Mukadzi Wangu Akadyiwa neMuRoja ,Roja Raindituma Kunoita Madeals Ake Achisara naMadam Vangu

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 170

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r หลายเดือนก่อน +14

    Mambo wangu makadii zvenyu. Thank you very much Mambo nekutonga kwakanakisa Ishe. Tichitenda zvakare nebasa guru rinoitwa mudare renyu kubatsira vanotambudzika. Tinonzwa kusimudzirwa nematare achiri kutevedzera tsika dzedu

  • @henrymagaya6913
    @henrymagaya6913 หลายเดือนก่อน +11

    Mukuru mukadzi akahura hadzoswe munokuvara . mvura payakamira haitadze kumira mukadzi anoita champion newe ngaende

    • @belligerentkwangwari985
      @belligerentkwangwari985 26 วันที่ผ่านมา

      Taura hako anogona kutozokuisira poison achitoziva kuti hapana chaachawana nekuti apa baba varikuti handichada apa mwana wechikomba chikomba chinenge chichidawo kupotsa chichimuona

  • @masiyakdtv6209
    @masiyakdtv6209 21 วันที่ผ่านมา +2

    Ndokutodyiswa kwacho ikoko mukuru kkkkk unoregerera mukadzi akahura akazvara mwana zviripachena sei

  • @KelvinMasawi-y5n
    @KelvinMasawi-y5n หลายเดือนก่อน +14

    I love this man haauraye mkadzi he jus let go kkkkk

    • @abelgoddy
      @abelgoddy หลายเดือนก่อน

      Ishashawo yechihure

  • @sibusisiwemhlanga262
    @sibusisiwemhlanga262 หลายเดือนก่อน +11

    Mambo you are the best, we need people like you..

    • @mcambuyavajuju4923
      @mcambuyavajuju4923 หลายเดือนก่อน

      Havasiivo here vaimbotuka mastupeti 😅

  • @GamuchiraiJaji
    @GamuchiraiJaji หลายเดือนก่อน +3

    Dakubva ndangomupa dhora regupuro iri kuti fambai zvakanaka😂😂🙌

  • @progressmatawu9180
    @progressmatawu9180 15 วันที่ผ่านมา

    Mambo may God bless you munotonga chaizvo izvo

  • @delinekisi5792
    @delinekisi5792 20 วันที่ผ่านมา +1

    Mambo.. inini hangu pachihure chemukadzi dai mangoisa mutemo wekut ngaabaye...kwaakazvarirwa ...nekut chihure hachiregereke....

  • @CUTHBERTTANATSWASanyanga-m5j
    @CUTHBERTTANATSWASanyanga-m5j หลายเดือนก่อน

    ❤❤❤this is awesome thank you Mhofu kugadzirisa chinyararire

  • @FreedomTiwande
    @FreedomTiwande 7 วันที่ผ่านมา

    Apa mambo Nyamaropa makagona kutonga nedzidziso,hasha makadzora 😅

  • @thelmasamatanda5642
    @thelmasamatanda5642 หลายเดือนก่อน +1

    Matonga shava you are wise hanzvadzi shava

  • @HarrisonChatola
    @HarrisonChatola 2 วันที่ผ่านมา

    Very interested 👌 stories Mambo mutasa 🎉

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂😂 Mambo looks stunned shuwa nhai imi

  • @tblo9107
    @tblo9107 หลายเดือนก่อน +5

    Mambo ava kubva pandatanga kuvaziva it seems he is growing in maturity and wisdom.Mazuva ekutanga vaiporonga nema emotions chaiwo but now he is so mature and dignified.

    • @LoreenChapepa
      @LoreenChapepa หลายเดือนก่อน +1

      So true

    • @cosmasnehanda25
      @cosmasnehanda25 หลายเดือนก่อน +2

      Kkk kubva paakanzi na Walter Muzembi ngaabviswe akabva achinja hunhu

    • @BenjaminMoyo-r7d
      @BenjaminMoyo-r7d หลายเดือนก่อน +1

      Mazuva ekutanga vaitoda kurova munhu kkkk

    • @nhamomukwacha5232
      @nhamomukwacha5232 21 วันที่ผ่านมา

      Chokwadi, he is behaving well this days

  • @EmmaculateKumbweya-w7h
    @EmmaculateKumbweya-w7h หลายเดือนก่อน +1

    Mambo keep it up

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 หลายเดือนก่อน +8

    Maroja akazomasimudzira ndiyaniko, shuwa kusvika pakuzomitisa mukadzi wa landlord hre

  • @Yvonne-u5k
    @Yvonne-u5k 29 วันที่ผ่านมา

    Mutungamiri uyu akabva kudenga uyu❤

  • @JudithZambuko-ob2rx
    @JudithZambuko-ob2rx หลายเดือนก่อน

    Chokwadi hachipunze ukama,big up mambo

  • @PeacemoreMarumisa-n5i
    @PeacemoreMarumisa-n5i 12 วันที่ผ่านมา

    Ayimbondibowa chief uyu
    Vakagona vakamutonhodza

  • @PriscaMasina
    @PriscaMasina 6 วันที่ผ่านมา

    Mambo manyama

  • @NyundoJuma
    @NyundoJuma หลายเดือนก่อน +1

    ❤❤❤❤❤❤ mambo thank you

  • @tawandamusiiwa6818
    @tawandamusiiwa6818 11 วันที่ผ่านมา

    Zvakawoma chokwadi Mukadzi akanaka kudai

  • @JessicaZvazanewako
    @JessicaZvazanewako หลายเดือนก่อน +3

    Ndiri mukadziwo but kutora hure akahurira uripo
    No
    Mwoyo wangu unondirambira but for a man zvagara zvakadaro murume can hura and taken back but munhukadzi
    If i reach that stage in life i will rather fly solo

    • @wenyashazian
      @wenyashazian 13 วันที่ผ่านมา

      That's a nice advice my sister,I'm happy zvirikubva kumunhukadzi.hazvipere mupfungwa zvekuhurirwa worse kusvika pakuita mwana ,bdozozviziva after DNA haa ma1

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 13 วันที่ผ่านมา

    Chief mukadzi anomweya wechihure anouraisa MURUME nezvikomba ngaabude ayende

  • @mordenchimondo5
    @mordenchimondo5 หลายเดือนก่อน +2

    Mrume uyo anongosekenyekao sebenzi😊

    • @Chiedza-mm4dw
      @Chiedza-mm4dw หลายเดือนก่อน +1

      Kurwadziwa he is just containing himself

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 13 วันที่ผ่านมา

    Kubata mukadzi ne chikomba haaregererwe. better kufa usina mukadzi sa Pauro wemubhaibheri

  • @TariroMazibuko
    @TariroMazibuko หลายเดือนก่อน

    Well done mambo

  • @DrewAkeelahMumvuri
    @DrewAkeelahMumvuri 21 วันที่ผ่านมา

    Same nyaya happened next to me. Landlord aidyaa mkadzi we lodger

  • @fraitonbhobho
    @fraitonbhobho 17 วันที่ผ่านมา

    Murume siya mkadzi ayende

  • @WalterSwero
    @WalterSwero 17 วันที่ผ่านมา

    Macamera enyu akaadhakwa please

  • @ChipoMuhlati
    @ChipoMuhlati หลายเดือนก่อน +13

    Baba vari kufarira mombe dzechihure chemkadzi

    • @richardmashingaidze1012
      @richardmashingaidze1012 หลายเดือนก่อน +2

      No hard feelings nema case akadai otherwise ukanyanyakufungisisa nezvazvo anozvisungirira

    • @CHAZNNP
      @CHAZNNP หลายเดือนก่อน +1

      Thx u baba

    • @kozanaimudi1608
      @kozanaimudi1608 25 วันที่ผ่านมา

      Dzinozonakidza kuona here mombe dzacho , unenge uchiti mombe ndedzani

  • @PatienceZhanda
    @PatienceZhanda หลายเดือนก่อน +1

    A clever CHIEF well done ✅

  • @maiboys3934
    @maiboys3934 21 วันที่ผ่านมา

    Regai adyirwe mukadzi dzinenge dzinondodzerana upstairs

  • @CheesyCheesykura
    @CheesyCheesykura หลายเดือนก่อน

    🎉lakka

  • @AlletaChamisa-qy3fr
    @AlletaChamisa-qy3fr หลายเดือนก่อน +5

    Ndipeyi zvangu mwana ndichengete mese motanga zvitsva

    • @Chiedza-mm4dw
      @Chiedza-mm4dw หลายเดือนก่อน

      Aw thats kind 🎉

  • @BenardBlessing-tt6od
    @BenardBlessing-tt6od หลายเดือนก่อน +7

    Camera tokumbirawo ma clear pictures aya ari poor

  • @thabithasimango6134
    @thabithasimango6134 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkk mai ava zvakaoma kkkkkk

  • @chitomaz40
    @chitomaz40 หลายเดือนก่อน

    Vafarira Mambo vachisekerera pa 7:48 🎉🎉🎉let's gather here

  • @sandrasande8753
    @sandrasande8753 หลายเดือนก่อน +7

    Murume uyu anotooneka kt ihure but haasat abatwa chet😢

    • @belligerentkwangwari985
      @belligerentkwangwari985 26 วันที่ผ่านมา

      Kana uripamba pemurume wako unohura here nekuti murume anohura vakadzi mukasazvibata munochembera muri mega varume kubva kare kuOld testament murume aita vakadzi vanoda kana uchida zvechikomba ibva ka uende kumba kwenyu unoita wakasununguka kwete kuita chihure pawakaroorwa

    • @ropamakoni2618
      @ropamakoni2618 23 วันที่ผ่านมา

      Zidhara rakangwarisa irori. Zvinonakidza varume wachiita ka zvawanoda

  • @TinasheChingwende-n6b
    @TinasheChingwende-n6b 18 วันที่ผ่านมา

    Hakuna dofo remurume rakadayii

  • @MamoyoMamoyo-h8j
    @MamoyoMamoyo-h8j 23 วันที่ผ่านมา

    Mambo avo vanogona kutonga nyaya sezvazviri..munogonesa

  • @munyachakaipa2677
    @munyachakaipa2677 26 วันที่ผ่านมา

    Mambo solo

  • @Girliencube-oi2dj
    @Girliencube-oi2dj หลายเดือนก่อน +1

    Maitabasa Mamboo

  • @PitsoSibanda
    @PitsoSibanda 9 วันที่ผ่านมา

    I think mambo u played ur role 100% chinyu kuvaka community kuti afeba or kuhura futhi matopa counseling

  • @GudsonRealChampion
    @GudsonRealChampion หลายเดือนก่อน

    Haaaa dzaruvirigwa dzatenda 😂😂😂

  • @AbiyaChikutuva
    @AbiyaChikutuva 28 วันที่ผ่านมา

    Video quality ummmmm ma1

  • @Amon-i7o
    @Amon-i7o 25 วันที่ผ่านมา

    Bhoo hre landlord pabrain apo

  • @nomusachimbima6814
    @nomusachimbima6814 9 วันที่ผ่านมา

    Murume uyo atorerwa mukadzi ne Roja anongoseka sekawo seasina kukwana

  • @MatthewMavara
    @MatthewMavara หลายเดือนก่อน +1

    Haaàaaa ini hangu ndaita mutete apo

  • @TinasheMutsambwa
    @TinasheMutsambwa หลายเดือนก่อน +1

    Chief vanotonga ava

  • @zintlemaliwa1144
    @zintlemaliwa1144 หลายเดือนก่อน

    Chii chirikuitika munyika tyooo waripi warume warikuhurirwa isu wamwe hatina hahaha

  • @SerbiaChangambika-bn3et
    @SerbiaChangambika-bn3et หลายเดือนก่อน

    Ndrikunzwa kunyara zvangu
    Mkadzi uyo mzaya wangu 🙊

  • @clayie94ton
    @clayie94ton 22 วันที่ผ่านมา

    Ummm ndiye hr nyamaropa uyu wandoziva kk

  • @PerkinsMasindisa
    @PerkinsMasindisa 26 วันที่ผ่านมา

    Mambo uyu chibaba

  • @abelgoddy
    @abelgoddy หลายเดือนก่อน +1

    Same newe tsungi hapana musvinu

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 หลายเดือนก่อน +1

    Haiwa ivo vaivepi vachihurirwa nemukadzi

    • @Jonaldo1
      @Jonaldo1 หลายเดือนก่อน

      Vakadxi vanongohura chero uripo

  • @EvelynSarahMarunza
    @EvelynSarahMarunza 27 วันที่ผ่านมา

    Uuuuuu dai akasauraya hake baba ava

  • @tabethsusanmasiyambiri9437
    @tabethsusanmasiyambiri9437 หลายเดือนก่อน +3

    Kasi mukoma chenjerai, next ndimi murikufa, moda kuwoneyi zvinopfura zvaitika musikawone, vhenekwai zvirwere first

  • @mashalaparker
    @mashalaparker หลายเดือนก่อน

    iri garinya harichinji hunhu ,mhofu rambai

  • @KedsonMuvavarirwa
    @KedsonMuvavarirwa หลายเดือนก่อน +2

    Kozvamachembedzena wani chingo garai

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 หลายเดือนก่อน +1

    Haa kupiko mambo vamboti 6 mombe vakuti ndati 5.

  • @MaiTaku-j4g
    @MaiTaku-j4g 17 วันที่ผ่านมา

    Kungoti murume akamboenda so vanevoakuzivana has coz mukadzi akangohura kumusha kwavo zvisina mibvunzo

  • @BrianMaponde-sh2no
    @BrianMaponde-sh2no 29 วันที่ผ่านมา

    mmm zvakaoma ini zvangu unotodzoka uchtora mabag ako wakananga🤧

  • @zackesshinyira
    @zackesshinyira 27 วันที่ผ่านมา

    Mukadzi akahura pamba pako oita mwana ngaabaye murume uyo

  • @joycemakomva9804
    @joycemakomva9804 หลายเดือนก่อน +1

    Pfambi haichengetwe kwasara kufa kwako mkoma
    Pfambi ine murume imhondi

  • @KawadzaOwen
    @KawadzaOwen หลายเดือนก่อน

    Varume musatize mhuri dzenyu kana muchiri kudzida dzochekwa mukafa kuti fiiiii 😮😮😮

  • @abelgoddy
    @abelgoddy หลายเดือนก่อน +2

    Nemahuriro anoita nyoni mudarwin aye.chirwere anacho

  • @SamuelMunyayi
    @SamuelMunyayi 28 วันที่ผ่านมา

    Mdara uyu akurwadziwa kungo bizer kuseka zvake

  • @thegoodneighbour
    @thegoodneighbour หลายเดือนก่อน +2

    Mudzimu we roja uri muchingoro chekutamisa kwete pakati pemakumbo emukadzi wa landlord ndapedza

    • @Rene-u5r
      @Rene-u5r หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂😂😂 ndobaika nekuseka zvangu. Hanzi landlord vaimboitwa divert kubasa neroja rinova ndiro raive shangwiti. Saka uhhmm landlord vakaguma votonyepera kutengesa matemo vainga mudzimai wavo voona aine monya ine mari. Imika imi, talk about imbalance of power heyyy😊😊

    • @thegoodneighbour
      @thegoodneighbour หลายเดือนก่อน

      @@Rene-u5r 😀😀😀😀🤣....kutuma muridzi wemukadzi zvebhaizi also known as kudzinga mweya yetsvina

    • @ThutoMphahlele-vg4zb
      @ThutoMphahlele-vg4zb หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

  • @Niversniversnivers
    @Niversniversnivers 22 วันที่ผ่านมา

    Siyana ne hure iro

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 หลายเดือนก่อน +4

    Mudhara uyo something is Wrong muUpstirs

  • @KvellerDhliwayo
    @KvellerDhliwayo 3 วันที่ผ่านมา

    Zimbabweans fear God is watching us

  • @MavisMutswiri-u4m
    @MavisMutswiri-u4m 29 วันที่ผ่านมา

    Bus stop ma cameras enyu aka dhakwa

  • @NetsaiMbewe-vb6rh
    @NetsaiMbewe-vb6rh หลายเดือนก่อน +1

    Uuuuummmmm pamwe two vacho havasi vake mkadzi uyu anotibvisa chimiro sevanhukadzi nhai vanhu vari mudzimba umu munonzwa muchiitwa seiko munopindirei mudzimba kana muchirikuda zvekufamba

  • @TatendaMashingaidze-i4y
    @TatendaMashingaidze-i4y หลายเดือนก่อน +1

    Siya joki iro mdhara

  • @RumbidzaiKaroto
    @RumbidzaiKaroto 21 วันที่ผ่านมา

    Chief uyu anomboita kunge anoputa manje sei ko uyu kkkk, haana kurwa hondo here aka potswa ne gidi

  • @AckimMupwaha
    @AckimMupwaha หลายเดือนก่อน +1

    Magona kutonga mambo

  • @FaraiGofu
    @FaraiGofu 24 วันที่ผ่านมา

    Murume uyu chibaba

  • @JanePhiri-c2u
    @JanePhiri-c2u หลายเดือนก่อน

    Veduweee hama waitamoyo wechidzimai

  • @Talent-d8b
    @Talent-d8b 29 วันที่ผ่านมา

    Ini vanhu vanoregerera munhu ahura anondi mara ini

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r หลายเดือนก่อน

    Everyone has got to start from somewhere. Saka kuchinzi munhu anodziidza kuti aite ruzivo

  • @Fatso-z6w
    @Fatso-z6w หลายเดือนก่อน +1

    Video quality matoto

  • @EdwinPasipamire-d7p
    @EdwinPasipamire-d7p หลายเดือนก่อน

    Nyaya iyi inopera mushe iyi? Mambo dai mamupa grace period yezvirikuda kuonekwa nemurume uyu .Panogona kuzofiwa apa,murume ngwarira kupondwa chaiko mukadzi wenyu mose na Bekhitemba Nyoni iyeye

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 13 วันที่ผ่านมา

    Seyi vakadzi musinganyare chihure chinosemesa veduwe mukadzi anohura akafanana nembwa

  • @brinechirindomangenah
    @brinechirindomangenah หลายเดือนก่อน +2

    This so-called chief Nyamaropa is unpredictable. One minute he feels like he owns the world, next minute he's so down to earth.

    • @mushoriwazoneli9815
      @mushoriwazoneli9815 หลายเดือนก่อน

      Zvekupenga penga zvakapera akatsiurwa

    • @brinechirindomangenah
      @brinechirindomangenah หลายเดือนก่อน

      @@mushoriwazoneli9815 better coz bitterness yacho yanga yakawandisa.

  • @Dragonstarfilm
    @Dragonstarfilm หลายเดือนก่อน +1

    Mai hamuna kurongeka tsika maifanira kudziita kare ,manje moita tsika imi maMesa kudaro hamuchengeteke

    • @thomaschiwomba3752
      @thomaschiwomba3752 หลายเดือนก่อน

      Ihure pfambi mkadzi uyo mfesi uyo anofanirwa kumupa umwe mwana wobva atanga kumu ill treater big time

    • @Dragonstarfilm
      @Dragonstarfilm หลายเดือนก่อน

      @@thomaschiwomba3752 Bt hure rakangwara cz rinenge roziva kuti ndaonerwa so unodyisa wadyiswa wakutongeka hapachina kugwara zvadhakwa rohura mushe

    • @thomaschiwomba3752
      @thomaschiwomba3752 หลายเดือนก่อน

      @@Dragonstarfilmusadherere murume asvirirwa mkadzi akapihwa mwana his dangerous anokwanisa kuenda n’anga kuti achingo zviita vanamatirane trust me

    • @delightmhukayesango2093
      @delightmhukayesango2093 หลายเดือนก่อน

      ​@@thomaschiwomba3752ndokunge asingashande.. Mazuvano unofunga kuti urikumu ill treater izvo you're pushing her to another man, worohwa paper 2.. Saka better kusiya

    • @Dragonstarfilm
      @Dragonstarfilm หลายเดือนก่อน

      @@thomaschiwomba3752 Yes zvinoita

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 หลายเดือนก่อน +2

    Madam vako vozvariswa mwana kunze but still uri kuti ndiri kuda kumboona kuti achinja hre?

    • @VerysonPhiri
      @VerysonPhiri หลายเดือนก่อน

      Ndewekumama

  • @emagilbertomawadzi5324
    @emagilbertomawadzi5324 หลายเดือนก่อน

    Mambo you're the best

  • @ChipoMuhlati
    @ChipoMuhlati หลายเดือนก่อน

    Maita basa mambo nedzidziso

  • @JanePhiri-c2u
    @JanePhiri-c2u หลายเดือนก่อน +1

    Wow sweet

  • @GudsonRealChampion
    @GudsonRealChampion หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkk

  • @c4bristoboy470
    @c4bristoboy470 28 วันที่ผ่านมา

    Video quality dololo hure iro harisi kuoneka face torinyenga sei😮

  • @Koffe-y3t
    @Koffe-y3t 26 วันที่ผ่านมา

    I still dont understand these guys vanohurirwa voramba vachigara nemunhu wacho..

  • @francisfarirai4208
    @francisfarirai4208 หลายเดือนก่อน

    Mambo maakuyananisa musingatyise vanhu sekunge you own every one

  • @sherphedbandama2140
    @sherphedbandama2140 หลายเดือนก่อน

    Hure ariregererwe😅😅😅

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 13 วันที่ผ่านมา

    Wadzokerana nehure Hama,watofa iwe.enda kuUtindi TV unonzwa waCardwel chiteka

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 หลายเดือนก่อน

    Shiri inemuriro wayo haiuregi

  • @lorraineposi
    @lorraineposi หลายเดือนก่อน +1

    Asi vamwe vakadzi chiiko so. Hamunyare kungokururira munhu wese-wese so. It took me some years to get used to being naked for my husband. What more several men? Itaiwo nyadzi nekuremekedza miviri yenyu vanhu wee!

  • @FadeupChikukwa26
    @FadeupChikukwa26 26 วันที่ผ่านมา

    Murume anorambirwa chihure bible rinotodaro futi

  • @EdsonTsviku
    @EdsonTsviku หลายเดือนก่อน

    Mambo dzorerai mumbe yemunhu yamabvisa mange mati 6