How come to you aaa wobatwa munhu ombozororera iwe womirira kubatwa kechitwo haaa panenyaya apa. Hanzi ndakazongoti rega ndimupe so kubatwa kwacho kuripai......
Mainini hope mukutaura chokwadi coz gender rangu ririkumbotisekesa kunze uku mazuvano,,,,, Ini ne village rose tamirira kuzonzwa zvizere panyaya yekupfekenura iyi
Tinashe's face, is saying a lot, matarisiro aaita baba avo vekudya bota futi avo,anezvaanoreva chete, kuita sekuti ari saka hamunyare here murume mukuru
The whole village gathered to hear how bota was dished tht dy...zvakaoma mhoti
Kikikiki haunzwe iwewe it's the "dished that day" for me u made my day
Kkkkkkkkk whole village to witness how it was dished
🤣🤣🤣🤣
Wandisetsa kkkkk
😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣
Reaction ya Tinashe says a lot 🤣🤣
Says 0%🤣🤣
Can't wait rara neside usarwadziwe
I watch from capetown..ndabva ndafunga kuvillage dzakagarirwa nyaya nemusha wese
Ndaona background yemadara arikuteerera nyaya iyi haaaa pakashata apo i cant wait
Uuum iyi ykapnga ,Rara ne side usarwdziwe ...l can't wait
I can't wait iyi ine vamiriri vanhu vakuru chaizvo
Waiting for this one iyi inonetsa kubheja unodyiwa mari. Vese vakashinga take take chaiyo.
whenever there is a crowd you know its gonna be lit
Taura hako
Kkkkkk
Face yemuchinda uyu ndoiziva iyi😂
Definitely tue to be raped time & again
Uuuuummmm iyi yakaoma iyi Tinashe can't wait for not excluded watching from Scotland Edinburgh
I always watch this here in Zambia
Gore rino tichadzidza zvakawanda naye murume weBota uyu 😂😂😂😂😂🙌🏾🙌🏾🙌🏾
Amen x7 arikuenda kudenga bcz he is a blessing 🙌🙏❤
Kkkkkkkkk english translation yakanyanya
I can't wait djooo....bota rodyiwa shem pano iii
Looking at the sad faces of those old people,this episode must be a sad one.....
Can't wait for this episode 😍 🙌
Kkkkkkkkkk it's the elders vakanyatsoteerera nekubata shaya for me l hope haisi 99.9% otherwise mkomana angarohwe uyo
dzafambirwa nyaya dzcho uuum, saturday kure
Nyaya yeRape inonetsa manj..ukanzi prover kuti hauna kuraper unoprover sei .watonyura
Rara so tenderera usarwadziwe, musikana akapfekenura...iyi episode ine moto
Omg 😲 💥panotoda ma popcorn nedrink rine ma ice 🧊 😍 kkkkkkk tichanakirwa Saturday night tichanakidzwa
😂 😂 😂 The whole village gathering to witness how bota was dished out... This is a not to miss episode 🤣🤣🤣
Aita mwana mudiki uyo haaa under age chaiyo ma1
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂 imagine
🤣🤣🤣😁🤣🤧
Iyi yakawoma iyi especialy if ingaphuma iyi zero percent! Madhara ese ayo will be tested kikkk
Kuunganirwa nemachembere ese aya.Bota rakonzeresa chokwadi 😂😂😂😂.I can't wait.
Gungano irooooo eeeh l bet it’s gonna be lit 😅😂😅😅
I cant wait for this one chakanyanya ichi😂😂😂
😂😂😂 can saturday be tomorrow
How come to you aaa wobatwa munhu ombozororera iwe womirira kubatwa kechitwo haaa panenyaya apa. Hanzi ndakazongoti rega ndimupe so kubatwa kwacho kuripai......
Waiting for this one Mr Mugabe
Sanitize us with another level of Bota family
Wakabatwa ka 2 ukaramba wakamira !
Akomana pakazara lets hope inoita 99,999
Patiently waiting for this kkkkk yeah ne kuona vanhu vose avo yooh
parikupisa guys 🔥🔥
Audience bhoo here. Kkkk mufana ukabhaiza ndikuona zvisiri kupera mushe
Pachapisa🔥🔥the whole village is gathered for the bota issue
Heyi pakaipa rara ne side can't wait to see
Can't wait it's gonna be lit with all the villagers
Panenge pacharohwa munhu netsvimbo apo tjoooh😆😆😆pakaipa
Ummmm ah pakaipa, we will be available hedu.
I can't wait
I can't wait rara so usarwadziwe😎
this gonna be lit ahoi Bota family ..i ccnt wait
Waiting
Mainini hope mukutaura chokwadi coz gender rangu ririkumbotisekesa kunze uku mazuvano,,,,, Ini ne village rose tamirira kuzonzwa zvizere panyaya yekupfekenura iyi
Come Friday
Hey machinda awo asi i hama dze mukadzi kanhi mufesi uyu pane nyaya kuona kwangu kuramba hake 99.9999%
Pakaipa apo mkomana akatinyadzisa anodakurohwa uyo vanhu vanehasha avo make sure kuti haasi kunyepa
Iiiii kkkkkkkkk rara neside can't wait to see this episode
Can't wait kkkkkk rara ne side usarwadziwa
Tinashe u a speechless
Iyi yakafitira kupisa iyi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkkkk pane paunotozombopererwa nemivhunzo after wanzwa zvawanga usingafungire from Ama2000
Mandivavarira yaaa
I can't wait for this
God pliz unfriday tomoro nd put Saturday 🙏
😂 😂 Y
Village yose iripo pabota family ichinzwa rara neside usarwadziwe
Bota family ahoy....... Can't wait...
Village rese ,waiting
Bota family l can't wait huyai henyu
Ngaiuye zvayo...mwana aisanduriwa sanduriwa uyo kuti zvisarwadze, ngatinzwei zvizere
Yeah bota riri kukamburwa zvebasa 😅😅😅😅 I can't wait to see this one
VaMaramba kikkkkk 🤣 🤣
Can't wait for this episode, parikupisa parikupisa
Mwana waforogonya party 2
The old village folks are shocked, despite kushaikwa kwemagetsi
Information yese iyo pacrowd 😂😂😂😂 haa vakanzwirira
😂😂😂😂😂😂vaMugabe mune basa zvakaoma apa raino rose rauya kuzonzwa maresults let's hope our gender will not disappoint us
🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔imarii kusvika ikoko kune nyaya iyi, kana zvichibvira ndokumbirawo munditumire location, iyi inoda live
Unoita witness to murder😢🥴🤐
Apa panenge pakazorohwa munhu kkk
Iyi panenge pane nyaya.
We the Bota family waiting patiently for this episode
Ndo DNA yevillage iye kkkk
Waiting for it
Mr Mugabe munebasa hombe Baba, But apa ikangobuda 99,99 muchinda uyo anopondwa apo
Musha wese uyu wakamirira results yoowe
Waiting patiently hedu
Mmm munyika mune nyaya shuwa nhai vaMugabe mombonatsovaonepi vanhu ava .
Can't wait for tomorrow apa pachanakidza
Waiting here like the green shirt guy at 1:09 😂
Ready Mr Mugabe 😔
I can't wait chiri kubvira ichi
Chopisa ichi chasava chako wega , tell nergbur
DNA closure we need police aside in case of anything, people are abused in different ways.
Zimbabwe my father's home land
Haaa iyi inenge ma1 pane village yese apa kkkkkk
Another forogonya can't wait for this one
We are still waiting for the espisods yamakaseka zvisingaite Mr DNA men what happened
apa muchinda akaita kugarirwa ne team rekuma 70s rikutoda musoro wake
Vanhu kuzoungana vakabata shaya kikikikii
Ummm pakaipa apo😎
Rara neside
Kana Mambo vaitadza kuitonga inoperera kwaTunashe mazvikokota
Vanhu kuungana kunge vakaunganira nhamo so
Rara soo usadzimbiwe kkkkk hey i know ka statement ikako but varume soo kkk
😃😃😃hanzi ndaneta imbomira
Pano ponamunhu here apa pakazara so
I can't wait for this wooo
Vanhu havaskurara sure
Mmmmm apa panenyaya yoooo ndibaba vekubereka mwana sikana uyo here??? Kana zvakadaro nyika yavekuyanda kumawere
Can't wait kunzwa nyaya yasimudza raini rose kkkkk kwanz rara so kut usarwadziwa
🤣🤣😍😍😍😍🤣🤣🤣🤣🤣
Nhai veduwee.mazuvano pari kubvira pano😂😂😂😂😂
Ichi chinenge chino pisa ichi 💯🔥🔥🔥 tato kanga tuma puti twekutsengera takateerera
Tinashe's face, is saying a lot, matarisiro aaita baba avo vekudya bota futi avo,anezvaanoreva chete, kuita sekuti ari saka hamunyare here murume mukuru
Patiently waiting