musharukwa akatora mutemo kuisa mumaoko ake nekuda kwekuti anoshanda namambo, kurova munhu, kuisa chitunha mumba memunhu, nekubreaker door hazvibvumirwe sei iye asina kuenda kumutemo before hondo yese uye ivo vanoporofita mhuri vega vachipedza sei
Kurova muroyi hakugadzirise nyaya , mhuri yemuroora yakatadza dai vakangoita wo zve magic mnhu zvopfuka zvega . Kunonoka kufunga uku bt mbuya ava vakarema havo pane mazi story apa
Zvichiriko here zvekuzvarira mimba izvi?.. She could have died of serious infections including the child vongoti zvishiri. Nooo this is heartbreaking vanhu should change go to hospitals not zvekupenga zvavanoita izvi.2024 kuzvarira mumba?😢😢😢😢😢😢
Nhai vanhu ve manicaland do u know bp sugar moyo asthma unoita sudden death ndopaya patinoti munhu anorohwa nezvishiri seek medical attention zvimwe zvinoda chipatara kwete maprofita ne n"anga sorry gogo
The poor woman. I think muroora had some complications paakazvara. It's sad our people are so stuck on this huroyi business instead of seeking medical help.
Mupurisa wamambo Marange akarongeka, well done mummy
Ndinomufarira zvekuti
Yes she asks very good and probing questions
I believe gogo
High level of bullying
Ahh ari mubereki wangu arohwa so topedzerana
Kutakura chitunha kuchiisa mukictchen mambuya ava imhosva nekuti muroora ane kitchen yake. Havana umboo hwekuti vamwene vakauraya muroora. Sorry zvenyu amai
Taura hko vazvi svagira ngozi
Bullying
Mbuya sorry zvavo chero dai vaine ruvokopo hazvizarwo mwakatopare ndaa
Kungo chembere chete wave muroyi. Inga zvakaoma, ma 2k aya haana matyira idi. Koo kungofamba first vatsvage chadya munhu pane kusimudza ruoko kurova chambere yakadai shuwa
mama officer nababa taps very good interviewers
Aaaaah pamwe vakauraya Vega vakutsvaga wekupomera mhosva yavo Mwari ngaatonge hake
Ndamboda kudonhedza phone yangu pandaona kafly pacamera yababa Taps ndichiti ndicho chiremwaremwa chirikunzi chakarova muroora chave kuda kundirovawo kkkkk
Kkkk hausi wega .nenio ndati maScary story aya unobatanidzwa .ndaionao 😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 me too
Ndazvìtawo funge kkkkkkkkkkķk😂
Kana neniwo 😂😂😂
Serious police case of GBH. Mudara hana respect yenutemo. Hapana zvakadaro. Vanhu vanojairira. Munhu anorova munhu mukuru kudai chirudizii? Ndosaka ngozi dzizere munyika. Maporofita apedzanjisha.
GBH .Ndoipi ..gender based violence err or rimweo bato iri .anhu akaanganisa hawo kurowe mbua azvikurira hawo
@@dasilva8081 grievous bodily harm... kurova kana kukuvadzq munhu vachitoziva, not by mistake
Gender based Hovhiyo 😅@@dasilva8081
Munoreva GBV here
Ndipeiwo ma likes ekutanga pano
Muroora akafa ngezvekumusha kwake .sei Mwana asina kuyamwa
Good question
musharukwa akatora mutemo kuisa mumaoko ake nekuda kwekuti anoshanda namambo, kurova munhu, kuisa chitunha mumba memunhu, nekubreaker door hazvibvumirwe sei iye asina kuenda kumutemo before hondo yese uye ivo vanoporofita mhuri vega vachipedza sei
Mupurisa WA Mambo akandifananira Na Funny Madhumbe
Ndazvionawo shuwa
Ndandichiitsvaga comment iyi kkkkk
Kkk haurevi nhema
Ummm uyu anyanya
@@letwinchigwada9926suwa like sisters
Ini hangu changu kuterera nyaya handipo to judge someone Only God Knows 🙏🏻
Umwe akaroyerwa kucommenter on comment section ufunge ngatifadze meso muromo zvinyarare😅
@@MckyStyMckySty it’s very true mdikani
😂😂 Kwa Freddie, zvakutyisa@@MckyStyMckySty
Taura hko
Ba taps 😅😅 nyaya dzonakidza kuonera pa channel yenyu dzimwe dzese dzango nhaaaaaro😅 keep giving us
Chokwadii 😂😂😂
Endezvedi haunyepi
Aaaaahhhh murora ano vingwa pamwe na tezvara mashura chaiwo end times sure Jesu huyai
Hazvina basa izvo kuvigwa kuvigwa musangokoshesa zvinhu zvisina bass
Muroora akawurairwa kuramba kugara navamwene pavakaita cholera kechi 2.
Exactly ukanytsoterera kutaura kwavo vamwene ummm😢
Pane nyaya .kosei Hama dzawo dzisina kuuya
Ko baba vanomukirei nhaimi kkkkk
Mbuya ine nyaya iyi hanzi baba vangu ndongonzwa kuti anomuka kkkkkkk
@@ElizabethMatanha vakaramwa vakati ana baba venyu ndongavauye vatiudze zvakaitwa mwana wedu kwete imi vana
Avo baba vemazino anenge njiri thinks he is above the law ngavasungwe nonsense
😂😂😂😂😂
😂😂😂 mazino
Um tinozvitsvagira mhepo vanhuwee nezvinhu zvisina bsa. Kurova mbuya yakadai so matambudziko aunozvitsvakira shame
Ini handidi munhu anonanga mubereki
Taura hako kani 😢
Kani neni vabereki vangu handidi navo
Ummm hamusati mambosangana nazvo
Ko kana vachiroya?
Saka vanoroya ndevanani
Vabereki vemukadxi vakakanisa zvisingaite vaifanha kuenda kwamambo kwete kutinga musha wevanhu
Igodobori iro haana zvaanoitwa
Baba taps tauriranai na doctor mukotsanjera..hey hey zvatakuona now it's bad kuona zvinhu zvisina sound
Asi vakanetsana
I don't but vanhu wacho manje warikufamba na mukotsanjera wakuita zvawanoda manje
Sekuru nambuya avo vanechekuita nerufu vese na amwene vanhu vasingarere mufu anorwa ega vanochaya nezvidhoma kwete nemaoko varoyi vevanhu
Chivanze chiri smart 👏
Imiwooo mhai mroora arohwa nechiremwaremwa mukaitawo sei samai
Tasuwa tsoka isu baba Taps imbotipaiwo tinzwe
Nhai zvako
Imbwa haihukure sadza... Its not easy kungorova mnhu panyaya dze huroyi... Kuzoona paitwa zvekurovana zvabvira kure... Vamwe vana vakafa nei and vamwe varoora varipi... Huroyi huriko guys.. Nhamo kutoitwa igopera mwana oenda asina kutaura namai vake imi nyarari hapana chamukuziva apa
Kutorova munhu kwamakaita uko imhosva....muchasungwa imi
Mmmm kuchembera chte wakutoroya veduwe sometimes kuzvarwa kuzvitangira hondo
Makatadza nei kurapa mwana wenyu kana murimurapu
Nyanga haizvirapi
@@RoshneySasha-fq9fdhanzi mwana wavo. Kwete ivo kkkkk
Isuspect bambomukuru ava
They are bullying gogo
I'm first ❤❤❤❤
May God bless this vamkuru vane wisdom yakanaka
Mbuya iyi handifunge kt irikunyeperwaba inenge yakaisa muroora paduty ngavaende kwamukotsanjera
Kurova muroyi hakugadzirise nyaya , mhuri yemuroora yakatadza dai vakangoita wo zve magic mnhu zvopfuka zvega . Kunonoka kufunga uku bt mbuya ava vakarema havo pane mazi story apa
Taitye Kuba magwavha Kumba kwavo tichakura🤦🤦🤦🤦🤦
😂😂😂😂
Nyuchi iyoooo 😅😅😅😅😅😅😅😅😅 ahisi kuda kukurumai here ba taspy
Pacamera apo handicho chiremwa remwa chachona ere yohweee ndavhunduka ini😢
😂😂😂😂😂ndashamiswawo
@@aminaamina43 Yooo ndapotsa ndasiya phone pasi🤗🤗 and the zzzzzz sound yechinhu ichchonyaitonzwika pa camera ah kkkk
@@LettyShawty 😀😀😀😀😀🥱
@@LettyShawty😂😂😂😂😂 unopenga
Neni ndashayawo kuti inhunzi rudzii kkkkkk
Hapana ane pinjis here abvise kazino hwani kasara ako😅
Mupurisa wamambo marange uyo anogona basa, zvekuti Dai iri iye mambo
Kamudhara kezino rimwe ako kakaenda kwaTasvu kanobatwa kuti karoyi chete
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hahahaha
🤣🤣🤣🤣
Veduweee 😂
Handigone nemisekuru machokwa ❤ munondigonera mwari ngarambe echikuchengetai
Ba Taps kana muchazoshanda paye pamakamirira gudo husiku hwese makashanda paye
😂😂😂Kkkkkk wazvifungasei 2024
😂😂😂😂aah paya vakashandiswa kani
😂😂😂😂 paya asi kaSekuru Kaye kaaa
😂😂😂😂 very true
Kkkkk gudo remagirazi ayas. Sekuru vaye torai mari united
Amwene vakadhinhiwa kuti muroora akaramba kundichengeta
Iyi nyaya yaida kuiswa mudare ramutasa
Mubereki haanangwe uroyi😢👀😎
Karanganda picture quality zvamamanje you are best
Baba taps siyayi zvekuma sabhuku ... vanhu vakaungana hazvichatinakidzi ,ita nyaya dzakaita seidzi,.... chero couples connection is much much better zvekuenda kumatare mukuti ruza hamuchatifadzi impve there
Chokwadi
Kkkkkk ndaseka zvanku
@@GOATMASTER-pj7hdngavangoite zvese
Sure
True
Haa baTaps picture and sound quality munopakura manyama.
❤❤❤❤❤❤❤❤❤Yooh chiremwaremwa kuuraya munhu hre uuuuuum danai tsoka vapedze masports ❤❤❤❤❤
Kufa kwamudhara uku kunenyaya futi uuuum
Zvichiriko here zvekuzvarira mimba izvi?..
She could have died of serious infections including the child vongoti zvishiri.
Nooo this is heartbreaking vanhu should change go to hospitals not zvekupenga zvavanoita izvi.2024 kuzvarira mumba?😢😢😢😢😢😢
There is no smoke without fire
Nyaya iyi Haina kucheapa 😢
Kungochembera chete wakutonzi muroyi. Zvakaoma chokwadi. BaTaps ko dzekwa chief Mutasa how far?
Sekuru ava vanogonawo kunge varivo vakadya muzukuru wavo
Mbuya ndoyakatuma chiremwa remwa iyi
Hakuna munhu anorowerwa pasina taida kunzwa both sets of pple
Asi mukuzwawo kwangu chiremwa remwa chikarowa munhu haararami asi kashoma chinenge chrichekutumwa
Gogo vakuitwa scapegoat mwana akaurawa nevekumusha kwake kana kuti majamwari manyuwani vakatora advantage yekuti zvaakunetsana naamwene vakamuuraya vamwene ndivo vachapumhwa😢😢😢😢😢
VaMachodoka musadaroka anhuwe ,chipotofita chenyu ichi chezino rimwe munobara ndaa
Bhambomkuru muri mboko last number hamugone kutonga imi ,apa matoparira vazukuru vana vevana mwana wenyu wacho ,murimbooooko
Officer warisei zvavo avo😊😊
Ava mudhara Ava havabatsiri vakadii kuchengeta means vavo mudzimu vekupi usingachengetimhuri
Yeah hushereketwa huriko chokwadi chiremwaremwa Dai vanhu vaziva mwari chokwadi tisatora mweya we munhu muridzi ndiye amire panezvese zviripanyika ndiye mupi nemutori kwete isu vanhu
Ummm zvakaoma, thanks Karanganda ❤
Ngatisati kana munhu achembera muroyi ...ko kana akarohwa nezvemunharaunda or kumusha kwake
Waiyepoo here😂😂😂
Huroi hunogona kunge huripo sure ASI strategy yakashandiswa haisiriyo
Mukwambo Gurudza kkk😂 that's my first time kunzwawo nyayo dzemuraini medu pano
Ko makadii kusiya arikumba kwake, makagadzira mwana wenyu chete munyerere, akazomuka achirwa mhosva dzake ega
Mutemo Mutemo hamuna mvumo yekutora chitunha muchiisa mumba mavo plus kurova Mutemo ngaute basa mapurisa Sungai baba avo
Ndiyo inonzi na Mambo Mutasa violation of a dead body.
😂😂😂😂😂@@Olcool
Kamdara aka handikachenese, kuoma zino nekurova vakadzi
Kushata hamusi kuroya.ko vamwene sei Hama dzawo dzisina kuuya .pane nyaya apo.kufirwa kwakaoma
😂😂😂😂😂iwe same same
45:10😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Avo blaz vakutaurawo zvamdara haa pakaipa apa
Kamudara aka kanedzungu...
Kutonyengerana nemkdz wacho😊
Vanhu ava ndavafambe kwete kungotaura taura
Baba Taps fambai naTsoka matiregerera plz
Ngatityei Mwari sure ava vanhu vanopenga sekuru ava anoroya chete Machdo iro izino here
Une umbowo here😊
Ko couples connection how far baba taps plz plz
Ndoda kumvunzawo hangu nhasi chokwadi vanhu kurovera munhu nechimuremwaremwa ko moidii kurovesa anemari vafumi mhiri kwemakugwa uko endai munotora Mari nyika iite Mari pane kutambisa zvimuremwaremw
Mbuya ava vanenge vaifamba nemuroora pakazofamba akuramba mhepo iyi ndopakazorohwa
Uuuum ndine doubt namai avo mafire akaita baba ukuo murora akazorohwa kubudikidza wasisavirirane uuuum pane something
Neniwo andivachenesi mbuya wako awo
Chei
Saka makarwadziwa kuti akaramba kukuchengetayi ka mukamurovesa Amai
Kuisa muroora mukitchen yava mwene imhosva .ingozi huru .vakadzi vaviri havachemerwi mumba imwe. Dhara iyo ine mhosva kuvur kitchen yemunhu
Haaa chero vakave avo muroyi haaaa kuvarova azviite neku kura kwavo ikoko
Ini angu ndingaite back to sender chero ukarova wafa wafa aachadzoki
Kana varivo vakaroya danda ndomushonga
Gogo uuuummm munenge mune ruoko pamuroora imi
Nhai vanhu ve manicaland do u know bp sugar moyo asthma unoita sudden death ndopaya patinoti munhu anorohwa nezvishiri seek medical attention zvimwe zvinoda chipatara kwete maprofita ne n"anga sorry gogo
BP inorovesa munhu nechiremwaremwa 😊
Zvimwe futi hazvidi chipatara
Saka ukaita zvirwese zvese izvozvo unobva warohwa nechiremwa remwa here kumwe kutaura so
@@NomatterSibanda-ve9fg aAnopenga uyu
Haapengi bats do have rabies too remember animals with rabies became aggressive, if you check bat rabies is called lyssavrius
@@NomatterSibanda-ve9fg havazivi african science ava kkk
Baba muripo here🎉kkkk mapera
What is Chiremwaremwa?
Saka sekuru ava vanozviti muporofita asi vakadini kubatsira mwana wavo or kuzviona pamweya?
Jesooooo inga marange yakatakurao kurema nhyiii imi
Hatina kumbohwa pakafambiwa nambuya vanonzi muroyi zvakabvakupi,, panodiwa umbowo
The poor woman. I think muroora had some complications paakazvara. It's sad our people are so stuck on this huroyi business instead of seeking medical help.
Ukaiswa shaya padivi ndopauchadzidza kuti kunevaroyi zveshuwa kana usati wamboroiwa nyarara
Taura hako alchiremwaremwa ndochakashanda basa
mbuya nyararai henyu mwari anemi kasekuru ndokakauraya
Bamukuru vanechokwadi chavanoziva
Varume makapara ngozi humboo hwekuti vakauraya ndiani utora muroora kumuisa kuimba yavamwene imhosva zvakare so tsoro yamaita iyi ma 1
Kungoti pakangoita chembere muraini atowe muroyi kuchembera yatowe mhosva uye kwakutotyisa
After giving birth ndakatambura ne gumbo blood clot ende ndairwara I couldn't tell Kuti chii bt ndakagara muhospital kusvika ndapora..so vanhu kadzi tinosangana nezvakawanda
Waiyepoooo here eeehh ndaiyepo eeh usazoshoraba
Zvakaoma ndarwdziwa zvangu ko kurova ndokupedza kutaura hr vekumuroora makaita zvakaipa. Kuchembera hazvirevi kt muroyi
Bambo vakuru handivachenese avo he is my suspect. Baba Taps toay.Mukotsanjera anopedza maspots ese
Baba taps ko couples connection yakadii matiregerera.. Ndoo program yandakatanga kukuziyirai
Inini handisi kupumha but mukaona vanhu vakudaro kumamisha totozivana kuti muroyi ndiani... N muroyi handina tsitsi naye
Zvinonzwisa tsitsi shem chese chaitika kunongonzi chembere 😢😢😢ameno kuti kuchembera imhosva here😢😢
Aaaah ndisekuru ndatoti ndibaba vekubereka ini,tsek zizino
😂😂😂😂😂😂😂