafamba wakashama road yese kudzokera kumba,this is a clear sign yehuroyi
Even kugara kwacho maigara sei nhaimi musingatoonani kuti maakutoenda nevana kutown modzokera kubasa mukadzi achiyereswa
Uuuuu Asi Mwari anombopirei vanhu vasingadi vanha inga bible RINO ndinoziva zvawunofunga usati wazvita God has to stop kupavanhu vasingadi vahna
Thanks ko sei musina kubvunza kuti vemanjuzu vanetsa nei
Ko vadiii kungovauraya vanhu vakadai ivava vanochengeterweyiko
Asi vamwe vanhu moyo vakaisepiko nhai😭😭😭😭😭 ko kushandisa wo mwana mudiki pama basa akaoma kudai shuwa
Uuuuuu Nyika yavakuguma 😢zvayo simbi rekutakura 9mths dzekuzouraya unodziwana kupi ......vamwe vari kudya zvavasingazive kuti vaite mwana ... Iwe wopihwa zvako wouraya uuuu so 😭😭 sad
Good man from God… I hope Haana kupihwa hosha nemukadzi uyu.
Baba imi mune lucky mukadzi uyu akasungwa masunungurwa tendai ishe..hope she never returns to you my brother😢
Veduwee musatamba nekuzvara,vamwe varikuchemera vana imi mukuita hutsinye landlord nemuroja kujeri😭😭😭
Zvakaoma mwana akafa achitambura uyu😢😢
😢😢😢 imagine kumuvharira mubhaket wozopwanya 😢
Ini the way l see nyaya iyi murume nemukadzi havasi kuwirirana at all chero bonde papasisina apa nekuti mukadzi angabuda na 12 woita hr uripanze iwe woti ziii kune zvakadaro hakuna
Mwari Isu vamwe takanymwa mbereko muchipa mhondi idzi😢.
Nyika yakatakura kurema iyi 😢😢😢😢
Aaaaaaah, im speechless veduwe
Ko dai akapa vasina vana havo mwana akafa achitambura veduwe
Uum kutorivo ne varume vatsvene vakadai nhaimi
Blaz ava vakaroora satan.lm Worried nevana
😢😢😢😢😢😢 nhai mwari ndarwadziwa veduwe
Ao zvakaoma mukadzi muroyi uyu akaoma
Mukoma ngavanoite DNA yevana ava pamwe havasiri vavo vese plus ngavatsvage mumwe vekurooora vasiyane nemhondi iyi
I feel pity for the man. May you find comfort in the Holy Ghost
Ngava sawana rungare vanhu ivavo kacheche ngacheme mudzeve dzavo
Ndatadza kupedzisa kuona nyaya iyi Zimbabwe uuuu makuna kuna awanda
Zvakaoma Wena munhu akadai haaana ka moyo
Ko kubaiwa depo nhai veduwe
Haaaaà zvakaoma 7 months usingabhadhare rent nhai chienda kuchikurubi Wena hakusisina pressure yekubhadhara rent zvamuchose
That shallow mind definitely aitoziva kuti vanoenda kuJeri akashandisa akapusa
Yaa ngaanogara mahara nekudya zvemahara, dhemeti mahure enzara
Is it poverty or drugs or simple evil .its hard to believe. You think its fiction
Hapana poverty inoita kuti utakure nhumbu for 9months
Mashura,😢😢😢😢I can't even believe it
Hopley is another place
Ummm kugara nemukadzi walusifa aaa😢😢😢
Kana mune capacity yekuita hutsinye wakaipa kudai musazotiudze zve 9 months nekurwadza kwemimba 😢
Yoweee😢
Yooo zvakaoma vanhu vapindwa nemweya wakaipa sure mwana mucheche kufa achitambura they will never have peace shame
Dai vakandipa hangu ini handina mwana hupenyu hwangu ndarwadziwa zvakanyanya nekufa kwemwana mucheche 😢
Vatidzi venyika gadzirai nyika yedu yasara nehorombwa ndarwadziwa hangu
Chero kusungwa kwacho hakutomboenderani, nezvakaitwa mufunge kuteura ropa risina mhaka
😢😢😢
Vachaiona ngozi dzemwana iyeye sei vasina moyo wekubereka vakadzi ivava😭😭😭
Ngozi yemwana mucheche yakaipa amai nanyakuponda
true
Zvakaoma hazvo dai akamurasa zvake ari mupenyu .
Zvorwadza veduwee kuputsira mwana pasi veduwee
Kana mwana wako akafa achimucheche akavigwa nevanhu vane hutsinye haudi wakaita mamwana futi
Yaaa nyika yedu yashata motiwo mvura inganayawo here pakadai kuita mashura akadai zvotyisa
Hiii Mwari ,dai vakangorasa havo
Anorwara uyu chivindi rudzii
Vanhu vane hutsinye ayiwa ahhh
😢😢😢 nhy Mwari wenysaha chii chainsaw vanhu kusatya Mwari kwawanda
Ngavaendeee kujeree nhubuuu dzevakadziii
Zvakaooma
Hezvo 8 hunyoro huno
Ndachema zvangu ummm ndachema chirudzii
Ndarwadziwa vanhu vashata chokwadi vakadzi Ava vanoroya chete
Umm vanhukadzi tapindwa nei
But baba avo vari kuti mudzimai wave anoita nhumbu igokura kusvika pakuda kuzvarwa vasingazivi here, pane panoda kugadzirisa apo , what I know, murume ndiye anototanga kuziva nhumbu, mukadzi asati aiziva.
Chihure aisa iziva because inenge isiri yake vakadzi vakaipa moyo kudai ungati vangazviziva
Akafa atambura mwana uyu 😭😭😭
Shame chiiko chapinda muvanhu nhaim😢
People think it's easy to unalive a human being
Very true uyu spirit yake yaive nenharo shame the whole day mwana arimu bucket akaramba kufa worovera kumadziro woramba kufa mutara haaaa mwana uyu achavashungurudza hambofi vakafawana peace .
Babavarimuserious abusive relationship
Nhai mwari😢😢😢
Iiii moyo wakaipa ii ndarwadziwa
Yoooh vanhu vakaoma
Nyika yakatakura kurema
Batai mubvise chibereko vanhu vakadai avs evil
Yho yho yho yho
Yaa vamwe vakadzi haaa moyo yenyu yakaoma
Murume Ari mujeri zvake uyu,haana kana say pamkadzi wake,kt ataure hama dzemkadzi dzinopindira.chasara kuurawa dai wasiya zvako pari pedo.ita DNA otherwise Uri kuseenzeswa
😭😭😭😭😭😭😭
Ita dna nevana vako vese
Beyond evil
Ummmm zvakaoma 😢😢😢
MaSatanists
Ndipei hangu murume uyo shame 😢😢
Kuti muite aluta continua mabasa amai guru
Zvinoitika pasi pano zvakaoma ndatya zvinovhundutsa
😢😢