ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
😅😅😅😅 chero ikanzii ikutamba ne band yangu apa wazopererwa manje 😅😅
Zvauri ndoo zvandiri tiri zvatiri 😂😂😂😂😂 rasta ma1 😂😂😂😂
Chitowa
marinzwawo bar iro!!!!
@@homeboy6862 haaa JahB anondityora
😂😂😂
fretsnijocomic elder❤❤❤❤❤❤murimushonga we stressmunogona zvenyumay God bless your work guys❤💯💯
Bamnini Nijo munoda zvevamwe but zvenyu hamudi nazvo😂😂😂
Chero ikanzi irikutamba ne Nyami Nyami stars😂😂
Nijo is that toxic friend 😂🙌🏽
Ndakunzwirwa kunaka kwenyama nekiti😂😂😂😂😂😂
Zvauri ndozvandiri tiri zvatiri 😂😂😂
😂😂😂😂😂
Chibaba
Jah B chibaba natural Talent
We are messengers oooh hanzi hainakidze vanhu vainenzara😂😂😂😂
Kkkkk frets soo hanzi manga mazara vafanha vemapiano ah! Mapiano wakarimirana kuganho nawo wakamaramba futi kustudio kwamkoma nodza
Chitova vanemushonga wenhunzi kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂 guys we are human beings,,, motikuvadza mbabvu nekuseka 14mins non stop😂😂😂 mogona boys
Imbounzai Wessy Issa
The best ever episode... Nijo akatumira mwana wamai vake kunodyiwa iye usara nemari...
Nijo wakukanganwa vhiri😂😂😂
10:38 mushonga we nhunzi ndinawo, kana uchida kudzinga nhunzi pamba vhara gomba re toilet 😂😂
7:23 zvauri ndozvandiri, ndozvatiri 😂😂😂
Aaah Nijo anofarisa boys 😂😂😂😂😂 kamuface kanofarisa aka 😂😂😂😂 lol
Combination yenyu mahorror guyz keep burning 🔥 tosvika chete
The moment yandangoona jersey rakanzi NIJO nekasong MAGWEJA ZVINHU ZVINOSHANDUKA ndabva ndaziva kuti UPENYU IVHIRI RINOTENDERERA😅😅😅
15 minutes muchibhowa vanhu😂😂😂
Nijo anozonyanya kuvhairira frets anobhomubatsira
Zvauri ndozvanditi tiri zvatiri😂😂
Chikafu chachitova chakudyiwa neGreen bomber
Chero zvikanzii yatambaa neNyami nyami star's 😂😂😂😂
You have a natural talent Nijo...we are waiting for the next episode❤
Nijo dzinonyima amana😂😂😂😂🙌🏼
Wakutoita like watumira ambassador wako😂😂😂🙌🙌
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kurabaduka kunge tsunga😂😂 well done guys
Plus iwew unnge warega kunakidzaZvauri ndozvandiri tiri zvatiri hatina😅😅😅
Fridge kungoivhura yobaka😂😂😂😂
Kkkkk iyoyo handingati inhunzi magreen bomber
Tiri zvatiri😂😂😂😂aaaaaKubva nechivanga instead of money😅😅😅
Kkkk zvaur ndozvandr woo kkkk😂😂😂😂
Chashata chikafu chemu.....siya like this episode was full of statements Hanzi Nandine munhu akaenda
Munondigonera😩😩😂😩😂😂😂❤️❤️
Haaa better kuisira Switzerland mari than kutemwa nema cane 😂😂😂
Best combination ever.Continue with the good work vafana vangu
😂😂😂😂😂Iyoyo hatingatii inhunziii maa greenbomber chaiwooo
Jah Bee...masasi avo ma1 😂😂😂
Hah jezi iro ndere tanza shuwa....yellow yacho ye orange😅😅😅😅😅
..we are messengers woowooo😂😂😂
Jah BNikoFrets makumberi 😂😂😂 I like it
Zvauri ndozvandiri wo , tiri zvatiri 😂😂😂
Warelaxer kaaaaa wakuita sewakaendesa ambassador wako ikoko 🤣😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
"Zvauri ndozvandiri tiri zvatiri", haaa pachemwa apo😂😂😂😂
Jah man time traveller kkkk tiri zvatiri
Kurabwadika kunge mutsunga, hanzi haurwadziwe neushandisa mudziyo wako🤣🤣🤣
Kkkkk we are messengers oooh yakaoma kana yoimbwa naNijo
Hanzi ndakunzwirwa kunaka kwenyama nekiti 😂😂😂
Hanzi musi wacho ndichasimba kubata chitova iwewe wosimbawo kubata mwana wamai vako 😂😂😂😂
Takazotumwa nenhamo😂😂😂😂😂😂😂
Iyoyo hatingat inhunzi kkkkk kana green bomber
😂😂😂Munotengesa fridge iyi
Lol hanzi Fridge Yekungotipa Light😂😂
Kkkkkk hanzi ndoendesa half yei ini ndine mnhu akaenda
Hanzi imi mune bhawa Saka urikuda bhawa here😂😂😂😂😂Hanzi ndouya nechironda kwete mari😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk ndine munhu akayenda ikoko
😂😂😂😂😂 hanzi tiri ma messenger Hooo 😅😅😅 hnzi hezvo wakhudya nzimbe 😂😂😂😂😂 nijo. Kha
Jar Bee uri kugona bro❤
Hanzi zvauri ndozvandir, tiri zvatiri😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko ini ndichaendesa chiyi ini ndine munhu akaenda 😂😂😂
ndakunzwirwa kunaka kwenyama nekiti kkkkkkkkkkk
Frets: haaa wazoratidxwa kupererwa ,,, iyi chero ikatamba ne band rancu inongorohwa
Kkkkkkkk ndakusvikira uchidya nzimbe wani
Kkkkkk haaa team Mune nharo henyu
Zvauri ndozvatiri, tiri zvatiri😂
15mins uchibhohwa vanhu😂😂😂
Kungohwinha ticket wakuto manager ma Band 😂😂😂
Hanz ndakusiya uchiita program yenzimbe😂😂😂
😂😂 to us who like before watching 😊
Zvauri ndo zvandiri tiri zvatiri😹😹😹😹
Heee takazotungwa ne nhamo 😂😂😂😂😂😂😂 aaah aaah aaah pullo man selector
Frets nhasi zvirikwako 😂😂😂
Nijo mune dambudziko kuty kana vhiri ratenderera rikauya kwamuri munotaurisa,,,,😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Comic Elder Frets Donzvo Nijo muri vahombeee
Kkk iyiinodyiwa chero yakanzi ikutamba neband rangu asikaa
Frets ka 😅😅😅😅😂😂😂 chero zvikanzi irikutamba neband rangu
Side eye raChitowa bho here😂😂
Tiri tori zvatiri😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Hanzi program ye nzimbe 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk tosheya kufema kkkkk
😂😂😂😂Ndinoendesa sei ini ndine munhu akaenda😂😂
Chitova paReal akafita kuvhara.....sweet tongue ine muface anonzi chitova uyu uuuum
Kuzoti hanzi tora kamari kako😂😂
Mad combination 🤣🤣🤣 frets , nijo and comic
Kungohwinha 1 ticket wakuto manager maband
Kusimba kubata chitova
Friendship nemunhu sa nijo inorwadza chake ndechake chako ndechenyu 😂😂😂😂
Hanzi chandoziva ndechekuti mari yangu iri clean 😂😂😂😂
Vhiri razotendereraa manje 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂yea vhiri riya rakuita richi tenderera ka frets 😂😂
Nijo akacharger this time😂
Asi ukaona team yebhora yakurohwa ne band siyanai nazvo
Is the song for me 😂😂😂😂 we juc messenger woooo
😂😂😂😂😂 combination iyo mujama ,frets,lee naNijo haaaa panenyaya
Tarisa face yako makeni ka😂😂😂😂😂
Nijo uchandinyengera iwe mangwana ticket rangu rikaga😂😂😂
Chero rikanzi irikutamba neband ranku kkkkkkkkkk
Chitova : zvauri ndozvandir 😂
😅😅😅😅 chero ikanzii ikutamba ne band yangu apa wazopererwa manje 😅😅
Zvauri ndoo zvandiri tiri zvatiri 😂😂😂😂😂 rasta ma1 😂😂😂😂
Chitowa
marinzwawo bar iro!!!!
@@homeboy6862 haaa JahB anondityora
😂😂😂
frets
nijo
comic elder
❤❤❤❤❤❤
murimushonga we stress
munogona zvenyu
may God bless your work guys❤💯💯
Bamnini Nijo munoda zvevamwe but zvenyu hamudi nazvo😂😂😂
Chero ikanzi irikutamba ne Nyami Nyami stars😂😂
Nijo is that toxic friend 😂🙌🏽
Ndakunzwirwa kunaka kwenyama nekiti😂😂😂😂😂😂
Zvauri ndozvandiri tiri zvatiri 😂😂😂
😂😂😂😂😂
Chibaba
Jah B chibaba natural Talent
We are messengers oooh hanzi hainakidze vanhu vainenzara😂😂😂😂
Kkkkk frets soo hanzi manga mazara vafanha vemapiano ah! Mapiano wakarimirana kuganho nawo wakamaramba futi kustudio kwamkoma nodza
Chitova vanemushonga wenhunzi kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂 guys we are human beings,,, motikuvadza mbabvu nekuseka 14mins non stop😂😂😂 mogona boys
Imbounzai Wessy Issa
The best ever episode... Nijo akatumira mwana wamai vake kunodyiwa iye usara nemari...
Nijo wakukanganwa vhiri😂😂😂
10:38 mushonga we nhunzi ndinawo, kana uchida kudzinga nhunzi pamba vhara gomba re toilet 😂😂
7:23 zvauri ndozvandiri, ndozvatiri 😂😂😂
Aaah Nijo anofarisa boys 😂😂😂😂😂 kamuface kanofarisa aka 😂😂😂😂 lol
Combination yenyu mahorror guyz keep burning 🔥 tosvika chete
The moment yandangoona jersey rakanzi NIJO nekasong MAGWEJA ZVINHU ZVINOSHANDUKA ndabva ndaziva kuti UPENYU IVHIRI RINOTENDERERA😅😅😅
15 minutes muchibhowa vanhu😂😂😂
Nijo anozonyanya kuvhairira frets anobhomubatsira
Zvauri ndozvanditi tiri zvatiri😂😂
Chikafu chachitova chakudyiwa neGreen bomber
Chero zvikanzii yatambaa neNyami nyami star's 😂😂😂😂
You have a natural talent Nijo...we are waiting for the next episode❤
Nijo dzinonyima amana😂😂😂😂🙌🏼
Wakutoita like watumira ambassador wako😂😂😂🙌🙌
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kurabaduka kunge tsunga😂😂 well done guys
Plus iwew unnge warega kunakidza
Zvauri ndozvandiri tiri zvatiri hatina😅😅😅
Fridge kungoivhura yobaka😂😂😂😂
Kkkkk iyoyo handingati inhunzi magreen bomber
Tiri zvatiri😂😂😂😂aaaaa
Kubva nechivanga instead of money😅😅😅
Kkkk zvaur ndozvandr woo kkkk😂😂😂😂
Chashata chikafu chemu.....siya like this episode was full of statements Hanzi Nandine munhu akaenda
Munondigonera😩😩😂😩😂😂😂❤️❤️
Haaa better kuisira Switzerland mari than kutemwa nema cane 😂😂😂
Best combination ever.
Continue with the good work vafana vangu
😂😂😂😂😂Iyoyo hatingatii inhunziii maa greenbomber chaiwooo
Jah Bee...masasi avo ma1 😂😂😂
Hah jezi iro ndere tanza shuwa....yellow yacho ye orange😅😅😅😅😅
..we are messengers woowooo😂😂😂
Jah B
Niko
Frets makumberi 😂😂😂 I like it
Zvauri ndozvandiri wo , tiri zvatiri 😂😂😂
Warelaxer kaaaaa wakuita sewakaendesa ambassador wako ikoko 🤣😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
"Zvauri ndozvandiri tiri zvatiri", haaa pachemwa apo😂😂😂😂
Jah man time traveller kkkk tiri zvatiri
Kurabwadika kunge mutsunga, hanzi haurwadziwe neushandisa mudziyo wako🤣🤣🤣
Kkkkk we are messengers oooh yakaoma kana yoimbwa naNijo
Hanzi ndakunzwirwa kunaka kwenyama nekiti 😂😂😂
Hanzi musi wacho ndichasimba kubata chitova iwewe wosimbawo kubata mwana wamai vako 😂😂😂😂
Takazotumwa nenhamo😂😂😂😂😂😂😂
Iyoyo hatingat inhunzi kkkkk kana green bomber
😂😂😂Munotengesa fridge iyi
Lol hanzi Fridge Yekungotipa Light😂😂
Kkkkkk hanzi ndoendesa half yei ini ndine mnhu akaenda
Hanzi imi mune bhawa Saka urikuda bhawa here😂😂😂😂😂
Hanzi ndouya nechironda kwete mari😂😂😂😂😂