Kudhara kupi nhaimi? Zvaiveko kare izvi. Maiziva n'anga ngani kare kacho? Muvhunzo should be ava Havana kuromba here? Hazvina age izvi. Vatoriko vechikuru vakarombera hurapi.
Drewmas & Family Mhondoro Svikiro Tateguru Mambuya Sekuru Mashavi whats the difference they should tell how they end up with such at these young ages so much these day , vanoda kubvunzwa kuti how it came about aswell
Shumba muchenjere kupinzwa busy ne TH-cam because of cruelty done to that poor cow. My suggestion if for you to remove that portion. Other cultures find that reprehensible. Kungotaurawo zvedu isu vana Mafirakureva. Chati homu chareva
Maswerasei Shumba Neshamba munotigonera rambai makadaro 🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷❤️❤️❤️❤️
Mufi anouraiwa sei nhaimi iye akafa kudhara. Zvinonzi maurairwo akaita munhu. Hatiurayi chakafa tinouraya chipenyu
Kudhara kwayisava neN'anga diki kudayi, humwe hausi hurombwa here hwavekushandiswa neboyz idzi?.
Youth empowerment iri kwese .
Sekuru Matuzvii kkkkkk
Sekuru vacho baby face Ndafara chaizvo keep it up Sekuru Shumba
Vana sekuru manyama, bhoo herr
That is my song ❤❤❤
Zvavai vana vadiki
Pakashata apo
Haaya mafunnies chaiwo aya
Ini ndoshandisa mabvi angu not izvi zvekuitiswa mxxxxxm.mbava taremba ndidzo 1 n'anga inogona ngozi my crush Tsoka / Mukotsanjera not izvi😢
Mbavha idzi
Drewmas media ❤❤❤
Mombe irikuchema yarwadziwa iyo veduwee, hairapike hre
Taurai Mari united
Mmm haasi mafanisi here aya zera racho ranasekuru
Kkkkkkkkkk ndazvionawo ndikati Rega ndinyarare
Majokosi😂
Sekuru jena tikavapa bhaibheri, vanenge vanogona kufamba neshoko zvekutendeusa vanhu chaiko
Chinonzi sekuru mudzimu kwete zera remunhu
Makakurirwa simba naka Njilili naka Shilili saka ipapo pamuri muchaita nemazvo here imi makambotadza rimwd basa muchafira mahara
Ukawona n'anga ichiti inogona zvese inhema pawatadza batsirwa nevamwe
Baba vekudzisvondo avo vanenge vakambogara mujeri
I'm the first person today
Drewmas media harooooo
What I like about vanhu vekumusha kwangu is they mind their own business havadi zvinhu ndosaka pane vanhu vashoma kudai #my hometown
Kudhara kupi nhaimi? Zvaiveko kare izvi. Maiziva n'anga ngani kare kacho? Muvhunzo should be ava Havana kuromba here? Hazvina age izvi. Vatoriko vechikuru vakarombera hurapi.
Sekuru warisobha here ava?
Mutoriro wega uyu
stay away from all appearances of evil 1 Thessalonians 5:22
Drewmas & Family Mhondoro Svikiro Tateguru Mambuya Sekuru Mashavi whats the difference they should tell how they end up with such at these young ages so much these day , vanoda kubvunzwa kuti how it came about aswell
Hmmm matsika mutanda Drewmas
Imi shumba nangai pane nyaya
Forget and smile 😅
Tora mari United
Ayas 😅😅 ndagara ndashora kare sekuru Shumba kana kuti Kende😂😂😂
Handeyi nayo mukoma Andrew pa Drewmas media
Sekuru kende wepiiiiiko Wana tsikamutanda awa.....mitoriro yawuraya Nyika futi....
😂😂😂
Ana Tsikamutanda 😮😮
Drewmas manyanya❤❤
Musadenha zvamusingagoni munefa
Ana tsikamutanda
Sekuru matu....i😅
Where is this & dialect?
Mai avo havana kupindura mubvunzo mabvunza kuti pane zvamaiwona here before vana sekuru vasati vauya ,that's y tichizoti kunyepa
Hobho
Which part of Chirumanzu nhai Neshamba? Ndiko kumusha kwangu. Is it kuruzevha or minda murefu kune chiitiko ichi?
Kwachirumhanzu unobvepi
@@jahhardymusic kwaChaka
Ngozi dzanetsa chose 😢😢
Matuzvi 4 matuzvi
❤❤❤❤🎉 🇿🇦
Police hais kuita basa ne mazvo bz nyaya iyi ku police haina another action yakazoitwa after postmortem
Rinenge drama wani 😮
Aahoi taapowo
Maiti kusouth chete
Takawanda ndiri ku live chat
Neshamba muriko here aripi chihera arova weduwe
Vakauraya munhu ava.
Musangwa anoti akayenda kwana Sekuru achangobva kujeri pasina anoziwa but uyezwe oti aaaah mudzimai wangu tokapinda tose mudare aaaaaaah hayiiiiibo ma dramma ayaaaaa. ..Kwa Kwa ma jombo 👎👎
tinotenda vaneshamba nekutipa vanhu vavekunzwisisa kuti chivanhu chedu chavekudzoka zvinotendwa
itaizvebasa kutaurakwanyanya
Fambai naro tione kwamuchaperera
😂😂 makakundiwa kaa
Kkkkkk yeah musayita zvekutamba naNjilili naShilili, unosiwa wakabata matuzvi chete, wamamirwa mawoko ese.
Sekuru shumba
aya ava ma drama aya
Njilili nakaShililii
Kkkkkkkk haaaa zvikara zvepasi chigare...
Shumba muchenjere kupinzwa busy ne TH-cam because of cruelty done to that poor cow. My suggestion if for you to remove that portion. Other cultures find that reprehensible. Kungotaurawo zvedu isu vana Mafirakureva. Chati homu chareva
Hoo ndoiya yemombe bye
@@Mamoyo-d8b😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂drama iri
Tava vnganiko pano maswera sei Drewmas media
Uyo wekuzviti sekuru dhewa imbavha iyo ndomuziwa chaizvo kudoma akatombo rohwa nevanhu
Drewmas Media
Kashilili haa huye bodo ,,,ndofunga imember chaidzo