Ari wokuponeswa anonzwa Shoko raKristu arikuparidza ari mumuranda wake. Asi ari wokuparadza unotuka hake nekuti Shoko remuchinjikwa waKristu hupenzi kune vekuparadzwa. IShoko razvokwadi rakafanira kutendwa. Amen❤.
I understand that the word of God emphasizes that through His poverty, Christ enables us to become rich, and it's important for believers to understand and claim what rightfully belongs to them. Eternal life is not just a future promise but also a present reality. Praise God! #Bayit of Grace Ministries International, SA.
Zigo is a journalist, he comments on doctrinal matters, whatever gives Zigo a dollar thats what he post...thats what he is good at. Randinakira statement iro😂😂😂
Zigo une pamuromo.what kind of an intro is tht kkkk.apostle chiwenga voice bt thanks for bringing in evangelist chambwera in the spotlight.haaa unotswaga wangu.mparinga,chambwera na chiwenga ndoomadhara epagomba kkkkk
Chokwadi chichabida pachena kuti arikunyepa ndiyani. Time is the father of truth vanodaro muchirungu. Munhu anganzi mbavha asingabe ...there can't be smoke without fire.
Thanks ZIGO for putting this legendary speaker of the truth on spotlight
The truth shall set us free Evangelist Amen 🙏
Amen and Amen munhu vamwari ndafara ndichikuonai munondigonera
Ari wokuponeswa anonzwa Shoko raKristu arikuparidza ari mumuranda wake. Asi ari wokuparadza unotuka hake nekuti Shoko remuchinjikwa waKristu hupenzi kune vekuparadzwa.
IShoko razvokwadi rakafanira kutendwa. Amen❤.
Big up man of God, fearless evangelist
Powerful word kune vanotenda Maita zvenyu Stay Blessed
Amen ,shoko rabatwa rezvokwadi , moyo ungarapokana nazvo but ndicho chokwadi
I understand that the word of God emphasizes that through His poverty, Christ enables us to become rich, and it's important for believers to understand and claim what rightfully belongs to them. Eternal life is not just a future promise but also a present reality. Praise God! #Bayit of Grace Ministries International, SA.
Munhu akangoita murombo akutofunga kuti aripedyo naMwari
Pane vakutoteerera ipapo, uchazongoona wakuteerwa nemota dzisina maplates. Ukangotaura chokwadi chete. Mumwewo amuka,zvakataurwa naApostle Chiwenga.Nyango vakauraya panomutswa umwe futi anongotaura chokwadi
Chokwadii ichocho munhu wamwari Amen
Thank you Evangelist Chambwera.
Sekuru muchanyangariswa ngemharidzo yenyu😊
Preach Jesus, God, who stands with you, the names you say of innocent people, why do you say his badness, that is a notice to the people you talk to.
Musatuke Wicknell mune evedence here yekuti imbavha
..the Principle of money is simple though...Work ,sell something...
Well said muvhangeri
Powerful message my brother
Massage yachambwera imwe chte neya chiwenga
Ho! Ndiye Chambwera wacho uyu. 🤔
Ishoko raMwari rinofanira kutendwa...
Blessed are the poor in spirit not in the pockets
Powerful semon ever
Murume uyu arikushandiswa na jesu chokwadi Jehovha variko
Amen ndiri kutenda
Amen mufundisi go deeper
Veduwe ngatisanyeperane kuti vanotambura pano pasi ndovanoenda kudenga uye kuti vapfumi vachaenda kugehena. Denga ndere vakagamuchira Jeso, vakagezwa neropa rake kunyange vakapfuma kana vari varombo pano pasi. Gehena ndere vakaramba Jeso pano pasi. Vana Abrahama nana David vaive vapfumi. Chatinofanira kuparidza ndechekuti pane zvese zvatinoiita ngativeyi vanhu vanotya Mwari.
Chokwadi uye even tinazvo hazvichadi kuvimba nazvo nekutindezvenyika..chinhu chikuru kugamuchira jesu kuchengeta hutsvene uye kutya Jehovha
Ichokwadi hama, Jesu akainga tese vapfumi nevarombo, chinongodiwa kururama
Haana kuti vapfumi vanoenda kugehena teererai zvakanaka asi vanoda gospel of prosperity.
Bible rinoti zvakaoma vapfumi kupinda humambo hwekudenga❤
Shandai muitewo mari mufundisi ,haikona kuti kana imi musina mari moda kutyisa vanayo kuti vanoenda kuGehena haa imi kwanai imi denga harisi rekumba kwenyu
Chokwadi chemahara😢😢😢
Zigo is a journalist, he comments on doctrinal matters, whatever gives Zigo a dollar thats what he post...thats what he is good at.
Randinakira statement iro😂😂😂
Pakaipa?😂😂😂
Chivhayo akora kunge Eli baba vaHophni naPhinehas...
Cant compare Eli and Chivhayo
Apa vachambwera mataura shoko ngariende mberi
Beautiful intro musical
Video 📹 clear sound 👌 🤔 but Zimbabwean faces 😢 frown 🙁. Nyika irikuchema iyi no happy face pa congregants 😢😢😢
Very serious
😂😂😂 Chokwadi mataura baba vaChambwera
Zigo une pamuromo.what kind of an intro is tht kkkk.apostle chiwenga voice bt thanks for bringing in evangelist chambwera in the spotlight.haaa unotswaga wangu.mparinga,chambwera na chiwenga ndoomadhara epagomba kkkkk
True message
The spirit needs the flesh
Avo vane ndandi i security here
Anofamba uyo
Ishoko raMwari iri rinofanira kutendwa zvirokwazvo
dzicharohwa ne lawsuit ....muregey henyu
Tinotenda mwari ne vashumiri vaneshoko razvokwadi uye rinopa hupenyu
Chambwera apa wataura hako
Powerful🔥🔥🔥🔥🔥
Arikuparidza wickinell ndiye anoendesa vanhu kidenga here
Chokwadi chinozvipupurira zvisinei kuti chataurwa nani shoko raMwari ndizvozvarakaita
Gospel!!!
Amen
Mushandi anonetsa kunzinga basa
Amen hallelujah
Kupenga uko
AT BEST HE IS A JOURNALIST JOURNALIST JOURNALIST 😅😅😅😅😅😅
Ichoo
Journalist Journalist Journalist......in Chiwengas VOICE
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Apostle Chiwenga new version
kk haisi new, vakarova same tym pagomba apa
@@artwellmtombeni1916 kkkk hoo nhai haaa ndaisavaziva zvangu
Zvidhara izvi izvozvi unedumwa muchiuno achiparidza nhema dzemazita evanhu.Zvidhara zvapedza mhuri izvi nxii
Bhukuuuuuu
Kkkk zigo at it again
Kkkk hanzi Zigo is a journalist ndi Apostle TF Chiwenga ivavo Zigo usadaro kkkk
Zigo I want to do business with you
0777016338
Those are lies .
Kkkkk zvakaoma hazvo
Was he inspired by Talent Chiwenga? Ndiri kunzwa kahuChiwenga mumharidzo yake
Kwandiri handione zvichiita vanhu vamwari vataure zvakaipa taurai shoko razvokwadi handione panechakaipa vanhu vnenyaya dzawo siyana navo kutonga ndokwamwari kana maona chakaipa chaarikuita endai nazv
Kutadza kuri pakawanda kusanganisira nekwamuri kuita mukuru ( musaita semasinagogi anoparidza pamharadzano dzenzira) saka tangai mabvisa danda riri muziso renyu than kushoropodza vana chivhayo ayita chinhu azviitira imi kana muri vekugona muri kuzviitira
Saka chivhayo kuita mari kwake kwatidzisa vanhu chii pakurarama kwavo hapana munhu asingaiti madhiri chivhayo dai masiyana nay
Shallow.
Vanhu vavanetsika yekusiya Jesus vachiparidza vanhu
I think it's an example,, besides mubible hamuna vanhu here?
Dziriku applier kurohwa wena 😂😂😂😂
Mudhara uyu anoona mota dzaChivhayo kwaari hazviitiki iye akashanda Wenera akatenga boots chete.Wicknel atoshata atova mbavha coz kwavari hazviitiki kkk.Skr ndinokunyarirai murimunhu mukuru imi hamunyari
Chokwadi chichabida pachena kuti arikunyepa ndiyani. Time is the father of truth vanodaro muchirungu. Munhu anganzi mbavha asingabe ...there can't be smoke without fire.
Tibvirepo iwe tine nherera nganiko dziri kutambura,ngaabatsireka,
Is this Jehovah's witness
kkkkk team riya hariiti izvi ' uyu anenge munhu arikutodawo kuvhura church yakewo
Intro😅😅😅😅
One of the things zvichatadzisa vaparidzi vazhinji kupinda denga kuparidzira fame . Munhu mukuru akadaro kuunganidza vanhu kuti azoparidza vamwe vanhu . Chivhayo Ndovangeri racho here iriro
Mwari vatibatsire sure coz what does this help man like honestly
ko zvashatei kti muparidzi ataure kurasika kwevamwe vanhu, ko atina kunzwa vairasika hre mushoko umu
Tendeukai mubve mukuputirwa mubve kumbunyikidzwa naMnangarwa .Shuwa mungarwadziwa neChokwadi here imi .Wake up imi
garai pasi vakuru
Timothy akunzi naPaul raira tuka zvikuru nekudzidzisa ...saka zvekutaura vanhu vanenge vachipesana nemagwaro hazvina kuipa
What kind of gospel is this
Hakuna vhangeri rakadai kkkk paridzai shoko kwete vanhu who are you to judge others wakangofanana nezi CHIWENGA
this is wrong the bible preaches Love not hate, kana muri vaMwari endai kuna Wicknel wacho munomutsiura zvakaipa zvacho not to parade pavanhu
It's wrong gospel it's wrong to say God doesn't prosper people
Thank you Evangelist for the gospel you preach may you send me your contact number
Amen
Anofamba uyo
Amen
Amen
Amen