Thank you for being real Andrew Neshamba… at least you can tell the difference panyaya dzemhepo idzi. Zhinji dzacho feki chaiyo zviya zvekuda kumakisana mumhuri. Especially inoti I will show you pandiri yanzi chiti tungamira yotanga kudzungaira kuita violence. Madzi Mambo should punish vari kunyepa vese
Dai vanhu tichidzidza kt business reropa wl never be successful sure uyu muurayi kubata vanhu chibharo ouraya apa hapana chaainacho eish Sisi Beauty rambai makadzvanya ipapo musamusiya uyo
Dr Mukotsanjera imbwa yegorongozi hero basa bvondo bvondo
Uzumba ne Chipinge dzikuvhura hombe.thanx Shumba for taking us to another revho.
Nyaya dzengozi batai Mukotsanjera ndokumunda kwake
Vaendesei kuna mkotsanjera shumba yengozi
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya🏃❤️
Yooo kumba kwedu chaiko pa nyamakope apo ❤❤❤
Drewmas Media taking us to another level. 🎉❤
The song still shines
Vane Shamba mrikubata basa guru. Rambai makadaro.🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
Kumusha kwangu
Ngozi dzese dzinoda gamba reva Tangwena muteyi tsoka varibarwe powered by sekuru Marangwanda
Kkkkk
Tsoka number 1
Drewmas Media HUCHI Baba❤❤❤
Andrew hwakuzotora mukombe nekuenda kuna Tsoka ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Tazvida paaka imba achiti mazuva ano zvinhu zvachinja hama yako ino gona kuku uraya ayisa reva nhema.
Mushonga wengozi kuripa.
Zvataida,UMP kumusha kwangu
Kkkkkkk zvataidza district ndokumusha
kumusha kwangu chaiko Panyamhara apo
Mhondi kujeri kunyangwe mukaripa
Haya
Manje dremas media ma kugona torai mukotsanjera tipembere ❤❤❤❤
Vaneshamba murikumusha kwangu chaiko
Neshamba you must cover ziFACE riripa T-Shirt yaSabhuku iro mhani
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂haaaaaaa so vashaya hembe here
Hey, hey vakomana kushaya mugwagwa here uko, kutotyaira nemusango. Hmm uita mamvemve chaiko. Saka hakusvikikeka kana kusina motokari, vanhu veko varipanguva yakaoma namwari.
Love you vaneShamba
Zvaoma shuwu mwari
Hakuna Nice man akadaro regai zviende😂
pfeee paUzumba waiting for Tsoka
Tilimo tamilila nhau ya mandi hoye❤❤❤❤❤
Zim yakutyisa inyaya yenzara here😂
Thank you for being real Andrew Neshamba… at least you can tell the difference panyaya dzemhepo idzi. Zhinji dzacho feki chaiyo zviya zvekuda kumakisana mumhuri. Especially inoti I will show you pandiri yanzi chiti tungamira yotanga kudzungaira kuita violence. Madzi Mambo should punish vari kunyepa vese
Itai kt tinzwe mandi
Uzumba
Zvakaoma
saka ndiyani achctambira pfuma
UMP neChegutu zviri kuvhura hombe.
Tsoka hero basa ...heeeeyi
Nyika yedu ichagadzikana riini zvinenge zvirikubata munhu wese asina nhamo idze tendai Musiki ne Mateteguru venyu shuwa Horobwa Huroyi Mabhinya kwa Honde ndivo vari pambere
Ngavaende kwaTsoka toda kuziva kti vachapa ani mombe dzengozi ivo vakazvidyira vega mazai avo.. YekwaRusape takaimirira hedu Andrew
Never trust anyone the world is very cruel kurara with your sister nekumuuraya uuummmm nooo usimbe hwega
Tongai tinzwe
"Mufi ndimaiguru vangu ndiri sabhuku kudai" 😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mhepo inotaura munhu wainoda kuti apihwe zvinenge zvaripwa/mufi ndiye anotaura ega
Nhai madini kuenda kumapurisa
Please Andrew toda futi kuti sekuru mukotsanjera vaburitse nyaya yemukomana wekufira nyama akachererwa mumba naamai vaye
Mazvita makorekoresong😂😂😂jaivha.tatotang a missed yu mkoma andrew
Sungisayi mondi iyo
Pakuda sekuru mukotsanjera vanopedza masports
Dreams media kuvanhu
Vhivha drewmas
Ko gomo iro ndiro chipinge here
Inga ngozi dzemahure dzikupisa
Mhepo yakat budai Mese tipeedzerane nemunhu wangu .....I wonder chiii chaizoitika 😂😂😂😂azoona ndondo.mumbamo..
Please pedzisa nyaya dzako kusvika kumagumo kwadzo kuti tigoziva kuti zvakazopera sei
Saka ngozi yacho icharipwa kunani izvo zvakaitwa neveropa
Zvataida rural district kumusha
Shumba yengozi batai tsoka
Hauchazi wekawiwi wawekashiri kupi iwe kwedu hakuna mhondi 😂😂
Basa ramkotsanjera iri ngaendeswe ikoko varikutiza ava vauye vega
Face iri patshirt yasabuku hamukwanise kuivhara here. Kana kuti Musa taure nevanhu nevanhu vano pfeka matshirts akadaro. Tibatsireiwo vane
Shamba
Kkkkk truth
Hanzi paitikei zve pauzumba pangu apo
Mandi ! Mandi !Bee a Bee ! 🧘♂️
Imbomirai nemadhara aya euzumba timbosona mandi
Tinemi drumsa
Abiyedu woyeeee
Ko chipinge inouya nguvai( mandi)
Sabhuku tibvisireiwo Zanu T shirt nekuti muri munhu vevanhu vese not Zanu-PF
Shumba hamuna sekuru vasina mikadzi here asking for a friend
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Chii chinopa munhu kubata hama chibharo zvakaoma hazvo
Nungo dzekushanda
Hurombwa
Hurombwa,huroyi,nungo dzekushanda kuda kudya zvakapfava sehonye
Ndabatikana nechibharo chakabatwa paDomboshava kwaTinashe Mugabe apa kutozvida iwe wakambunyikidza chimumu ari mwana futi
Hande Kuna Mandi Andrew
Drewmas media murirudadiso....tasvika here Chipinge?
Tiripo padrewmas media tichichikaira kuenda chipinge
Isisu nana bae Tsoka tavako Chipinge😂
Taapo pauzumba now waiting for mandi
Zvako Mandi takatomirira kuona achikwapaidza Bee mbune kwete mwana anopindirwa muLabour neumwe unhu asina kumuuraya
Kungoti kwakusati kwane technology dai akaitwa post-mortem and kutariswa hurume pa rape
Dai vanhu tichidzidza kt business reropa wl never be successful sure uyu muurayi kubata vanhu chibharo ouraya apa hapana chaainacho eish Sisi Beauty rambai makadzvanya ipapo musamusiya uyo
Drewmas Media taking us to another level 🎉❤